< 2 Vakolinto 7 >
1 lino, vaghanike vango, uNguluve afingile kukutupeela isio sooni sino alaghile, tuvalasyaghe mu sooni sino sikutupelela kuuva valamafu amavili na moojo ghiitu. tuvisaghe vimiike mulwa kumwoghopa uNguluve.
Zvatine zvivimbiso izvi, vadikanwi, ngatizvinatse patsvina yese yenyama neyemweya, tipedzise utsvene mukutya Mwari.
2 mutwupile mu moojo ghiinu, ulwakuva nakwale juno tumuhokile, nakwale juno tumulemisie. natunyanyile nambe jumonga.
Gamuchirai isu; hatina kuitira munhu chakaipa, hatina kukanganisira munhu, hatina kubatira munhu.
3 nanijova ulu mulwa kuvapiika. ulwakuva ndavule nikajovile ulutasi kuut, umue muli n'kate mu moojo ghiitu, tulipalikimo mu vwumi uvu, nambe kuuve kwe kufua.
Handitauriri kupa mhosva; nokuti ndamboreva, kuti muri mumoyo medu, kuti tife nekurarama pamwe.
4 nilin'sila vwoghofi, kange nikughinia vwimila umue, mung'hangisie fiijo, na pano kupumuka mu nyinga, mumbikile niive nu lukeelo ulukome.
Ushingi hwenhauro yangu kwamuri hukuru, kuzvirumbidza kwangu kukuru pamusoro penyu; ndakazadzwa nenyaradzo, ndakawanzirwa mufaro padambudziko redu rese.
5 ye tufikile ku Makedonia, tukakunilue ulwakuva tukale ni mhumhuko imbale sooni; kunji kukale nu vulugu mun'kate mu moojo ghiitu mukale nu ludwesi.
Nokutiwo tasvika kuMakedhonia, nyama yedu haina kuva nezororo, asi takadzvinyirirwa pazvese; kunze kukakavara, mukati kutya.
6 neke uNguluve unya kuvakangasia vano vali mu vukaming'hanilua mu moojo ghaav, akatukangasia mulwa kwisa uTiito.
Asi Mwari, anonyaradza vakasuruvadzwa, wakatinyaradza nekusvika kwaTito;
7 nakwekuti uNguluve akatukangissie mulwa kwisa uTiito lwene, looli na vule mukan'kangisie umwene. akatwoliike vule munsyukilue une, na vule musukunala na kukun'hangajikila une. isio simheliile kuhovoka kyongo.
uye kwete pakusvika kwake chete, asi nepakunyaradzwa kwaakanyaradzwa nako pamusoro penyu, achitiudza zvechishuwo chenyu, kuchema kwenyu, kushingaira kwenyu pamusoro pangu, zvekuti ndakanyanya kufara.
8 palikimo na kuva, ikalata jino nikavalembile jika vapeliile ulusukunalo nanikupiika. looli nikupiika vwimila ikalata ijio ye nivwene jikavapeliile umue muuve nu lusukunalo. poope mukale nu lusukunalo mu n'siki n'debe vuvule.
Nokuti kunyange ndakakusuruvadzai netsamba, handizvidembi, kunyange ndichizvidemba; nokuti ndinoona kuti tsamba iyoyo yakakusuruvadzai, kunyange kuri kwenguva diki.
9 lino nili nu lukeelo, nakwekuti nili nu lukeelo ulwakuva mukaale nu lusukunalo, jeeje. ulwene nili ulwakuva ulusukunalo lwinu lukavapeliile mulate uvuhosi vwinu, ulusukunalo lwinu lukaale mu vughane vwa Nguluve, mu uluo na tukavalemisie vwimila sino tukavalembile.
Ikozvino ndinofara, kwete kuti makasuruvadzwa, asi kuti makasuruvadzika mukatendeuka; nokuti makasuruvadzwa nenzira yeuMwari, kuti murege kurasikirwa nechinhu nekuda kwedu.
10 ulwakuva ulusukunalo luno lukwisa vwimila, uvughane vwa Nguluve lupelela ululaata luno lupelela uvupoki kisila kuuva nu lupiiko, looli ulusukunalo luno lukwisa vwimila imbombo sa mu iisi, luleta uvufue.
Nokuti kuchema nenzira yeuMwari kunouisa kutendeuka rwuve ruponeso rwausingazvidembi narwo; asi kuchema nenzira yenyika kunouisa rufu.
11 lolagha! ulusukunalo luno lukwisa muvughane vwa Nguluve, luvapeliile kuuva ni kivavilisi ikya kuvomba sino sinoghiile, luvapeliile kukujoleka kuuti sino muvomba sa kyang'haani kukalalila uvuhosi, kukumwoghipa uNguluve, kusyukua kkum'bona, na kuvona kuti juno ahokile upiile uluhombo lwake. mu isio sooni muhufisie kuuti muli vasila n'kole.
Nokuti tarirai, chinhu ichocho, kuti makasuruvadzwa nenzira yeuMwari, chakauisa mukati menyu shungu dzakadini, inga kuzvidavirira, inga kutsamwa, inga kutya, inga chishuvo chakasimba, inga kushingaira, inga kutsiva. Pazvese makazviratidza kuti makachena pachiitiko ichi.
12 lino, nambe nikavalembiile umue, nanika valembiile vwimila mwa muunhu juno amhokile ujunge, nambe juno uvuhosi vumpumwisie. looli nalondagha kuuti mukagule jumue pa maaso gha Nguluve vule mukaghimbile kukutavula vwimila usue.
Naizvozvo kanawo ndakakunyorerai, ndakazviita kwete nekuda kwewakatadza, kana nekuda kwaiye wakatadzirwa, asi kuti kukushingairirai kwedu kuratidzwe kwamuri pamberi paMwari.
13 mu uluo mutukangisie. palikimo nuluo tuhovoka kange tuli nulukeelo vwimila, ulukeelo lwa Tiito vule mweni mukamhovwisie mu mwojo.
Nemhaka iyi takanyaradzwa panyaradzo yenyu; hongu takafara zvikuru kwazvo pamufaro waTito, nokuti mweya wake wakavandudzwa kubva kwamuri mese.
14 ulwakuva nanikale ni soni, ndave nikighinisie kwa mwene vwimila umue. sooni sino twavavulagha sikaale sa kyang'haani. enendiki na sino tukavaghinisie umue kwa Tiito, soope sivonike kuuti sa kyang'haani.
Nokuti kana ndakazvikudza nechinhu kwaari pamusoro penyu, handinyadziswi; asi sezvatakataura zvinhu zvese kwamuri muchokwadi, saizvozvowo kuzvikudza kwedu kuri pamberi paTito kwakava chokwadi.
15 ulughano lwake kulyumue luvaha kyongo, na pano ikumbuka uvukundi vwinu mweni na vule mukamwupiile vunono, kange nu vwoghofi.
Nehanya dzake dzawedzerwa kwazvo kwamuri, achirangarira kuteerera kwenyu mese, kuti makamugamuchira sei nekutya uye kudedera.
16 nihovwike ulwakuva lino ninoghiile kukuvahuviila lwoni.
Ndinofara naizvozvo kuti pazvese ndine chivimbo mamuri.