< Zvakazarurwa 13 >
1 Zvino ndakamira pamusoro pejecha regungwa, ndokuona chikara chichibuda mugungwa, chine misoro minomwe nenyanga gumi, nepamusoro penyanga dzacho korona gumi, nepamusoro pemisoro yacho zita rekunyomba.
La drangon nya ti dor yabum, wi kabam wi mam. La nyo ma to kange Nmige ki ye cheruti wi chaji, wi ki chumeni kob kange doro niber, wi dor chumechinin biduli ngdule kob, wi dor chumenin dendo wi ki dendo bwir.
2 Zvino chikara ichi chandakaona chakange chakaita sengwe, netsoka dzacho sedzebheya, nemuromo wacho semuromo weshumba. Zibukanana rikapa kwachiri simba raro, nechigaro charo cheushe, nemasimba makuru.
Bi chiro wuro man to wi nyo na naweh natinm chebo wi nyo na bitolo nyi che na nui trome i dirangon wo cho bikwan chero bikwan dur li yareche.
3 Zvino ndakaona umwe wemisoro yacho wakaita sewakaurawa kusvika parufu; asi vanga racho rekufa rakange rapodzwa; nyika yese ikashamisika shure kwechikara.
Win wi mor dorem bi cho, la der chero Bwir chero bim, di la kalewo chi to nyimang ka ki kwama chi bwanten bichiro tiye.
4 Vakanamata zibukanana rakapa simba kuchikara, vakanamata chikara, vachiti: Ndiani wakafanana nechikara? Ndiani anogona kuita hondo nacho?
Chi kene chi ne diracion dur, na cho ne durko durchero. chi ne durko chi tokti ki we na durko! we tank adol maka kiyankti kange he?
5 Zvino kukapiwa kwachiri muromo unotaura zvinhu zvikuru nekunyomba; kukapiwawo kwachiri simba rekubata mwedzi makumi mana nemiviri.
Chi ne durko nyi wuro cho tokker ti na kunka doreko che kange kero bwikna cho fiya bikwan tokka kereng yaken kume kwini na'ar chulon boyob.
6 Ndokushamisa muromo wacho kuti chinyombe Mwari, nekunyomba zita rake, netabhenakeri yake, neavo vanogara kudenga.
Dila bichnro wom nyi cheu tikang kero bwirti dor kwamak chwekang Den cheroti kange fiye nyi che kange noboro yim di kwama.
7 Zvino kwakapiwa kwachiri kuita hondo nevatsvene, nekuvakunda; kukapiwawo kwachiri masimba pamusoro perudzi rwese nerurimi nerudzi.
Chi chiya durko nin wo ma kwen kange nob kwama cho cham kaba kange chi, cih necho bikwan nai yank tinimbo nin, kange no ber.
8 Uye vese vanogara panyika vachachinamata, vane mazita asina kunyorwa mubhuku reupenyu reGwayana rakabaiwa kubva pakuvambwa kwenyika.
Gwam nobo yim to kale we chi ta ne cho bidwiyer gwam noboro ki kaka fwwlka kale chi mulang bo dentichero mor bifumerna be kwame che wuro chi biye.
9 Kana umwe ane nzeve, ngaanzwe.
No kange wi ki tupu ki wori cha nhwa cwam nii wuro chi tuu cho ti yati ki cho fiye changa cho yatiye.
10 Kana umwe achiunganidza muutapwa, anoenda muutapwa; kana umwe achiuraya nemunondo, zvakamufanira kuurawa nemunondo. Ndipo pane kutsungirira nerutendo rwevatsvene.
Gwam nii wo chi ya twal cho ti ki kulene, kulen chi twal cho ti chike kulen chi twal chotiye wuro cho bicha wa kale cheu, birum ner kange bilenke wi ni boro wuchakke.
11 Zvino ndakaona chimwe chikara chichikwira kubva panyika; uye chakange chine nyanga mbiri segwayana, ndokutaura sezibukanana.
La mo to kange, bichir wi che ru ti wi mor bitine. wi ki chume yob cherkang bekwame che yolo chon tokker na na chuwe che.
12 Uye chakashandisa simba rese rechikara chekutanga pamberi pacho uye chinoita kuti nyika nevagere mukati mayo kuti vanamate chikara chekutanga, chiya chine vanga rinouraya rakaporeswa.
Cho mw atum Dur bikwan gwam bichir kaba kabum chem di la cho dok kale kange nobo yim wi yeu chi ya ne bichir kaba dur wuro chi twa chimen twira tamwi na bware che.
13 Chinoitawo zviratidzo zvikuru, kuti nemoto chinoita kuti uburuke kubva kudenga kuuya panyika pamberi pevanhu.
Ma dur bwa yilener cho dok kirako yirau bitine dikwama kabum no bem.
14 Zvino chinonyengera avo vanogara panyika nezviratidzo zvakapiwa kwachiri kuti chiite pamberi pechikara, chichiti kune vanogara panyika, ngavaitire mufananidzo chikara chakange chine vanga remunondo, chikararama.
Wa dang dike chinene cho mane, chon bolang nobo kale chon yi chi ya ma yirom kange ki der kulene di la na chuno bum.
15 Zvino kwakapiwa kwachiri kupa mweya kumufananidzo wechikara, kutiwo mufananidzo wechikara utaure, chigoita kuti vese vasinganamati mufananidzo wechikara vaurawe.
Chi chiya chimen cha ne fubom dor urom bichronin, naurom bo na tokker, cha dok chi ya twallum gwam nii ko neka bi dwiyer bichironine.
16 Chinoitawo vese, vadiki nevakuru, uye vafumi nevarombo, uye vakasununguka nevaranda, kuti vapiwe mucherechedzo muruoko rwavo rwerudyi, kana pahuma dzavo,
Cha tok dige tamme, nobo gwam bidwurtinim kange durtinim nobo chuve chuyeu kange nob bwinem no mabwiti ki change kangehiwke chi ya yirom kan chick kange tikob.
17 uye kuti kusava neumwe anogona kutenga kana kutengesa, kunze kwaiye ane mucherechedzo, kana zita rechikara kana nhamba yezita racho.
Mani a math yo Lange nii wo manki numbari Mani can ten keneti, keneceu ki nang na dencer.
18 Hehuno uchenjeri. Ane kunzwisisa ngaaverenge nhamba yechikara; nokuti inhamba yemunhu; uye nhamba yacho ndimazana matanhatu nemakumi matanhatu nenhanhatu.
Wuro ki chwi yiien no nii kange wi ki yiien di cha ki yem kilatum bichior wuro. kilatum na nii fire che. kilatumbo cho wo 666.