< Johani 5 >

1 Shure kwezvinhu izvi kwakava nemutambo weVaJudha; Jesu ndokukwira kuJerusarema.
Gwejire ogwo gwabha gwabheyeyo amalya Gabhayaudi, naYesu nalinya okugenda Yerusalemu.
2 Zvino paJerusarema pedo nesuwo regwai pane dziva rinonzi Bhetisaidha nechiHebheru, rine maberere mashanu.
Na eyo Yerusalemu lyaliga liliyo litanga kumulyango gwajinama, linu lyaliga ditogwa munyaika ye Chiebrania Bethzatha, nalyo lili nebhuyumba bhitanu.
3 Mukati mawo makange murere chaunga chikuru chevarwere, chemapofu, chezvirema, chevakawonyana, vakamirira kubvongodzwa kwemvura.
Echise chinene cha bhalwaye chaliga chilimo abhaofu, abhalema, amwi nabhakomboleke bhaliga bhamamile mu chiyumba.
4 Nokuti mutumwa waiburukira pane imwe nguva mudziva iro, achibvongodza mvura; koti anotanga kupinda shure kwekubvongodzwa kwemvura, waiporeswa, pachirwere chipi zvacho chaainge akabatwa nacho.
Kulwejo, uliya aliga wo bhutangasi okwingila Munda ya manji gachali kufulungulwa akolele omuwanga okusoka ku chonachona chinu aliga chimugwatile kumwanya ogwo.
5 Zvino kwaivapo umwe munhu waiva nemakore makumi matatu nemasere ane chifo.
No munu umwi aliga alwaye kwo mwanya gwo myaka makuni gastu na munana aliga munda ye biyumba.
6 Jesu wakati amuona arere, achiziva kuti ikozvino wakange ava nenguva refu, akati kwaari: Unoda kuporeswa here?
Yesu ejile amulola amamile munda ye bhiyumba ejile amenya ati amamile ao kwo mwanya mulela Yesu amubwiliye ati, “Mbe owenda okubhayana muwanga?”
7 Murwere akamupindura akati: Ishe, handina munhu anondikanda mudziva, kana mvura ichibvongodzwa; asi kana ini ndichiuya, umwe anoburukira mberi kwangu.
Uliya omulwaye nasubya ati, “Lata bhugenyi ntali na munu wo kuntula mwitanga omwanya amanji agaseluka. Omwanya gunu enilegeja okwingila omunu oundi katangatila.”
8 Jesu akati kwaari: Simuka, simudza nhovo yako, ufambe.
Yesu namubwila ati, “Imuka na witwike ebhimamilo byao ulibhate.”
9 Zvino pakarepo munhu uyu akaporeswa, ndokusimudza nhovo yake akafamba. Zvino raiva sabata nemusi iwoyo.
Ao nao uliya omunu nabha muwanga, na gega obhulili bwaye na libhata. No lusiku lwaliga olusiku lwa isabhato.
10 Naizvozvo VaJudha vakati kune wakaporeswa: Isabata; hazvisi pamutemo kuti utakure nhovo.
Kutyo Abhaaudi nibhamubya uliya omunu unu aosibwe, “Lelo ni lusiku lwa Isabhato, na kuganyibwe okugega ebhimamilo Chao.”
11 Akavapindura akati: Uyo wandiporesa, ndiye wati kwandiri: Simudza nhovo yako ufambe.
Nasubya ati, omwene amwosha niwe ambwila, “Nugege echimamilo Chao na ulibhate.”
12 Saka vakamubvunza vachiti: Ndiani munhu uyo wati kwauri: Simudza nhovo yako ufambe?
Nibhamubhusha, “Ni niga unu akubwila 'Ugege echimamilo chao na ulibhate?'”
13 Zvino wakange aporeswa wakange asingazivi kuti ndiani; nokuti Jesu wakange asvova, zvakwaiva nechaunga panzvimbo iyo.
Kubha oyo, aoleke atamumenyele kwokubha Yesu aliga asokeleyo kwa imbisike. Kwo kubha bhaliga bhanu bhafu olubhala olwo.
14 Shure kwezvinhu izvi Jesu akamuwana mutembere, akati kwaari: Tarira waporeswa; usatadzazve, zvimwe chimwe chakanyanya kuipa chingaitika kwauri.
Yesu namusanga uliya omunu mu yekalu na mwibwila ati, “Lola waolele! “Usige okukola bhibhi Lindi wasiga emisango mibhibhi muno.”
15 Munhu akabva, akaudza VaJudha kuti ndiJesu wakamuporesa.
Omunu uyo nagenda na nabhabwila Abhayaudi ati Yesu niwe anyiulisishe
16 Zvino nekuda kweizvozvo VaJudha vakashusha Jesu, ndokutsvaka kumuuraya, nokuti wakaita zvinhu izvi nesabata.
Kutyo kwo kubha ye misango ejo Abhayaudi nibhamunyasha Yes, kwo kubha akolele emisango jinu ku lusiku lwa isabhato.
17 Asi Jesu wakavapindura akati: Baba vangu vanoshanda kusvikira ikozvino, neni ndinoshanda.
Yesu namubwila ati, “Lata wani kakola emilimu nolwo woli nanye enikola emilimu.”
18 Naizvozvo nekuda kweizvi VaJudha vakanyanya kutsvaka kumuuraya, nokuti wakange asingadariki sabata chete, asi wakatiwo Mwari ndiBaba vake vomene, achizvienzanisa naMwari.
Kwo kubha Abhayaudi nibheyongesha okumulonda koleleki bhamwite ntali kwo kubha anyamuye isabhato, nawe kwo kumubhilikila Nyamuanga esemwene waye, nelinganya na Nyamuanga.
19 Zvino Jesu akapindura akati kwavari: Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri: Mwanakomana haagoni kuita pachake, kunze kwezvaanoona Baba vachichiita; nokuti chero icho chavanoita, ndizvowo saizvozvo Mwanakomanawo zvaanoita.
Yesu namusubya ati, “Nichimali, chimali, Omwana atakutula okukola chinu chona chona atali chinu echo akolele kwi semwene waye bhinu kakola, kwo kubha chona chona Lata chinu akolele nicho no Omwana kaja okukola.
20 Nokuti Baba vanoda Mwanakomana, uye vanomuratidza zvinhu zvese zvavanoita ivo; vachamuratidzawo mabasa makuru anopfuura awa, kuti imwi mushamisike.
Kwo kubha Lata endele omwanana kamwelesha bhuli chinu kakola na alimwelesha emisango eminene kukila jinu koleleki atimutang'ang'ale.”
21 Nokuti Baba sezvavanomutsa vakafa vachivararamisa, saizvozvo Mwanakomana anoraramisawo vaanoda.
Kwo kubha kutyo Lata kabhasulula abhafuye na bhayana obhuanga ni kwo kutyo Omwana ona kamuyana obhuanga wona wona unu Kamwenda.
22 Nokuti naBaba havatongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwese;
Kwo kubha Lata atakulamula wona wona, nawe ayaye omwana okulamula.
23 kuti vese vakudze Mwanakomana sezvavanokudza Baba. Asingakudzi Mwanakomana, haakudzi Baba vakamutuma.
Koleleki omwana abhone echibhalo Omwana koleleki omwana bhamuyanile echibhalo Lata. Unu atakumuyana echibhalo omwana kamuyana echibhalo Lata unu antumile.
24 Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri: Anonzwa shoko rangu, nekutenda kune wakandituma, ane upenyu husingaperi; uye haasviki mukupiwa mhosva, asi wapfuura kubva murufu akaenda muupenyu. (aiōnios g166)
Nichimali, Nichimali, unu kongwa omusango gwani no kumwikilisha unu antumile anabho obhuanga bwa kajanende atalija kuntambala. Kulwejo, alabhile okusoka mu kufwa no kwingila mu bhuanga. (aiōnios g166)
25 Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri: Awa rinouya, nazvino ravapo, apo vakafa vachanzwa inzwi reMwanakomana waMwari, uye vanonzwa vachararama.
Nichimali, chimali, enibhabwila ati omwanya oguja na woli gulio abhafuye bhalyungwa lilaka lyo Mwana wa Nyamuanga, na bhona bhalyungwa bhalilama.
26 Nokuti Baba sezvavane upenyu mavari pachavo, saizvozvo vakapa kuMwanakomanawo kuti ave neupenyu maari pachake;
Kwo kubha kutyo Lata ali no bhuanga munda yae omwene,
27 uye vakamupa simba rekutongawo, nokuti Mwanakomana wemunhu.
Kubha amuyaye Omwana kubha no bhuanga munda yae, na Lata amuyaye Omwana obhuinga koleleki alamule kwo kubha ni Mwana wo Munu.
28 Musashamisika nezvizvi; nokuti awa rinouya, apo vese vari mumakuva vachanzwa inzwi rake,
Mwasinga kutang'ang'ala na linu kwo kubha omwanya oguja bhanu bhafuye bhona bhalimo mufwa bhalyungwa lilaka lyaye.
29 zvino vachabuda, avo vakaita zvakanaka, mukumuka kweupenyu; neavo vakaita zvakaipa, mukumuka kwekupiwa mhosva.
Nabho bhanu bhalisoka anja: kubhanu bhakolanga ebye kisi bhalisulukila ku bhuanga, na bhanu bhakolanga echibhibhi bhalisulukila mu ntambala
30 Ini handigoni kuita chinhu pachangu; sekunzwa kwangu, ndinotonga; uye kutonga kwangu kwakarurama, nokuti handitsvaki chido changu, asi chido chaBaba vakandituma.
Nitakutula kukila chinu chona chona okusoka kwanye omwene. Alabha enungwa, nikwo kutyo enilamula no kulamula kwani kwimiliko kwo kubha nitakuyenja bhinu enenda anye, nawe unu antumile.
31 Kana ini ndichipupura nezvangu, uchapupu hwangu hahusi hwechokwadi.
Alabha nikebhambalila omwene, obhubhambasi bhani bhutabheye bha chimali.
32 Aripo umwe anopupura nezvangu; uye ndinoziva kuti uchapupu hwaanopupura nezvangu ndehwechokwadi.
Ali oundi oyo kebhambalila ku mwene nenimenya obhubhambasi bhunu kambalila ni bwe chimali.
33 Imwi makatumira kuna Johwani, uye akapupurira chokwadi.
Mwatumile ku Yohana omwene nambambalila echimali.
34 Asi ini handigamuchiri uchapupu hunobva kumunhu, asi ndinoreva zvinhu izvi kuti imwi muponeswe.
Nolwo kutyo, obhubhambasi obhoenilamila bhutakusoka kumwana munu. Enaika jinu koleleki mukisibwe.
35 Iye wakange ari mwenje unopfuta neunovhenekera, nemwi makange muchishuva kufara kwazvo kwechinguvana muchiedza chake.
Yohana aliga ni itala eyo yaliga niyaka na kung'ala na mwaliga muli na likondelelwa kwo mwanya mutoto bwelu bwaye.
36 Asi ini ndine uchapupu ukuru kune hwaJohwani; nokuti mabasa Baba avakandipa kuti ndimapedze, mabasa pachawo ini andinoita, anopupura nezvangu kuti Baba vakandituma.
Obhubhambasi bhunu nilinabwo no bhukulu kukila bhuliya obwa Yohana, ku milimu jinu Lata anaye okukumalisha, emilimu jinu enikola ejinyimako ejo kubambalila kubha Lata antumile.
37 NaBaba vakandituma, ivo vakapupura nezvangu. Hamuna chero nguva kunzwa inzwi rake, kana kuona chimiro chake.
Lata unu antumile omwene kanyimako anye. Mchalinga kungwa obhulaka bwae nolwo kulola olususo lwae kumwanya gwona gwona.
38 Uye hamuna shoko rake rinogara mamuri, nokuti iye waakatuma, uyu imwi hamuna kumutenda.
Mutana misango gwae gunu gwikaye kwimwe kwo kubha mutakwilisha unu antumile.
39 Nzverai magwaro, nokuti imwi munofunga kuti mune upenyu husingaperi maari, uye ndiwo anopupura nezvangu. (aiōnios g166)
Omuyenja mu mandiko omwichula muda yeye muno bhuanga bwa kajanende, na ganu amandiko aganyimako emisango jani. (aiōnios g166)
40 Asi hamudi kuuya kwandiri, kuti muve neupenyu.
Mutakwenda kuja kwanye koleleki mubhone obhuanga bwa kajanende.
41 Handigamuchiri rukudzo kuvanhu;
Nitakulamila jikuma okusoka ku bhanu,
42 asi ndinokuzivai imwi, kuti hamuna rudo rwaMwari mamuri.
Nawe nimenyele kubha mutali lyenda na Nyamuanga munda yemwe emwe abhene
43 Ini ndauya muzita raBaba vangu, asi hamuna kundigamuchira; kana umwe akauya muzita rake pachake, muchamugamuchira iye.
Nijile kwa lisina lya Lata want, mutakutula kundamila. Alabha oundiakaja kwa lisina lyaye mukamulamiye.
44 Munogona kutenda sei imwi munogamuchira rukudzo umwe kune umwe, asi musingatsvaki rukudzo rwunobva kuna Mwari ega?
Mbe omutula kutiki okwikilisha emwe bhanu omuyabwa echibhalo okusoka ku bhuli umwi wemwe nawe mutakuyenja echibhalo chinu echisoka ku Nyamuanga oumwila?
45 Musafunga kuti ini ndichakupai mhosva kuna Baba; ariko anokupai mhosva, ndiye Mozisi wamunovimba naye imwi.
Muteganilisha ati anye enibhabhula imbele ya Lata. Unu kabhabhula emwe no Musa unu emwe muteyeo ameikanyo gemwe kumwene.
46 Nokuti dai maitenda Mozisi, maitenda ini; nokuti iye wakanyora nezvangu.
Alabha nimwikilisha Musa mwakanyikilisishe any kwo kubha anyandikiye emisango jani.
47 Asi kana musingatendi magwaro ake, muchatenda sei mashoko angu?
Alabha mutakwikilisha olwandiko lwaye omutula kutiki okwikilisha emisango Jani?

< Johani 5 >