< VaGaratia 2 >
1 Shure kweizvozvo kwapfuura makore gumi nemana ndakakwirazve kuJerusarema naBhanabhasi, ndikatorawo naTitosi.
kukila amaka kijigho na ghane une, uBalinaba palikimo nu Tiito tukaluta kange ku Yelusalemu.
2 Zvino ndakakwira nekuzarurirwa, ndokuvarondedzera evhangeri yandinoparidza pakati pevahedheni, asi pachivande kune vakange vachikudzwa, zvimwe ndimhanyire kana ndakamhanyira pasina.
nikalutile ulwakuva uNguluve akivonisie kulyune kuuti nikanoghile kuluta. nikavikile pa maaso ghave ilivangili lino nikapulisie ku vapanji. [ neke nikajovile kuluiso ku vano vakajovilue kuuva vimilisi]. nikavombile ndiki neke kuuti nanikale nikimbila nambe nikakimbile vuvule.
3 Asi kunyange Titosi waiva neni, ari muGiriki, haana kurovererwa kuti adzingiswe;
neke nambe uTiito juno alyale palikimo nune, juno alyale muYunani vakamulasimisie kukekua.
4 uye nekuda kwehama dzenhema, vakange vapinzwa pachivande, vakange vapinda nekunyangira kuzoshora kusununguka kwedu kwatinako muna Kristu Jesu, kuti vatiise muuranda;
ili likahumile ulwakuva avanyalukolo vavudesi vakisile kuluiso kuposelesia uvuhulu vuno tulinavwo mwa Kilisite Yesu. vakanoghilue kukutuvomba usue tuve vasung'ua va ndaghilo.
5 vatisina kutendera nekuzviisa pasi kunyange kweawa; kuti chokwadi cheevhangeri chirambe chigere nemwi.
natukajihumisie kukuvitika nambe ilisala limo neke kuuti ilivangili lya kyang'haani lisighale kisila ndavule lilivuo ulyumue.
6 Asi kune vainzi chinhu (kunyange vaimbova chii hazvirevi chinhu kwandiri; Mwari haagamuchiri chimiro chemunhu), nokuti avo vaikudzwa havana kundiwedzera chinhu;
neke vala vano vajovilue kuva valyale vimilisi navakahangile kimonga kulyune kino vakale vikukivomba nakikale nu luuvumbulilo kulyune. unguluve naikwitika ulughano luno lukililile lwa vaanhu.
7 asi zvakadaro, vakati vaona kuti evhangeri yevasina kudzingiswa yakakumikidzwa kwandiri, saPetro yevasina kudzingiswa,
pe pano vakanyaghile kuuti nitikilue kupulisia ilivangili ku vala vano navakekilue. lu lyale ndavule uPeteli apulisie ilivangili ku vano vakekilue.
8 (nekuti iye wakaita nesimba kuna Petro kuvuapositori hwekudzingiswa, wakaita nesimba nekwandiri kuvahedheni);
ulwakuva uNguluve akavombile imbombo n'kate ja Peteli vwimila uvusung'ue ku vala vano vakekilue, kange akalyavombile imbombo n'kate jango ku vapanji.
9 zvino vaziva nyasha dzandakapiwa, vanaJakobho naKefasi naJohwani, vaikudzwa kuva mbiru, vakapa ini naBhanabhasi ruoko rwerudyi rwekudyidzana, kuti isu tiende kuvahedheni, ivowo kune vakadzingiswa;
unsiki ghuno uYakobo, uKefa nu Yohani, valyakagulike kuva valyajengile itembile, vakavumanyile uvumosi vuno nikapelilue, vakatwupile mulukong'ano une nu Barnaba. vakavombile ndiki neke kuuti, tulute kuvapanji, kange neke tuwesie kuluta kuvala vano vakekilue.
10 chete kuti tirangarire varombo, ichocho chandakashingairirawo kuita.
kange vakatulondile usue kukuvakumbua avakotofu. nune kange nikanoghilue kuvomba ndikio.
11 Zvino Petro wakati asvika Andiyokiya, ndakamupikisa pachiso, nokuti wakange ane mhosva.
unsiki ghuno uKefa akisile ku Antikia, nikankanile pavwelu ulwakuva akahokile.
12 Nokuti vamwe vasati vasvika vaibva kuna Jakobho, waidya nevahedheni; asi kana vasvika waisuduruka, achizviraura, achitya vekudzingiswa.
ye vakyale kukwisa avaanhu vamonga kuhuma kwa Yakobo, uKefa akale ilia palikimo navapanji. nekea avaanhu ava ye vikwisa akabuhila na kuvuka kuhuma ku vapanji akale ikwoghopa avaanhu vanovilonda kukekua.
13 Nevamwewo VaJudha vakanyepedzera pamwe naye, zvekuti Bhanabhasiwo wakatorwa neunyepedzeri hwavo.
vule vule navaYahudi vamonga vakalungine nu kefa mu vuhomeleng'ani uvu. amahumile ghake ghakale kuuti nambe uBarnaba akatolilue nu vuhomeleng'ani vwaave.
14 Asi ndakati ndaona kuti havafambi zvakarurama maererano nechokwadi cheevhangeri, ndakati kuna Petro pamberi pevese: Kana iwe uri muJudha, unorarama nemutoo wevahedheni, uye kwete sezvinoita VaJudha, unoroverera sei vahedheni kuti vararame seVaJudha?
neke ye nilolile kuuti navakale vikulilutila ilivangili ilya kyang'haani, nikam'bula uKefa pa maaso ghave vooni,” ndeve umue mulivaYahudi neke mukukala mu vutavike uvwa vapanji nakukuvuleka uvwa vayahudi, kiki mukuvalasimisia avapanji kukukala ndavule avaYahudi?”
15 Isu tiri VaJudha pachisikirwo, uye kwete vatadzi vanobva kuvahedheni,
usue twevano tulivayahudi vakuholua, natulivapanji avanya sambi.”
16 tichiziva kuti munhu haanzi wakarurama nemabasa emurairo, asi nerutendo kuna Jesu Kristu, nesu takatenda kuna Kristu Jesu, kuti tinzi takarurama nerutendo kuna Kristu, uye kwete nemabasa emurairo; nokuti nemabasa emurairo hakuna nyama ichanzi yakarurama.
kagula kuuti nakwale juno ivalilua ikyang'haani mu maghendele gha ndaghilo. looli vivalilua ikyang'haani ku lwitiko nkate ja Kilisite Yesu neke kuuti tuvalilua ikyang'haani ku lwitiko n'kate ja Kilisite sio kuuti kumaghendele gha ndaghilo. mu maghendele gha ndaghilo kusila m'bili ghuno ghulivalilua ikyang'haani.
17 Asi kana isu, tinotsvaka kunzi takarurama kuna Kristu, nesu tomene tiwanikwe tiri vatadzi, naizvozvo Kristu wava mushumiri wechivi here? Ngazvisadaro!
neke pano tukumulonda uNguluve kwa kutuvalila ikyang'haani n'kate ja Kilisite, tukujagha najusue tuli ni sambi, pe uKilisite akavombilue kuuva nyasambi? na ndikio!
18 Nokuti kana ndikavakazve izvi zvandakaputsa, ndinozviratidza kuva mudariki.
ulwakuva ndeve nivika uluhuvilo lwango kuvika indaghilo, uluhuvilo luno nikavusisie, nikujivonesia june kuva nilin'denya ndaghilo.
19 Nokuti ini nemurairo ndakafa kumurairo, kuti ndirarame kuna Mwari.
kukilila indaghilo nikawile mu ndaghilo, lino ninoghile kukukala vwimila uNguluve.
20 Ndakarovererwa pamuchinjikwa pamwe naKristu; asi ndinorarama; handisisiri ini, asi Kristu anorarama mandiri; asi zvandinorarama ikozvino panyama, ndinorarama nerutendo rweMwanakomana waMwari, wakandida akazvipa nekuda kwangu.
nipumwike palikimo nu Kilisite na nene kange nejuno nikukala, looli uKilisite ikukala n'kate jango. uvwumi vuno nikukala mu m'bili nikukala ku lwitiko n'kate ja mwa Nguluve juno akanighanile na kukujihumia vwimila jango.
21 Handishaisi nyasha dzaMwari maturo; nokuti kana kunzi wakarurama kunowanikwa nemurairo, saka Kristu wakafira pasina.
nanikuvukana uvumosi vwa Nguluve ulwakuva ndeve ikyang'haani pwejikale kukilila indaghilo, pe uKilisite nde akaile vuvule.