< VaEfeso 2 >

1 Wakakuraramisai, imwiwo makange makafa mukudarika nemuzvivi,
It it daadonat it morri jangosh it shayiri beyon k'irk itne it teshi,
2 izvo zvamaifamba mazviri kare maererano nenzira yenyika ino, maererano nenzira dzemutungamiriri wesimba redenga, dzemweya unobata zvino muvana vekusateerera; (aiōn g165)
Manoor datsanatsi gond sha'ok'owa it sha'efoni, aaninwere jongatse fa'a shayiri angwotsi keewirwosha it alefoni, bíwere and azazeraw ashuwotsatse finiru kim shayironiye. (aiōn g165)
3 vataifamba tesewo pakati pavo kare mukuchiva kwenyama yedu, tichiita kuda kwenyama nekwefungwa, uye pachisikirwo taiva vana vekutsamwirwa, sevamwewo.
Nó jametswere haniye shinon bo dagotse no meets shunok'onat no maac' gawirwo shoydek'at sha'at no meets tewnok'o beyaatniye no teshi, k'oshwotskok'o no azeewon Ik' fayi shirotsne noteshi.
4 Asi Mwari, wakafuma panyasha, nekuda kwerudo rwake rukuru rwaakatida narwo,
Ernmó Ik' maac' k'ewo ay b́ wottsonat noosh b́ detsts shuno een b́ wottsatse tuutson,
5 kunyange takange takafa mukudarika, wakatiraramisa pamwe naKristu (makaponeswa nenyasha);
No morron k'irk nowotiyaloru Ik'o Krstosnton kashetswotsi no wotitwok'o woshre, it kashwere b́ s'aatone.
6 akatimutsa pamwe naye, akatigarisa pamwe naye kunzvimbo dzekudenga muna Kristu Jesu;
Ik'o Iyesus Krstosnton k'irotse tuuzt daritsi beyokoke bínton noon b́beezi.
7 kuti nenguva dzinouya aratidze fuma hurusa yenyasha dzake muunyoro kwatiri muna Kristu Jesu. (aiōn g165)
Han b́k'alwere Krstos Iyesusn noosh k'eshdek't b́kiitsts doowonat bínton nutsiyetwo deshawo s'aati gaalo weet dúrwotsitse noosh kitsosha etniye. (aiōn g165)
8 Nokuti nenyasha makaponeswa nerutendo, uye izvi hazvibvi kwamuri; chipo chaMwari;
It it kash imneti weeron wotts s'aatone, manwere Ik' ima bako itokikaliye.
9 hazvibvi pamabasa, kuti kusava neanozvikudza.
Konwor asho b́ id'aawok'owa, kashiyit s'aato b́daatse finonaliye,
10 Nokuti tiri basa rake, takasikirwa mabasa akanaka muna Kristu Jesu, Mwari aakagara agadzira, kuti tifambe maari.
Noo Ik'o bal b́k'anits sheengo finefetsr nobetuwok'o Krstos Iyesus weeron aaniyi azeets Ik'i aztswots noone.
11 Naizvozvo rangarirai kuti imwi maimbova vahedheni munyama, vanonzi kusadzingiswa nechinonzi kudzingiswa munyama kunoitwa nemaoko,
Mansh eshe, bal it shwewon Ik'i ash woterawwotsi it teshtsok'o, Ayhdiwots ash kishon gofo boamtsosh it'fetst itsh gof amawwotsi ett boc'ashfok'o,
12 kuti panguva iyo makange musina Kristu, muri vatorwa paubwo hwaIsraeri, uye vatorwa pasungano dzechivimbiso, musina tariro, uye musina Mwari panyika.
it Israe'el ashuwotsnton gonke deshawwots, Ik'o bí ashuwotssh b́jangitswtsats need'iyets aap'i taarwotssho ib wottswots, datsanatsnowere it jangiru ik keewalonat Ik'alon beyirwots, manorowere Krstosatse wokat it teshtsok'o gawde'ere.
13 Asi ikozvinowo muna Kristu Jesu, imwi maimbova kure, mava pedo neropa raKristu.
Andmó it haniyere shin wokat teshtswots Krstos Iyesusn wotdek'at b́s'atson t'inrte.
14 Nokuti ndiye rugare rwedu, iye wakaita zviviri zvive chimwe, uye wakaputsa mudhuri wapakati wekuparadzanisa,
Noon k'ált teshtso fayi girgido b́meetson gáákt Ayhdiwotsnat Ik'i ash woterawwotsn ik woshtso nojeeno Krstosiye.
15 aparadza munyama yake ruvengo, iwo mutemo wemirairo pazviga, kuti asike maari vaviri vave munhu umwe mutsva, aite rugare,
Git jirmanotsitse bínton ikwotitwo ik handr asho azosh Muse nemi tzaziyonat b́ niwwotsi gaakt jeeno b́woshi.
16 uye ayananise vaviri kuna Mwari mumuviri umwe kubudikidza nemuchinjikwa, auraya ruvengo nawo,
Mask'aliyatse k'irtnwere s'aaleyar beyo k'aaúbazre, gitetswtsnowere ik atso woshdek't Ik'onton maniree.
17 uye wakasvika akaparidza rugare kwamuri imwi maiva kure, nekune avo vaiva pedo;
Waatnwere, wokat teshtswotssh itnat karnt teshts ayhudiwotsshowere jeen dooshiy aap'o nabre.
18 nokuti kubudikidza naye tese tine mapindiro neMweya umwe kuna Baba.
Bíyatse tuutson no gitetswor ik shayiron jisheyr nihok t'inetwone.
19 Naizvozvo zvino hamusisiri vaeni uye vatorwa, asi vebwo pamwe nevatsvene uye veimba yaMwari.
Mansh eshe it S'ayinwotsnton ik datsi ashuwotsnat Ik'i maa ashuwots itna bako haniyere okoon ibonat ashdatsi ashuwots itnaliye.
20 Makavakwa pamusoro penheyo dzevaapositori nevaporofita, Jesu Kristu amene ari ibwe repakona.
Woshetswotsnat nebiywotsn need'itsats agerte, ageyiru maamansh tungúshatse shutswotse kaatsde detset shúts kup'o Iyesus Krstosiye.
21 Maari imba yese yakabatanidzwa ikure ive tembere tsvene muna Ishe.
Maa eenmanu b́ jamon bín ikok desheyarr doonzo S'ayin Ik' moo wotarr eenetwe.
22 Maari nemwiwo makavakwa pamwe muve ugaro hwaMwari muMweya.
Ik'o b́ shayiron bíts b́ beet moo wotosh itwere Krstosn tohaar ageetute.

< VaEfeso 2 >