Preface
Read
+
Publisher
Nainoia, Inc.
PO Box 462, Bellefonte, PA 16823
(814) 470-8028
Nainoia Inc, Publisher
LinkedIn/NAINOIA-INC
Third Party Publisher Resources
Request Custom Formatted Verses
Please contact us below
Submit your proposed corrections
I understand that the Aionian Bible republishes public domain and Creative Commons Bible texts and that volunteers may be needed to present the original text accurately. I also understand that apocryphal text is removed and most variant verse numbering is mapped to the English standard. I have entered my corrections under the verse(s) below. Proposed corrections to the Shona Free Holy Bible, Psalms Chapter 26 https://www.AionianBible.org/Bibles/Shona---Rakasununguka/Psalms/26 1) Pisarema raDhavhidhi. Nditongerei, imi Jehovha, nokuti ndakararama upenyu husina chahungapomerwa; ndakavimba naJehovha ndisingazungunuki. 2) Ndiedzei, imi Jehovha, ndinzverei, nzverai mwoyo wangu nendangariro dzangu; 3) nokuti rudo rwenyu rwuri pamberi pangu nguva dzose, uye ndinogara ndichifamba muzvokwadi yenyu. 4) Handigari navanhu vanonyengera, kana kufambidzana navanyengeri; 5) ndinovenga ungano yavaiti vezvakaipa, uye ndinoramba kugara navakaipa. 6) Ndinoshamba maoko angu ndisina mhaka, uye ndinofamba-famba paaritari yenyu, imi Jehovha, 7) ndichiparidza rumbidzo yenyu nenzwi guru, uye ndichireva zvamabasa enyu ose anoshamisa. 8) Ndinoda imba yamunogara, imi Jehovha, nzvimbo inogara kubwinya kwenyu. 9) Regai kubatanidza mweya wangu navatadzi, noupenyu hwangu navanoteura ropa, 10) vana maoko akabata zvakaipa, vazere nefufuro mumaoko avo orudyi. 11) Asi ini ndinogara upenyu husina chahungapomerwa; ndidzikinurei uye mundinzwire ngoni. 12) Tsoka dzangu dzimire pakati chechetere; ndicharumbidza Jehovha paungano huru. Additional comments?
Refresh Captcha
The world's first Holy Bible un-translation!