< Vakolosai 2 >

1 ulwakuva ninoghua kuuti mukagule ndavule nilyale ni mhumhuko nyinga vwimila jiinu, ku vooni vano vali ku Laodikia na kuvoni vano navaghaghile amaaso ghango mu lwa m'bili.
Nokuti ndinoda kuti muzive kuti kurwa kukuru zvakadini kwandinako pamusoro penyu, nevari paRaodhikia, nevese vasina kuona chiso changu panyama,
2 nivomba imbombo iji kuuti inumbula saave siwesie kuhuvisivua..... kukwisa palikimo ku lughano na mu vutajili.... vwoni vwa vwinga nu vukyang'haani vwa luhala, kwa kukagula ulufiso lwa lweli ulwa Nguluve, juno ghwe Kilisite.
kuti moyo yavo inyaradzwe, vasonanidzwe murudo, nemufuma yese yekuvimbiswa kwakakwana kwekunzwisisa, paruzivo rwechakavanzika chaMwari naBaba, nechaKristu,
3 mwa mwene vutile vwoni vwa vukoola nu luhala sifisilue.
maari fuma yese yeuchenjeri neyeruzivo yakavigwa.
4 nijova ndiki neke kuuti umuunhu ghweni nangavavombelaghe igila ku njovele inya vusyangi.
Ndinoreva izvi, kuti kusava nemunhu anokunyengerai nemashoko anonyengera.
5 nambe kuuti nanili palikimo numue ku m'bili, looli nili numue ku numbula. nihovoka kuvona uvutavike vwinu vunono ni ngufu sa lwinu mwa Kilisite.
Nokuti kunyange ndisipo panyama, zvakadaro ndinemwi pamweya, ndichifara nekuvona kurongeka kwenyu, nekusimba kwerutendo rwenyu muna Kristu.
6 ndavule mulyamupile uKilisite Mutwa, mughendaghe mwa mwene.
Naizvozvo sezvamakagamuchira Kristu Jesu Ishe, fambai maari,
7 mukangasivue mwa mwene, mujengwe mwa mwene, mukangasivue mu lwitiko ndavule mulyavulanisivue na kupinyua muluhongesio lwinga.
makadzika midzi nekuvakwa maari, nekusimbiswa murutendo, sezvamakadzidziswa, muchiwedzera makuri nekuvonga.
8 mulolaghe kuuti umuunhu ghweni nangavakolaghe mu masio ghano ghasila kimonga aghavusyangi kuling'haana na vaanhu fino vikwupila nu vutaviike vwa iisi, kisila kuling'haana nu Kilisite.
Chenjerai, zvimwe umwe munhu angakupambai neuchenjeri, nekunyengera kusina maturo, setsika dzevanhu, sedzidziso dzekuvamba dzenyika, uye kwete sekuna Kristu.
9 ulwakuva mwa mwene uvunywilifu vwoni uvwa Nguluve vukukala mumbili.
Nokuti kuzara kwese kweuMwari kunogara maari pamuviri.
10 umue mumemesevue mwa mwene. umwene ghwe mutu ghwa vuwesia vwoni nu vutavulua.
Uye makazadziswa maari, iye musoro weutungamiriri hwese nesimba;
11 mwa mwene kange mulyakekilue ku tohala jino najikavombike nu muunhu kuvusisivua um'bili ghwa danda. neke je tohala ja Kilisite.
wamakadzingiswawo maari nedzingiso isina kuitwa nemaoko, pakubvisa muviri wezvivi zvenyama, pakudzingisa kwaKristu;
12 mukasyililue palikimo nu nu mwene mu lwofugho. na kusila ja lwitiko mukasyilulivue ku ngufu sa Nguluve juno akansyuluile kuhuma kuvafue.
makavigwa pamwe naye pabhabhatidzo, pamakamutswawo pamwe naye nerutendo rwekuita kwaMwari, wakamumutsa kubva kuvakafa.
13 na pano mulyafwile mu vuhosi vwinu kisila kukekua amaviili ghinu, akavavombile kuva vwumi palikimo nu mwene na kutusaghila uvuhosi vwitu vwoni.
Nemwi makafa mukudarika nekusadzingiswa kwenyama yenyu, wakakuitai vapenyu pamwe naye, akukanganwirai kudarika kwese,
14 akafutile ikumbukumbu isa kudajivua sino sikalembilue, nu vutavike vuno natukanoghiile kuva navyo.
akadzima rugwaro rwezviga rwaipikisana nesu, rwaipesana nesu, akarubvisa pakati, aruroverera pamuchinjikwa;
15 akavusisie ghoni na kupaghika pakikovekano. akavusisie ingufu nu vutavulua. akaghavika pavuvalafu na kukughahovokela ku vusindi vwimila kikovekano kyake.
akurura vatungamiriri nemasimba, akavabudisa pachena, akatungamira kuvakunda mauri.
16 pe lino u muunhu ghweni nangavahighaghe umue kwa kulia nambe kunyua, nambe mu kighono kya kuhovokela nambe umwesi umpya, nambe ikighono kya Sabati.
Naizvozvo kusava nemunhu anokutongai pakudya kana pachinwiwa, kana panhau yemutambo kana yekugara kwemwedzi kana yemasabata;
17 ifi fye fin'sulua fya ghano ghikwisa, neke ikikome ghwe Kilisite.
zvinova mumvuri wezvinhu zvichauya, asi muviri ndewa Kristu.
18 umuunhu ghweni nangapokuaghe ingigha jaake kwa kunoghelua uvukoola na kukufunya avanya Mhola. Umuunhu ughwa ndikio aikwingila mu sino asaghile ka na kusyangua na masaghe ghake agha m'bili.
Kusava nemunhu anokutorerai mubairo wenyu nemano, achifarira kuzvininipisa nekunamata vatumwa, achipindira pazvinhu zvaasina kuona, achizvikudza pasina nefungwa dzake dzenyama,
19 umwene naikolelela umutu. kuhuma ku mutu kuuti um'bili ghwoni kukilila ifilungo fyake na mafupa kulunganisivua palikimo; na kukula muvukulilo vwa Nguluve.
uye asingabatisisi Musoro, uyo maari muviri wese nezvisungo nemarunda unoriritirwa, nekurukirwa pamwe, uchikura nekukura kwaMwari.
20 ulwakuva mlyafwile palikimo nu Kilisite mu maghendele gha iisi, ongo mukukala hwene mukujivombela iisi:
Naizvozvo kana makafa pamwe naKristu kune dzidziso dzekuvamba dzenyika, munosungikanirei nemirairo semugere munyika,
21 namungakolaghe nambe kuvonja,
(usabata, usaravira, usagunzva,
22 agha ghooni ghalaghilue vwimila uvunangifu vuno vukwisa na kutumila, kuhangilanila ni mbulanisio sa vaanhu.
izvo zvese zvichaparara nekushandiswa) semirairo nedzidziso dzevanhu?
23 indaghilo isi sili nu vukola vwa nyifunyilo sino sitendilue ku vunoghelua vwave na nakunyenyekela mu mhumhuko sa m'bili. neke sisila lutalama mu noghelua sa m'bili.
Zvine chimiro cheuchenjeri pakuzvidira kunamata, nekuzvininipisa, nekutambudza muviri; hazvitongobatsiri kukunda kugutsa nyama.

< Vakolosai 2 >