< Mateo 14 >

1 Panguva iyo Herodhe umwe wevatongi vana wakanzwa mukurumbira waJesu,
Hatnavah, Herod bawi ni Jisuh e kamthang hah a thai navah,
2 akati kuvaranda vake: Uyu ndiJohwani Mubhabhatidzi; iye wakamuka kuvakafa, naizvozvowo mabasa esimba awa anobata maari.
het hateh Baptisma kapoekung Jawhan doeh. Duenae koehoi a thaw toe. Hatdawkvah kângairu hnonaw hah a sak thai telah a kut rahim e naw koe a dei pouh.
3 Nokuti Herodhe wakange abata Johwani akamusunga akamuisa mutirongo nekuda kwaHerodhiasi mukadzi waFiripi munin'ina wake.
Herod ni amae a nawngha, Filip e a yu Herodias dawkvah Jawhan hah a man a katek teh thongim vah a paung.
4 Nokuti Johwani wakange ati kwaari: Hazvitenderwi kwauri kuti uve naye.
Jawhan ni Herod koe hote napui na la e heh thoung hoeh telah Herod hah atipouh dawkvah,
5 Zvino achida kumuuraya, akatya chaunga, nokuti vaimutora semuporofita.
Jawhan hah thei han a ngai ei rangpuinaw a taki dawkvah thet ngam hoeh. Rangpuinaw ni Jawhan hah profet buet touh lah a pouk awh,
6 Asi kwakati kuchichengetedzwa zuva rekuberekwa kwaHerodhe, mukunda waHerodhiasi akatamba pakati pavo, akafadza Herodhe.
Herod a khenae hnin a pha teh pawi a sak navah Herodias e canu teh pawi thung a lam dawkvah, Herod lung ahawi sak.
7 Naizvozvo wakavimbisa nemhiko kuti achamupa chipi nechipi chaaizokumbira.
Na hei e pueng na poe han telah thoekâbonae hoi lawk a kam.
8 Zvino iye, wakati amborairwa namai vake, akati: Ndipei pano mundiro musoro waJohwani Mubhabhatidzi.
A manu ni a uen e patetlah Baptisma kapoekung Jawhan e a lû hah hete tongben dawk na poe telah a hei.
9 Mambo akashungurudzika, asi nekuda kwemhiko, uye kwevakange vagere naye pakudya, wakaraira kuti apiwe.
Siangpahrang teh a lungmathoe ei lawk yo a kam toung dawkvah a huikonaw e minhmai hah a khet teh, poe hanelah kâ a poe.
10 Akatuma vanhu, akagura Johwani musoro mutirongo.
Hatdawkvah, tami a patoun teh, Jawhan e lahuen hah thongim thungvah a tâtueng sak.
11 Musoro wake ukauyiswa mundiro, ukapiwa kumusikana, akauisa kuna mai vake.
A lû hah tongben dawk hoi napui ca a poe awh teh napui ca ni a manu koe a sin.
12 Vadzidzi vake vakauya vakatora mutumbi vakauviga, vakaenda ndokuudza Jesu.
Jawhan e a hnukkâbangnaw a tho awh teh a ro hah a sin awh. A pakawp awh hnukkhu, Jisuh koe a cei awh teh a dei pouh awh.
13 Jesu wakati azvinzwa, akabvapo nechikepe, akaenda kunzvimbo yerenje ari ega; asi zvaunga zvakati zvichizvinzwa zvikamutevera netsoka zvichibva mumaguta.
Jisuh ni a thai nah hote hmuen hah long hoi a ceitakhai teh kingdinae koe vah a cei. Taminaw ni a thai awh dawkvah kho thung hoi a tâco awh teh khok hoi a kâbang awh.
14 Zvino Jesu wakati abuda akaona chaunga chikuru, akavanzwira tsitsi, akaporesa varwere vavo.
Jisuh ni a cei navah, taminaw a hmu nah a pahren dawkvah kapatawnaw pueng a dam sak.
15 Zvino ava madekwani, vadzidzi vake vakauya kwaari vachiti: Iyi inzvimbo yerenje, uye ikozvino nguva dzaenda; regai zvaunga zviende, kuti vaende kumisha vanozvitengera kudya.
Tangmin vah a hnukkâbangnaw ni a hnai awh teh, hiteh thingyeiyawn doeh. Kho hai a hmo toe. Rangpuinaw teh canei ran hanlah khonaw dawk cetsak lawi atipouh awh. navah,
16 Asi Jesu wakati kwavari: Havafaniri kuenda; vapei imwi kuti vadye.
Jisuh ni ahnimouh a cei ngai hoeh. A ca awh hanelah poe awh, atipouh.
17 Asi vakati kwaari: Hatina pano kunze kwezvingwa zvishanu nehove mbiri.
Ahnukkâbangnaw ni vaiyei panga touh hoi tanga kahni touh hoe laipateh kaimouh koe alouke rawca awmhoeh bout ati. Hahoi, Jisuh ni vaiyei hoi tanga hah hi sin awh haw atipouh.
18 Iye akati: Uyai nazvo pano pandiri.
Hattoteh rangpuinaw hah tahung hanlah kâ a poe.
19 Akaraira zvaunga kuti zvigare pasi pauswa, zvino akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, akatarira kumusoro kudenga, akazviropafadza, ndokumedura akapa zvingwa kuvadzidzi, vadzidzi ndokupa kuzvaunga.
Tamimaya hah pho van tahung hanelah kâ a poe. Vaiyei panga touh hoi tanga kahni touh hah a sin teh kalvan lah moung laihoi, lunghawi lawk a dei hnukkhu, vaiyei hoi tanga hah a raen teh a hnukkâbangnaw hah a poe.
20 Vakadya vese, vakaguta; vakanonga zvimedu zvakasara, matengu gumi nemaviri azere.
A hnukkâbangnaw ni hai rangpuinaw hah patuen a poe awh. Rangpuinaw ni kaboumlah a ca awh hnukkhu, ka cawi e a rakhun awh teh tangthung hlaikahni touh akawi.
21 Uye vakange vadya vaiva varume vanenge zvuru zvishanu pasina vakadzi nevana.
Ka cat e abuemlah napui hoi camo dei laipalah tongpa dueng 5,000 touh hane a pha awh.
22 Pakarepo Jesu wakamanikidza vadzidzi vake kupinda muchikepe, vamutungamirire mhiri, iye acharega zvaunga zvichienda.
Jisuh ni kamkhueng e taminaw hah a ban sak lahun navah, a hnukkâbangnaw hah long a kâcui sak teh namran lah hmaloe a patoun.
23 Zvino wakati arega zvaunga zvichienda, akakwira mugomo ari ega kunonyengetera; akati ava madekwani, wakange ari ega ipapo.
Kamkhueng e naw be a ceisak hnukkhu ratoum hanlah, mon lah soumtinae koe a luen teh, tangmin vah amadueng ao.
24 Asi chikepe zvino chakange chava pakati pegungwa chichitambudzwa nemafungu; nokuti mhepo yakange ichipikisa.
Long teh tui lungui vah kahlî ni khak a ngang dawkvah tuicapa ni a hem awh.
25 Nenguva yechina yemurindiro yeusiku Jesu akaenda kwavari achifamba pamusoro pegungwa.
Tangmin suimilam pali nah Jisuh teh ahnimouh koe tui van vah a cei.
26 Zvino vadzidzi vakati vachimuona achifamba pamusoro pegungwa, vakavhunduka vachiti: Chipoko; ndokudanidzira nekutya.
Hottelah tui van a cei teh a tho e hah a hmu awh navah, kahrai doeh titeh taki hoi a hramki awh.
27 Asi pakarepo Jesu wakataura navo akati: Tsungai moyo; ndini; musatya.
Jisuh ni na lungpuen awh hanh. Kai doeh taket awh hanh atipouh.
28 Petro ndokumupindura akati: Ishe, kana muri imwi, ndirairei ndiuye kwamuri pamusoro pemvura.
Piter ni Bawipa, nang boipawiteh, tui van hoi nang koe ka tho nahanlah kâ na poe haw atipouh.
29 Ndokubva ati: Uya. Petro ndokuburuka muchikepe akafamba pamusoro pemvura, kuenda kuna Jesu.
Hattoteh hi tho atipouh. Piter ni long van hoi a kum teh Jisuh koe pha hanelah tui van vah a cei.
30 Asi wakati achiona mhepo ine simba, akatya; zvino otanga kunyura, akadanidzira, achiti: Ishe, ndiponesei!
Kahlî a tang e hah a hmu navah a taki teh tui thung lah a bo dawkvah Bawipa na rungngang haw telah a hram.
31 Pakarepo Jesu wakatandavadza ruoko, akamubata, akati kwaari: Iwe werutendo rudiki, unokononei?
Jisuh ni a kut a dâw teh Piter hah a kuet. Yuemnae kayoun e tami bangkongmaw oupvoutnae na tawn atipouh.
32 Vakati vapinda muchikepe, mhepo ikanyarara.
Long van a pha roi toteh kahlî a roum.
33 Vakange vari muchikepe ndokuuya vakamunamata vachiti: Zvirokwazvo muri Mwanakomana waMwari.
Long thung kaawmnaw ni a hnai awh teh, nang teh Cathut Capa tangngak doeh ati awh teh a bawk awh.
34 Vakati vayambuka, vakasvika panyika yeGenesareti.
Namran lah a ceiawh teh Gennesaret ram dawk a pha awh.
35 Varume venzvimbo iyo vakati vamuziva vakatuma shoko panyika yese iyo yakapoteredza, vakauisa kwaari vese vairwara.
Hot hmuen dawk e kaawm e naw ni a nout awh navah, a teng kaawm e hmuen pueng koe, tami a patoun awh dawkvah, ka pataw e pueng hah a thokhai awh.
36 Vakakumbirisa kwaari kuti vabate chete mupendero wenguvo yake; uye vese vakabata vakaporeswa.
A kâkhu e hni pawi hah, tek thai nahanlah a kâhei awh. Katek e pueng haiyah damnae a coe awh.

< Mateo 14 >