< Mateo 22 >
1 Zvino Jesu wakapindura akataurazve kwavari nemifananidzo, achiti:
SI Jesus manope ya jacuentuse sija talo y acomparasion sija ilegña,
2 Ushe hwekumatenga hwakafananidzwa neumwe mambo, wakaitira mwanakomana wake mutambo wemuchato;
Y raenon langet, parejo yan un ray, na jafatinas gupot umasagua para y lajiña.
3 akatuma varanda vake kunodana vakange vakokwa kumuchato, asi havana kuda kuuya.
Ya jatago y tentagoña sija, na ujaagange y manmaconbida gui guipot; lao ti manmalago manmato.
4 Akatuma zvekare vamwe varanda, achiti: Udzai vakakokerwa muti: Tarirai, ndagadzira chisvusvuro changu, nzombe dzangu nezvakakora zvabaiwa, uye zvinhu zvese zvagadzirwa; uyai kumuchato.
Jatago talo palo tentagoña, ilegña: Sangane y manmaconbida: Esta jufamauleg y na taloane, y gajo toro yan y manyomog na gajo, esta manmapuno, ya todo esta listo: fanmamaela gui guipot umasagua.
5 Asi havana kuzvikoshesa, vakaenda, umwe kumunda wake pachake, umwe kukutengeserana kwake;
Lao sija ti jaatituye, ya manmapos, y uno para y fangualuaña, y otro para y cometsioña.
6 vakasara vavo vakabata varanda vake, vakavaitira zvakaipa, vakavauraya.
Y palo macone y tentagoña ya manamamajlao, ya manmapuno.
7 Zvino mambo wakati azvinzwa, wakatsamwa, akatuma hondo dzake, akaparadza mhondi idzo, akapisa guta ravo.
Lao y ray ninalalalo; ya jatago y sendaluña sija na ujapuno todo ayo y mamuno sija, ya ujasonggue y siudaña.
8 Zvino akati kuvaranda vake: Muchato wagadzirwa, asi vakange vakokwa vakange vasina kufanira.
Ayo nae ilegña ni y tentagoña sija: Y guipot umasagua esta listo; lao ayo sija y manmaconbida ti mandigno.
9 Naizvozvo, endai kumharadzano dzenzira, mukokere kumuchato vese vamunowana.
Janao fanmalag y mafapoposgüe na chalan, ya inagange para y guipot umasagua todo y inseda.
10 Varanda avo vakabudira kunzira, vakaunganidza vese nekuwanda kwevavakawana, zvese vakaipa nevakanaka; imba yemuchato ikazara nevagere pakudya.
Ya manmapos y tentago sija para y chalan, ya janafandaña todo y jasoda, parejo y taelaye yan y mauleg; ya y guipot umasagua bula ni manmaconbida.
11 Zvino mambo wakati achipinda kuzoona vagere pakudya, akaona ipapo munhu asina kupfeka chipfeko chemuchato;
Ya anae jumalom y ray para ulie y manmaconbida, jalie güije un taotao na ti minagago ni y magagon gupot.
12 akati kwaari: Shamwari, wapinda sei pano usina chipfeko chemuchato? Akashaya remuromo.
Ya ilelegña nu guiya: Amigo, jafa na jumalomjao güine ya taya magagumo magagon gupot? Lao güiya ti cumuentos.
13 Zvino mambo akati kuvaranda: Musungei makumbo nemaoko, mumubvise, mukandire kurima rekunze kwekupedzisira; apo pachava nekuchema nekugeda-geda kwemeno.
Ayo nae y ray ilegña ni y manmañeñetbe: Gode y adengña, yan y canaeña, ya inchile, ya inyite juyong gui jalom jomjom: ayo nae uguaja tumanges, yan chegcheg nifen.
14 Nokuti vazhinji vakadanwa, asi vashoma vanosanangurwa.
Sa megae manmaagang; lao didide manmaayig.
15 Zvino VaFarisi vakaenda vakanorangana kuti vangamuteya sei pakutaura.
Ayo nae manmapos y Fariseo sija, ya manacuentuse jafa taemano ninagadon güe ni y cuentosña.
16 Vakatuma kwaari vadzidzi vavo vane VaHerodhe, vachiti: Mudzidzisi, tinoziva kuti ndimwi wechokwadi, uye munodzidzisa nzira yaMwari muchokwadi, musingarangariri zvemunhu, nokuti hamutariri chimiro chevanhu.
Ya jatago guato guiya güiya y disipuloñija yan iyon Herodes, ilegñija: Maestro, intingo na jago magajetjao, ya mamananagüejao na magajet y chalan Yuus; ya taya unadadaje ni jaye; sa ti uno na guaelaye guiya jago y finaboresen taotao.
17 Naizvozvo tiudzei: Munofungei? Zvinotenderwa kupa Kesari mutero here, kana kwete?
Sangane jam nae, jafa jinasosomo? Tunas na infanmanaejam tributo as Sesat, pat aje?
18 Asi Jesu wakaziva kuipa kwavo, akati: Munondiidzirei, vanyepedzeri?
Lao si Jesus jatungo y tinaelayeñija, ya ilegña: Jafa muna intientayo, hipocritas?
19 Ndiratidzei mari yemutero. Vakamuvigira dhenario.
Fanueyofan ni y salape y tributo. Ya sija machuliegüe un dinario.
20 Zvino akati kwavari: Mufananidzo uyu nechinyorwa ndezvani?
Ayo nae ilegña nu sija: Jaye iyo este na imagen yan y tinigue ni y gaigue gui jiloña?
21 Vakati kwaari: ZvaKesari. Ipapo akati kwavari: Naizvozvo dzorerai kuna Kesari zvinhu zvaKesari, nekuna Mwari zvinhu zvaMwari.
Sija ilegñija nu güiya: Iyon Sesat. Ayo nae ilegña nu sija: Nae si Sesat ni iyon Sesat, ya si Yuus ni iyon Yuus.
22 Vakati vanzwa vakashamisika, vakamusiya, vakaenda.
Ya anae sija jajungog este na sinangan, ninafanmanman, ya madingo güe ya manmapos.
23 Nezuva iro kwakauya kwaari VaSadhusi, avo vanoti hakuna kumuka, vakamubvunza,
Ayo na jaane, manmato guiya güiya y Saduseo sija, ni y ilegñija na taya quinajulo y manmatae, ya mafaesen güe,
24 vachiti: Mudzidzisi, Mozisi wakati: Kana munhu akafa asina vana, munin'ina wake achawana mukadzi wake, agomutsira mukoma wake mbeu.
Ylegñija: Maestro, si Moises ilegña, Yaguin jaye na taotao matae ya taya patgonña, y cheluña uasagua yan y asaguaña, ya unacajulo semiya gui cheluña.
25 Paiva pakati pedu nevanakomana vemunhu umwe vanomwe; wekutanga akawana mukadzi, akafa; uye asina mbeu, akasiya mukadzi wake kumunin'ina wake.
Guaja guiya jame siete na lalaje mañelo; ya y finena umasagua ya matae, ya taya patgonña, japolo y asaguaña gui cheluña.
26 Saizvozvowo wechipiri, newechitatu, kusvikira kune wechinomwe.
Parejoja talo y mina dos, yan y mina tres, asta y mina siete.
27 Pakupedzisira kwevese mukadzi akafawo.
Anae munjayan manmatae todosija, matae y palaoan locue.
28 Zvino pakumuka, achava mukadzi waani pavanomwe? Nokuti vese vakava naye.
Y quinajulo y manmatae, jaye gui siete ugaeasagua y palaoan? sa todosija maninasagua.
29 Jesu ndokupindura, akati kwavari: Munorasika, musingazivi magwaro, kana simba raMwari;
Ayo nae maninepe as Jesus, ilegña: Manabag jamyo sa ti intingo y Tinigue sija, ni y ninasiñan Yuus.
30 nokuti pakumuka havawanani, havawaniswi; asi vakaita sevatumwa vaMwari kudenga.
Sa y quinajulo y manmatae, ni manasagua ni umanafanasagua, sa manparejoja yan y angjet sija gui langet.
31 Asi maererano nekumuka kwevakafa, hamuna kuverenga here zvakataurwa kwamuri naMwari, achiti:
Ya y quinajulo y manmatae, ada ti intaetae y esta masangan pot si Yuus nu jamyo na ilegña:
32 Ini ndiri Mwari waAbhurahama, naMwari waIsaka, naMwari waJakobho? Mwari haasi Mwari wevakafa, asi wevapenyu.
Guajo si Yuus Abraham, yan si Yuus Ysaac, yan si Yuus Jacob? Ti güiya si Yuus y manmatae, na Yuus y manlâlâlâ.
33 Zvino zvaunga zvichizvinzwa zvakashamisika nedzidziso yake.
Anae majungog este nu y linajyan taotao, ninafanmanman ni y finanagüeña.
34 VaFarisi vakati vachinzwa kuti washaisa VaSadhusi remuromo, vakaungana pamwe.
Lao anae y Fariseo sija majungog na janafanmamatquilo y Saduseo sija, mandaña gui un lugat.
35 Zvino umwe wavo, nyanzvi yemutemo, wakamubvunza, achimuidza, ichiti:
Ya mafaesen güe, uno guiya sija, ni y magas y lay, tinienta güe, ilegña:
36 Mudzidzisi, ndeupi mutemo mukuru pamurairo?
Maestro, jafa y mas dangculo na tinago gui lay?
37 Jesu akati kwaari: Ida Ishe Mwari wako, nemoyo wako wese, uye nemweya wako wese, uye nemurangariro wako umwe neumwe.
Si Jesus ilegña nu güiya: Guaeya y Señot Yuusmo con todo y corasonmo, yan todo y antimo, yan todo y jinasomo.
38 Ndiwo murairo wekutanga uye mukuru.
Este y finenana yan y dangculo na tinago.
39 Wechipiri unofanana nawo, ndiwoyu: Ida umwe wako sezvaunozvida iwe.
Ya y mina dos parejoja yan este: Guaeya y tiguangmo parejo yan jago.
40 Pamirairo iyi miviri, murairo wese nevaporofita zvakaremberedzwa.
Este y dos na tinago chinileja todo y lay yan y profeta.
41 Zvino VaFarisi vachakaungana, Jesu akavabvunza,
Ya enae estaba y Fariseo sija mandadaña, si Jesus manfinaesen sija;
42 achiti: Munofungei pamusoro paKristu? Mwanakomana waani? Vakati kwaari: WaDhavhidhi.
Ylegña: Jafa jinasonmiyo as Cristo? jaye gaelaje güe? Sija ilegñija: Lajin David.
43 Akati kwavari: Ko Dhavhidhi wakagomutumidza sei muMweya kuti Ishe, achiti:
Güiya ilegña nu sija: Jafa na si David gui Espiritu finanaan güe Señot, ilegña:
44 Ishe wakati kuna Ishe wangu: Gara kurudyi rwangu, kusvikira ndaita vavengi vako chitsiko chetsoka dzako?
Y Señot jasangane y Señotjo, fatachong gui agapa na canaejo, asta qui jupolo y enemigumo gui papâ adengmo.
45 Zvino kana Dhavhidhi achimuti Ishe, anova mwanakomana wake sei?
Yaguin si David finanaan güe Señot, jafa taemano lajiña?
46 Zvino hakuna akagona kumupindura shoko; uye kwakange kusina munhu kubva pazuva iro wakatsunga kumubvunzazve.
Ya taya siña ni uno umope güe. Ya desde ayo na jaane taya umatrebe güe para umafaesesen güe ni jafa.