< Johani 15 >

1 Ini ndiri muzambiringa wechokwadi, uye Baba vangu murimi.
“Nene ndi mzabibu wa chakaka na Dadi wangu mwene ndi mulimaji.
2 Davi rimwe nerimwe riri mandiri risingabereki chibereko, vanoribvisa; uye rimwe nerimwe rinobereka chibereko, vanorichekerera, kuti riwedzere kubereka chibereko.
Lipanda loloha mugati yangu langapambika matunda mwene akuliwusa, na lipanda loloha lelipambika akulikita livyayi bwina muni lipambikayi neju.
3 Imwi matochena neshoko randataura kwamuri.
Nyenye mmali kunyamba ndava lilovi lenavajovili lila.
4 Garai mandiri, neni mamuri. Sedavi risingagoni kubereka chibereko pacharo, kana risingagari mumuzambiringa, saizvozvo nemwi kwete, kana musingagari mandiri.
Mtama mugati yangu, na nene nitama mugati yinu. Ngati lipanda nakuhotola kupapimbika lene ngati livili lepi palihina, mewawa nyenye nakuhotola kupambika ngati mutama lepi mugati ya nene.”
5 Ini ndiri muzambiringa, imwi matavi. Anogara mandiri, neni maari, ndiye anobereka chibereko chakawanda; nokuti kunze kwangu hamugoni kuita chinhu.
Nene ndi mzabibu, na nyenye ndi mambanda. Mweitama mugati yangu, na nene nivyayi mugati yaki, mwenuyo ipambika gamahele, muni changali nene nakuhotola kuhenga chochoha.
6 Kana munhu asingagari mandiri, anoraswa kunze sedavi, ndokusvava, vanoaunganidza, ndokukandira mumoto, apiswe.
Mundu ngati itama lepi mugati yangu yati itagiwa kuvala ngati lipanda chelitagiwa kuvala na kuyuma. Lipanda ngati lenilo vandu vakulinonga na kulitaga pamotu litinyikayi.
7 Kana muchigara mandiri, nemashoko angu achigara mamuri, muchakumbira chero zvamunoda, uye muchazviitirwa.
Ngati nyenye mwitama mugati yangu na malovi gangu yati gitama mugati yinu, muyupa chindu chochoha chemwigana yati mwipewa.
8 Baba vangu vanokudzwa neizvi, kuti mubereke chibereko chakawanda; uye muchava vadzidzi vangu.
Ukulu wa Dadi wangu ulangasika ngati nyenye mwipambika matunda gamahele na kuvya vawuliwa vangu.
9 Baba sezvavakandida, iniwo ndakakudai; garai murudo rwangu.
Nene nikuvagana nyenye ngati Dadi cheaniganili nene. Mtama muuganu wangu.
10 Kana muchichengeta mirairo yangu, muchagara murudo rwangu, seni ndakachengeta mirairo yaBaba vangu, ndinogara murudo rwavo.
Mwakayidakila mihilu yangu yati itama mugati yangu, ngati nene cheniyidakili malagizu ga Dadi wangu na kutama muuganu waki.
11 Zvinhu izvi ndazvitaura kwamuri, kuti mufaro wangu ugare mamuri, uye mufaro wenyu uzare.
Nivajovili mambu genaga muni luheku lwangu lutama mugati yinu, na luheku lwinu lutimila.
12 Uyu ndiwo murairo wangu, kuti mudanane, sezvandakakudai.
Mihilu yangu ndi iyi: Mgananayi, ngati chenikuvagana nyenye.
13 Hakuna ane rudo rukuru kune urwu, kuti munhu anoradzikira pasi shamwari dzake upenyu hwake.
Kawaka mundu mweavi na uganu mkulu neju kuliku uwu, wa mundu kuwusa wumi waki ndava ya vankozi vaki.
14 Imwi muri shamwari dzangu, kana muchiita chipi nechipi ini chandinokurairai.
Nyenye vankozi vangu mwakahenga chenivalagiza.
15 Handichakuidziizve varanda, nokuti muranda haazivi ishe wake chaanoita; asi ndakuidzai shamwari; nokuti zvese zvandakanzwa naBaba vangu, ndakakuzivisai.
Nakuvakemela kavili vehengaji, muni mtangatila imanya lepi cheikita mtopeswa waki. Nambu nyenye nivakemili vankozi, ndava muni goha genayuwini kwa Dadi wangu nivajovili.
16 Imwi hamuna kundisarudza, asi ini ndakakusarudzai, ndikakugadzai, kuti imwi muende mubereke chibereko, uye chibereko chenyu chigare; kuti chipi nechipi chamunokumbira kuna Baba muzita rangu, vakupei.
Nyenye nakunihagula nene, nambu nene ndi mwenivahagwili na kuvatuma mhamba mkapambika matunda ndi mahengu gabwina gegisigalia, mwene Dadi ahotola kuvapela chindu chochoa chemwiyupa kwa liina langu.
17 Izvi zvinhu ndinokurairai, kuti mudanane.
Hinu, muhilu wangu ukulu ndi wenuwu mgananayi.
18 Kana nyika ichikuvengai, muzive kuti yavenga ini isati yakuvengai imwi.
Ngati vandu va mulima vakuvayomela nyenye, mkoto kukosiwa kuvya vakuniyomela nene kwakona kuvayomela nyenye.
19 Dai maiva venyika, nyika yaida zvayo pachayo; asi nokuti hamusi venyika, asi ini ndakakusarudzai kubva panyika, naizvozvo nyika inokuvengai.
Ngati nyenye kuvya vandu va pamulima, mulima ngauvaganili nyenye ngati vandu vaki. Nambu ndava nyenye vandu lepi va pamulima, ndi nene nivahagwili kuhuma pamulima, ndava ya genago vandu va mulima vakuvayomela.
20 Rangarirai shoko ini randakareva kwamuri: Muranda haasi mukuru kuna ishe wake. Kana vakashusha ini, vachashusha imwiwo; kana vakachengeta shoko rangu vachachengeta renyuwo.
Mkumbuka lilovi lila lenivajovili, mtangatila lepi mkulu kuliku mtopeswa waki. Yakavya vanig'aisi nene, mewawa vakuvang'aisa na nyenye, ngati malovi gangu vagakamwili mewa vakugakamula na malovi ginu.
21 Asi izvi zvese vachakuitirai nekuda kwezita rangu, nokuti havamuzivi wakandituma.
Nambu genaga goha vakuvakitila ndava nyenye mukunisadika nene muni mwavandu vangu, ndava vakummanya lepi yula mweanitumili.
22 Dai ndisina kuuya ndikataura kwavari, vangadai vasina chivi; asi ikozvino havana manzvengero pachivi chavo.
Ngati nabweli lepi na kulongela navu, ngavavalangiwi lepi vakumbudila Chapanga, nambu hinu nakuhotola kujova kuvya vambudili lepi Chapanga.
23 Anondivenga, anovenga Baba vanguwo.
Mundu yoyoha mweakuniyomela nene, mewawa akumyomela Dadi wangu.
24 Dai ndisina kuita pakati pavo mabasa asina umwe wakaaita, vangadai vasina chivi; asi ikozvino vakaona ndokuvenga zvese ini naBaba vangu.
Ngati nihengili lepi kwavi mambu gangahengeka na mundu yungi kwavi, ngavavalangiwi lepi vambudili Chapanga, nambu hinu vagaweni gachinamtiti genihengili ndi vaniyomili nene mewawa vamuyomili Dadi wangu.
25 Asi kuti shoko rizadziswe rakanyorwa pamurairo wavo, rinoti: Vakandivenga pasina chikonzero.
Nambu vahengili lijambu lenili muni malovi gegayandikwi mu Malagizu gatimilayi! “Vaniyomili waka!”
26 Asi kana Munyaradzi auya, ini wandichatumira kwamuri kubva kuna Baba, Mweya wechokwadi, unobuda kuna Baba, uyu achapupura nezvangu.
Peibwela mtangatila mwenuyo mwenikumtuma kwinu kuhuma kwa Dadi, mwenuyo ndi Mpungu Msopi mweakuvajovela uchakaka kumvala Chapanga. Yati nikumtuma kwinu kuhuma kwa Dadi, mwene yati akuvajovela kunivala nene.
27 Nemwiwo muchapupura, nokuti maiva neni kubva pakutanga.
Nyenye mewa yati mukuvajovela vandu kunivala nene ndava muvi na nene kuhumila pakutumbula.

< Johani 15 >