< Ruka 6 >

1 Zvino zvakaitika nesabata rechipiri shure kwerekutanga, achigura nemuminda yezviyo, vadzidzi vake vatanha hura, vakadya, vachidzipukuta nemaoko.
Ingigwa aiipumie musabato u Yesu aukiile mukati mumugunda wandya nia manyisigwa akwe aiakukala masukwi ikapugula mumikono ao ikalya indya.
2 Asi vamwe veVaFarisi vakati kwavari: Munoitirei zvisiri pamutemo kuita nemasabata?
Ingi niang'wi mafalisayo ikalunga, “Kuniki nimukituma ikintu nishanga katai ilango singatai kituma uluhiku la sabato.”
3 Zvino Jesu achivapindura, wakati: Hamuna kuverenga izvo kunyange Dhavhidhi zvaakaita, paakange ava nenzara iye nevakange vanaye,
U Yesu akasukilya, akalunga, shanga aimusomile ne iki nu Daudi aiwitumile naiukite inzala niitunja auya naine palung'wi.
4 kuti wakapinda sei mumba maMwari, akatora akadya zvingwa zvekuratidza, akapa nevakange vanaye; izvo zvisiri pamutemo kudyiwa asi nevapristi vega?
Aiwendile munyumba ang'wi Tunda, akahola imikate nimiza nukumilya mikehu, akamipumya imiuya kuantu naiakoli nung'wenso kumilya, ingi aiituile tai iadimu kulya.”
5 Ndokuti kwavari: Mwanakomana wemunhu ndiIshe wesabatawo.
Ingi akalunga, Ung'wana wang'wa Adamu mukulu wa Sabato.”
6 Zvino zvakaitikawo nerimwe sabata kuti wakapinda musinagoge, akadzidzisa; zvino kwakange kune munhu ipapo uye ruoko rwake rwerudyi rwakange rwakawonyana.
Aiipumie musabato ngiza akalongola mukati musinagogi nukuamanyisa iantu kung'wanso. Aiukole muntu umukono wakwe nuakingoha aukule igandi.
7 Vanyori neVaFarisi vakamutarisisa, kuona kana angaporesa nesabata, kuti vawane mhosva yavangamupomera.
Iaandike iamafalisayo aiamugozee kisa nukuona ang'wi ukumuguna umuntu uluhiku la Sabato, ingi ahume kuligwa igazo la kumusemela.
8 Asi iye wakaziva mifungo yavo, akati kumunhu wakange ane ruoko rwakawonyana: Simuka, uende unomira pakati. Akasimuka akamira.
Aaine tuni naiakusiga akalunga umuntu naiwigandi umukono, auke imike apa mukatikati antu ihi kululo umuntu akauka akimika apo.
9 Zvino Jesu akati kwavari: Ndichakubvunzai chimwe chinhu: Zviri pamutemo here nemasabata kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa? Kuponesa upenyu kana kuparadza?
U Yesu akalunga kitalao, kumukolya unye tai ne uluhiku la Sabato kituma nimaza ang'wi kugazanja kuguna imatungo ang'wi kugazanja? Hangi akaagoza ihi nukuaila umuntu uyu.
10 Zvino akaringa-ringa kwavari vese, akati kumunhu: Tandavadza ruoko rwako. Akaita saizvozvo. Ruoko rwake rwukaporeswa ndokugwinya serumwe.
Goola umukono ako.” Akatenda uu numukono akwe uuagunwa.
11 Ivo vakazara neupengo; vakataurirana umwe neumwe, kuti vangamuitei Jesu.
Ingi ikizula ikuo, ikiligitwa enso kuenso itume ntuni kung'wa Yesu.
12 Zvino zvakaitika nemazuva iwayo kuti wakabuda akaenda kugomo kunonyengetera; agara usiku hwese mukunyengetera kuna Mwari.
Apumie mahiku ayo kusoko aiwendile mulugu kulompa, akalongoleka utiku wihi kumulompa Itunda.
13 Zvino kwakati kwaedza, akadanira vadzidzi vake kwaari; akasanangura kwavari gumi nevaviri, vaakatumidzawo kuti vaapositori;
Naiituile dau, akaitanga iamanyi akwe, akahula ikumi na ibili ung'wi ao, hangi akaitanga ia mitume.”
14 Simoni, waakatumidzawo Petro, naAndiriya munin'ina wake, Jakobho naJohwani, Firipi naBhatoromiyo,
Mina amitume nianso aitangwa Simoni (hangi akamitanga Petro) nu Andrea umuluna akwe, Yakobo, Yohana, Filipo, Bartolomayo,
15 Matewu naTomasi, Jakobho waArifiyosi, naSimoni wainzi Ziroti;
Matayo, Tomaso nu Yakobo ng'wana wang'wa Alfayo, Simoni, awitangilwe Zelote.
16 Judhasi waJakobho, naJudhasi Isikariyoti, wakavawo mutengesi.
Yuda, ng'wana wang'wa Yakobo nu Yuda Isikariote naumuguiye.
17 Akaburuka navo, akamira panzvimbo pakaenzana, nechaunga chevadzidzi vake, nechaunga chikuru chevanhu vaibva Judhiya rese neJerusarema, nepagungwa reTire neSidhoni, vakauya kuzomunzwa, nekuporeswa pazvifo zvavo;
Ingi u Yesu akasima mulugulu palung'wi nienso nukimika muegusi, malundo makulu idu na manyisigwa aiakoli kuko, palung'wi nilundo ikulu la antu kupuma ku Uyahudi nuku Yerusalemu, nukupuma kupwani ang'wa Tiro nu Sidoni.
18 nevakange vachitambudziwa nemweya yetsvina, vakaporeswa.
Ingi ikaza kumutegelya nukumuguna imaulwaee akwe. Iantu aiagigwa nia mintunga niabii ikagunwa ingi.
19 Chaunga chese chikatsvaka kumubata; nokuti kwakabuda simba kwaari rikaporesa vese.
Ihi naiakole pang'wanso pamilundo ihi aiagemile kumuamba ingulu yaugunwa aiipumile mukati akwe, akagunwa ihi.
20 Ndokusimudzira meso ake kuvadzidzi vake, akati: Makaropafadzwa varombo, nokuti ushe hwaMwari ndohwenyu.
Ingi akaagoza iamanyi akwe, nu kulunga, makendepwane unye nimiahimbi kunsoko utemi wang'wi Tunda wanyu.
21 Makaropafadzwa imwi mune nzara zvino, nokuti muchagutiswa. Makaropafadzwa imwi munochema ikozvino, nokuti muchaseka.
Makendepwa ni unye ni mianyanzala itungili, kunsoko mukikutigwa. Makendepwa unye nimukulila itungili, kunsoko mukuheka.
22 Makaropafadzwa, kana vanhu vachikuvengai, uye kana vachikusarurai, vachikunyombai, vachirasa zita renyu serakashata, nekuda kweMwanakomana wemunhu.
Makendepwa unye kunsoko iantu akumubipilwa nukuabagula unye nukuilwa miabii kunsoko ang'wana wang'wa Adamu.
23 Farai nezuva iro, muuruke nemufaro; nokuti tarirai, mubairo wenyu mukuru kudenga; nokuti zvakaita madzibaba avo saizvozvo kuvaporofita.
Ingi mulowe n'wa uluhiku nulanso nukuputangila kuulowa, kunsoko itai mukutula nikulu kilunde, kunsoko iatata ao aiatendee uu ianya kidagu.
24 Asi mune nhamo imwi vakafuma! Nokuti magamuchira nyaradzo yenyu.
Ingi gozi gwa unyi agoli nimapatile upumpuilya wanyu.
25 Mune nhamo imwi munoguta! Nokuti muchanzwa nzara. Mune nhamo imwi munoseka zvino! Nokuti muchachema nekuwungudza.
Ingi gozi gwa nimikutile itungili, kunsoko mukumiona inzala pambele. Unyenimukuheka itungili kunsoko muzeziaya nukulila pambele.
26 Mune nhamo kana vanhu vese vachitaura zvakanaka pamusoro penyu! Nokuti madzibaba avo akaita saizvozvo kuvaporofita venhema.
Unye nimukulumbiligwa niantu ihi ingi iatata ao aiatendee ianyakidagu autele uu uu.
27 Asi ndinoti kwamuri munonzwa: Idai mhandu dzenyu, itai zvakanaka kune vanokuvengai,
Ingi gwa kulunga kitalanyu unye nimutegeye, alowi iaibii anyu nukituma nimaza awani mubipiwe.
28 ropafadzai vanokutukai, munyengeterere vanokubatai zvakaipa.
Akendepi ao niakumuzuma unye nu kualompela awa niakumuonela.
29 Kune anokurova padama, umupe rimwewo; anokutorera nguvo, usarambidza neshati.
Kitalakwe uyu nukukua ukunda ling'wi mupiuilye nili nilakabili anga umuntu wakuhegelya inkanzu ako leka kumugilya.
30 Asi upe umwe neumwe anokumbira kwauri; neanokutorera zvako, usazvirevazve.
Mupe kihi nukulompa, anga umuntu wakuhegelya ikintu kihi nikako lekakumlompa akusukilye.
31 Uye sezvamunoda kuti vanhu vaite kwamuri, imwi muvaitirewo saizvozvo.
Anga nimualoilwe iantu amutendeke, nunye atendeli uu uu.
32 Uye kana muchida avo vanokudai, mune kuvongwa kwakadini? Nokuti vatadziwo vanoda vanovada.
Anga mualowe iantu nia amuloilwe unye du, nilanso isongelyo kii kitalanyu? Ingi ataianyamilandu aloilwe ao nizaaaloilwe.
33 Uye kana muchiitira zvakanaka kune avo vanokuitirai zvakanaka, mune kuvongwa kwakadini? Nokuti vatadzi vanoitawo izvozvo.
Anga muatendele nimaza ao niimutendela unye nimaza nilanso isongelyo kukitalanyu? Ata ianyamilandu ituma uu.
34 Uye kana muchikweretesa vamunotarisira kugamuchira kwavari, mune kuvongwa kwakadini? Nokuti vatadzi vanokweretesawo vatadzi, kuti vagamuchirezve zvakaenzana nazvo.
Anga muapa imaintu niantu ao nimulindie akusukilya, nilanso isongelyo ki kitalanyu? Ata ianyamilandu iapeza ianyamilandu, nukulindila kusigilya kikokiko hangi.
35 Asi idai vavengi venyu, muite zvakanaka, mukweretese musingatarisirizve chinhu; zvino mubairo wenyu uchava mukuru, mugova vana veWekumusoro-soro; nokuti iye ane moyo munyoro kune vasingavongi nevakaipa.
Ingi alowi iabii anyu nukuatendela ni maza. Akopisi muleki kutula nuwoa kusukiligwa. Isongelyo lanyu lukutula ikulu. Mukutula miana ang'wa uyo nukole migulya, kunsoko nuanso ng'wenso muza kuantu niagila isongela niabii.
36 Naizvozvo ivai netsitsi, sababa venyuwo vane tsitsi.
Tuli nikinyauwai anga utata anyu nukete ikinyauwai.
37 Musatonga, uye hamungazotongwi; musapa mhosva, uye hamungazopiwi mhosva; regererai, mugoregererwawo.
Leki kuahukumile, ianyu shanga mukuhukumilwa. Leki kuzumi, nunye shanga mukulaanilwa. Lekeli niangiza, nunye mukulekelwa.
38 Ipai, nemwi muchapiwa; chiyero chakanaka, chakatsikirirwa, nekuzunguzirwa, chinopfachukira vachakupai pachifuva chenyu. Nokuti nechiyero ichocho chamunoyera nacho muchayerwa nacho zvekare.
Api niangiza, nunye mupegwa. Ngele aukende nu ukinyangiwe, nu kokelwa nu kuhunuka mu malu pang'wanyu. Kunsoko kungeli ihi ni mukutumila kugemelya, ingele iyo ikutumika kumugemelelya unyenye.”
39 Akataura mufananidzo kwavari akati: Ko bofu ringatungamirira bofu here? Ko haangawiri mugomba ari maviri here?
Ingi akaaila hangi, “Ite umuntu numopoku uhumile kumutongela umuntu numungiza numupoku? Ang'wi aiwitumile uu ihi aizigwila mikombo, ite singa aazigwila?
40 Mudzidzi haasi pamusoro pemudzidzisi wake; asi umwe neumwe kana apedzeredzwa achava semudzidzisi wake.
Umumanyisigwa singukutula mukulu kukila umumanisi akwe, kululo umuntu anga manyisigwe kisa ukutula anga umumanyisi wakwe.
41 Uye unotarirei rubanzu rwuri muziso reumwe wako, asi danda riri muziso rako pachako haurinanzereri?
Kuniki nukuligoza ihongo nilikoli muliho la munya ndugu ako, ili nilikoli muliho lako shuligozili?
42 Kana unogona kureva sei kune umwe wako, uchiti: Umwe wangu, rega ndibudise rubanzu rwuri muziso rako, iwe pachako usingaoni danda riri muziso rako? Iwe munyepedzeri, budisa pakutanga danda kubva muziso rako, zvino ipapo uchaona zvakanaka kubudisa rubanzu rwuri muziso reumwe wako.
Uhumile uli kumuila umunyandugu ako, munyandugu kulopa nikiheje ikibanzi nikikoli mukati muliho lako. nue shangaugozili nilikoli muliho lako uewe? Umutele uewe! Heja hanza nilikoli muliho lako uewe, pang'wanso ukuona iza kuheja ikibanzi muliho la munyandugu ako.
43 Nokuti hausi muti wakanaka unobereka chibereko chakaipa; kana muti wakaipa unobereka chibereko chakanaka.
Kunsoko kutile umuti nuuza uukutuga imatunda ni mabii, hangi kutili umuntu uubii nuukutuga imatunda ni maza.
44 Nokuti muti umwe neumwe unozikanwa nechibereko chawo pachawo. Nokuti paminzwa, havatanhi maonde, kana parukato kutanha mazambiringa.
Kunsoko kila umuti umanyikile ni matunda ake. Kunsoko umuntu shangakukala itini kupuma mumija, hangi shangu kukala izabibu kupuma mumichongoma.
45 Munhu wakanaka kubva pafuma yakanaka yemoyo wake anobudisa zvakanaka, nemunhu wakaipa kubva pafuma yakaipa yemoyo wake anobudisa zvakaipa; nokuti kubva pazvizere mumoyo muromo wake anotaura.
Umuntu numuzaa nukite imasigo nimaza munkolo akwe wipumya nakoli nimaza. Umuntu numubii imasigo ni mabii namunkolakwe ipumya ni mabii kunsoko umulomo wake wiligitwa nizuilya inkolo akwe.
46 Zvino munondiidzirei Ishe, Ishe, musingaiti zvinhu zvandinoreva?
Kunike nimukunintanga, Tata, Tata, namukili kituma aya ninungile?
47 Ani nani anouya kwandiri akanzwa mashoko angu akaaita, ndichakuratidzai kuti wakafanana nani;
Umuntu wihi nuzile kitalane nukija ikani yane nukituma, imilimo, kumulagila nuili.
48 wakafanana nemunhu wakavaka imba, akachera akadzikisa, akateya nheyo paruware; zvino mafashame akati auya, rukova rukarova zvine simba paimba iyo, rukasagona kuizunungusa; nokuti yakange yakateyiwa paruware.
Ingigwa impyani numuntu nuzengile inyumba akwe hangi nuhimbile pihi lukulu nukuzenga umusingi wa nyumba migulwa migwe nikaku imazi naiazile, numongo ikamikua inyumba sanga ikagwa shanga ikahuma ata ukumihingisa kunsoko aizengile iza.
49 Asi anonzwa asingaiti, wakafanana nemunhu wakavaka imba pavhu isina nheyo; ipo rukova rwakarova nesimba, pakarepo ikawa, kuwa kweimba iyo kukava kukuru.
Ingi wihi nukija ulukani lane, shanga ulukee, impyani akwe numuntu nuzengile inyumba migulwa amizi nikutile numusingi, umongo nausimile kunguru, inyumba iyo ikahingisigwa ikulu.

< Ruka 6 >