< Jakobho 2 >

1 Hama dzangu, kwete nerusarura muve nerutendo rwaIshe wedu Jesu Kristu wekubwinya.
Vakwangu, kanzi mu wondi kwi intumelo ina kwa Simwine Jesu Kreste, Simwine we nkanya, kuketulula vantu vamwi ni kusa tenda vamwi hande.
2 Nokuti kana muungano yenyu mukapinda murume ane mhete yegoridhe nenguvo inopenya, mukapindawo murombo ane nguvo yakasviba,
Mukuti zumwi muntu wi njila mwikopano yenu na zwete iseka lye gauda kwi munwe ni zi zwato zilotu, mi kwiza kwi njila injevwe yo zwete zi zwato zina ikwe.
3 imwi ndokutarira uyo wakapfeka nguvo inopenya; ndokuti kwaari: Iwe gara pano zvakanaka; ndokuti kumurombo: Iwe mira ipapo; kana: Gara pano pasi pechitsiko chetsoka dzangu;
Haiva no lola ko zuna muntu yo zwete zi zwato zilotu ni kuta kuti, “Wi kale mu chivaka chi lotu,” kono ku mukwame we njevwe uti, “Zimane kuna,” kapa “Wikale ha fasi a' matende angu,”
4 hamunawo kusarura mukati menyu pachenyu mukavawo vatongi vendangariro dzakaipa here?
Kamuli atuli mukati kenu? Kachimwava muvatuli mu mihupulo yenu mivilala?
5 Inzwai, hama dzangu dzinodikanwa. Mwari haana here kusarudza varombo venyika ino, vakafuma parutendo, nevadyi venhaka yeushe hwaakavimbisa kune vanomuda?
Muteke, vakwangu vasakahala, kena kuti Ireeza ava keti va njemwe veinu inkanda kuva va fumite mwi' tumelo ni kuva vayoli va muvuso wa va sepisi kwa vana va musaka?
6 Asi imwi makazvidza murombo. Vafumi havakutsikiririi here, uye ndivo vanokukweverai kumatare?
Kono inwe muva nyefule va njevwe! Imi kanji vona vava mitwali ku chikota?
7 Ivo havanyombi zita rakanaka rakadanwa pamuri here?
Kahena nji vona va tuka izina ilotu limu wila kulili?
8 Kana zvirokwazvo muchizadzisa murairo weushe, zvinoenderana nerugwaro rwunoti: Ida wekwako sezvaunozvidaiwe, munoita zvakanaka;
Kono hanu, haiva wi zuziliza mulao wa chilena, ku amana ni mañolo, “Usake yo vambene naye sina moli sakila iwe umwine.” u tenda hande.
9 asi kana mune rusarura, munoita chivi, munopwiswa nemurairo sevadariki.
Kono haiva no saka vamwi vantu no ketulala vamwi, u chita chivi, imi u atulwa choku chola mulao.
10 Nokuti ani nani anochengeta murairo wese, asi akagumburwa pane umwe, anova nemhosva kune yese.
Iye yense yo kuteka mulao, linu haiva no chola mulao umwina chi wachola milao yonse.
11 Nokuti iye wakati: Usaita upombwe; wakatiwo: Usauraya; zvino kana usingaiti upombwe, asi uchiuraya, wava mudariki wemurairo.
Iye ya vati, “Kanzi ulundi vusangu,” imi linu avati, “Kanzi wihahi.” Haiva no satendi vusangu, kono haiva niwi haya, chiwa va mucholi wa mulao.
12 Taurai saizvozvo uye itai saizvozvo, sevachazotongwa nemurairo werusununguko.
Linu u wambe sina nja va vete ni va atulwe cha mukwa wa mulao we ntukuluho.
13 Nokuti kutonga kusina tsitsi ndekweasina kuita tsitsi; uye tsitsi dzinozvirumbidza pakukutonga.
Mi inkatulo ka ize ni kusena chishemo kwa vana va sana vava tondezi chi shemo. Chi shemo chizunda inkatulo.
14 Zvinobatsirei, hama dzangu, kana munhu achiti ane rutendo, asi asina mabasa? Rutendo urwu rwunogona kumuponesa here?
Linu bulotu njovihi, vakwangu, haiva zumwi uta kuti wina intumelo, linu na sena musevezi? kana iyo intumelo mwi muhaza?
15 Zvino kana hamarume kana hamakadzi yakashama uye achishaiwa kudya kwezuva rimwe nerimwe,
Tute kuti unizalwa naye wa mukwame kamba wa mwankazi kazwete hande imi nasena zilyo ilyo' zuva.
16 umwe wenyu ndokuti kwavari: Ibvai murugare, mudziyirwe uye mugute; asi musingavapi zvinhu zvinodikanwa nemuviri, izvo zvinobatsirei?
Tute kuti zumwi kwenu uta kuvali, “Muyende chenkozo, mutukutilwe mutukutilwe imi mwi kuta.” Haiva no savahi zintu zisakahala za muvili, vulotu njo vuhi?
17 Saizvozvowo rutendo, kana rwusina mabasa, rwakafa pacharwo.
Munzila iswana intumelo chayo, Haiva intumelo kaina musevezi, musevezi, ifwile.
18 Asi umwe achati: Iwe une rutendo, neni ndine mabasa; ndiratidze rutendo rwako kunze kwemabasa, neni pamabasa angu ndichakuratidza rutendo rwangu.
Niha kuva vulyo zumwi uwola ku wamba, wina intumelo, ime nina misevezi.” Nitondezi intumelo yako mi ime kani kutondezi intumelo yangu cha misevezi yangu.
19 Iwe unotenda kuti kuna Mwari umwe; unoita zvakanaka; nemadhimoni anotenda uye anodedera.
Uzumina kuti kwina Ireeza yenke; u panga nenza. Mi nanga madimona a zumina kuti, mi a chacha.
20 Asi unoda kuziva here, haiwa dununu, kuti rutendo rwusina mabasa rwakafa?
Musaka kwi ziva, mukwame wa chihole, mukuti intumelo isena misevezi kaina intuso?
21 Abhurahama baba vedu havana kunzi vakarurama kubva pamabasa here, vabaira mwanakomana wavo Isaka pamusoro pearitari?
Kana kuti Abrahama ishetu, kana ava chitwa yo sheyemi ka misevezi, che nako yava viki Isaka hi aletare?
22 Unoona kuti rutendo rwakabata pamwe nemabasa ake, uye kubva pamabasa rutendo rwakaperedzerwa here?
Mu mbwene kuti intumelo iva sevezi ni misevezi yakwe, mi intumelo yakwe iva kuli cha misevezi yakwe.
23 Nerugwaro rukazadzisika rwunoti: NaAbhurahama wakatenda kuna Mwari, zvikaverengerwawo kwaari kuti ndiko kururama, akanziwo shamwari yaMwari.
Mi kuva izuzi likizwe chiva ñoletwe mwi nzwi chata kuti, “Abrahama ava zumini kwa Ireeza, mi ava valiwa yo shiyemi.” Imi ava sumpwa mulikani wa Ireeza.
24 Naizvozvo munoona kuti munhu anonzi wakarurama kubva pamabasa, uye kwete kubva parutendo chete.
Mubwene kuti che misevezi muntu ava cheniswa cha misevezi insiñi che intumelo yo nke vulyo.
25 Saizvozvowo naRakabhi chifeve haana kunzi wakarurama kubva pamabasa here, agamuchira vatumwa, nekuvabudisa neimwe nzira?
Cha mukwa wina vulyo, Rahaba wa mushahi, ava chitwa yo shiyemi chi misevezi, cha nako ya va tambuli va tumiwa, mi ni kuva tumina che nzila ingi.
26 Nokuti semuviri pasina mweya wakafa, saizvozvowo rutendo rwusina mabasa rwakafa.
Sina muvili hau kauhana ku luhuho u file, mi intumelo mu ikalile haiva kaina misevezi ifwile

< Jakobho 2 >