< Johani 18 >
1 Jesu areva zvinhu izvi wakabudira mhiri kwerukova Kedhironi nevadzidzi vake, paiva nebindu, maakapinda iye nevadzidzi vake.
Sa Yeso ma mara ubo utize tigino me, masuri nan nanu tarsa umeme u hana a urewatu ukdoron ahira sa urei ubene ura'ani, makuri maribe nan anu tarsa umeme.
2 NaJudhasiwo, wakamutengesa, wakange achiziva nzvimbo iyi; nokuti Jesu kazhinji waiunganapo nevadzidzi vake.
Yahuda de sa Yeso mahazi zi nan anu tarsa umeme.
3 Naizvozvo Judhasi, atora boka remauto, nemapurisa kubva kuvapristi vakuru neVaFarisi, wakauyapo nemwenje nemarambi nezvombo.
Yahudi, maziki anani kara nini kono u suro anu adang akatuma, nan nanu bezi urusa, nan nanu gunguzuno. We ē ahira me, wa inta mafitila, nan matoci nan turun ga tini kono.
4 Naizvozvo Jesu, achiziva zvinhu zvese zvaizomuwira, wakabuda akati kwavari: Ndiani wamunotsvaka?
Sa Yeso sama rusa vat mumbe sa ikem zi me ma hanna je, magun we, “Aveni inyara me.”
5 Vakamupindura vakati: Jesu muNazareta. Jesu akati kwavari: Ndini. NaJudhasiwo wakamutengesa wakange amire navo.
Wa kabirka me wagu, “Yeso unu nazaret” Yeso magun we, “mimani” yahudawa mauri, desa ma witime, maturi nan ana ni kara nini kono.
6 Zvino wakati achiti kwavari: Ndini; vakasudurukira shure, vakawira pasi.
Sama gunan we, “mmani” wakuri inna dumo, warizi adizi.
7 Zvino akavabvunzazve achiti: Ndiani wamunotsvaka? Ivo vakati: Jesu muNazareta.
Makuri ma ikkiwe, “aveni inyar?” wagu, “Yeso unanu nazere.”
8 Jesu akapindura achiti: Ndakuudzai kuti ndini iye; naizvozvo kana muchitsvaka ini, regai ava vaende;
Yesommakabirka, “mabuka shi agi mimani inki mimani i nyara, cekini anigino wadu sa.”
9 kuti shoko rizadziswe raakareva rekuti: Vamakapa kwandiri, handina kurasa umwe wavo.
Igino barki tize sa ma buka timyinca, “a nyimo ande sa wa nyam, da uni inde ma hunne ma ba.”
10 Naizvozvo Simoni Petro ane munondo wakauvhomora ndokutema muranda wemupristi mukuru, ndokugura nzeve yake yerudyi. Uye zita remuranda uyo raiva Marikosi.
Simon desa agusan me bitrus, barki sama inta uvira, mahupi makoriko unu udanga, makari me utui utari tinare, niza ni nume malikus.
11 Naizvozvo Jesu wakati kuna Petro: Isa munondo wako mumuhara; mukombe Baba wavakandipa, handingatongounwi here?
Yeso magu in bitrus, kurzo uvira uwe me upanu, inda sam nu rire sa acoo ma nyam ba?
12 Zvino boka remauto nemukuru wechuru nemapurisa eVaJudha vakabata Jesu, vakamusunga,
Anani kara inini kono sa hafsam nan nanu ira uma yahudawa, wa miki Yeso watirze me.
13 ndokutanga kumuendesa kuna Anasi; nokuti wakange ari mukarahwa waKayafasi, waiva mupristi mukuru gore iroro.
U tuba wadusan me ahira hanana, barki me kumara ku kayafa kuni, ugebe sa me mani unu katuma ka dang aniwe ni ginome.
14 Zvino Kayafasi ndiye wakange araira VaJudha, kuti zvakanaka kuti munhu umwe afire rudzi.
Kayafa mani ma gamirka mayahudawa tize, agi itekuwe unu inde ma wi barki anu.
15 Zvino Simoni Petro wakatevera Jesu, neumwe mudzidzi. Mudzidzi uyu waizikanwa nemupristi mukuru, akapinda naJesu muchivanze chemupristi mukuru;
Simon nan Bitrus matarsa Yeso, ane ani uye unu tarsa umeme ma wu unu tarsa ugino me unu dang me ma rusame, maribe uhana anyimo ani kubu nu nu u dang me nan Yose.
16 asi Petro wakange amire pamukova panze. Naizvozvo kwakabuda umwe mudzidzi waizikanwa nemupristi mukuru, akataura nemurindikadzi wemukova, ndokupinza Petro.
Ba bitrus maton no amatara mana tukum me unu inde anyimo anu tarsa sa unu u dang me ma sa rusa me ma suri, mawuzi tize nan nune me sa turi innu be ana tukumme anime maduku riben in Bitrus.
17 Zvino murandakadzi murindi wemukova akati kuna Petro: Iwewo hausi umwe wevadzidzi vemunhu uyu here? Iye akati: Handisi.
Akem kuca kunu be ana katuma me ku gun bitrus, “Huda ura nyimo anu tarsa unu geme ba?” magu “in zoom anyimo.”
18 Zvino varanda nemapurisa vakange vamire vavesa moto wemazimbe, nokuti kwaitonhora, uye vaidziya. Petrowo akamira navo achidziya.
Avari nan nanu tonzino ana katuma udenga Asere waturi ahira me, wa hure tine tura wazin nu kunna din-din, barki azin ti wui. Bitrus maturi ni gome nan we innu kunna utum.
19 Naizvozvo mupristi mukuru wakabvunza Jesu nezvevadzidzi vake, nezvedzidziso yake.
Una katuma kadang ma iki Yeso abanga anu tarsa umeme nan nu dungara umeme.
20 Jesu akamupindura akati: Ini ndakataura pachena kunyika; ini ndaidzidzisa nguva dzese musinagoge nemutembere, panoungana VaJudha nguva dzese, uye handina kureva chinhu pakavanda.
Yeso ma k abirka me, mabuka une tize kwas. Musa udangara mae ati denge ta Asere ahira sa vat mayahudawa magun na. Daki mabuka ire mum ni hum ziba.
21 Unobvunzirei ini? Bvunza avo vainzwa, zvandaitaura kwavari; tarira, ndivo vanoziva ini zvandakareva.
Barki nyani u igizom ni? igizo ande sa wakun nan azesere imum be sama buka, we warusa imum be sama buka.
22 Wakati areva zvinhu izvi, umwe wemapurisa wakange amirepo akarova Jesu nembama, achiti: Ko unopindura mupristi mukuru saizvozvo?
Sa Yeso mabuka anime, uye anyimo a nu ira sa turi ahira me ma kumi, Yeso yace, “uzinmnumkadure unu dang ukatuma anime.”
23 Jesu akamupindura akati: Kana ndareva zvakaipa, pupura zvezvakaipa zvacho; asi kana zvakanaka, wandiroverei?
Yeso ma kabirka me magu, “imma buka imumu iburu, abuki imbe urusa anu awe wani nan ana katuma kadang wawitowe atari tum” “nyani wawu za?”
24 Zvino Anasi akamutumira akasungwa kuna Kayafasi mupristi mukuru.
Ba hanana ma tumi adusan Yeso barki akatirame ahira akayafa una katuma kadang.
25 Zvino Simoni Petro wakange amire achidziya moto; naizvozvo vakati kwaari: Hausi iwewo umwe wevadzidzi vake here? Iye akaramba, akati: Handisi.
Simon Bitrus maturi innu kunna u tum. Anume wagun me, “aco hume cangin daki ura anyimo anu tarsa ume meba?” bama wuma tara magu, “mm'mm, inra anyimo ba.”
26 Umwe wevaranda vemupristi mukuru, ari hama yewenzeve Petro yaakagura akati: Ini handina kukuona mubindu unaye here?
Uye anyimo arere unu dang uka tumame, uhenu udebe sa Bitrus ma yorime utui magu, “aco daki ma irawe nigome nan me anyimo ubene ba?”
27 Naizvozvo Petro akarambazve; zvino pakarepo jongwe rakarira.
Bitrus makuri mawu matara, sisi a hira me bigoro bi runo.
28 Zvino vakabvisa Jesu kuna Kayafasi vakamuisa kuimba yemutungamiriri; uye aiva mambakwedza, asi ivo havana kupinda mumba memutungamiriri, kuti varege kusvibiswa, asi kuti vadye pasika.
U zika ahira kayafa mahan Yeso ahira anu zauka. (Gwanna). Ni sisizo ini usahira, we ace aweme daki waribe ani kubu nu gwamname ba, kati wa cari ace awe ni wadiri are ujibi uhangirka.
29 Naizvozvo Pirato akabudira kwavari, akati: Imhosva yei yamunoisa pamunhu uyu?
Ba Bitrus masuri uhana ahira awe magu, “iya umum ini inzin nu bome ahira unu ginome?”
30 Vakapindura vakati kwaari: Dai uyu asaiva anoita zvakaipa, tingadai tisina kumukumikidza kwamuri.
Ba wa kabirka wagu, ingusi unu gino me da mawuza iri mum ba, nya ni ida wu na ti entize tume ahira awe.
31 Naizvozvo Pirato wakati kwavari: Mutorei imwi, mumutonge zvinoenderana nemurairo wenyu. Naizvozvo VaJudha vakati kwaari: Hazvisi pamutemo kwatiri kuti tiuraye munhu;
Bilatus magun we, “Dussani immesisi ishi ni, ka gbarani usuro u wesi utize tishi” Ba mayahudawa wa gun me, daki tabari tuhu tize ahira uye ba.
32 kuti shoko raJesu rizadziswe raakareva, achiratidza kuti kufa rudzii kwaaifanira kufa nako.
Abuki anime barki amyinca tize me sa Yeso wuzi, ige saya bezi usasana iwono sa madi wuzi.
33 Naizvozvo Pirato wakapindazve mumba memutungamiriri, akadana Jesu, akati kwaari: Ndiwe mambo weVaJudha here?
Ba Bitrus makuri maribe ani kubu nu cawamna, matiti Yeso magun me, “hu ugomo umayahudawa mani?”
34 Jesu akamupindura akati: Unozvireva izvi pachako here, kana vamwe vakuudza pamusoro pangu?
Yeso makabirka, “igino me ubuka uwe uni, nani aye wani wabukam anime ahira a we?”
35 Pirato akapindura, akati: Ini ndiri muJudha here? Rudzi rwako nevapristi vakuru vakukumikidza kwandiri; waitei?
Bilatus makabirka, “mi daki uyahudawa wa mani ba, nani ani?”
36 Jesu akapindura akati: Ushe hwangu hahuzi hwenyika ino; kana ushe hwangu hwaiva hwenyika ino, varanda vangu vangadai vairwa, kuti ndirege kukumikidzwa kuVaJudha; asi zvino ushe hwangu hahusi hwepano.
Yeso makabirka, tigomo tum daki tu nee ugeme tini ba. Dagusi tigomo tum tu nee ugeme uni arere am wada wuza nikono barki kati azizin ahira ama yahudawa iye tigomo tum da ki a ban na ani tirani ba.
37 Naizvozvo Pirato wakati kwaari: Saka uri iwe mambo here? Jesu akapindura akati: Unoreva iwe, kuti ini ndiri mambo. Ini ndakaberekerwa izvi, uye ndakauira izvi munyika kuti ndipupurire chokwadi. Umwe neumwe wechokwadi anonzwa inzwi rangu.
Ba bilatus magun me, “ana a senke hu ugomo mani?” Yeso makabirka, gussi be sawa buka mi ugomo mani. Barki a bi nyobigino bini ayom, nan barki a' anime ma ē anyimo unee, in nya urusa akadure. Koya unu hem in kadure make makunna ni myiran num.”
38 Pirato akati kwaari: Chokwadi chii? Zvino wakati areva izvi, akabudirazve kuVaJudha, akati kwavari: Ini handiwani mhosva kwaari.
Bilatus magun me, “nyani kadure?” sa ma buka anime, makuri masuri ahira ama yahudawa magun we, “mi daki ma kem un uge me inna buri ba.
39 Asi mune tsika, kuti ndikusunungurirei umwe papasika; naizvozvo munoda kuti ndikusunungurirei Mambo weVaJudha here?
Shi dei inmhira izin ure u tanda u ni, inki u idi ukafa wa wuna, in kini shi unu u inde. Aname inyara in ceki shi ugomo uma yahudawa?”
40 Ipapo vakadanidzirazve vese, vachiti: Kwete uyu, asi Bharabhasi; zvino Bharabhasi wakange ari gororo.
Wa kuri wa ziki ukaruwa innu gusa “mm-mm, daki unu gino ba, senke aceki barabas” barabas me mā ukari mani.