< 4 Mose 34 >

1 Awurade ka kyerɛɛ Mose sɛ,
Jehovha akati kuna Mozisi,
2 “Ka kyerɛ Israelfoɔ no sɛ, ‘Sɛ mobɛduru Kanaan asase no so a, asase a mede rema mo sɛ mo ankasa asase no a, sɛi na mo ahyeɛ bɛyɛ:
“Rayira vaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda muKenani, nyika ichagoverwa kwamuri senhaka, ichava nemiganhu iyi:
3 “‘Asase no anafoɔ fam no bɛyɛ Sin ɛserɛ so a ɛda Edom ano. Anafoɔ hyeɛ no ano bɛfiri Nkyene Ɛpo no.
“‘Rutivi rwenyu rwezasi ruchasanganisira chikamu cheGwenga reZini chinotevedzana nomuganhu weEdhomu. Muganhu wenyu wezasi, uchatangira kumagumo eGungwa roMunyu nechokumabvazuva,
4 Ɛbɛtoa so akɔtra Akrabbim wɔ anafoɔ hɔ a ɛrekɔ Sin no. Nʼanafoɔ pa ara no bɛyɛ Kades-Barnea, na ɛfiri hɔ akɔsi Hasarada de akɔwie Asmon.
uchiyambukira zasi kweAkirabhimu, uchipfuurira nokuZini uye uchienda nezasi kweKadheshi Bharinea. Ipapo uchazoenda nokuHazari Adhari uchindosvika kuAzimoni,
5 Ɛfiri Asmon a, ɛhyeɛ no bɛkɔ ara akɔsi Misraim asuwa no mu na ano akɔpem Po Kɛseɛ no ano.
kwaunondopota, wobatana noRukova rweIjipiti uchindogumira paGungwa.
6 Mo hyeɛ a ɛwɔ atɔeɛ no bɛyɛ Po Kɛseɛ a ɛda hɔ no.
Muganhu wenyu wokumavirira uchange uri mahombekombe eGungwa Guru. Ndiwo uchava muganhu wenyu nechokumavirira.
7 Mo hyeɛ a ɛda atifi no bɛfiti aseɛ wɔ Po Kɛseɛ no ano, na atoa so akɔ apueeɛ fam akɔsi bepɔ Hor,
Pamuganhu wenyu wokumusoro, munofanira kutara mutaro unobva kuGungwa Guru uchisvika kuGomo reHori
8 de akɔ Lebo Hamat na akɔ Sedad
uye kubva paGomo reHori uchisvika kuRebho Hamati. Ipapo muganhu uchaenda kuZedhadhi,
9 ne Sifron akɔ Hasar-Enan.
wopfuurira kuZifurani uchindogumira paHazari Enani. Ndiwo uchava muganhu wenyu nechokumusoro.
10 Apueeɛ hyeɛ no bɛfiri Hasar-Enan anafoɔ akɔ Sefam
Pamuganhu wenyu wokumabvazuva, munofanira kutara mutaro unobva kuHazari Enani uchisvika kuShefami.
11 akɔsi Ribla wɔ Ain apueeɛ fam. Ɛfiri hɔ a, ɛbɛkɔ akɔpem Kineret ɛpo no wɔ apueeɛ fam,
Muganhu uchadzika uchibva nokuShefami uchisvika kuRibhura nechokumabvazuva kweZini ugopfuurira wakatevedza materu ari kumabvazuva kweGungwa reKinereti.
12 na asiane afiri Asubɔnten Yordan, na akɔpem Nkyene Ɛpo no. “‘Sɛdeɛ mo asase ahyeɛ teɛ nie.’”
Ipapo muganhu uchadzika uchitevedza Jorodhani uchindoguma paGungwa roMunyu. “‘Iyi ndiyo ichava nyika yenyu, nemiganhu yayo kumativi ose.’”
13 Afei Mose ka kyerɛɛ Israelfoɔ no sɛ, “Yei ne asase a mobɛbɔ so ntonto akyekyɛ afa no. Awurade ahyɛ sɛ mmusua nkron ne fa a aka no na wɔbɛkyekyɛ mu afa.
Mozisi akarayira vaIsraeri akati, “Goverai nyika iyi nomujenya wenhaka yenyu. Jehovha akarayira kuti ipiwe kumarudzi mapfumbamwe nehafu,
14 Ruben ne Gad mmusuakuo no ne Manase abusua fa no deɛ, wɔama wɔn asase no bi
nokuti mhuri dzorudzi rwaRubheni, norudzi rwaGadhi uye nehafu yorudzi rwaManase vakagamuchira nhaka yavo.
15 wɔ Yordan apueeɛ fam a ɛne Yeriko di nhwɛanimu no.”
Marudzi maviri aya nehafu vakagamuchira nhaka yavo kumabvazuva kweJorodhani reJeriko, kwakatarisana nokumabudazuva.”
16 Awurade ka kyerɛɛ Mose sɛ,
Jehovha akati kuna Mozisi,
17 “Nnipa a wɔn edin didi so yi na mayi wɔn sɛ wɔnkyekyɛ asase no mu: ɔsɔfoɔ Eleasa, Nun babarima Yosua.
“Aya ndiwo mazita avarume vanofanira kukugoverai nyika senhaka yenyu: Ereazari muprista naJoshua mwanakomana waNuni.
18 Yi abusua biara mu ɔpanin baako na ɔmmoa wɔn nni saa dwuma yi.
Uye ugadze mutungamiri mumwe chete kubva kurudzi rumwe norumwe kuti vabatsire pakugova nyika.
19 “Wɔn edin na ɛdidi soɔ yi: “Yuda abusuakuo ntuanoni, Yefune babarima Kaleb;
“Aya ndiwo mazita avo: “Karebhu mwanakomana waJefune, kubva kurudzi rwaJudha;
20 Simeon abusuakuo ntuanoni, Amihud babarima Semuel;
Kubva kurudzi rwaSimeoni, Shemueri mwanakomana waAmihudhi;
21 Benyamin abusuakuo ntuanoni, Kislon babarima Elidad;
Kubva kurudzi rwaBhenjamini, Eridhadhi mwanakomana waKisironi;
22 Dan abusuakuo ntuanoni, Yogli babarima Buki;
Kubva kurudzi rwaDhani mutungamiri Bhuki mwanakomana waJogiri;
23 Yosef babarima Manase abusuakuo ntuanoni, Efod babarima Haniel;
Mutungamiri kubva kurudzi rwaManase mwanakomana waJosefa, Hanieri mwanakomana waEfodhi;
24 Yosef babarima Efraim abusuakuo ntuanoni, Siftan babarima Kemuel;
Mutungamiri kubva kurudzi rwaEfuremu mwanakomana waJosefa, Kemueri mwanakomana waShifutani;
25 Parknak babarima Elisafan, Sebulon abusuakuo ntuanoni;
Mutungamiri kubva kurudzi rwaZebhuruni, Erizafani mwanakomana waParanaki;
26 Asan babarima Paltiel, Isakar abusuakuo ntuanoni;
Mutungamiri kubva kurudzi rwaIsakari, Paritieri mwanakomana waAzani;
27 Selomi babarima Ahihud, Aser abusuakuo ntuanoni;
Mutungamiri kubva kurudzi rwaAsheri, Ahihudhi mwanakomana waSheromi;
28 Amihud babarima Pedahel, Naftali abusuakuo ntuanoni.”
Mutungamiri kubva kurudzi rwaNafutari, Pedhaheri mwanakomana waAmihudhi.”
29 Saa nnipa yi na Awurade yii wɔn sɛ wɔnhwɛ nkyekyɛ Kanaan asase no mu mma Israelfoɔ no.
Ava ndivo varume vakarayirwa naJehovha kuti vagovere nhaka kuvaIsraeri munyika yeKenani.

< 4 Mose 34 >