< Johani 14 >
1 Moyo wenyu ngaurege kutambudzika; munotenda kuna Mwari, tendaiwo kwandiri.
“Usiruhusu muoyo ghwa jhobhi kujha mu mahangaiko. Ukan'kiera K'yara basi nikierayi ni nene.
2 Mumusha maBaba vangu mune dzimba zhinji dzekugara; dai zvisina kudaro, ndingadai ndakakuudzai. Ndinoenda kunokugadzirirai nzvimbo.
Mu nyumba jha Dadi jhangu ghajhele makazi ghamahele gha kutama; kama ngajhijhe lepi naha nganikujobhili, kwa vile nilota kuandalila mahali kwandabha jha bhebhe.
3 Zvino ndikanokugadzirirai nzvimbo, ndichauyazve ndikugamuchirei kwandiri; kuti apo ini pandiri, imwi muvepowo.
Kama nibetakulota kubhaandalila mahali, nibetakuhida kabhele kubhakaribisya kwa nene, ili mahali pa niyele namu mujhelayi.
4 Uye ini pandinoenda munoziva, nenzira munoziva.
Mumanyili paniyele namu mujhelayi.”
5 Tomasi akati kwaari: Ishe, hatizivi kwamunoenda; ko tinogona kuziva sei nzira?
Tomaso an'jobhili Yesu, “Bwana, tumanyilepi mahali pa ghwilota; Je! Twibhwesya bhuli kujhimanya njela?
6 Jesu akati kwaari: Ini ndiri nzira, nechokwadi, neupenyu; hapana anouya kuna Baba, asi nekwandiri.
Yesu an'jobhili, “Nene ndo njela, kweli, ni uzima; ajhelepi jha ibhwesya kuhida kwa Dadi bila kup'etela kwa nene.
7 Dai maindiziva, maiziva Baba vanguwo; uye kubva ikozvino munovaziva, uye makavaona.
Kama ngamu nimanyili nene, ngamumanyili ni Dadi jhangu kabhele; kubhwanjila henu nikuyendelela mumanyili na nimalili kumbona muene.”
8 Firipi akati kwaari: Ishe, tiratidzei Baba, uye zvakatikwanira.
Philipo an'jobhili Yesu, “Bwana, tulasiajhi Baba, ni naha jhibetakujha jhitutosisi.”
9 Jesu akati kwaari: Ndava nemwi nguva refu yakadai, hausati wandiziva here, Firipi? Waona ini, waona Baba; zvino unoreva sei uchiti: Tiratidzei Baba?
Yesu akan'jobhela, “Nijhelepi namu kwa mda mrefu, na bado unimanyilepi nene, Philipo? Jhejhioha jha anibhwene nene ambwene Dadi; Namna jheleku ghwijobha, 'Tulaseajhi Dadi'?
10 Hautendi here kuti ini ndiri muna Baba, naBaba vari mandiri? Mashoko andinotaura kwamuri ini, handiatauri pachangu; asi Baba, vanogara mandiri, ndivo vanoita mabasa.
Mwikieralepi kujha nene mugati mwa Dadi, ni Dadi ajhe mugati mwa nene? Malobhi ghanijobha kwa muenga nijobhalepi kwa kusudi lya nene; badala jhiakhe, Dadi jha itama mugati mwa nene jhaibhomba mbombo jhiakhe.
11 Nditendei kuti ndiri muna Baba, naBaba vari mandiri; kana zvisakadaro nditendei nekuda kwemabasa amene.
Nikierayi nene, kujha nijhe mugati mwa Dadi, ni Dadi ajhele mugati mwa nene kadhalika nikierayi nene kwandabha jha mbombo jhangu hosi.
12 Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri: Anotenda kwandiri, mabasa ini andinoita iye achaaitawo, uye makuru kune awa achaaita; nokuti ini ndinoenda kuna Baba vangu.
Aminiayi, aminiayi, nikabhajobhela, jhaibetakunikiera, mbombo syanibhomba nene, ibetakusibhomba ni muene pia; na ibetakusibhomba hata mbombo mbaha kwandabha nilota kwa Dadi.
13 Uye chero chipi chamunokumbira muzita rangu, icho ndichachiita, kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana.
Kyokyoha kya mwibetakus'oka kwa lihina lya nene, nibetakubhomba ili Dadi abhwesyayi kutukusibhwa katika Muana.
14 Kana muchikumbira chero chipi muzita rangu, ini ndichachiita.
Kama mwibetakus'oka khenu kyokyoha khela kwa lihina lya nene, e'lu nibetakubhomba.
15 Kana muchindida, chengetai mirairo yangu.
Kama nibetakunigana, mwibetakusikamula amri sya nene.
16 Neni ndichakumbira Baba, naivo vachakupai umwe Munyaradzi, kuti agare nemwi nekusingaperi, (aiōn )
Na nibetakun'soka Dadi, Ni muene ibetakubhap'ela N'saidizi jhongi ili kujha abhwesiajhi kujha pamonga namu milele, (aiōn )
17 Mweya wechokwadi, iyo nyika yausingagoni kugamuchira, nokuti haimuoni, kana kumuziva. Asi imwi munomuziva, nokuti ugere nemwi, uchava mukati menyu.
Roho ghwa bhuwkeli. Ulimwengu ghwibhwesya lepi kumpokela muene kwa ndabha ukambona lepi, au kummanya muene. hata naha muenga, mummanyili muene, kwani itama pamonga namu na ibetakujha mugati mwa jhomu.
18 Handingakusii muri nherera; ndichauya kwamuri.
Nibetalepi kubhaleka mwejhomu; Nibetakukerebhuka kwa jhomu.
19 Kuchine chinguvana, nenyika haichazondioni; asi imwi muchandiona; nokuti ini ndinorarama, imwiwo muchararama.
Kwa lukhombi, ulimwengu wibetalepi kunibhona kabhele, lakini muenga mkanibhona, kwandabha nitama, namu mwiishi pia.
20 Nezuva iro imwi muchaziva kuti ndiri muna Baba vangu, nemwi mandiri, neni mamuri.
Katika ligono e'lu mwibetakumanya kujha nene nijhele mugati mwa Dadi, ni kwamba muenga mujhele mugati mwawnene, ni nene nijhele mugati mwa jhomu.
21 Ane mirairo yangu achiichengeta, ndiye anondida; uye anondida achadikanwa naBaba vangu; neni ndichamuda, uye ndichazviratidza kwaari.
Jhejhioha jha ibetakusikamula amri sya nene ni kusikesya, ndo mmonga jhaaniganili nene; na jhaibeta kunigana nene basi ibetakuganikibhwa ni Dadi jhangu, na nibetakun'gana na nibetakwilasya ne muene kwa muene.”
22 Judhasi, kwete Isikariyoti, akati kwaari: Ishe, chii kuti munozozviratidza kwatiri, asi kwete kunyika?
Yuda (siyo Iskariote) akan'jobhela Yesu, “Bwana, Je! Kheleku kibetakuh'omela kwamba wibetakwilasya ghwe muene kwa tete na siyo kwa ulimwengu?
23 Jesu akapindura akati kwaari: Kana munhu achindida, achachengeta shoko rangu, naBaba vangu vachamuda, uye tichauya kwaari, tikaita ugaro naye.
Yesu ajibili akan'jobhela, “Kama jhejhioha jhaaniganili, ibetakulikamula lilobhi lyangu. Dadi jhangu ibetakun'gana, na twibetakuhida kwa muene ni kubheka makao gha jhotu pamonga ni muene.
24 Asingandidi, haachengeti mashoko angu; neshoko ramunonzwa harisi rangu, asi raBaba vakandituma.
Jhejhioha jha aniganilepi nene, ikamu lepi malobhi ghangu. Lilobhi ambalyo mkalip'eleka lya nene lepi bali lya Dadi jha anilaghisye.
25 Zvinhu izvozvi ndazvitaura kwamuri ndigere nemwi.
Nighajobhili mambo agha kwa jhomu, wakati bado niishi miongoni mwa jh'omu.
26 Asi Munyaradzi, Mweya Mutsvene, iwo Baba wavachatuma muzita rangu, iye achakudzidzisai zvinhu zvese, uye akuyeudzirei zvese zvandakataura kwamuri.
Hata naha, Mfariji, Roho Mtakatifu, ambajhe Dadi ibetakundaghisya kwa lihina lya nene, ibetakubhamanyisya mambo ghoha ni kubhabhomba mkhomb'okayi ghoha ambagho maghajobhili kwa jhomu.
27 Rugare ndinosiya kwamuri; rugare rwangu ndinopa kwamuri; kwete nyika sezvainopa, ini ndinopa kwamuri. Moyo wenyu ngaurege kutambudzika, kana kutya.
Amani nikabhap'ela amani jha nene kwa muenga. Nikabhap'ela lepi kama ulimwengu kyawipisya. Musijhibhombi mioyo jha muenge kujha ni mahangaiko, ni bhuogha.
28 Manzwa kuti ini ndati kwamuri: Ndinoenda, uye ndichauya kwamuri. Kana maindida, maifara, nokuti ndati: Ndinoenda kuna Baba; nokuti Baba vangu vakuru kwandiri.
Mwap'eliki kya nabhajobhili, 'Nibetakwilotela, na nibetakukerebhuka kwa jhomu.' Kama ngamuniganilli nene, ngamuhobhuiki kwandabha nilota kwa Dadi, kwa ndabha Dadi ndo mbaha kuliko nene.
29 Uye ikozvino ndakuudzai zvisati zvaitika; kuti kana zvoitika mungatenda.
Henu nimalikubhajobhela kabla jhakhona kuh'omela ili kwamba wakati ikahomelayi mubhwesyayi kukiera.
30 Handichazotaurizve zvizhinji nemwi; nokuti mutongi wenyika ino anouya, asi haana chinhu kwandiri;
Nibetalepi kulongela namu malobhi mingi, kwa kujha mbaha ghwa dunia ejhe ihida. Muene ajhelepi ni nghofu juu jha nene,
31 asi kuti nyika izive kuti ndinoda Baba, uye Baba sezvavakandiraira, ndinoita saizvozvo. Simukai, ngatibve pano.
lakini ili kwamba ulimwengu ukabhayi kumanya kujha nin'ganili Dadi, nibhomba ambakyo Dadi anilaghisi, kama vile kyaanipelili amri. Mujhinukayi, na mubhokayi mahali apa.