< Mui 36 >

1 Iso (eno dio da Idome) ea mano fi da hagudu dedei.
Iyi ndiyo nhoroondo yaEsau (ndiye Edhomu).
2 Iso da Ga: ina: ne uda lai. Amo da A: ida (Hidaide dunu Ilone idiwi) amola Ouholibama (A: ina [Haifaide dunu Sibeone ea mano] amo idiwi),
Esau akatora mukadzi wake kubva kuvakadzi veKenani: Adha mwanasikana waEroni muHiti, naOhoribhama mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni muHivhi,
3 amola Isiama: ile idiwi Basemade (Neba: iode eya).
uyewo Bhasemati mwanasikana waIshumaeri, hanzvadzi yaNebhayoti.
4 A: ida da Elifa: se lalelegei. Basemade da Leuele lalelegei.
Adha akaberekera Esau Erifazi, Bhasemati akabereka Reueri,
5 Ouholibama da Yeuse, Yalame amola Gola lalelegei. Amo Iso ea mano huluane da Ga: ina: ne soge ganodini lalelegei.
uye Ohoribhama akabereka Jeushi, Jaramu naKora. Ndivo vana vaEsau vaakaberekerwa muKenani.
6 Amalalu, Iso da ea uda, egefe, idiwi, ea fi huluane, ea lai gebo, amola ea liligi huluane e da Ga: ina: ne sogega lai, amo huluane lale, ea eya Ya: igobe amo yolesili asili, soge enoga asi.
Esau akatora vakadzi vake navanakomana vake uye vanasikana vake navamwe vose veimba yake, pamwe chete nemombe dzake nezvimwe zvipfuwo zvake nepfuma yake yose yaakanga awana muKenani, akaenda kunyika yakanga iri kure nomununʼuna wake Jakobho.
7 Bai soge amoga e amola Ya: igobe amoga esalu da fonobahadi ba: i. Lai gebo fi da bagade heda: iba: le, ela gilisili esalumu da hamedei ba: i.
Pfuma yakanga yawanda kwazvo kuti vagare pamwe chete; nyika yavaigara yakanga isisavaringani vose nokuda kwezvipfuwo zvavo.
8 Amaiba: le, Iso da Idome goumi sogega esalu.
Saka Esau (ndiye Edhomu) akandogara kunyika yezvikomo yeSeiri.
9 Iso amo Idome dunu ilia eda, amo ea mano da agoane.
Iyi ndiyo nhoroondo yaEsau baba vavaEdhomu munyika yezvikomo yeSeiri.
10 Iso idua A: ida da ema dunu mano afae lai amo Elifa: se. Elifa: se da dunu manolali lalelegei amo Dimane, Ouma, Sifou, Ga: idame, amola Giha: se. Uda eno amo Dimina da ema eno mano lai amo A: malege. Iso idua Basemade da ema dunu mano lalelegei amo Leuele. Leuele da dunu mano biyaduyale lai amo Na: ihade, Sila, Siama amola Misa.
Aya ndiwo mazita avanakomana vaEsau: Erifazi, mwanakomana womukadzi waEsau, Adha, Reueri, mwanakomana waBhasemati, mukadzi waEsau.
Vanakomana vaErifazi vaiva: Temani, Omari, Zefo, Gatami naKenazi.
Mwanakomana waEsau, Erifazi naiyewo akanga ano murongo ainzi Timina, uyo akamuberekera Amareki. Ava ndivo vaiva vazukuru vaAdha, mukadzi waEsau.
Vanakomana vaReueri vaiva: Nahati, Zera, Shama naMiza. Ava ndivo vaiva vazukuru vaBhasemati mukadzi waEsau.
14 Iso idua Ouholibama da dunu mano udiana lalelegei amo Yeuse, Yalame amola Gola.
Vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau, mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni, vaakaberekera Esau, vaiva: Jeushi, Jaramu naKora.
15 Iso ea dunu fifi misi da agoane. Iso ea magobo mano Elifa: se da amo hagudu dedei fi ilima eda esalu amo Dimane, Ouma, Sifou amola Gina: se,
Aya ndiwo aiva madzishe pakati pezvizvarwa zvaEsau: Vanakomana vaErifazi, dangwe raEsau, vaiva: madzishe Temani, Omari, Sefo, Kenazi,
16 Gola, Gadame amola A: malege. Amo huluane da Iso idua A: ida ea mano.
Kora, Gatami naAmareki. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Erifazi muEdhomu; vaiva vazukuru vaAdha.
17 Iso ea mano Leuele amo ema mabe fi da Na: ihade, Sila, Siama amola Misa. Amo huluane da Iso idua Ba: sema: de ea mano.
Vanakomana vaReueri, mwanakomana waEsau, vaiva madzishe Nahati, Zera, Shama naMiza. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Reueri muEdhomu; vakanga vari vazukuru vaBhasemati, mukadzi waEsau.
18 Iso ea fi amo e da idua Ouholibama (A: ina idiwi) amoga lai da Yeuese, Yalame amola Gola.
Vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau, vaiva: madzishe Jeushi, Jaramu naKora. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Ohoribhama mukadzi waEsau mwanasikana waAna.
19 Amo fi huluane da Iso egaga fi dunu.
Ava ndivo vaiva vanakomana vaEsau (ndiye Edhomu) uye aya ndiwo madzishe avo.
20 Musa: fi Idome soge ganodini da afafane fifi misi hamoi. Ilia eda da Sie (Holaide dunu). Amo ea mano fifi misi da Louda: ine, Sahouba: le, Sibiane, A:ina, Disione, Ise amola Disia: ne.
Ava ndivo vakanga vari vanakomana vaSeiri muHori, vakanga vachigara mudunhu iroro: Rotani, Shobhari, Zibheoni, Ana,
Dhishoni, Ezeri naDhishani. Vanakomana ava vaSeiri muEdhomu vakanga vari madzishe avaHori.
22 Louda: ine ea mano fi da Houlai amola Hima: ne. (Louda: ine ea dalusi da Dimina)
Vanakomana vaRotani vaiva: Hori naHomami. Timina akanga ari hanzvadzi yaRotani.
23 Siouba: le ea mano fifi misi da A: lafa: ne, Ma: naha: de, Iba: le, Sifou amola Ouna: me.
Vanakomana vaShobhari vaiva: Arivhani, Manahati, Ebhari, Shefo naOnami.
24 Sibione da mano aduna lai amo A: iya amola A: ina. (A: ina da wadela: i hafoga: i soge ganodini ea eda ea dougi ouligilaloba, gia: i hano uli dogoi gilisi ba: i.)
Vanakomana vaZibheoni vaiva: Ayia naAna. Uyu ndiye uya Ana akawana matsime emvura inopisa mugwenga paakanga achifudza mbongoro dzababa vake Zibheoni.
25 A: ina ea mano da Disione amola Disione ea mano fifi misi da Hemeda: ne, Eseba: ne, Idela: ne amola Gila: ne. A: ina ea uda mano da Ouholibama.
Vanakomana vaAna vaiva: Dishoni naOhoribhama, mwanakomana waAna.
Vanakomana vaDhishoni vaiva: Hemidhani, Eshibhani, Itirani naKerani.
27 Ise ea mano fifi misi da Bilihane, Sa: iafa: ne, amola A: iga: ne.
Vanakomana vaEzeri vaiva: Bhirihani, Zaavhani naAkani.
28 Disia: ne ea mano fi da Ase amola A: ila: ne.
Vanakomana vaDhishani vaiva: Uzi naArani.
29 Houlaide fi Idome soge ganodini esalu da Louda: ine, Sahouba: le, Sibiane, A:ina, Disione, Ise amola Disia: ne.
Aya ndiwo akanga ari madzishe avaHori: Rotani, Shobhari, Zibheoni, Ana,
Dhishoni, Ezeri naDhishani. Aya ndiwo akanga ari madzishe avaHori zvichienderana namarudzi avo, munyika yaSeiri.
31 Isala: ili soge da hina bagade hame galu. Amo esoga, Idome soge ganodini, hagudu dedei dunu da hina bagade esalu. hina bagade dio Ilia Soge 1 Bila (Bio ea mano) Dinihaba 2 Youbabe (Sila ea mano) Bosala 3 Husia: me Dima: ne 4 Ha: ida: de (Bidade ea mano. E da Moua: be soge ganodini Midianaide dunu fi fanelegei.) Ea soge da...A: ifide 5 Sa: mila Ma: saliga 6 Siole Lihoubode (Hano Bega Gala) 7 Bale Ha: ina: ne (A: gabo ea mano) 8 Ha: idade (ea uda da Mehedabele amo Ma: idalede ea mano amola Mesa: iha: be ea aowa) Ea soge da...Ba: ie
Aya ndiwo madzimambo akatonga muEdhomu pasati pambova namambo upi zvake akatonga muIsraeri:
Bhera, mwanakomana waBheori, akava mambo weEdhomu. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Dhinihabha.
Bhera akati afa, Jobhabhi, mwanakomana waZera, aibva kuBhozira akamutevera paumambo.
Jobhabhi akati afa, Hushami aibva kunyika yavaTemani akamutevera paumambo.
Hushani akati afa, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, uya akakunda Midhiani munyika yeMoabhu, akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Avhiti.
Hadhadhi akati afa, Samura aibva kuMasireka akamutevera paumambo.
Samura akati afa, Shauri aibva kuRehobhoti paRwizi akamutevera paumambo.
Shauri akati afa, Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori akamutevera paumambo.
Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori akati afa, Hadhadhi akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Pua, uye zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri mwanasikana waMatiredhi, mwanasikana waMe-Zahabhi.
40 Iso egaga fi da Idome fi hagudu dedei. Ilia dio da Dimina, A:lifa, Yidede, Ouholibama, Ila, Bainone, Gina: se, Dima: ne, Mibisa, Magadiele amola Ila: mea. Amo fi huluane da ilia esalebe soge amoga ilia fi dio asuli.
Aya ndiwo madzishe akabva kuna Esau, namazita avo, maererano nedzimba dzavo namatunhu avo: Timina, Arivha, Jeteti,
Ohoribhama, Era, Pinoni,
Kenazi, Temani, Mibhiza,
Magidhieri naIrami. Aya ndiwo akanga ari madzishe eEdhomu, maererano namagariro avo munyika yavakatora. Uyu ndiye Esau baba wevaEdhomu.

< Mui 36 >