< Zvakazarurwa 4 >
1 Shure kweizvi ndakaona, zvino tarira, mukova wakazaruka kudenga, nenzwi rekutanga randakanzwa rakaita serehwamanda richitaura neni, richiti: Kwira pano, ndigokuratidza zvinhu zvinofanira kuitika shure kweizvi.
Unu mara uti mumu tigino ma gunkuno, in iri ana tukun afang asesere. Nigmirang nu tuba sa ma kunna kasi nigaita ni gusa nyani in bezi we timumu sata cukuno gbas ini ti cukuno anime inka amara imum igino me.
2 Zvino pakarepo ndakava muMweya; zvino tarira, chigaro cheushe chakagadzwa kudenga, nepamusoro pechigaro cheushe umwe agere.
A ana me inra anyimo abibe ba Asere, in be ma iri ukpanku sa ainko asesere, nan uye ma cikin asesere me.
3 Iye wakange agere pakuonekwa wakange akafanana nebwe rejasipisi nesadhio; nemurarabungu wakakomberedza chigaro cheushe waitaridzika sebwe reemaradhi.
Desa ma ciki asesere me ma zi kasi yasfa nan yakutu. U ganji mari ureh wa kete ukpanku me uzina uganji mari me kasi uppturu.
4 Zvino zvigaro zveushe makumi maviri nezvina zvakange zvakakomberedza chigaro cheushe; nepazvigaro zveushe ndakaona vakuru makumi maviri nevana vagere, vakapfeka nguvo chena, uye vakange vane korona dzegoridhe pamisoro yavo.
Ukete ukpanku me ma kpanku mana akura are in manazi marani, ana ticukuno azesere ama kpanku ananu wani akura are ina na wa nazi, wa sonsi tirunga tirum, nan na ere azumo awalwal ace aweme.
5 Nepachigaro cheushe pakabuda mheni nekutinhira nemanzwi; nemwenje minomwe yemoto ichipfuta pamberi pechigaro cheushe, iri Mweya minomwe yaMwari.
Asesere ukpanku upalti uni ususo ni, umelke nan u tusa asesere. Mapitila manu sunare mazina nare aje ukpanku me, mapila ma mane mani ibe ya Asere inu sunare.
6 Zvino pamberi pechigaro cheushe pakange pane gungwa regirazi, rakafanana nekrisitaro. Nepakati pechigaro cheushe nepakapoteredza chigaro cheushe pane zvisikwa zvina zvipenyu zvizere nemeso mberi neshure.
Ina je ukpanku ni win ni magani ni rani, nizin in masaa kan. Ati ukpanku me ni tikira tu kpanku me timumu tivai tini tinazi tirani tinyinci ina je aje me nan na dumo me.
7 Zvino chisikwa chipenyu chekutanga chakange chakafanana neshumba, uye chisikwa chipenyu chechipiri chakafanana nemhuru, nechisikwa chipenyu chechitatu chakange chine chiso semunhu, nechisikwa chipenyu chechina chakange chakafanana negondo rinobhururuka.
Imumu ivai ituba me izi kasi udaru, imumu ivai ikure me kasi vana ubi naa, imumu ivai iku taru muhenu kasi unubu, imumu ivai unazi izi kasi bi peu bi hirsa azesere.
8 Nezvisikwa zvipenyu izvi chimwe nechimwe chakange chine mapapiro matanhatu mativi ese, nemukati zvakange zvizere nemeso; uye hazvizorori masikati neusiku, zvichiti: Mutsvene, mutsvene, mutsvene, Ishe Mwari, Wemasimbaose, wakange aripo, uye aripo, neachazouya.
Vat timumu ti vai tigino me tizin ma gaure manu tatasi, tigmyinci ina je asesere nan na dizii ama gaure me. Niye nan nuwui dawa ceki ugusa, unu bari vat, me mani dati me mani ana me me mani unu eze.
9 Zvino apo zvisikwa zvipenyu izvi pazvaimupa kubwinya nerukudzo nekuvongwa iye anogara pachigaro cheushe, iye anorarama kusvikira rinhi narinhi, (aiōn )
Uganiya sa vat ti mumu tivai tigino me tizunu nyinza ugongo nan ni nonzo nan na apuru arom ahira ame sa ma ciki, asesere ukpanku me, ma sā mazì uhana umara unee. (aiōn )
10 vakuru makumi maviri nevana vakazviwisira pasi pamberi peagere pachigaro cheushe ndokumunamata iye anorarama kusvikira rinhi narinhi, uye vachikandira korona dzavo pamberi pechigaro cheushe, vachiti: (aiōn )
Ananu agino me akure are ina na wanazi wa rizi in mu henu mu me adizii aje ame sa ma ciki azesere ukpanku me, wa wuzi ni nonzo ni desa mazi uhana umara unee, wazini vingizi a ere aweme aje ukpanku me, wa gusi. (aiōn )
11 Makafanira, Ishe, kugamuchira kubwinya, nerukudzo, nesimba; nokuti ndimwi makasika zvinhu zvese, uye nekuda kwechido chenyu zviripo uye zvakasikwa.
Wa bari ugomo Asere uru nan Asere aru, kaba ninozo nan nu bari. Barki hamani wa baran vat timumu, nan nu ira uwe uni, ta cukuno akuri abara tini.