+ Mateo 1 >

1 Bhuku redzinza raJesu Kristu, Mwanakomana waDhavhidhi, mwanakomana waAbhurahama.
Echitabho cho luganda lwa Yesu Kristo omwana wa Daudi omwana wa
2 Abhurahama wakabereka Isaka; Isaka ndokubereka Jakobho; Jakobho ndokubereka Judha nevanakomana vababa vake;
Ibrahimu; Ibrahimu aliga esemwene Isaka na Isaka esemwene Yakobo na Yakobo alisemwene Yuda na bhamula bhabho.
3 Judha ndokubereka Faresi naZara kuna Tamari; Faresi ndokubereka Esiromi; Esiromi ndokubereka Arami;
Yuda aliga ali esemwene Peresi na Sera ku Tamari Peresi ali esemwene waHezroni na Hezroni ali esemwene wa Ramu,
4 Arami ndokubereka Aminadhabhi; Aminadhabhi ndokubereka Naashoni; Naashoni ndokubereka Sarimoni;
Ramu aliga ali semwene Aminadabu. Aminadabu alisemwene Nashoni. Nashoni alisemwene Salimoni.
5 Sarimoni ndokubereka Bhowazi kuna Rahabhi; Bhowazi ndokubereka Obhedhi kuna Rute; Obhedhi ndokubereka Jese;
Salimoni alisemwene wa Boazi ku Rahabu, Bohazi alisemwene wa Obedi ku Ruth, Obedi alisemwene Yese.
6 Jese ndokubereka Dhavhidhi mambo; Dhavhidhi mambo ndokubereka Soromoni kumukadziwaiva waUria;
Yese alisemwene omkama Daudi. Daudi aliga alisemwene Selemani ku mugasi wa Huria.
7 Soromoni ndokubereka Robhoami; Robhoami ndokubereka Abhiya; Abhiya ndokubereka Asa;
. Sulemani aliga alisemwene Rehoboamu, Rehobohamu alisemwene wa Abiya, Abiya alisemwene wa Asa.
8 Asa ndokubereka Josafati; Josafati ndokubereka Joramu; Joramu ndokubereka Oziasi;
Asa aliga alisemwene wa Yehoshafati, Yehoshafati alisemwene wa Yoramu, na Yoramu alisemwene wa Uzia.
9 Oziasi ndokubereka Jotamu; Jotamu ndokubereka Akazi; Akazi ndokubereka Hezekia;
Uzia aliga alisemwene wa Yothamu, Yothamu alisemwene wa Ahazi, Ahazi alisemwene wa Hezekia.
10 Hezekia ndokubereka Manase; Manase ndokubereka Amoni; Amoni ndokubereka Josiyasi;
Hezekia aliga alisemwene wa Manase, Manase alisemwene wa Amoni na Amoni alisemwene Yosia
11 Josiyasi ndokubereka Jekoniasi nevanakomana vamai vake nenguva yekutapirwa kuBhabhironi.
Yosia aligaesemwene Yekonia na bhamula bhabho omwanya gunu bhagegelwe okusilwa Babeli.
12 Zvino shure kwekutapirwa kuBhabhironi, Jekoniasi wakabereka Saratieri; Saratieri ndokubereka Zerubhabheri;
Omwanya gunu bhaliga bhamalile ogegwa okuja Babeli, Yekonia aliga alisemwene Shatieri, Shatieri aliga ali jaji wabhona Zelubabeli.
13 Zerubhabheri ndokubereka Abhiudhi; Abhiudhi ndokubereka Eriakimi; Eriakimi ndokubereka Azori;
Zerubabeli aliga alisemwene Abiudi, Abiudi alisemwene wa Eliakimu, na Eliakimu ali semwene wa Azori.
14 Azori ndokubereka Sadhoki; Sadhoki ndokubereka Akimi; Akimi ndokubereka Eriyudhi;
Azori aliga alisemwene Zadoki, Zadoki alisemwene Akimu, na Akimu alisemwene Eliudi.
15 Eriyudhi ndokubereka Eriazari; Eriazari ndokubereka Matani; Matani ndokubereka Jakobho;
Eliudi aliga alisemwene Elieza, Elieza ali esemwene Matani na Matani alisemwene Yakobo.
16 Jakobho ndokubereka Josefa murume waMaria, kwakazvarwa kwaari Jesu, anonzi Kristu.
Yakobo aliga alisemwene Yusufu omulume wa Mariamu unu kusoka kumwene Yesu ebhuhye unu katogwa Kristo.
17 Naizvozvo mazera ese kubva kuna Abhurahama kusvikira kuna Dhavhidhi mazera gumi nemana; nekubva kuna Dhavhidhi kusvikira pakutapirwa kuBhabhironi mazera gumi nemana; nekubva pakutapirwa kuBhabhironi kusvikira kuna Kristu mazera gumi nemana.
Jinyibhulo jona okusoka ku Ibrahimu okukinga ku Daudi jaliga nyibhulo ekumi nena, okusoka ku Daudi okukinga okugegwa okuja Babeli ni nyibhulo ekumi nena, no kusoka anu bhagegibhwe okuja Babeli okukinga ku Kristo ni nyibhulo ekumi nena.
18 Zvino kuberekwa kwaJesu Kristu kwaiva kwakadai: Nokuti mai vake Maria vakati vatsidzirwa kuroorwa naJosefa, vasati vasangana vakaonekwa vava nemimba kubva kuMweya Mutsvene.
Okwibhulwa kwa Yesu Kristo kwaliga kulikutya, nyila wae, Mariamu aliga nasandwa na Yusufu, akatungu bhachali kubhonana chi mubhili nabhonekana ati alinainda kubhutulo bhwo mwoyo mwelu.
19 Zvino Josefa murume wavo zvaakange ari wakarurama, asingadi kuvafumura, waida kuvaramba muchivande.
Omulume wae Yusufu aliga munu mulengelesi atendele kumuswasha abhwelu. Alamuye okubhusiga obhuko obhwo kwo bhwitebhe.
20 Asi zvino wakati acharangarira zvinhu izvozvi, tarira, mutumwa waIshe wakaonekwa kwaari muchiroto achiti: Josefa, mwanakomana waDhavhidhi, usatya kuzvitorera Maria mukadzi wako; nokuti icho chakaumbwa maari ndecheMweya Mutsvene.
Anu aliga acheganilisha ingulu ya magambo ago, Maraika wa Nyamuanga namubhonekela mu chiloto naika, Yusufu mwende Daudi utajakubhaya okumugega Mariamu kuti mugasi wao kulwokubha inda inu alinayo ni kulwo bhuturo bhwo Mwoyo mweru.
21 Uye achabereka Mwanakomana, uye uchatumidza zita rake Jesu, nokuti iye achaponesa vanhu vake pazvivi zvavo.
Kaja okwibhula omwana we chilume umubhilikile lisina lyae Yesu, kulwokubha niwe kaja okubhachungula abhanu bhae ne bhibhibhi byebwe
22 Zvino zvese izvozvi zvakaitwa kuti zvizadziswe zvakarehwa naIshe kubudikidza nemuporofita achiti:
Gona ganu gasokana okukumisha jinu jaikilwe na Nyamuanga ku njila yo mulagi naika,
23 Tarira, mhandara ichava nemimba, igobereka Mwanakomana, uye vachatumidza zita rake Emanueri, ndokuti kana zvichishandurwa, Mwari anesu.
Lola omuyala aligega inda no kwibhula omwana mulume na bhalimubhilikila lisina lyae Imanuel insonga yendemo Nyamuanga amwi neswe.
24 Zvino Josefa amuka pahope akaita sezvakaraira mutumwa waIshe kwaari, akazvitorera mukadzi wake;
Yusufu emukile okusoka muntilo nakola kutyo Malaika wa Nyamuanga kutyo amulagilie na amugegele kuti mugasi wae.
25 uye haana kumuziva kusvikira azvara Mwanakomana wake wedangwe; akatumidza zita rake JESU.
Kulwejo nolo jabhee kutyo atamamile nage katungu kone okukinga ao ebhulie omwana we chilume namubhilikila lisina lyae Yesu.

+ Mateo 1 >