< VaEfeso 1 >

1 Pauro, muapositori waJesu Kristu nechido chaMwari, kuvatsvene vari muEfeso, nekune vakatendeka muna Kristu Jesu:
Ik' shunon Iyesus Krstossh woshek wottso P'awlosoke, Iyesus Krstosn amanek wottswots, Efesonitse beyiru S'ayinwotssh.
2 Nyasha kwamuri nerugare rwunobva kuna Mwari Baba vedu uye Ishe Jesu Kristu.
No nihi Ik'onat nodoonz Iyesus Krstosokere s'aatonat jeenon itsh wotowe.
3 Ngaarumbidzwe Mwari uye Baba vaIshe wedu Jesu Kristu, wakatiropafadza neropafadzo yese yemweya pazvinhu zvekudenga muna Kristu;
Darotse fa'a shayiri deer jamo Krstosn noon deertso no doonz Iyesus Krstos nihi Ik'o údewe.
4 sezvaakatisarudza maari pasati pava nekuvambwa kwenyika, kuti tive vatsvene, uye vasingamhuriki pamberi pake murudo,
S'ayinonat eeg eego deshawwotsi wotaarr b́ shinatse nodaatsetwok'o datsu b́ azeftsere Krstos weeron noon gal b́dek'i.
5 agara atitemera mukuitwa vana kwaari kubudikidza naJesu Kristu, sekuda kwakanaka kwechido chake,
Ik'o b́ geetso sheeng keew b́ wottsotse Iyesus Krstos finon b́ nanaúwotskok'o no wotish bale noon marat'b́dek'i.
6 kuve rumbidzo yekubwinya yenyasha dzake, madziri wakatiropafadza muMudikanwi;
Hanowere b́ k'al b́shune na'o weeron beenon noosh b́ imts mang wotts s'aato b́ úditwok'owe.
7 watine dzikunuro maari neropa rake, iyo kanganwiro yekudarika, zvichienderana nefuma yenyasha dzake,
Ik' s'aati s'eenatse tuutson b́ naay s'atson keeweyat no morrosh orowa eto daatsrone.
8 dzaakawanza kwatiri mukuchenjera kwese neungwaru,
B́ s'aatono ayidek't noosh kuut're, danonat dani teleefonowere,
9 azivisa kwatiri chakavanzika chechido chake, sekushuva kwakanaka kwake kwaakaronga pachake;
Ik'o b́ shuntso Krstos weeron bali b́ k'úmtsok'on ááshat teshts b́shunman no danetwok'o woshre.
10 kuti pakubata kwekuzara kwenguva, aunganidze pamwe zvinhu zvese muna Kristu, zvese zviri kumatenga nezviri panyika;
Dúri s'uwi aawo b́ bodor Ik'o finats b́ jitsts b́ k'úmtsman daronat datsatse beyiru azeets jamwots ko'ide'er ik s'uzo Krstos shirots bo wotitwok'o b́ woshiti.
11 imo maari, muna iye matakawanawo nhaka, yatakagara tatemerwa zvichienderana nechiga chaiye anoita zvinhu zvese zvichienderana nezano rechido chake,
Jam keewo b́ took shunok'on finiru Ik'o bali b́ k'úmtsok'on Krstos weeron b́ jirwotsi no wotitwok'o noon marat'b́dek'i.
12 kuti tive rumbidzo yekubwinya kwake, isu takatanga kuvimba kuna Kristu;
Man b́wotwere Krstosi jángon shintswotsi wottswots noo Ik'o b́mangosh no úditwok'owe.
13 nemwi muna iye, manzwa shoko rechokwadi, evhangeri yeruponeso rwenyu; kuna iyewo matenda kwaari makapiwa mucherechedzo neMweya Mutsvene wechivimbiso,
It it kashosh doo shishi aap' wottso ari aap'o it shishor Krstosi it amani, mank'o bí itsh imosh jangit b́ teshts S'ayin shayri matabo itats togk'rere.
14 ari rubatso rwenhaka yedu, rwuve rudzikunuro rwezvakawanikwa, kurumbidzo yekubwinya kwake.
Shayiranwere b́ mango údosh b́ wotitwok'o Ik'o bík wotts jamwotsi b́ kashifetsosh nodaatsit naatosh dets nodek'tsoniye.
15 Naizvozvo iniwo ndakati ndanzwa zverutendo rwenyu muna Ishe Jesu nerudo kuvatsvene vese,
Eshe doonzo Iyesusatse it detsts imnetiyonat S'ayin jamwotssh it detsts shuno shishat,
16 handiregi kukuvongerai, ndichikurangarirai paminyengetero yangu;
itn Ik' k'onon gawfetsat it jangosh Ik'osh údo t'intso need'iratse.
17 kuti Mwari waIshe wedu Jesu Kristu, Baba vekubwinya, akupei mweya wekuchenjera newechakazarurwa paruzivo pamusoro pake;
Mango bísh wotitwo no doonz Iyesus Krstos nihi Ik'o ayide'er it danetwok'o dani teleefonat bek'i shayiro itsh b́ imetwok'o Ik'o k'onitwe.
18 meso efungwa dzenyu avhenekerwa kuti muzive kuti tariro yekudana kwake chii, uye fuma yekubwinya kwenhaka yake pavatsvene chii,
Aaw naari jangosh it s'egetsok'onat S'ayinwots bo naatet mang wotts ristiyo aawk'o ayi b́ wotok'o it danetwok'o it nibi ááwo b́ sháánetwok'o Ik'o k'onitwe.
19 uye kuti ukuru hwakapfuvurisa hwesimba rake kwatiri isu tinotenda chii, maererano nekubata kweusamasimba hwesimba rake,
Tatsdeshaw bí angi eeno noosh amanirúwotssh aawk'o een b́ wotok'o it danetwok'o Ik'o k'onitwe,
20 raakashandisa muna Kristu, achimumutsa kubva kuvakafa, nokumugarisa kuruoko rwake rwerudyi panzvimbo dzekudenga,
Bí anigi eenano finats b́jiitsi k'irotse tuzdek't darotse b́ k'ano maants b́ beeztso Krstosne.
21 kumusoro-soro kweutongi hwese, nesimba, neukuru, neushe, nezita rega-rega rinodanwa, kwete kwenguva ino chete, asi kune inouyawo; (aiōn g165)
Ik'o niho Krstosi darotse b́ k'ano maants b́ beez aaw naari alguroniyre, aloniyere, naashoniyere, angoniyere, doonzwottsonat shúúts jamoniyere damb aaninwere datsan s'uzats b́ woterawo weet datswatsnorniye. (aiōn g165)
22 akaisawo zvese pasi petsoka dzake, akamupa kuva musoro pamusoro pezvese kukereke,
Jam keewo b́ aali shirots woshdek't bísh b́keewiyi, Ik' maatsnowere jamoniyere damb b́ wotitwok'o tooko bín b́ woshi.
23 ndiwo muviri wake, kuzara kwaiye anozadzisa zvese mune zvese.
Ik' moowniye bí atsuniye, jamó b́ jamon s'eentsitwo bín s'eenon kiitsitwaniye.

< VaEfeso 1 >