Preface
Read
+
Publisher
Nainoia, Inc.
PO Box 462, Bellefonte, PA 16823
(814) 470-8028
Nainoia Inc, Publisher
LinkedIn/NAINOIA-INC
Third Party Publisher Resources
Request Custom Formatted Verses
Please contact us below
Submit your proposed corrections
I understand that the Aionian Bible republishes public domain and Creative Commons Bible texts and that volunteers may be needed to present the original text accurately. I also understand that apocryphal text is removed and most variant verse numbering is mapped to the English standard. I have entered my corrections under the verse(s) below. Proposed corrections to the Shona Free Holy Bible, Psalms Chapter 2 https://www.AionianBible.org/Bibles/Shona---Rakasununguka/Psalms/2 1) Ndudzi dzinoitireiko bope? Uye vanhu vanofungireiko zvisina maturo? 2) Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuti vazorwa naJehovha, uye kuti vazorwisa Muzodziwa Wake. 3) Vanoti, “Ngatidamburei ngetani dzavo, tigorasa mabote avo.” 4) Iye agere pachigaro choushe chokudenga anoseka; Ishe anovadadira. 5) Ipapo anovatuka mukutsamwa kwake uye anovavhundutsa muhasha dzake, achiti, 6) “Ndakagadza Mambo wangu paZioni, gomo rangu dzvene.” 7) Ndichaparidza chirevo chaJehovha, ndichiti: Iye akati kwandiri, “Ndiwe Mwanakomana wangu; nhasi ndava Baba vako. 8) Kumbira kwandiri, uye ndichaita kuti ndudzi dzive nhaka yako, migumo yenyika ive yako. 9) Uchavatonga netsvimbo yesimbi; uchavaputsa kuita zvimedu zvimedu sehari.” 10) Naizvozvo, imi madzimambo, ngwarai; munyeverwe, imi vabati venyika. 11) Shumirai Jehovha nokutya, uye mufare nokudedera. 12) Tsvodai Mwanakomana, kuti arege kutsamwa mukazoparadzwa munzira yenyu, nokuti hasha dzake dzingakurumidza kumuka. Vakaropafadzwa vose vanovanda maari. Additional comments?
Refresh Captcha
The world's first Holy Bible un-translation!