< VaGaratia 4 >

1 Zvino ndinoti, mudyi wenhaka, kana achingori mwana chete, haatongosiyani nemuranda, kunyange ari ishe wezvese;
nijova kuuti ulwakuva umwimilisi ghwe mwana, aling'ine nu m'bombi, nambe ulwakuva ghwe nyakyuma kyoni.
2 asi ari pasi pevachengeti nevatariri kusvikira panguva yakatarwa nababa.
pe lino alipasi pavalolelesi kuhanga unsiki ghuno ghuvikilule nu viise ghwake.
3 Saizvozvo nesu, patakange tiri vana, taiva muuranda pasi pedzidziso dzekutanga dzenyika.
pe pano najusue pano tulyale vaanha, tukakolelivue mu vuvombi vwa vutavike vwa kwanda vwa iisi.
4 Asi apo kuzara kwenguva kwasvika, Mwari wakatuma Mwanakomana wake, wakavapo kubva kumukadzi, wakavapo pasi pemurairo,
neke unsiki ghuno ghunoghile yeghufikile, uNguluve akansung'ha unswambe, umuholua ghwa n'dala, umuholua mu ndaghilo.
5 kuti adzikunure vari pasi pemurairo, kuti tigamuchire kuitwa vanakomana.
akavombile ndikio neke kukuvapoka vano valyale mundaghilo, neke kuti twupile mu sa kuuva hwene vaanha.
6 Uye nokuti muri vanakomana, Mwari wakatuma Mweya weMwanakomana wake mumoyo yenyu, achidanidzira achiti: Abha, Baba!
ulwakuva umue muli vaanha, uNguluve akan'sung'ile uMhepo ghwa nswambe n'kate ja numbula siitu, uMhepo juno ikemhelua “Abba, Nhaata”.
7 Saka hausisiri muranda, asi mwanakomana; zvino kana wava mwanakomana, wavawo mudyi wenhaka yaMwari nemuna Kristu.
mu ulu usue natulivavombi kange looli vaanha. ndeve ve vaanha pe tulivimilisi kukilila uNguluve.
8 Asi nenguva iyo, musingazivi Mwari, maiva varanda vevasiri vamwari pachisikirwo;
nambe unsiki ghuno namukan'kagwile uNguluve, mulywale vavombi ku vala vano muvwandilo naihwani fya Nguluve.
9 asi ikozvino sezvo moziva Mwari, zvikuru sei zvamunozikanwa naMwari, modzokerazve sei kudzidziso dzekutanga dzisina simba dzeurombo, dzamunoshuva kuva muuranda hwadzo zvekarezve?
neke lino ulwakuva mukun'kagula uNguluve, nambe kuuti mukagulika kwa Nguluve kiki mugomoka kange muvutavike uvuvotevote uvwa kwanda kange vusila lutalama? pe munoghelua kuva vavombi kanhe?
10 Munochengetedza misi, nemwedzi, nenguva, nemakore.
mukukikola ku vulolesi ikoghono ikitavike kukong'ana kwa mwesi, na maka. nikwoghopa vwimila jinu.
11 Ndinokutyirai, zvimwe ndakashingairira pasina kwamuri.
nikwoghopa kuuti mu lumonga mukipumwisie vuvule.
12 Ivai seni, nokuti ini ndakaitawo semwi, hama, ndinokukumbirisai; hamuna kutombonditadzira chinhu;
nikuvasuuma vanyalukolo muvisaghe ndavule nilivuo,
13 munozivawo kuti nemuundonda hwenyama, ndakaparidza evhangeri kwamuri pakutanga,
ulwakuva kange nili ndavule nilivuo. namukanihokie. pe mukagula kuuti, looli vulyale vutamy vwa m'bili kuuti nulyadalikile ilivangili kulyumue ulwa kwanda.
14 nemuedzo wangu waiva panyama yangu hamuna kuzvidza kana kuramba, asi makandigamuchira semutumwa waMwari, saKristu Jesu.
nambe uvwumi vwango vwa m'bili vulyale mu g'helo, namukanibenapwile nambe kukunikana. pepano mukanyipile hwene Mhepo ghwa Nguluve, ilyale hwene ghwe Kilisite jujuo.
15 Zvino ropafadzo yenyu chii? Nokuti ndinokupupurirai kuti, kana zvichibvira, mutumbure meso enyu mundipe.
pe lino, muhovokela kiki? ulwakuva nikusagha kulyumue kuuti, ndejiwesekana muvusie amaaso ghinu na kukumhela une.
16 Naizvozvo ndava muvengi wenyu nekukuudzai chokwadi here?
neke lino pe nili mulugu ghwinu ulwakuva nikuvavula uvulweli?
17 Vanokushingairirai zvisina kunaka; asi vanoda kukuvharirai kunze, kuti mushingairire ivo.
vikuvalonda kwa kunoghua, kange navagholou. vilonda kukuvavika lubale nune, neke muvalutile.
18 Asi zvakanaka kushingairwa pachakanaka nguva dzese, uye kwete pakuvapo kwangu chete.
ke kanono jaatu kuva nu lunoghelua ku vufumbue vuno vunono, nakwekuuti lwene pano milipalikimo nune looli ifighono fyoni.
19 Vana vangu vadiki, vandinorwadziwazve nemimba pakubereka, kusvikira Kristu aumbwa mamuri,
vanango vadebe nivavua uvutungu vwimila jiinu kange kuhanga uKilisite avumbike n'kate jiinu.
20 asi ndaishuva kuvapo nemwi ikozvino, uye kushandura inzwi rangu; nokuti ndiri mukukanganiswa pamusoro penyu.
lino nale ninoghelua kuva palikimo numue na kusyetulania isavuti jango, ulwakuva nanili nu lutengano numue.
21 Ndiudzei, imwi munoshuva kuva pasi pemurairo, hamunzwi murairo here?
mumbule umue mwevano munoghua kuva pasi pa ndaghilo, namupulika kange indaghilo pano jiti?
22 Nokuti kwakanyorwa kuti Abhurahama wakange ane vanakomana vaviri, umwe kubva kumurandakadzi, neumwe kubva kune wakasununguka.
ulwakuva jilembilue kuuti uAbulahamu alyale na vaanha vaviliavadimi, jumo kwa n'dala um'bombi nu junge kwa n'dala huru,
23 Asi wakabva kumurandakadzi wakaberekwa panyama, asi wakabva kune wakasununguka nechivimbiso.
nambe nahele, ughwa akaholilue m'bombi akaholilue mu lwa m'bili lwene. loli jula ughwa n'dala huru akaholilue ku lufingo.
24 Zvinhu izvi zvinodimikira; nokuti ava isungano mbiri; imwe yepagomo reSinai, inoberekera uranda, inova Agari.
isi ndeponu sijovua kwakutulila ikuhwani, ulwakuva avadla ava vilingana na mapuling'ano ghavili. ghamo kuhula ku kidunda Sinai. kihola avaanha vano avombi. uju ghwe Hajili.
25 Nokuti Agari ndiro gomo reSinai muArabhiya, rinomiririra Jerusarema raikozvino uye riri pauranda pamwe nevana varo.
lino uHajili kwe kidunda Sinai kino kili ku Arabuni. kiling'anisivua ni Yelusalemu ija lino, ulwakuva ve vavombi palikimo na vaanha vaake.
26 Asi Jerusarema riri kumusoro rakasununguka rinova mai vedu tese.
pe iYelusalemu jino jili nkyanya jili huru, iji je mama jitu.
27 Nokuti kwakanyorwa kuchinzi: Fara, iwe mhanje isingazvari; pururudza, udanidzire, iwe usingarwadziwi nemimba, nokuti vana vemusiiwa vazhinji kwazvo kune veune murume.
ulwakuva jilembilue, “hovoka, uve ghwe n'dala juno naghuhola. tosia isavuti kukyanya na kuhovoka, uve ghwe juno numanyile kuhola. ulwakuva vinga ve vaanha va juno naihola, kukila vala vala vajuno ali numughosi.
28 Asi isu, hama, saIsaka tiri vana vechivimbiso.
lino vanyalukolo ndavule u Isaka, umue mulivaanha va lufingo,
29 Asi sepanguva iyo uyo wakaberekwa nemutoo wenyama wakamutambudza iye wemutoo weMweya, zvakadaro kunyange ikozvino.
mu n'siki ghula ghuno umuunhu ghweni juno akaholilue ku vutavike vwa m'bili akampumwisie jula juno akaholilue ku vutavike vwa Mhepo. na lino vwe vulevule.
30 Asi rugwaro rwunoti kudini? Dzinga murandakadzi nemwanakomana wake; nokuti mwanakomana wemurandakadzi haangatongovi mudyi wenhaka pamwe nemwanakomana wewakasununguka.
amalembe ghiti ndani? m'busie un'dala um'bombi palikimo nu n'swambe. ulwakuva un'swambe ghwa n'dala um'bombi naililololela palikimo nu mwanha ghwa n'dala huru.'
31 Naizvozvo, hama, hatisi vana vemurandakadzi, asi vewakasununguka.
pe lino vanyalukolo usue natuli vaanha va n'dala um'bombi, looli va n'dala huru.

< VaGaratia 4 >