< 2 Timoti 1 >

1 Pauro, muapositori waJesu Kristu kubudikidza nechido chaMwari, zvichienderana nechivimbiso cheupenyu huri muna Kristu Jesu,
Njame, Paulo mutumwa wa Klistu Yesu kwelana ne kuyanda kwa Lesa, walatumwa kuya kukambauka sha buyumi mbwalatushomesha mukwikatana ne Klistu Yesu.
2 kuna Timotio mwana wangu unodikanwa: Nyasha, tsitsi, nerugare zvinobva kuna Mwari Baba naKristu Jesu Ishe wedu.
Ndalembelenga obe Timoti mwaname ngonsuni. ndasengengeti luse, nkumbo kayi ne lumuno lwa Lesa Bata ne Klistu Yesu Mwami wetu, bibe pali njobe.
3 Ndinovonga Mwari, wandinoshumira kubva kumadziteteguru muhana yakachena, kuti ndisingamiri ndinokurangarira paminyengetero yangu siku nesikati,
Ndalumbunga Lesa ngondasebenselenga ne miyeyo yaswepa yabula mbuli bamashali bakame bakulukulu ncebalikwinsa. Ndalumbunga pakwinga nkandakulubunga mu mipailo yakame munshi ne mashiku sobwe.
4 ndichishuva kukuona, ndichirangarira misodzi yako, kuti ndizadzwe nemufaro,
Ndanuka ncewalikulila misoshi, nkute kuyanda kwisa kukubona kwambeti nkakondwe ca makasa abili.
5 ndichiisa mumurangariro rutendo rusinganyepedzeri rwuri mauri, rwaimbogara muna mbuya vako Roisi namai vako Yunisi, uye ndinovimba kuti rwuri mauriwo.
Ndanuka lushomo lwa ncinencine ndobakute banyoko ba Yunisi ne bankambuyobe batukashi ba Loisi, ndashometi nenjobe elushomo ndokute.
6 Nemhaka yeizvi ndinokuyeudzira kuti ukutidzire chipo chaMwari, chiri mauri nekuiswa kwemaoko angu.
Neco ndakwanushungeti usheko mano kucipo ca Lesa ncokute ico ncewalatambula pasa mpondalabika makasa akame pali njobe ucisosele mulilo.
7 Nokuti Mwari haana kutipa mweya wekutya asi wesimba, newerudo, newekuzvidzora.
Pakwinga Lesa liya kutupa Mushimu wa buyowa sobwe, Mushimu wa Lesa ukute kutupa ngofu, nelusuno kwambeti tucikonshenga kulitibuka.
8 Naizvozvo usanyadziswa neuchapupu hwaIshe wedu, kana hwangu musungwa wake; asi utambudzikire evhangeri pamwe neni zvichienderana nesimba raMwari,
Neco kotanyumfwanga nsoni kuba kamboni wa Mwami Yesu, nambi kunyumfwa nsoni cebo ca kwambeti ame ndasungwa muno mu jele, obe libambile kucana mapensho, nomba Lesa nakakupe ngofu shakukambauka Mulumbe Waina.
9 wakatiponesa, akatidana nekudana kutsvene, kwete zvichienderana nemabasa edu, asi zvichienderana nezano rake pachake, nenyasha dzakapiwa kwatiri muna Kristu Jesu nhambo dzenguva dzisati dzavapo, (aiōnios g166)
Walatupulusha ne kutukuwa kwambeti tube bantu bakendi, nkatwalikuba twelela kucitambula, nsombi bwalikuba bubambo ne nkumbo sha Lesa. nkumbo nshalatulesha kupitila mukwikatana ne Klistu Yesu kacitana cilengwa cindi. (aiōnios g166)
10 asi ikozvino kunoratidzwa nekuonekwa kweMuponesi wedu Jesu Kristu, wakaparadza rufu, akabudisa pachena upenyu nekusafa kubudikidza neevhangeri,
Lino Lesa walatuyubulwila ibi bintu mpwalaboneka Mupulushi wetu Klistu Yesu, nendi ewalapwisha ngofu sha lufu kupitila mu Mulumbe Waina, latwishibishi cena motwela kucanina buyumi butafu.
11 yandakagadzirwa ini kuva muparidzi, nemuapositori, nemudzidzisi wevahedheni.
Lesa walansala kwambeti mbe mukambaushi, mutumwa kayi shikwiyisha Mulumbe Waina.
12 Nemhaka yeizvi neni ndinotambudzika zvinhu izvi, zvakadaro handinyadziswi, nokuti ndinoziva wandakatenda, uye ndine chokwadi kuti anogona kuchengeta chandakaisa muruoko kusvikira zuva iroro.
Encondapengelenga, ndiya nsoni pakwinga ndimwishi ngondashoma. Neco ndashometi wela kutabilisha cena bintu mbyabika mumakasa akame mpaka busuba bwashakabwele.
13 Batisisa muenzaniso wemashoko mapenyu awakanzwa kwandiri murutendo nerudo rwuri muna Kristu Jesu.
Lino ikatisha camakasa abili maswi acancine ncine ngondalakwiyisha kwambeti, lushomo ne lusuno lwetu mukwikatana ne Klistu Yesu bibe cilesho kwakobe ca kukonkela.
14 Icho chinhu chakanaka chakaiswa mumaoko mako chengeta neMweya Mutsvene anogara matiri.
Kupitila muMushimu Uswepa ngotukute, ukunyamfwe kubamba cena buboni bwa palubasu mbowalapewa.
15 Unozviziva izvi, kuti vese vari paAsia vakandifuratira; pakati pavo pana Figero naHemogene.
Ucishi kwambeti bonse mu cimpansha ca Asiya balanshiya ndenka, pali abo balanshiya pali Figelo ne Hemojene.
16 Ishe ngaape tsitsi kuimba yaOnesiforo; nokuti kazhinji wakandivandudza, uye haana kunyadziswa neketani yangu,
Nkumbo sha Lesa shibe mung'anda ya Onesifolo, pakwinga ewalikwisa kunjuminisha tunkanda twingi, kayi nkali kunyumfwa nsoni pakumbona kandi ndasungwa nshimbi mu jele.
17 asi asvika Roma, wakanditsvakisisa, akandiwana.
Mpwalesa ku Loma walanangaula mpaka walancana.
18 Ishe ngaamuitire kuti awane tsitsi kuna Ishe nezuva iro; uye muzvinhu zvingani zvaakandibatira paEfeso, iwe unozivisisa.
Nkumbo sha Lesa shikabe pali Onesifolo pa busuba bwa lombolosho. Obe ucishi kufula kwa ncito shaina nshalikunyamfwa mpondalikuba ku Efenso.

< 2 Timoti 1 >