< Zaburi 97 >

1 Bwana anatawala, nchi na ifurahi, visiwa vyote vishangilie.
Jehovha anobata ushe, nyika ngaifare; zviwi zviri kure ngazvifare.
2 Mawingu na giza nene vinamzunguka, haki na hukumu ndio msingi wa kiti chake cha enzi.
Makore nerima guru zvakamukomberedza; kururama nokururamisira ndidzo nheyo dzechigaro chake choushe.
3 Moto hutangulia mbele zake na huteketeza adui zake pande zote.
Moto unoenda mberi kwake uchipisa vavengi vake kumativi ose.
4 Umeme wake wa radi humulika dunia, nchi huona na kutetemeka.
Mheni yake inovhenekera pasi; nyika inozviona igodedera.
5 Milima huyeyuka kama nta mbele za Bwana, mbele za Bwana wa dunia yote.
Makomo anonyungudika senamo pamberi paJehovha, pamberi paIshe wenyika yose.
6 Mbingu zinatangaza haki yake, na mataifa yote huona utukufu wake.
Kudenga denga kunoparidza kururama kwake, uye vanhu vose vanoona kubwinya kwake.
7 Wote waabuduo sanamu waaibishwa, wale wajisifiao sanamu: mwabuduni yeye, enyi miungu yote!
Vose vanonamata zvifananidzo vanonyadziswa, avo vanozvirumbidza nezvifananidzo, munamatei, imi vamwari vose!
8 Sayuni husikia na kushangilia, vijiji vya Yuda vinafurahi kwa sababu ya hukumu zako, Ee Bwana.
Zioni rinonzwa rigofara uye misha yeJudha inofara nokuda kwezvamakatonga, imi Jehovha.
9 Kwa kuwa wewe, Ee Bwana, ndiwe Uliye Juu Sana kuliko dunia yote; umetukuka sana juu ya miungu yote.
Nokuti imi, iyemi Jehovha, ndimi Wokumusoro-soro pasi pose; makasimudzirwa kupfuura vamwari vose.
10 Wale wanaompenda Bwana na wauchukie uovu, kwa maana yeye hulinda maisha ya waaminifu wake na kuwaokoa kutoka mkononi mwa mwovu.
Vanoda Jehovha ngavavenge zvakaipa, nokuti anorinda upenyu kwavanhu vake vakatendeka uye anovarwira muruoko rwowakaipa.
11 Nuru huangaza wenye haki na furaha kwa watu wanyofu wa moyo.
Chiedza chinovhenekera pamusoro pavakarurama, nomufaro pamusoro pavane mwoyo yakarurama.
12 Furahini katika Bwana, ninyi mlio wenye haki, lisifuni jina lake takatifu.
Farai muna Jehovha, imi vakarurama, uye mukudze zita rake dzvene.

< Zaburi 97 >