< Zaburi 67 >

1 Mungu atuhurumie sisi na kutubariki na kufanya nuru ya uso wake ituangazie (Selah)
Kumutungamiri wokuimba nemitengeranwa ine hungiso. Pisarema. Rwiyo. Mwari ngaatinzwire tsitsi atiropafadze, uye apenyese chiso chake pamusoro pedu, Sera
2 ili kwamba njia zako zijulikane nchi yote, wokovu wako kati ya mataifa yote.
kuti nzira dzenyu dzizivikanwe panyika, ruponeso rwenyu pakati pendudzi dzose.
3 Watu wakusifu wewe, Mungu; watu wote wakusifu wewe.
Marudzi ngaakurumbidzei, imi Mwari; marudzi ose ngaakurumbidzei.
4 Oh, mataifa wafurahi na na kuimba kwa furaha, maana utawahukumu watu kwa haki na kuwaongoza mataifa walioko duniani.
Ndudzi ngadzifare uye dziimbe nomufaro, nokuti munotonga marudzi nokururamisira, uye munotungamirira ndudzi dzenyika. Sera
5 Watu wakushukuru wewe, Mungu; watu wote wakusifu wewe.
Marudzi ngaakurumbidzei, imi Mwari; marudzi ose ngaakurumbidzei.
6 Nchi imetoa mavuno yake na Mungu, Mungu wetu, ametubariki.
Ipapo nyika ichabereka mukohwo wayo, uye Mwari, Mwari wedu, achatiropafadza.
7 Mungu ametubariki sisi, na miisho yote ya dunia itamuheshimu yeye.
Mwari achatiropafadza, uye migumo yose yepasi ichamutya.

< Zaburi 67 >