< Mateo 5 >

1 Zvino wakati achiona zvaunga akakwira mugomo, zvino wakati agara pasi vadzidzi vake vakauya kwaari;
Yesu peauwene msambi wa vandu, akakwela kuchitumbi, akatama. Vawuliwa vaki vakamlanda,
2 akashamisa muromo wake, akavadzidzisa achiti:
mwene akatumbula kuvawula, akajova.
3 Vakaropafadzwa varombo pamweya; nokuti ushe hwekumatenga ndehwavo.
Vamotisiwa vevavi vangangu mumpungu, muni Unkosi wa kunani kwa Chapanga ndi wavi!
4 Vakaropafadzwa vanochema; nokuti ivo vachanyaradzwa.
Vamotisiwa vana mvinisu mumtima ndava vambudili Chapanga, muni Chapanga alavapolesa mitima!
5 Vakaropafadzwa vanyoro; nokuti ivo vachagara nhaka yenyika.
Vamotisiwa vangolongondi, muni valahala mulima.
6 Vakaropafadzwa vane nzara nenyota yekururama; nokuti ivo vachagutiswa.
Vamotisiwa vana njala na vevavi na njota ya kukita geigana Chapanga, muni Chapanga alavayukutisa
7 Vakaropafadzwa vane tsitsi; nokuti ivo vachaitirwa tsitsi.
Vamotisiwi vevavi na lipyana, muni Chapanga alavahengela lipyana.
8 Vakaropafadzwa vakachena pamoyo; nokuti ivo vachaona Mwari.
Vamotisiwi vevavi na mtima wa msopi, muni yati valamuwona Chapanga.
9 Vakaropafadzwa vanoyananisa; nokuti ivo vachanzi vana vaMwari.
Vamotisiwi vatepulanisa, muni yati vikemelewa vana vaki Chapanga.
10 Vakaropafadzwa vanoshushwa nekuda kwekururama; nokuti ushe hwekumatenga ndehwavo.
Vamotisiwi veving'aiswa ndava ya kukita geigana Chapanga, muni Unkosi wa kunani kwa Chapanga ndi wa vene.
11 Makaropafadzwa imwi, kana vachikutukai, vachikushushai, vachikutaurirai zvakaipa zvese vachireva nhema nekuda kwangu.
“Mumotisiwi nyenye vandu vakavaliga, vakavanyagayi na kuvadetela uhakau ndava ya nene.
12 Farai mupembere kwazvo, nokuti mubairo wenyu mukuru mumatenga; nokuti vakashusha saizvozvo vaporofita vakakutangirai.
Mheka na kululuta muni njombi yinu yivaha kunani kwa Chapanga, chenichi ndi chevavahengili Vamlota va Chapanga vevavalongolili kwakona nyenye.”
13 Imwi muri munyu wenyika; asi kana munyu warasa kuvava, ucharungwa nei? Hauchabatsiri chinhu, asi kurasirwa kunze, utsikwe-tsikwe nevanhu.
Nyenye ndi mwinyu wa pamulima! Nambu luyong'onyo lwaki lwakayaga yati yisopewa kiki? Yivya lepi na lihengu kavili yati kutagika kuvala na vandu vakuyilivatila.
14 Imwi muri chiedza chenyika; guta rakamiswa pamusoro pegomo haringavanziki;
“Nyenye ndi ngati lumuli lwa pamulima! Muji weujengiwi panani ya chitumbi ufiyika lepi.
15 uye mwenje havautungidzi vakauisa pasi pedengu, asi pachigadziko chemwenje, uvhenekere vese vari mumba.
Vandu vipambika lepi hahi na kuigubika na chiviga, muni yivikiwa panani ya chibokoselu kuvalangasa voha vevavi mugati.
16 Saizvozvo chiedza chenyu ngachivhenekere pamberi pevanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka, vagokudza Baba venyu vari kumatenga.
Mewawa lumuli lwinu luvalangasa palongolo ya vandu, vagalola matendu ginu gabwina, vamlumbalila Dadi winu mweavi kunani.”
17 Musafunga kuti ndauya kuzoparadza murairo kana vaporofita; handina kuuya kuzoparadza, asi kuzozadzisa.
“Mkoto kuhololela kuvya nibweli kuwusa malagizu ga Chapanga geampeli Musa amala mawuliwu ga Vamlota va Chapanga. Nibweli lepi kuwusa, ndi nibweli muni kugatimalisa.
18 Nokuti zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Kusvikira denga nenyika zvichipfuura, vara diki rimwe kana chidodzi chimwe kubva pamurairo hazvingatongopfuuri, kusvikira zvese zvaitika.
Nikujovela chakaka, mbaka kunani na mulima yati zihamba, kawaka hati nukuta yimonga yeyiwusiwa mumalagizu mbaka goha gatimila.
19 Naizvozvo ani nani anotyora umwe wemirairo midikisa iyi, akadzidzisa vanhu saizvozvo, achanzi mudikisa muushe hwekumatenga; asi ani nani anoita akaidzidzisa, iye achanzi mukuru muushe hwekumatenga.
Hinu, mundu yeyoha angayidakila hati mihilu umonga udebe kuliku zoha, na kuvawula vangi vakita ago, mwenuyo yati ivya mdebe neju, Muunkosi wa kunani kwa Chapanga. Nambu mweiyuwanila na kuvawula vangi mwenuyo yati ivya mvaha muunkosi wa kunani kwa Chapanga.
20 Nokuti ndinoti kwamuri: Kunze kwekuti kururama kwenyu kukapfuura kwevanyori nekweVaFarisi, hamungatongopindi muushe hwekumatenga.
Muyuwanila, ubwina winu ngati nakuyonjokesa wula wa vawula va malagizu na Vafalisayu, katu nakuyingila mu Unkosi wa kunani kwa Chapanga.”
21 Makanzwa kuti zvakanzi kune vekare: Usauraya; uye ani nani anouraya achava nemhosva yemutongo;
“Mmali kuyuwana kuvya vandu va kadeni chavajoviwi, ‘Ukoto kukoma! Mundu yeyoha mweikoma yikumgana ahamuliwa.’
22 asi ini ndinoti kwamuri: Ani nani anotsamwira umwe wake pasina chikonzero, achava nemhosva yemutongo; neanoti kune umwe wake: Dununu! achava nemhosva yedare remakurukota; uye anoti: Benzi! achava nemhosva yegehena remoto. (Geenna g1067)
Nambu nene nikuvajovela, mundu yeyoha mweakumyomela mlongo waki, yati ihamuliwa. Mundu yeyoha mweakumvevesa mlongo waki yati vakumtakila kulibanji la mihalu. Mweakumkemela mlongo waki, ‘Myimu! Yati iyingila kumotu wa magono goha wangajimika.’” (Geenna g1067)
23 Naizvozvo kana uchiuisa chipo chako kuaritari, ipapo ukarangarira kuti umwe wako ane chekupikisana newe,
“Hinu, ngati upeleka luteta lwaku palongolo ya lusanja lwa luteta, na ukumbwiki kuvya mlongo waku avi na luhonda na veve,
24 siya ipapo chipo chako pamberi pearitari, uende umbonotanga wayanana neumwe wako, ugouya wopira chipo chako.
Ululeka luteta lwaku pa lusanja lwa luteta, hamba hoti ukatepulana na mlongo waku kangi uwuya kavili uwusa luteta lwaku.”
25 Tenderana nemudzivisi wako nekukurumidza, uchiri munzira naye, zvimwe mudzivisi angakukumikidza kumutongi, mutongi akukumikidze kumupurisa, ukakandirwa mutirongo.
“Tepulana na mweakutakili kanyata mwakona munjila kuhamba kulibanji la mihalu. Ngati lepi, mweakutakili yati akukugotola mumawoko ga mhamula mihalu, mwene akugotola kwa manjolinjoli na kukungiwa muchifungu.
26 Zvirokwazvo ndinoti kwauri: Haungatongobudimo, kusvikira waripa kamari kekupedzisira.
Nikujovela chakaka yati nakuhuma mbaka ulipili sendi ya mwishu.”
27 Makanzwa kuti zvakanzi kune vekare: Usaita upombwe;
“Muyuwini kuvya vandu vajoviwi, kotoka kukita ugoni!
28 asi ini ndinoti kwamuri: Wese anotarisa mukadzi kuti amuchive, watoita upombwe naye mumoyo make.
Nambu nene nikuvajovela, kila mundu mweakumlolokesa mdala cha kumnogela amali kugona nayu mumtima waki.
29 Uye kana ziso rako rerudyi richikugumbusa, uridzure urase kubva kwauri; nokuti zviri nani kwauri kuti umwe wemitezo yako uparare, kwete kuti muviri wako wese ukandirwe mugehena. (Geenna g1067)
Hinu, lihu laku la upandi wa kulyelela likakubudisa, ulitupula ukalitaga kutali. Mbanga neju, veve kuyaganisa pandu pamonga pa higa yaku, kuliku higa yaku yoha kutagika pamotu wa magono goha wangajimika. (Geenna g1067)
30 Zvino kana ruoko rwako rwerudyi ruchikugumbusa, urugure urasire kure newe; nokuti zviri nani kwauri kuti umwe wemitezo yako uparare, kwete kuti muviri wako wese ukandirwe mugehena. (Geenna g1067)
Ngati chiwoko chaku cha kulyela chikubudisa chidumulai ukatagayi kutali. Mbanga veve kuyaganisa pandu pamonga pa higa yaku kuliku higa yaku yoha yihambi kumotu wa magono goha wangajimika.” (Geenna g1067)
31 Zvakanziwo: Ani nani anoramba mukadzi wake, ngaamupe rugwaro rwekurambana;
“Gamali kujovekwa kuvya, ‘Mundu yeyoha mweakumleka mdala waki, amyandakila balua ya kumleka.’
32 asi ini ndinoti kwamuri: Ani nani anoramba mukadzi wake, kunze kwemhosva yeupombwe, anomuitisa upombwe; uye ani nani anowana wakarambwa anoita upombwe.
Nambu nene nikuvajovela, mundu yeyoha mweakumleka mdala waki, nambu ndu ndava ya kumkamula ugoni, akumkita mkemi. Na mgosi akamgegai mdala yula mwealekiwi ikita ugoni nayu.”
33 Zvekare makanzwa kuti zvakanzi kune vekare: Usapika nhema, asi uripire Ishe mhiko dzako;
“Kangi myuwini vandu va kadeni vajoviwi, ‘Ukotoka kudenya chilapu chaku, nambu uganikiwa kutimilisa chilapu chaku kwa Bambu.’
34 asi ini ndinoti kwamuri: Musatongopika; kana nedenga, nokuti chigaro chaMwari cheushe;
Nambu nene nikuvajovela, katu mkotoka kulapa, hati kunani kwa Chapanga, muni ndi chigoda cha Chapanga cha unkosi waki,
35 kana nenyika, nokuti chitsiko chetsoka dzake; kana neJerusarema, nokuti iguta raMambo mukuru;
amala kulapa kwa mulima muni chigoda cha kuvikila magendelu gaki, amala ku Yelusalemu muni muji wa Nkosi mkulu.
36 uye usapika nemusoro wako, nokuti haugoni kuita ruvhudzi rumwe ruchena kana rutema.
Ukoto kulapa pamutu waku, muni nakuhotola kuuhenga hati luyunju lumonga kuvya lwa msopi amala lutitu.
37 Asi shoko renyu ngarive: Hongu, hongu; kwete, kwete; chinopfuura izvi chinobva kune wakaipa.
Mkajovai ‘Ena,’ Ndi yivya ‘Ena,’ Mkajovai, ‘Mbwitu,’ Chakaka yivyai ‘Mbwitu,’ Chochoha chechiyonjokeseka pa genago chihumila kwa Setani.”
38 Makanzwa kuti zvakanzi: Ziso neziso, uye zino nezino;
“Muyuwini kuvya gajoviki. ‘Lihu kwa lihu, linu kwa linu.’
39 asi ini ndinoti kwamuri: Musapikisa wakaipa; asi ani nani anokurova padama rako rerudyi, umutendeusire rimwewo.
Nambu nene nikuvajovela, ukotoka kumuwuyisila mundu mhakau. Mundu akakupamanda, mulitama la kulyela, mng'anamusila na litama la kumangeya.
40 Neanoda kukusungisa, nekutora shati yako, umutendere nguvo yakowo.
Mundu akakutakila igana kukunyaga nyula yaku, mlekela atola mewa na likoti laku.
41 Ani nani anokumanikidza kuenda maira imwe uende naye mbiri.
Mundu akakukamula kwa makakala ugegai ndwika yaki kilomita yimonga, ugegai kilomita zivili.
42 Ipa anokumbira kwauri, usafuratira anoda kukwereta kwauri.
Mweakukuyupa mpelai, na ukotoka kumtila mundu mweakuyaika chindu.”
43 Makanzwa kuti zvakanzi: Ude umwe wako, uvenge muvengi wako.
“Myuwini kuvya gajoviki, mgana muyaku, na mvenga likoko waku.
44 Asi ini ndinoti kwamuri: Idai vavengi venyu, ropafadzai vanokutukai, batai zvakanaka vanokuvengai, munyengeterere vanokubatai zvakaipa vachikushushai.
Nambu nene nikuvajovela, muvagana makoko vinu na kuvayupila vala vevakuvang'aisa nyenye,
45 Kuti muve vana vaBaba venyu vari kumatenga, nokuti vanobudisira zuva ravo kune vakaipa nevakanaka, nemvura vanoinaisira vakarurama nevasakarurama.
muni mpata kuvya vana va Dadi winu mweavi kunani. Muni mwene akuvalangasila lilanga laki vandu makoko na vandu vabwina, na kuvatonyela fula kwa vandu vabwina palongolo yaki na vandu vahakau.
46 Nokuti kana muchida vanokudai, mune mubairo wei? Ko, vateresiwo havaiti izvozvo here?
Wu, njombi yoki mwipata kuhuma kwa Chapanga? Ngati mukuvagana vala vevakuvagana nyenye ndu! Kawaka! Muni hati vatola kodi navene vikita mewa!
47 Uye kana muchikwazisa vamwe venyu chete, munoita zvikuru kupfuura vamwe nei? Ko, vateresiwo havaiti saizvozvo here?
Ngati Mukuvajambusa valongo vinu ndu, mhengili chindu kiki neju kuliku vangi? Muni hati vangammanya Chapanga vikita mewawa.
48 Naizvozvo imwi muve vakakwana, saBaba venyu vari kumatenga vakakwana.
Mwiganikiwa mkoto kupungula chochoa mukuhenga gabwina ngati Dadi winu wa kunani kwa Chapanga angapungula.”

< Mateo 5 >