< Ruka 20 >

1 Zvino zvakaitika parimwe remazuva iwayo, achidzidzisa vanhu mutembere nekuparidza evhangeri, vapristi vakuru nevanyori vakasvika nevakuru,
kiliva kighono kimo, UYesu ye alyale ivulanisia avaanhu ku nyumba inyimike ja kufunyila na kudalikila ilivangili, avatekesi avavaa na vavulanisi va ndaghilo vakamulutila palikimo na vaghogholo.
2 ndokutaura kwaari vachiti: Tiudzei, munoita zvinhu izvi nesimba ripi, kana ndiani iye wakakupai simba iri?
vakajova, vakam'bula, 'tuvule kwe kuvutavulua vuliku ghuvumba agha? nambe ghwe veeni ujuo juno akupelile uvutavulua uvu?”
3 Zvino wakapindura akati kwavari: Ini ndichakubvunzaiwo shoko rimwe; uye mundiudze:
ghwope akamula akati, 'najune kange nikuvaposia. munivule
4 Rubhabhatidzo rwaJohwani rwakabva kudenga, kana kuvanhu?
ulwofugho lwa Yonani pe lukahumile ku kyanya au kuvaaahu?'
5 Zvino vakarangana, vachiti: Kana tikati: Kudenga; achati: Naizvozvo makaregerei kumutenda?
neke vakajofesania vavuo ku vavuo, vakatisagha, 'tungati, 'lukahumile kukyanya akutuposia, 'ongo pe namukamwitikile?
6 Asi kana tikati: Kuvanhu; vanhu vese vachatitaka nemabwe; nokuti vaiva nechokwadi kuti Johwani waiva muporofita.
kange tungati; lukahumile ku vaahu; avaanhu vooni apa kya vikutotava na mavue, lwakuva vooni vikwitika kuuti uYoani alyale m'bili.
7 Vakapindura, vachiti havazivi kwarwakabva.
pe vakamwamula lwa kuva navakakagwile kuno lulyahumile.
8 Jesu ndokuti kwavari: Neni handikuudzii kuti ndinoita zvinhu izvi nesimba ripi.
uYesu akavavula, “najune nanikuvavula umue kwe kuvutavulua vuki nivomba agha.”
9 Zvino wakatanga kuudza vanhu mufananidzo uyu: Umwe munhu wakasima munda wemizambiringa, akauhaisa kuvarimi, akaenda parwendo nguva refu;
alyavavulile avaanhu ikihwani iki, “umuunhu jumonga alyavyalile umughunda ghwa misabibu, akaluta iisi ijinge ku nsiki ntali.
10 zvino nenguva yakafanira wakatuma muranda kuvarimi, kuti vamupe zvechibereko chemunda wemizambiringa; asi varimi vakamurova, vakamuendesa asina chinhu.
ku nsiki ghuno ghunoghile, akansung'ile um'bombi kuvalimi va misabibu, neke avalimi va misabibu vakantova, vakan'gomosia mavoko ghene.
11 Zvino wakatumazve umwe muranda; naiye vakamurovawo vakamunyadzisa, vakamuendesa asina chinhu.
pe akansung'a kange um'bombi ujunge ghwope vakantova, na kum'bombela inyivi, na kukun'gomosia mavoko ghene.
12 Zvino wakatumazve wechitatu; uyuwo ndokumukuvadza, vakamukandira kunze.
akansung'a kange ughwa vutatu ghwope vakamulemasia na kukuntagha kunji.
13 Zvino mwene wemunda wemizambiringa wakati: Ndichaitei? Ndichatuma mwanakomana wangu anodikanwa, zvimwe vakaona iye vachamukudza.
lino untwa ghwa mughunda akati, 'kya nivomba kiki? nikunsung'a umwanango umughanike. pamo valamwitika.
14 Asi varimi vakati vachimuona vakarangana, vachiti: Uyu ndiye mugari wenhaka; uyai, ngatimuuraye, kuti nhaka igova yedu.
'neke avalimi va sabibu vati vamwaghile, vakajofesania vavuo ku vavuo vakatisagha, 'uju ghwe nya kyuma. tum'bude neke ikyuma kyake kive kitu.
15 Vakamukandira kunze kwemunda wemizambiringa, vakamuuraya. Naizvozvo mwene wemunda wemizambiringa achavaitirei?
vakamwumia kunji ku mughunda ghwa misabibu na kukum'buda. pe unyamughunda kwale ikuvavomba kiki?
16 Achauya, ndokuparadza varimi ivava, agopa munda wemizambiringa vamwe. Zvino vachinzwa, vakati: Zvisadaro!
ikwisa kukuvabuda avalimi va misabibu, na kukuvapela avange umughunda ughuo”. vope ye vapulike aghuo, vakati, 'uNguluve akanile'.
17 Asi wakavatarisa, akati: Naizvozvo chii ichi chakanyorwa, chinoti: Ibwe vavaki ravakaramba, ndiro rava musoro wekona?
neke uYesu akavalola akavaposia, akati, “pe amalembe agha ghali nuvufumbue vuki? ilivue lino avajengi valyalikanile, lino lye livue lya npanguto?
18 Wese anowira pamusoro pebwe iro, achavhuniwa-vhuniwa; asi ani nani warinowira pamusoro richamukuya.
umuunhu ghweni juno ighua pa kyanya pa livue ilio, idenyeng'ana kyongo. neke jula juno lingamughwile, liku'ndijania kyongo”
19 Zvino vapristi vakuru nevanyori neawa iroro vakatsvaka kuisa maoko paari, asi vakatya vanhu; nokuti vakaziva kuti wakareva mufananidzo uyu akanangana navo.
lino avalembi na vavaha va vatekesi valyalondole isila ja kukun'kola mu nsiki ghughughuo, valyakagwile kuuti alyajovile ikihwani iki kuveene. neke vakavoghwipe avaanhu.
20 Vakamucherekedza, vakatumira vashori vakanyepedzera kuva vakarurama, kuti vamubate pakutaura, kuti vamukumikidze kuushe nesimba remutungamiriri.
vakamulola vunono, vakasung'a vano viposelesia vano vikuvona kuva vaanhu va kyang'haani, neke vavwaghe uvuhosi ku malembe ghake, neke kun'twala ku vatemi na vanya vutavulua.
21 Zvino vakamubvunza, vachiti: Mudzidzisi, tinoziva kuti munotaura nekudzidzisa zvakarurama, uye hamugamuchiri chiso, asi munodzidzisa nzira yaMwari muchokwadi.
vope vakamposia, vakati, “m'bulanisi tukagula kuuti ghujova na kuvulanisia isa lweli kisila kusyangua nu muunhu ghwoghwoni, neke uve ghuvulanisia ilweli kujova isa Nguluve.
22 Zviri pamutemo here kwatiri kupa mutero kuna Kesari, kana kwete?
pe lunoghile kulyusue kuhomba isongo kwa Kaisali au nambe?”
23 Asi wakaziva unyengeri hwavo, akati kwavari: Munondiidzirei?
neke UYesu alyakagwile ulutegho lwavo, akavavula,
24 Ndiratidzei dhenario; rine mufananidzo nerunyoro rwaani? Vakapindura vakati: ZvaKesari.
munisone ihela idinali. ikihwani ni litavua lyani fili kyanya jaake?” vakati, “lya Kaisali”.
25 Ndokuti kwavari: Naizvozvo dzorerai kuna Kesari zvinhu zvaKesari, nekuna Mwari zvinhu zvaMwari.
ughwope uYesu akavavula akati, 'pe mumpele uKaisali ifya kaisali, nu Nguluve ghano gha Nguluve;
26 Vakakoniwa kumubata neshoko rake pamberi pevanhu; vakashamisika nemhinduro yake; vakanyarara.
avalembi na vavaha va vatekesi vakakunilue kukagula kila kino alyajovagha pavulongolo pa vaanhu. vakadegha ulwamulo lwake navakajova kyokyoni.
27 Zvino kwakaswedera vamwe veVaSadhusi, vanoramba kuti kune kumuka, ndokumubvunza,
avasadukayi vamonga vakamulutila, vala vano vijova kuuti avafue navalasyuka,
28 vachiti: Mudzidzisi, Mozisi wakatinyorera kuti: Kana mukoma wemunhu akafa ane mukadzi, asi iye akafa asina vana, munin'ina wake atore mukadzi, amutsire mukoma wake mbeu.
vakamposia vakati, “m'bulanisi uMoose alyatulembile kuuti nave umuunhu angafwilue nu nyalukolo unya n'dala juno nsila mwana pe anoghile kukuntola un'dala ghwa nyalukolo ghwake na kuhola naghwo vwimila ulumbulie.
29 Naizvozvo kwakange kune vanakomana vemunhu umwe vanomwe; wekutanga ndokutora mukadzi, akafa asina mwana;
kulyale na vanyalukolo lekela lubale, ughwa kwasia akatola akafua kisila kuleka umwana,
30 newechipiri akatora mukadzi uyo, neuyu akafa asina mwana;
nughwa vuvili ghwope.
31 newechitatu akamutora. Zvikadarowo nevanomwe, uye vakasasiya vana, vakafa.
ughwa vutatu akantola vulevule, enendikio ughwa lekela lubale naakalekile avaanha akafua.
32 Pakupedzisira kwavo vese mukadzi wakafawo.
pambele un'dala jula ghwope akafua.
33 Naizvozvo pakumuka, achava mukadzi waani kwavari? Nokuti vanomwe vakava naye semukadzi.
lino nave kwelule ulusyuko iiva nd'ala ghwani? ulwakuva vooni lekela lubale valyantolile'.
34 Zvino Jesu wakapindura akati kwavari: Vana venyika ino vanowana, vanowaniswa; (aiōn g165)
uYesu akavavula, “vaanha va iisi iji vitola na kutolua. (aiōn g165)
35 asi avo vachanzi vakafanira kuwana nyika iyo nekumuka kubva kuvakafa havawani kana kuwaniswa; (aiōn g165)
neke vala vano vanoghile kukwupila uvusyuko vwa vafue na kukwingila mu vwumi vwa kusila na kusila navitola nambe kutolua. (aiōn g165)
36 nokuti havagoni kufazve; nokuti vakaita sevatumwa, uye vanakomana vaMwari, vari vanakomana vekumuka.
nambe navala fua kange, ulwakuva viiva palikimo na vanyaMhola ve vaanha va Nguluve, vaanha va vusyuko.
37 Asi kuti vakafa vanomutswa, kunyange Mozisi wakaratidza pagwenzi reminzwa, paakaidza Ishe Mwari waAbhurahama, naMwari waIsaka, naMwari waJakobho.
naju Moose alyajovile kuuti avavue vilisyuka. alyajovile uluo mu malembe mu lwa kihinja kino kilyale kivvika, alyatiile u Mutwa ndavule uNguluve, ghwe Nguluve ghwa Abulahamu, ghwe Nguluve ghwa Isaka, kange ghwe Nguluve ghwa Yakovo”.
38 Nokuti haasi Mwari wevakafa, asi wevapenyu; nokuti vese vanoraramira iye.
lino umwene naghwe Nguluve ghwa vafue, looli avwumi ulwakuva vooni vikukala kwa mwene”.
39 Zvino vamwe vevanyori vakapindura vakati: Mudzidzisi, mataura zvakanaka.
pe avavulanisi vamonga ava ndaghilo vakamwamula, vakati m'bulanisi ghwamwile vunono.
40 Uye havana kuzoshinga kumubvunzazve chinhu.
kutengulila apuo vakava vikwoghopa kukumposia.
41 Zvino wakati kwavari: Vanoreva sei kuti Kristu Mwanakomana waDavhidhi?
uYesu akavaposia akati, “asi lwa ndani avaanhu viitiuKilisite mwana ghwa Ntwa Davidi?
42 Nokuti Dhavhidhi pachake wakareva mubhuku reMapisarema achiti: Ishe wakati kuna Ishe wangu: Gara kuruoko rwangu rwerudyi,
ulwakuva uDavidi jujuo alyalembile mu kitabu kya sabuli alyatile, uMutwa alyam'bulile umutwa ghwango ghukale uluvoko lwa kundio,
43 kusvikira ndaita vavengi vako chitsiko chetsoka dzako.
kuhanga nikutange uvaleme avalugu vaako paasi pa maghulu ghako,
44 Naizvozvo Dhavhidhi anomuidza Ishe, ko Mwanakomana wake sei?
uDavidi ikunkemela Kilisite 'Mutwa' pe iiva ndani mwana ghwa Davidi”?
45 Zvino vanhu vese vachakateerera, wakati kuvadzidzi vake:
avaanhu vooni ye valyale vikumpulikisia akavavula avavulanisivua vaake akati,
46 Chenjerai vanyori, vanoda kufamba nenguvo refu, uye vanoda kwaziso pamisika, nezvigaro zvepamusorosa mumasinagoge, nezvigaro zvemberi pazvirairo;
mujilolelelaghe na valembi, vano vilonda kughenda kuno vafwalile amenda amatali, na kunoghua kuuti avaanhu vavahungilaghe nu vwoghofi mumapuulo. pano vali mu nyumba isa kufunyila vilonda kukukala ku fitengo ifya kuvulongolo na mu fikulukulu vikukala mu fitengo fya voghopua.
47 vanodya dzimba dzechirikadzi, vanonyepedzera nekuita minyengetero mirefu; ivavo vachagamuchira mutongo mukuru.
avaanhu ava vikuunya ifinu ifya vafwile! neke muvukedusi vwake vikufunya inyifuunyo inhaali, kuuti avaaanhu vatisaghe vagholofu. mu uluo uNguluve ikuvapeela ulupumuko ulukome kukila.

< Ruka 20 >