< VaGaratia 5 >

1 Naizvozvo mirai makasimba murusununguko Kristu rwaakatisunungura narwo, uye musasungwazve nejoko reuranda.
Ulwa khuva u Klisite atupile uvudehe pu tuve vadehe pwu mwemage nu uvugolofu msite ukhwibatiwa nu uvwusuhiwa.
2 Tarirai, ini Pauro ndinoti kwamuri, kuti kana muchidzingiswa, Kristu haakubatsirii chinhu.
Lola ne Paulo, nihovavola ukhuta mngaheketiwe, Klisite sahavatange khu njila yoyoni.
3 Uye ndinopupurirazve kumunhu wese anodzingiswa, kuti ane ngava rekuita murairo wese.
Pwu nihovavola ukhuta hela angosi uveaheketiwe ukhuta yilondiwa akonganage nu lulagilo lwoni.
4 Makasunungurwa kuna Kristu, imwi munonzi makarurama kumurairo; makawa panyasha.
Mtengiwe khutali nu Klisite, voni “avivaliwa uvogolofu wa ndagilo, mgwile hutali nu lusayo.
5 Nokuti isu paMweya tinomirira nerutendo tariro yekururama.
Ulwakhuva hu njila ya mepo, nu luhungu tugulela uvujimu wa lweli.
6 Nokuti muna Kristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa chero chinhu hazvina maturo; asi rutendo rwunobata nerudo.
Khwa Klisite Yesu uhukeketiwa nu ukhusitakeketwa sahulenamaana gogoni. Ulwedeho lwene lulovomba embombo ukhugenela ndu gaano, pwu hiva khenu.
7 Manga muchimhanya zvakanaka; ndiani wakakudzivisai kuti murege kuteerera chokwadi?
Muhanyilaga imbelo vononu, veni akhavabenchinche ukhwedeka elweli?
8 Uku kukwezva hakubvi kune anokudanai.
Uwosongeleji uva khuvombe incho sawukhomane nu mwene yaywa avelangile umwe.
9 Mbiriso shoma inovirisa bundu rese.
Ekhelunchi hedebe khiluncha pa vuvakha.
10 Ini ndine chivimbo nemwi muna Ishe, kuti hamuchazorangariri chimwe chinhu; asi uyo anokutambudzai achatakura mutongo, angava ani.
Nelenulohovohelo numwe mwa Nkuludeva ukhuta samhasage khu njila eyenge. Uyunge uvuyaheva ihovayacha yigega uhuhegiwa khwa mwene.
11 Asi ini, hama, kana ndichiri kuparidza dzingiso, ndichiri kushushirwei? Naizvozvo chigumbuso chemuchinjikwa chabviswa.
Valokolo inave mpilagela ukhuheketa, khehi nigatanchiwa? Khu kherwekhehivekha ukhusiga ekidaming'ani khinangiwa.
12 Ndingati avo vanokutambudzai vazvichekewo.
Vunogwe vwango ukhuta vavo vikhuvalongoncha fivi vikhelamia vavo.
13 Nokuti imwi makadanirwa kurusununguko, hama; chete kwete kuti rusununguko rwuve mukana panyama, asi nerudo shandiranai.
U Nguluve avelangile umwe, valokolo, khu vudehe. Msite ukhuvovombela uvudehe wenyo insekhe gwa mbele.
14 Nokuti murairo wese unozadziswa pashoko rimwe, pane ichi: Ude wekwako sezvaunozvida iwe.
Hulugano mvombelanilage yomwe khwa yomwe. Ulwakhuva indagilo nzoni nzigolwike mbu lulagilo lumo yinogiwa uhogana unino ndu weganile uve.”
15 Asi kana muchirumana nekudyana, chenjerai kuti murege kupedzwa umwe neumwe wenyu.
Leno mkalumanage nu hulichana, mwelolelage ukhuta samhenangania yomwe khuva yomwe.
16 Zvino ndinoti: Fambai muMweya, zvino hamungatongozadzisi kuchiva kwenyama.
Nihovavola ukhuta, mgendage mu mepo, samlavulekha uvonogwe wa mbele.
17 Nokuti nyama inochiva zvinopesana neMweya, neMweya zvinopesana nenyama; uye izvi zvinopesana; kuti musaita zvinhu zvamunoda.
Ulwakhuva umbele kule nu uvonogwe vuvaha ulemehana ne numbula, ne numbula yele nuvonogwe vuvaha ukhulemehana nu mbele. Inchi chilemehana eyenge ne nine. Pu yehomile ukhuta samuvomba ifinu ifyo mwinogwa ukhuvivomba.
18 Asi kana muchitungamirirwa neMweya, hamusi pasi pemurairo.
Engave e numbula yikho valongoncha umwe, samwiva ndolagelo.
19 Zvino mabasa enyama ari pachena, ndiwo awa: Upombwe, ufeve, tsvina, unzenza,
Leno imbombo incha mbele inchivonekha, uvwuligu, uvwulami, uwvulyasi,
20 kunamata zvifananidzo, uroyi, ruvengo, makakava, godo, kutsamwa, kupokana, kupatsanurana, kutsauka,
inyesayo incha fikhwani, uvwuhavi, uvwuvivi, imbancha, amasago amavivi, elyoyo, ukhulemehana, ukhulehehana,
21 shanje, umhondi, uraradzi, makaro, nezvakadai; zvandinogara ndakuudzai sezvandakagarawo ndareva, kuti vanoita zvakadai havazodyi nhaka yeushe hwaMwari.
Ehetule, uvwuganchi, akhyoyona agange ndaga. Nikhovavonga umwe, ndu vavongile pavwutanchi, ukhuta vavovivomba ndago savahapate uvwukhale ndu deva lwa Nguluve.
22 Asi chibereko cheMweya rudo, mufaro, rugare, moyo murefu, moyo munyoro, kunaka, rutendo,
Isekhe incha numbula ulugano, uluhekelo, luhungu, ukhweyumelencha, uwipa, ikhisa, ulwidikho, Uvwudehe, ne pavwudebe.
23 unyoro, kuzvidzora; hakuna murairo unopikisa zvakadai.
Losikhuli ululagilo ulululemekihana nancho.
24 Asi avo vari vaKristu vakaroverera pamuchinjikwa nyama pamwe nehavi neruchiva.
Vwala avwa Klisite Yesu vwakhegiwe umbele nu uvonogwe vwa vene uvwuvivi.
25 Kana tichirarama muMweya, ngatifambewo muMweya,
Tungatamage nu mepo, nukhugenda ne mepo.
26 tirege kuzvikudza kusina maturo, tichidenhana, tichiitirana shanje.
Tusite ukhuva nu kweginio, tusite ukhukalanchana khela munu nu nine, tusite ukhuva ne khetuule.

< VaGaratia 5 >