< VaRoma 14 >
1 Zvino ane utera parutendo mugamuchirei, kwete negakava pamaonero.
the/this/who then be weak: weak the/this/who faith to take not toward discernment reasoning
2 Umwe anotenda kudya zvese, asi ane utera anodya miriwo.
which on the other hand to trust (in) to eat all the/this/who then be weak: weak plant to eat
3 Anodya ngaarege kuzvidza asingadyi, uye asingadyi ngaarege kutonga anodya; nokuti Mwari wakamugamuchira.
the/this/who to eat the/this/who not to eat not to reject (and *k*) the/this/who (then *no*) not to eat the/this/who to eat not to judge the/this/who God for it/s/he to take
4 Iwe ndiwe ani anotonga muranda weumwe? Anomira kana kuwa kuna ishe wake pachake. Achamiswa zvirokwazvo; nokuti Mwari anogona kumumisa.
you which? to be the/this/who to judge another’s slave the/this/who one's own/private lord: master to stand or to collapse to stand then (be able *N(k)O*) for (to be *k*) the/this/who (lord: God *N(K)O*) to stand it/s/he
5 Umwe anotemera zuva kupfuura rimwe zuva; umwe anotemera zuva rimwe nerimwe zvakafanana. Umwe neumwe ngaazivisise mumurangariro wake pachake.
which on the other hand (for *no*) to judge day from/with/beside day which then to judge all day each in/on/among the/this/who one's own/private mind to fulfill
6 Uyo anorangarira zuva, anorirangarira muna Ishe; neasingarangariri zuva, haarangariri muna Ishe; anodya anodya kuna Ishe, nokuti anovonga Mwari; uye asingadyi haadyi muna Ishe, uye anovonga Mwari.
the/this/who to reason the/this/who day lord: God to reason (and the/this/who not to reason the/this/who day lord: God no to reason *K*) (and *no*) the/this/who to eat lord: God to eat to thank for the/this/who God and the/this/who not to eat lord: God no to eat and to thank the/this/who God
7 Nokuti hakuna umwe kwatiri anozviraramira, uye hakuna anozvifira.
none for me themself to live and none themself to die
8 Nokuti kana tichirarama, tinoraramira Ishe; uye kana tichifa, tinofira Ishe; naizvozvo kana tichirarama, kana tichifa, tiri vaIshe.
if and/both for to live the/this/who lord: God to live if and/both to die the/this/who lord: God to die if and/both therefore/then to live if and/both to die the/this/who lord: God to be
9 Nokuti naKristu wakafira izvozvi, uye akamuka, akararamazve kuti ave Ishe wevese vakafa nevapenyu.
toward this/he/she/it for Christ (and *k*) to die (and to arise *K*) and (to live *N(k)O*) in order that/to and dead and to live to lord over
10 Zvino iwe unotongerei hama yako? Kana newe unozvidzirei hama yako? Nokuti isu tese tichamira pamberi pechigaro chekutonga chaKristu.
you then which? to judge the/this/who brother you or and you which? to reject the/this/who brother you all for to stand by the/this/who judgement seat the/this/who (God *N(K)O*)
11 Nokuti kwakanyorwa kuchinzi: Ini ndinorarama, anodaro Ishe; ibvi rimwe nerimwe richandifugamira, nerurimi rumwe nerumwe rwuchabvuma kuna Mwari.
to write for to live I/we to say lord: God that/since: that I/we to bend/bow all a knee and all tongue to agree the/this/who God
12 Naizvozvo zvino umwe neumwe wedu achazvidavirira pachake kuna Mwari.
therefore therefore/then each me about themself word (to give *NK(o)*) the/this/who God
13 Naizvozvo ngatirege kuva tichatongana; asi zviri nani mutonge izvi, kuti tisaisira hama chigumbuso kana chipinganidzo.
never again therefore/then one another to judge but this/he/she/it to judge more: rather the/this/who not to place stumbling block the/this/who brother or stumbling block
14 Ndinoziva uye ndine chokwadi muna Ishe Jesu, kuti hakuna chinhu chakasviba pachacho; asi kune uyo anofunga kuti chakasviba, kwaari chakasviba.
to know and to persuade in/on/among lord: God Jesus that/since: that none common: unsanctified through/because of (themself *NK(o)*) if: not not the/this/who to count one common: unsanctified to exist that common: unsanctified
15 Asi kana hama yako ichishungurudzwa nekudya, hauchafambi maererano nerudo. Usamuparadza nekudya kwako, uyo Kristu waakafira.
if (for *N(k)O*) through/because of food the/this/who brother you to grieve no still according to love to walk not the/this/who food you that to destroy above/for which Christ to die
16 Naizvozvo zvakanaka zvenyu ngazvirege kunyombwa.
not to blaspheme therefore/then you the/this/who good
17 Nokuti ushe hwaMwari hahusi kudya nechinwiwa, asi kururama nerugare nemufaro muMweya Mutsvene.
no for to be the/this/who kingdom the/this/who God eating and drink but righteousness and peace and joy in/on/among spirit/breath: spirit holy
18 Nokuti anoshumira Kristu pazvinhu izvi, anogamuchirika kuna Mwari, uye anotendwa kuvanhu.
the/this/who for in/on/among (this/he/she/it *N(K)O*) be a slave the/this/who Christ well-pleasing the/this/who God and tested the/this/who a human
19 Naizvozvo zvino ngatitsvakisise zvinhu zverugare, nezvinhu zvekuvakana.
therefore therefore/then the/this/who the/this/who peace to pursue and the/this/who the/this/who building the/this/who toward one another
20 Rega kuparadza basa raMwari nekuda kwekudya. Zvese zvakachena, asi zvakaipa kumunhu anodya nechigumbuso.
not because of food to destroy/lodge the/this/who work the/this/who God all on the other hand clean but evil/harm: evil the/this/who a human the/this/who through/because of stumbling block to eat
21 Zvakanaka kusadya nyama, kana kunwa waini, kana chimwe hama yako chaingagumburwa nacho kana kukanganiswa kana kushaiwa simba.
good the/this/who not to eat meat nor to drink wine nor in/on/among which the/this/who brother you to strike (or to cause to stumble or be weak: weak *KO*)
22 Iwe une rutendo here? Iva narwo pachako pamberi paMwari. Wakaropafadzwa asingazvitongi pachinhu chaanotendera.
you faith (which *no*) to have/be according to you to have/be before the/this/who God blessed the/this/who not to judge themself in/on/among which to test
23 Asi asina chokwadi, kana achidya, wava nemhosva, nokuti haadyi nerutendo; uye chese chisingabvi parutendo, chivi.
the/this/who then to judge/doubt if to eat to condemn that/since: since no out from faith all then which no out from faith sin to be