< Tito 3 >

1 Uvayeudzire ivo kuzviisa pasi pevatungamiriri nevabati, vavateerere, vakazvigadzirira basa rese rakanaka,
Ubhakhombosiajhi kubhanyenyekela bhalongosi ni mamlaka, kubhatii ni kujha tayari mu khila mbombo jhinofu.
2 varege kuchera munhu, varege kuva vakakavari, vanyoro, vaitire vanhu vese unyoro hwese.
Ubhakhombosiajhi kubelakun'ket'ela munu jhejhioha jhola bhubhibhi, bhajhepayi kukomana, bhabhapelayi nafasi bhanu bhamana kukheta maamuzi, ni kulasya bhunyenyekefu kwa bhanu bhoha.
3 Nokuti nesu pachedu taimbova matununu, vasingateereri, tichitsauswa, tichishumira kuchiva nemafaro zvakasiyana-siyana, tichirarama mukushata negodo, tichivenga, tichivengana.
Kwakujha tete kabhele twajhele ni mabhuasu mabhibhi ni bhakaidi. Twajhele mudasi ni kubhombibhwa bhatumwa kwa tamaa simehele ni starehe. Tutameghe ni bhuifu ni bhuovu. Twadadisi ni kudadilana.
4 Asi apo unyoro nerudo kuvanhu zvaMwari Muponesi wedu zvoonekwa,
Lakini bhwakati huruma jha K'yara mwokozi ghwitu niluganu lwa muene kwa bhanadamu bho bhubhonekene,
5 kwete zvichibva pamabasa ekururama atakaita isu, asi zvichienderana netsitsi dzake wakatiponesa, kubudikidza nekushambidzwa kwekuberekwa kutsva nekuvandudzwa kweMweya Mutsvene,
jhajhelepi kwa matendu gha tete gha haki jha tubhombili, bali atuokwili kwa neema jha muene. Atuokwili kwa kutusuka kwa kuhogoleka bhupya ni mu kubhombibhwa bhupya kwa Roho Mtakatifu.
6 waakadururira achiwanza pamusoro pedu, kubudikidza naJesu Kristu Muponesi wedu,
K'yara asopili Roho Mtakatifu kwa bhwingi panani pa tete kup'et'ela Yesu Kristu mwokozi ghwitu.
7 kuti tichinzi takarurama nenyasha dzake, tive vadyi venhaka zvichienderana netariro yeupenyu husingaperi. (aiōnios g166)
Abhombili naha ili kwamba tukajhelayi bhashirika mu uhakika bhwa maisha gha milele. (aiōnios g166)
8 Ishoko rakatendeka, uye izvi ndinoda kuti musimbise zvirokwazvo, kuti vakatenda kuna Mwari vachenjerere kuzvipira pamabasa akanaka. Ndizvo zvinhu zvakanaka uye zvinobatsira kuvanhu;
Obho ndo bhujumbe bhwa kuaminibhwa. Nikabhalonda mgajobhayi kwa bhusisya mambo agha, ili kwamba bhala bhabhakan'kiera K'yara bhajhelayi ni dhamir panani pa mbombo nofu ambajho ajhibhekili palongolo pa bhene. Mambo agha manofu na ghajhele ni faida kwandabha jha bhanu bhoha.
9 asi nzvenga mibvunzo yeupenzi nenhoroondo dzemazita emadzinza nemakakatanwa nemakakava pamusoro pemurairo, nokuti hazvibatsiri uye hazvina maturo.
Lakini mukijhepusiajhi ni mijadala ghya kipumbafu, nasaba, masindanu, ni migonganu k'uhusu sheria. Mambo aghu ghajhelepi ni khenu bhwala faida.
10 Munhu anotsauka shure kwekurairwa kwekutanga nekwechipiri umurambe,
Mumbelayi jhejhioha jhaisababisya migabhwanyiku kati jha muenga. Baada jha lionyo limonga ama mabhele,
11 uchiziva kuti uyo wakadaro wakatsauka, uye anotadza, achizvipa mhosva amene.
mumanyayi kujha munu ghwa jinsi ejhu ajhilekeli njela jha jhijhele sahihi ni kubhomba dhambi ni kwihukumu muene.
12 Pandichatuma Aritema kwauri, kana Tikiko, ushingaire kuuya kwandiri kuNikopori; nokuti ndakazvipira kugarapo pachando.
Panibeta kundaghisya kwa bhebhe Artemi au Tikiko, manyata uhidayi kwa nene khoni Nikopoli ambapo niamuili kutama kipindi kya mepu.
13 Shingaira kubatsira Zenasi mududziri wemurairo naAporo parwendo rwavo, kuti kusava nechinhu chinoshaikwa kwavari.
Manyata na undaghisiajhi Zena n'taalamu mu sheria, ni Apolo, nikubela kup'onghokibhwa ni khenu.
14 Nevekweduwo ngavadzidze kuzvipira pamabasa akanaka anodikanwa pakushaiwa, kuti varege kuva vasina zvibereko.
Bhanu bhatete lazima bhakimanyisiajhi kwishughulisya mu mbombo nofu ambasyo sigusya mahitaji muhimu ili kwamba bhasihidi bhakajha bhabhibela kuhogola matunda.
15 Vese vaneni vanokukwazisa. Kwazisa vanotida parutendo. Nyasha ngadzive nemwi mese. Ameni.
Bhoha bhabhajhele pamonga ni nene bhikuponesya. Bhaponesiajhi bhala bhabhhatuganili mu imani. Neema jhijhelayi kwa muenga mwebhoha.

< Tito 3 >