< Mataayi 9 >
1 UYesu akapanda ingalava, akalovoka ilisumbe ilya Galilaya, akagomoka mu likaaja lyake Kapelenaumu.
Akabva apinda mugwa, akayambuka ndokusvika muguta rake pachake.
2 Pe avaanhu vamonga vakamuletela umuunhu unya nhamu ija liteela, aghonile pa keteefu. UYesu ye aluvwene ulwiltikko lwave kwa mwene, akati kwa ntamu, Mwanango, ghukangasie! Upyanilue inyivi saako.”
Zvino tarira, vakauisa kwaari wakafa mitezo, arere pahwanyanza; zvino Jesu achiona rutendo rwavo akati kune wakafa mitezo: Tsunga moyo, mwana, wakanganwirwa zvivi zvako.
3 Pe aqvavulanisi va ndaghilo vamonga vakasaagha mu moojo ghaave vakati, “Umuunhu uju ikumulingha kyongo uNguluve!”
Zvino tarira, vamwe vevanyori vakati mukati mavo: Uyu unonyomba.
4 Neke uYesu akasitang'hania sino vakva visaagha, akavaposia akati, “KIki musaagha imbiivi mu moojo ghiinu?
Asi Jesu achiona mifungo yavo wakati: Imwi munofungirei zvakaipa mumoyo yenyu?
5 Lino luhuugu luliku? Kukumbuula unya liteela kuuti, Upyanilue inyivi saako; nambe kuuti, Ima, ughendaghe?'
Nokuti ndechipi chakareruka, kuti: Wakanganwirwa zvivi; kana kuti: Simuka ufambe?
6 Lino pe mukagule kuuti une ne Mwana ghwa Muunhu nili nu vutavulilua uvwa kupyanila inyivi mu iisi muno” Pe akam'buula unya liteela akati, “Ima, veghela iliteefu lyako, vujagha.”
Asi kuti muzive kuti Mwanakomana wemunhu ane simba panyika rekukanganwira zvivi (wakabva ati kune wakange akafa mitezo): Simuka, tora hwanyanza hwako, uende kumba kwako.
7 Umuunhu jula akiima, akavuuka ivuja.
Akasimuka, akaenda kumba kwake.
8 Avaanhu mu lipugha ye vasivwene isio, lukavakola uludwesi, vakamughinia uNGuluve juno avapeliile avaanhu uvutavulilua ndavule uvuo.
Zvaunga zvakati zvichizviona zvikashamisika, zvikarumbidza Mwari wakapa simba rakadai kuvanhu.
9 UYesu akavuuka pala. Ye ighenda iluta, akamwagha umuunhu jumonga, ilitavua lyake ghwe Mataayi, ikalile pano isongekesia isongo. UYesu akam'buula akati, “Umbingililaghe.” Pe akavuuka, akamb'bingilila.
Zvino Jesu wakati achipfuurapo akaona munhu anonzi Matewu agere pahofisi yemutero, akati kwaari: Nditevere! Ndokusimuka, akamutevera.
10 Pe uYesu akaluta kulia ikyakulia kwa Mataayi. Ye vali mu nyumba jila, vakingila avasongesi songo vinga na vahosi, vakikala vuhanga ikikyakulia nu Yesu palikimo n a vavulanusivua vaake vakati.
Uye zvakaitika agere pakudya mumba, zvino tarira, vateresi vazhinji nevatadzi vakauya vakagara pakudya naJesu nevadzidzi vake.
11 AVafalisayi ye vasivwene isio, vakavaposia avavulllanisivua vaake vakati, “Kiki um'bulanisi ghwinu ihagha ikyakulia na vasongesia songo na vahosi?”
Zvino VaFarisi vakati vachizviona, vakati kuvadzidzi vake: Nemhaka yei Mudzidzisi wenyu achidya nevateresi nevatadzi?
12 Neke uYesu ye apuliike isio avavuula akati, “Avakafu navifumbua kuluta kwa mughanga, looli avatamu!
Asi Jesu wakati anzwa, akati kwavari: Vatano havadi murapi asi vanorwara.
13 Lino, lutagha mkamanyile umuluvo ghwa masio agha, 'Nilonda umuunhu avisaghe nya lusungu kukila kuhumia ilitekelo; ulwakuva une nanilyakisisie kukuvakemeela vano vikuvona vagholofu, looli vano vitang'hinia kuuva vahosi.”
Asi endai mudzidze kuti zvinorevei kuti: Ndinoda tsitsi uye kwete chibairo; nokuti handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi vauye mukutendeuka.
14 Pambele avavulanusivua va Yohani uMwofughi vakaluta kwa Yesu, vakamposia vakati, “Usue na Vafalisayi twatuvuhiila kulia mulwa kufuunya, ongo avavulanisivua vaako navivingilila ulwiho uluo?”
Ipapo kwakasvika kwaari vadzidzi vaJohwani, vachiti: Nemhaka yei isu neVaFarisi tichitsanya kazhinji, asi vadzidzi venyu vasingatsanyi?
15 Uyesu akavamula akati, “Vano vaghongolilue pa vutolani vali nu ntolan'dala, lwakiki vasukanalaghe? Looli filikwisa ifighono, pano untolan'dala ilivusivua. Apuo pepano vilivuhiila kulia mulwa kufuunya.
Jesu ndokuti kwavari: Vana veimba yemuchato vanogona kuchema here apo muwani anavo? Asi mazuva achasvika pachabviswa muwani kwavari, ipapo vachatsanya.
16 Nakwale umuunhu juno ihonela ikigamba ikipia mu mwenda unkuulu, ulwakuva ikigamba ikio kidemule umwenda unkuulu ughuo, pe uvudemule vukwongelela kyoko.
Hakuna anoisa chigamba chemucheka usakaunyana panguvo sharu, nokuti icho chinonamirwa pairi chinobvarura panguvo, buri rikanyanya.
17 Kange, avaanhu naviviika uluhuuje uluuje ulupia mu nyambe ing'huulu, nave fye vavombe uluo, inyambe sipusuka, uluhuuje kukung'hika nasi nyambe sinangika. Looli viviika uluhuuje ulupia mu nyambe imia, pe inyambe nu luhuuje fijigha vunofu!”
Uye havadiri waini itsva muhombodo tsaru; zvikasadaro hombodo dzinoputika, waini ikateuka, nehombodo dzikaparara; asi vanodira waini itsva muhombodo itsva, zvichengeteke zviri zviviri.
18 UYesu ye ikavavuula amasio aghuo, akiisa umulongosi jumonga, akafughama pa mwene, akam'buula, akati, “Umwalivango afwile unsiki ghughuughu, sivuo tuvuuke uluvoko lwako pa mwene, neke aave mwinu.”
Wakati achitaura zvinhu izvozvi kwavari, tarira, kwakasvika umwe mutungamiriri akamunamata, akati: Mukunda wangu achangofa; asi uyai muise ruoko rwenyu pamusoro pake, uye achararama.
19 Pe uYesu akavvka palikimo na vavulanisivua vaake, akam'bingilila umulongosi jula.
Jesu ndokusimuka akamutevera, nevadzidzi vake.
20 Pwealyale umukijuuva jumonga juno alyale ni nhanu ija kuhuma idanda. Inhamu ijio jilyammwisie ammaka kijigho na ghavili. Umukijuuva ujuo akiisa kunsana kwa Yesu, akabasia uluvilo ulwa mwenda gwake.
Zvino, tarira, mukadzi waiva nekubuda ropa makore gumi nemaviri, wakaswedera shure kwake, akabata mupendero wenguvo yake.
21 Akavomba uluo ulwakuva akasaghagha kuuti, “Ningabasie ghu mwenda ghwake, nisooka.
Nokuti wakati mukati make: Kana ndikangobata nguvo yake, ndichaporeswa.
22 Ye abasisie, uYesu akasyetuka, akamwagha, akam'buula akati, “Mwalivango, kangala! Usokile vwimila ulwitiko lwako!” Unsiki ghula, umukijuuva jula akasooka.
Asi Jesu wakatendeuka akati amuona, akati: Mukunda, tsunga moyo; rutendo rwako rwakuponesa. Mukadzi ndokuponeswa kubva panguva iyo.
23 Uyesu ye afikile mu nyumba ija mulongosi jula, akavaagha avaanhu vinga vakong'hanile, vilila nu lusukunalo ulukome, vamonga vikuva ifilongilongi.
Jesu ndokusvika mumba memutungamiriri akaona varidzi venyere nechaunga chichiita mhere-mhere,
24 uYesu akavavuula akati, “Muvuuke! Ulwakuva umhija uju naafwiile, looli aghoneliile! Avaanhu vala vakanseka kyoyo.
akati kwavari: Ibvai; nokuti musikana haana kufa, asi arere. Ndokumuseka vachimusvavaidza.
25 Umwene akavahumia kunji avaanhu vala, pe akingila kukate kwa mhinjajula, akankola uluvoko, umhinja jula akiima.
Asi chaunga chakati chabudiswa, akapinda, ndokubata ruoko rwake, musikana ndokumuka.
26 Imhola isio sikakwila mu iisi jooni.
Mukurumbira uyu ukabudira kunyika iyo yese.
27 UYesu akavuuka pa kaaja ja mulongosi jula. Ye avukile pala pavabofu amaaso vavili, vakam'bingilila kumo vikemeela fiijo viiti, “Ghwe Mwana ghwa Davidi, utusungukile!
Zvino Jesu wakati opfuurapo, mapofu maviri akamutevera, achidanidzira achiti: Tinzwirei tsitsi, Mwanakomana waDhavhidhi!
28 UYesu akingila mu nyumbba, voope avabofu vala vakingila. Pe akavaposia akati, “Asia, mukwitika kuuti une nili ni ngufu isa kuvasosia?” Aveene vakamwamula vakati, Eena, Mutwa! Tukwitika.”
Zvino wakati apinda mumba, mapofu akauya kwaari; Jesu akati kwaari: Munotenda kuti ndinogona kuita izvozvi here? Akati kwaari: Hongu, Ishe.
29 Pe uYesu akavabasia amaaso ghaave, akavavuula akati, “Sivombeke kulyumue ndavule lulivuo ulwitiko lwinu.
Ipapo wakabata meso avo achiti: Ngazviitike kwamuri maererano nerutendo rwenyu.
30 Amaaso ghaave ghakadinduka. Pe uYesu akavavuula akati, “Namungam'bulaghe nambe muunhu imhola isi!”
Zvino meso avo akasvinudzwa; Jesu akavarairisa achiti: Onai kuti hakuna anozviziva.
31 Neke aveene vakavuuka, vakakwisia imhola saake mu iisi jila jooni.
Asi vakati vabuda, vakaparidzira mukurumbira wake munyika iyo yese.
32 Avaanhu vavili avuo ye vavukile pala, avaanhu vamonga vakamuletela uYesu umuunhu juno alyale ni lipepo. Ilipepo ilio lilyampeleliile kuuva kinuunu.
Zvino vakati vachibuda, tarira, vakauisa kwaari munhu chimumumu waiva akagarwa nedhimoni.
33 Pe uYesu akalidaga ilipepo lil, unsiki ghughuo umuunhu jula akateghula kuvoja kange. Avaanhu vano pwepalyale pala vakadegha kyongo, vakat, “Isi nasighelile kuvoneka nambe padebe mu iisi jooni ija Isilaeli.”
Zvino dhimoni rakati rabudiswa, chimumumu chikataura; zvaunga zvikashamisika zvikati: Hakuna kumboonekwa zvakadai muna Israeri.
34 Neke aVafalisayi vakatisagha, “Umuunhu uju idaga amapepo mu ngufu isa livaha lya mapepo!
Asi VaFarisi vakati: Anobudisa madhimoni nemukuru wemadhimoni.
35 Pe uYesu akava iluta mu makaaja ghooni na mu fikaaj. Akava ikwingila mu masinagogi ghaave ivulania na kupulisia iMhola iNofu ija vutwa vwa Nguluve, kange akavasyagha avatamu inhamu saave sooni.
Zvino Jesu wakapota nemaguta ese nemisha, achidzidzisa mumasinagoge avo, nekuparidza evhangeri yeushe, nekuporesa denda rese neurwere hwese pakati pevanhu.
36 Ye ikulivona ilipugha ilya vaanhu, akavavonela ikisa, ulwakuva valyale vihangajika, navalyale nu ghwa kuvatanga, valyale hwene ng'holo isila n'diimi.
Asi wakati achiona zvaunga, akavanzwira tsitsi, nokuti vakange vaneta, vakapararira semakwai asina mufudzi.
37 Pe akavavuula avavulanisivua vaake akati, “Mu mughunda ifiinu fimotwike, neke avanya kupeta vadebe.
Ipapo akati kuvadzidzi vake: Zvirokwazvo goho iguru, asi vashandi vashoma;
38 Lino, munsuume unya mughunda, asuung'he avvanhu avange avanya kupeta.”
naizvozvo kumbirisai kuna Ishe wegoho, kuti atumire vashandi pagoho rake.