< 1 Timoti 1 >
1 Pauro, muapositori waJesu Kristu nekuraira kwaMwari Muponesi wedu, nekwaIshe Jesu Kristu tariro yedu,
Njame, Paulo walakwiwa kuba mutumwa wa Klistu Yesu mukupewa mulawo ne Lesa Mupulushi wetu, ne Klistu Yesu uyo ngotwacinkamo manungo,
2 kuna Timotio mwana wangu chaiye parutendo: Nyasha, tsitsi, nerugare zvinobva kuna Mwari Baba vedu naJesu Kristu Ishe wedu.
ndalembelenga obe Timoti mwaname mwine mwine mulushomo. Ndambangeti kwina moyo inkumbo ne lumuno lwa Lesa ne Klistu Yesu Mwami wetu bibe nenjobe.
3 Sezvandakakukurudzira kuti ramba ugere paEfeso, ndichienda kuMakedhonia, kuti uraire vamwe kuti varege kudzidzisa imwe dzidziso,
Mpondalikuya ku Makedoniya, ndalakupa malailile akwambeti wikale ku Efenso kwambeti ukanishenga bantu nabambi baleyishinga ciyisho cabwepeshi.
4 kana kuchenjerera ngano nenhoroondo dzemadzinza dzisingaperi, dzinomutsa gakava pane kuvaka kwaMwari kuri murutendo.
Kayi ubambileti kabatatayanga cindi cabo ku tulabi twabakulukulu tulambanga sha masemano. Ibi biliya ncito bikute kuletowa kutotekeshana, nkabikute kwiyishapo sobwe, bilayandanga Lesa bikute kwishibikwa mulushomo.
5 Asi chinangwa chemurairo rudo rwunobva pamoyo wakachena nehana yakanaka nerutendo rusinganyepedzeri;
Ncondakupelenga malailile awa ni kwambeti ubayishe lusuno lwa ncinencine lulafumunga mu moyo waswepa, kayi kuba ne muntu wamukati waina ne lushomo lwa ncinencine.
6 pane izvozvi vamwe vakatsvedza vakatsaukira kukutaura kusina maturo,
Bantu nabambi balashiyi mukondo, balataiki ne kuya kuliwala mu makani abula ncito.
7 vachida kuva vadzidzisi vemurairo, vasinganzwisisi kana zvavanoreva, kana maererano nezvavanosimbisa.
Balayandishishinga kuba beshikwiyisha bantu Milawo ya Lesa njalapa Mose, nomba nkabacishi ncobalambanga ne kushininkisha ico ncobaleyishinga.
8 Asi tinoziva kuti murairo wakanaka, kana munhu achiushandisa zviri pamurairo,
Afwe twashoma kwambeti Milawo yaina na muntu kaisebensesha munshila yalumbuluka.
9 achiziva izvi, kuti murairo hauna kuitirwa wakarurama, asi vasina murairo nevasingateereri, vasingadi Mwari nevatadzi, vasiri vatsvene nevasina hanya naMwari, mhondi dzemadzibaba nemhondi dzana amai, vanouraya vanhu,
Tucishi kwambeti milawo iliya kubelako cebo ca muntu walulama, nsombi yalabelako kululamika beshi kupwaya milawo, batasuni kululamikwa, kayi batatini Lesa. Ba micito yaipa, baipa myoyo kayi batapaili, beshikushina bashali babo, bakapondo,
10 mhombwe, ngochani, vanopamba vanhu, vanyepi, vaputsi vemhiko, uye kana chimwe chiriko chinopesana nedzidziso yakagwinya,
bapombo, batuloba beshikona ne batuloba banabo, beshikula ne kulisha bantu, bandemishibili, beshikulumbila cabwepeshi munkuta, kayi beshi kwinsa ciliconse capusana ne ciyisho calumbuluka.
11 maererano neevhangeri yekubwinya kwaMwari wakaropafadzwa yandakabatiswa.
Ici ciyisho cikute kucanika mu Mulumbe Waina Lesa Walemekwa welela kulumbaishiwa, uwo ngwalabika mumakasa akame.
12 Uye ndinovonga wakandigonesa, Kristu Jesu Ishe wedu, kuti wakandiona ndakatendeka, akandiisa paushumiri,
Ndalumbunga Klistu Yesu Mwami wetu walampa ngofu ne kunsala kwambeti ndimusebensele, cebo ca kuba washomekwa.
13 ini ndaimbova munyombi nemushushi nemutuki; asi ndakawana tsitsi, nokuti ndakaita nekusaziva pakusatenda;
Nikukabeti ndalikusampula Lesa nekupensha bantu ba Lesa, nsombi Lesa walanyumfwila nkumbo pakwinga paliya ncendalikwishiba nkandalikukute lushomo sobwe.
14 asi nyasha dzaIshe wedu dzakawedzeresa pamwe nerutendo nerudo rwuri muna Kristu Jesu.
Nomba Mwami wetu walanyumfwila nkumbo shinene, ndalatambula lushomo ne lusuno kupitila mukwikatana ne Klistu Yesu.
15 Ishoko rakatendeka uye rinofanira kugamuchirwa chese, kuti Kristu Jesu wakauya munyika kuzoponesa vatadzi, vandiri ini mukuru wavo;
Maswi akwambeti Klistu Yesu walesa pa cishi capanshi kwisa kupulusha bantu babwipishi nakubinga kayi elela kutambulwa ca makasa abili, pa bantu bonse baipa ame ndaipa kupita bonse.
16 asi nekuda kweizvi ndakawana tsitsi, kuti mandiri ndinova mukuru, Jesu Kristu aratidze moyo murefu wese, uve muenzaniso kune vanozotenda kwaari, paupenyu husingaperi. (aiōnios )
Nikukabeco Lesa walanyumfwila nkumbo kwambeti kupitila muli njame ondaipa kupita bonse, Klistu Yesu aleshe kwikalika nkombe kwakendi, kwambeti mbe citondesho kulyabo beti bakamushome kwambeti bakatambule buyumi butapu. (aiōnios )
17 Zvino kuna Mambo wekusingaperi, asingafi, asingaonekwi, Mwari wega wakachenjera, ngakuve nekukudzwa nekubwinya kusvikira rinhi narinhi. Ameni. (aiōn )
Lino ku Mwami wa cindi conse, utafu kayi utaboneke Lesa enka, kube bulemu ne kulumbaishiwa kucindi ca cindi. Ameni. (aiōn )
18 Murairo uyu ndinokumikidza kwauri, mwana wangu Timotio, sezviporofita zvakatanga pamusoro pako, kuti nazvo urwe kurwa kwakanaka;
Timoti mwaname, ndakupa malailile awa kwelana ne maswi abashinshimi alambwa pali njobe, wasebensesheti byensho, kwambeti ukacikonshe kulwana nkondo yaina.
19 wakabata rutendo nehana yakanaka, vamwe vakati vairasa zvichienderana nerutendo vakaputsikirwa nechikepe,
Kayi pitilisha kuba ne lushomo kayi miyeyo yalulama. iyo nabambi njobalanyakili pambali ibyo bilapasulu lushomo lwabo.
20 vamwe vavo ndiHimenayosi naArekizandro, vandakakumikidza kuna Satani, kuti vadzidze kusanyomba.
Pakati pa bantu balico pali Humenayo ne Alekisandulo, bantu aba ndabapa cisubulo ne kubanyakila mu bwendeleshi bwa Satana, kwambeti bakaleke kusampula Lesa.