< Zaburi 129 >
1 Wimbo wa kwenda juu. Wamenionea mno tangu ujana wangu; Israeli na aseme sasa:
Rwiyo rworwendo. Vakandidzvinyirira zvikuru kubva pauduku hwangu, Israeri ngaati,
2 wamenionea mno tangu ujana wangu, lakini bado hawajanishinda.
“Vakandidzvinyirira zvikuru kubva pauduku hwangu, asi havana kundikunda.
3 Wakulima wamelima mgongo wangu, na kufanya mifereji yao mirefu.
Varimi vakarima musana wangu vakaita miforo yavo mirefu.”
4 Lakini Bwana ni mwenye haki; amenifungua toka kamba za waovu.
Asi Jehovha akarurama, akandisunungura pamabote avakaipa.
5 Wale wote waichukiao Sayuni na warudishwe nyuma kwa aibu.
Vose vanovenga Zioni ngavadzorerwe shure nenyadzi.
6 Wawe kama majani juu ya paa, ambayo hunyauka kabla hayajakua;
Ngavaite souswa pamusoro pedenga remba, hunooma husati hwakura;
7 kwa hayo mvunaji hawezi kujaza vitanga vyake, wala akusanyaye kujaza mikono yake.
mukohwi haangazadzi maoko ake nahwo, uye anounganidza haangazadzi maoko ake.
8 Wale wapitao karibu na wasiseme, “Baraka ya Bwana iwe juu yako; tunakubariki katika jina la Bwana.”
Vanopfuura nepo ngavarege kuti, “Maropafadzo aJehovha ngaave pamusoro pako; tinokuropafadza muzita raJehovha.”