< Mateo 7 >
1 Musatonga, kuti murege kutongwa,
Manats dabt́ Iyesus hank'owa bíet, «It atsats angsherawok'o konatsor angshk'ayere,
2 nokuti muchatongwa nekutonga kwamunotonga nako; uye muchayerwa zvekare nechiyero chamunoyera nacho.
k'oshwotsats it angshtsok'o it atsowere angshetwe, mank'o it tatsts tatsi k'ac'ots itsho tatsetwe.
3 Unotarisirei rubanzu rwuri muziso reumwe wako, asi usingananzereri danda riri muziso rako?
Ni ááwotse fa'a gindo nbe'aawo ni'eshu ááwitsi kiimo n s'iil eegishe?
4 Kana ungataura sei kune umwe wako uchiti: Rega ndivhomore rubanzu muziso rako, asi tarira, danda riri muziso rako?
Eshe niááwotse gindo b́befere, ni'eshuush, ‹Aab ni ááwitsi kimman kishuna› nietet ááwk'oneya?
5 Munyepedzeri, tanga kuvhomora danda muziso rako, ugoona kwazvo kuvhomora rubanzu muziso reumwe wako.
Nee git albertsono, shin niááwotse fa'a gindo kishwe, maniyere il, nieshu ááwotse fa'a kiimo kishosh shengshde bek'etune.
6 Musapa chitsvene kuimbwa, kana kukandira maparera enyu pamberi penguruve, zvimwe dzingaatsika netsoka dzadzo, dzikatendeuka dzikakubvamburai.
Woshosh t'ints meets S'ayino kanwotssh imk'ayere, it ink'wo guritswots shinats juuk'ayere, gúritswots itko b́k'awntso shaaw gizon keewets malo botufon boneed'awok'owa, kanwotswere aanar itn shas'etunee.
7 Kumbirai, uye muchapiwa; tsvakai, uye muchawana; gogodzai, uye muchazarurirwa.
«K'onwere itsh imetwe, gewoore daatsitute, fengesho k'ofore itsh k'eshetwe.
8 Nokuti umwe neumwe anokumbira anogamuchira, neanotsvaka anowana, neanogogodza anozarurirwa.
K'onitu jamo dek'etwe, geyirwonúwere daatsitwe, fengesh k'ofitwoshowere k'eshetwe.
9 Kana ndeupi munhu kwamuri, iye kana mwanakomana wake akakumbira chingwa, achamupa ibwe?
Ititse b́ na'o tusho b́k'onoor shútso imetwo kone?
10 Kana kuti akakumbira hove, achamupa nyoka?
Mus'o b́k'onre dawnzo imetwá?
11 Zvino kana imwi makaipa muchiziva kupa vana venyu zvipo zvakanaka, Baba venyu vari kumatenga vachapfuurisa sei kupa zvinhu zvakanaka ivo vanovakumbira?
Eshe it gondwotsi wotefetsat, it nana'úwotssh sheeng keewo imo it daniyakon, bérée, darotse fa'o it nihi bín k'onitwotssh bogshde aawk'owe sheeng keewo imo b́k'azeti!
12 Naizvozvo zvinhu zvese zvamunoda kuti vanhu vakuitirei, imwi muvaitirewo saizvozvo; nokuti uyu ndiwo murairo nevaporofita.
Eshe haniyak ashuwots itsh bok'alitwok'o it geyiru jamo itwere boosh mank'o k'alwere, nemonwere, nebiyiwots keewtso danonwere b́ keewirwo haniye.
13 Pindai nesuwo rakamanikana; nokuti suwo rakafara nenzira yakapamhamha inoenda kukuparadzwa, uye vazhinji varipo vanopinda naro.
«Fengesh t'ebún kindúwere, t'afo maants kindshit fengesho gawne, b́ werindonúwere eene. Manmaants kindit ashuwotswere ankatnee.
14 Nokuti suwo rakamanikana nenzira nhete inoenda kuupenyu, uye vashoma vanoiwana.
Kashomaants kindshiru werindonu t'ebee, b́ werindonwere kic'ike, bín daatsit ashuwotswere aynaliye.
15 Asi chenjerai vaporofita venhema, vanouya kwamuri nezvipfeko zvemakwai, asi mukati mapumhi anoparadza.
«Mereeri gok'o tahde it maants weetwotsatse, bogitsotsnmó biik'ts boditsi Elah wotts kootets nebiyiwotsatse it atso korde'ere,
16 Muchavaziva nezvibereko zvavo; vanhu vanotanha mazambiringa paminzwa here, kana maonde parubayambeva?
Bonowere it danet bo fini shuwonee. Angitsi t'ugi atatse weyini shuwo, koshshlatse belesi miti shuwo mec'eetwa?
17 Saizvozvo muti umwe neumwe wakanaka unobereka zvibereko zvakanaka, asi muti wakaipa unobereka zvibereko zvakaipa.
Mank'o miti sheeng jamo shuwi sheengo shuwitwee, gond mitonwere gond shuwo shuwitwee.
18 Muti wakanaka haugoni kubereka zvibereko zvakaipa, nemuti wakaipa haubereki zvibereko zvakanaka.
Miti sheengo gond shuwo shuwosh falratse, gond mitonwere sheeng shuwo shuwosh falratse.
19 Muti umwe neumwe usingaiti chibereko chakanaka unotemwa wokandirwa mumoto.
Sheeng shuwo shuraw mit jamo k'ut'de tawo maants juwetwe.
20 Naizvozvo kubva pazvibereko zvavo muchavaziva.
Mansh eshe, kootets nebiyiwotsi bofini shuwon boon danetute.
21 Haasi wese anoti kwandiri: Ishe, Ishe, achapinda muushe hwekumatenga; asi anoita kuda kwaBaba vangu vari kumatenga.
« ‹Doonzono! Doonzono!› taash etiru jamo daritsi mengstots kindratse, daritsi mengstots kinditwo darotse fa'o t nih shuntso finitwoniyee.
22 Vazhinji vachati kwandiri pazuva iro: Ishe, Ishe, hatina kuporofita muzita renyu here, tikabudisa madhimoni muzita renyu, tikaita mabasa esimba mazhinji muzita renyu?
Angshi aawots ayuwots, ‹Doonzono! Doonzono! n shútson bek'o keewratsnowa? N shútson fo'erawo kishratsnowa? Nshútson ay adits keewwotsi k'alratsnowa?› Etetune taasha.
23 Zvino ipapo ndichareva kwavari pachena ndichiti: Handina kukuzivai chero nguva; ibvai kwandiri imwi vaiti vezvakaipa.
Taawere manots aawots, ‹B́ jamon itn danatse! it gond finirwots tiyatse okaan wokoore!› eteetwe boosha.
24 Naizvozvo umwe neumwe anonzwa mashoko angu awa uye akaaita, ndichamufananidza nemurume wakachenjera, wakavaka imba yake paruware.
«Ti aap'an k'ewde'er finats jitsit jamo b́ moo s'alats agts s'ek ashoni bí ariye
25 Zvino mvura ikaturuka, mafashame akauya, mitutu ikavhuvhuta, ikarova paimba iyo, ikasawa; nokuti yakange yakateyiwa paruware.
Awshonú b́butsi, di'onwere b́di'ii, jongonwere jongat maa man b́ gifniy, ernmó, maaman shútsi s'alats bí agetsotse dihratsee.
26 Zvino umwe neumwe anonzwa mashoko angu awa, akasaaita, uchafananidzwa nemurume benzi, wakavaka imba yake pajecha;
Ti aap'tsan shisht finats jitsrawonmó b́ moo shiyats agts gik'ets ashoniye bíari.
27 zvino mvura ikaturuka, mafashame ndokuuya, mitutu ndokuvhuvhuta, ndokurova paimba iyo, ndokuwa; uye kuwa kwayo kukava kukuru.
Awsho b́butsi, di'o b́ di'i, jongo jongat maaman b́gifnii, moonwere manoor dihbwtsi, b́dih dihonwere dihi gondo b́dhi.»
28 Zvino zvakaitika kuti Jesu apedza mashoko iwawa, zvaunga zvakashamiswa nedzidziso yake.
Iyesus keewanotsi keewt b́ ishtsok'on ashuwots b́ danits danatse tuutson bo'adi.
29 Nokuti wakavadzidzisa seune simba, kwete sevanyori.
Adtswotswere bí bo nem danifwotskok'o b́woterawo aletsok'o b́ daniyrwotsna b́tesh.