< Mabasa 8 >
1 Zvino Sauro wakange achitenderana nerufu rwake. Zvino pazuva iro kwamuka kushushwa kukuru kwakanangana nekereke yaiva paJerusarema; vese ndokuparadzirwa kunyika dzese dzeJudhiya neSamaria, kunze kwevaapositori.
Na mwene Sauli awene chabwina kukomewa kwa Sitefani. Ligono lenilo msambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu va ku Yelusalemu, vatumbwili kung'ahiswa neju. Vamsadika voha, Yavaganili kupechenganika kudahi pandi za ku Yudea na ku Samaliya, nambu kwa vamitumi ndu.
2 Varume vaitya Mwari vakaviga Sitefano, vakamuchema zvikuru.
Vandu vevisadika vakamuzika Stefani na kumvembela neju.
3 Asi Sauro wakaparadza kereke, achipinda muimba imwe neimwe, achikakata varume nevakadzi nekukumikidza mutirongo.
Nambu lukumbi lwenulo Sauli alingili kuvang'aisa msambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu, ahambili nyumba kwa nyumba akavahumisa vamsadika kuvala vagosi kwa vadala na kuvasopa muchifungu.
4 Naizvozvo avo vakange vaparadzirwa vakagura vachiparidza shoko.
Hinu vala vamsadika vevapechangini vakahamba kila pandu kukokosa Lilovi la Bwina.
5 Firipi ndokuburukira kuguta reSamaria, akaparidza Kristu kwavari.
Filipi namwene akahelela pamuji wa ku Samaliya na kumkokosa Kilisitu kwa vakolonjinji va penapo.
6 Zvaunga ndokuteerera nemoyo umwe kuzvinhu zvinotaurwa naFiripi, pavakanzwa nekuona zviratidzo zvaaiita.
Vandu vakajiwunga kuyuwanila ujumbi wa Filipi na kulola milangisu yila yeahenga.
7 Nokuti mweya yetsvina yakabuda kuvazhinji vaiva vakabatwa, ichidanidzira nenzwi guru; nevazhinji vakange vakafa mitezo nevaikamhina vakaporeswa.
Ndava muni vandu vevatalaliwi mizuka mihakau, yavahumili kwa lwami luvaha, vandu vevapolili higa na vangagenda valamisiwi.
8 Zvino kwakava nemufaro mukuru muguta iro.
Kwavili na luheku luvaha pamuji wenuwo.
9 Zvino umwe murume, wainzi Simoni, waimboita un'anga paguta, achishamisa rudzi rweSamaria, achizviti munhu mukuru;
Hinu pamuji wenuwo kwavili na mundu mmonga liina laki Simoni, mweakitili uhavi waki, pamuji wenuwu na kuvakangasa vandu va ku Samaliya, akujikwiha kuvya mwene ndi mweitopela,
10 wavaiteerera vese kubva kumudiki kusvika kumukuru, vachiti: Uyu isimba guru raMwari.
na vandu voha vadebe na vavaha, vamyuwanili hotohoto vakajova, “Simoni ndi makakala ga uchapanga gegikemelewa ‘Makakala gavaha.’”
11 Zvino vaimuteerera, nokuti wakange avashamisa neun'anga nguva refu.
Vamlandili ndava avakangisi kwa lukumbi lutali ndava ya uhavi waki.
12 Zvino vakati vatenda Firipi achiparidza mashoko akanaka nezveushe hwaMwari uye nezvezita raJesu Kristu, vakabhabhatidzwa vese varume nevakadzi.
Nambu pavasadiki ujumbi wa Filipi kulivala Lilovi la Bwina la Unkosi wa Chapanga na kuyuwana makokoso ga Yesu Kilisitu, vagosi na vadala vabatiziwi.
13 NaSimoniwo pachake wakatenda, zvino wakati abhabhatidzwa, wakagara naFiripi; akashamisika, achiona mabasa esimba nezviratidzo zvaiitwa.
Hati Simoni mwene, asadiki na peamali kubatiziwa, akalongosana na Filipi, akakangasa makangaso na gachinamtiti geahengili.
14 Zvino vaapositori vaiva paJerusarema vakati vanzwa kuti Samaria yagamuchira shoko raMwari, vakatumira kwavari Petro naJohwani;
Vamitumi vala vevavili ku Yelusalemu, pevayuwini kuvya vakolonjinji va ku Samaliya vayidakili Lilovi la Chapanga, ndi vakavatuma kwenuko Petili na Yohani.
15 ivo vakati vaburukirako vakavanyengeterera, kuti vagamuchire Mweya Mutsvene;
Hinu pavahikili vakavayupila kwa Chapanga vamsadika vala, muni vampokela Mpungu Msopi.
16 nokuti wakange asati aburukira pamusoro peumwe wavo, asi vakange vabhabhatidzwa muzita raIshe Jesu chete.
Ndava lukumbi lwenulo Mpungu Msopi avi akona kuvahelelela yeyoha pagati yavi, nambu vamali kubatiziwa paliina la Bambu Yesu ndu.
17 Ipapo vakaisa maoko pamusoro pavo, zvino vakagamuchira Mweya Mutsvene.
Kangi Petili na Yohani vakavavikila mawoko gavi vamsadika, navene mewa vampokili Mpungu Msopi.
18 Zvino Simoni wakati aona kuti nekuiswa kwemaoko evaapositori Mweya Mutsvene waipiwa, akavavigira mari,
Hinu Simoni pealoli kuvya mukuvikiwa mawoko na vamitumi, vamsadika vampokili Mpungu Msopi. Alingili kuvapela mashonga Petili na Yohani, akajova,
19 achiti: Ndipei neni simba iri, kuti pana ani nani wandinoisa maoko pamusoro, agamuchire Mweya Mutsvene.
“Mnipela na nene uhotola wenuwo muni nakamvikila mawoko mundu yeyoha, apokela Mpungu Msopi.”
20 Asi Petro wakati kwaari: Sirivheri yako pamwe newe ngazvive zvekuparadzwa, nokuti wafunga kuti chipo chaMwari chingawanikwa nemari.
Nambu Petili akamyangula, “Fwila kulongolo na mashonga gaku ndava wihololela kuvya wihotola kugula makakala ga Chapanga kwa mashonga!
21 Hauna mugove kana nhaka pashoko iri. Nokuti moyo wako hauna kururama pamberi paMwari.
Veve uvi lepi na lilundu amala pandu popoha mulihengu ili, muni mtima waku uganisa lepi palongolo ya Chapanga.
22 Naizvozvo tendeuka pakuipa kwako uku, ukumbirise Mwari, kuti zvimwe murangariro wemoyo wako uukanganwirwe.
Ndava muni, umuwuyila Chapanga waku kwa kukotoka uhakau waku, kavili umuyupa Bambu mwene ihotola kukulekekesa maholo ngati ago.
23 Nokuti ndinoona kuti uri munduru inovava, uye musungo weuipi.
Nikulola hotohoto umelili wihu neju, ndi mkungiwa wa kumbudila Chapanga.”
24 Zvino Simoni akapindura akati: Ndikumbirirei imwi kuna Ishe, kuti pasava nechimwe chezvinhu zvamataura chingawira pamusoro pangu.
Simoni akayangula, “Chondi, muniyupilayi kwa Bambu, likoto kunikolela hati limonga pagati ya ago gemujovili.”
25 Naizvozvo vakati vapupura nekutaura shoko raIshe, vakadzokera kuJerusarema, uye vakaparidza evhangeri mumisha mizhinji yeVaSamaria.
Petili na Yohani pevamalili kujova malovi gavi ga kukokosa ujumbi wa Bambu, vakawuya ku Yelusalemu. Hinu pavavi mukuwuya vakakokosa Lilovi la Bwina muhijiji yamahele ya ku Samaliya.
26 Zvino mutumwa waIshe wakataura kuna Firipi, achiti: Simuka, upfuurire kuchamhembe kunzira inoburuka kubva kuJerusarema ichienda kuGaza; iyo irenje.
Mtumu wa kunani kwa Chapanga akamjovela Filipi, “Jitendelekela uhamba kusini kupitila njila yeyihuma ku Yelusalemu mbaka ku Gaza.”
27 Zvino wakasimuka akaenda; zvino tarira murume weEtiopia, mutenwa, gurukota guru raKandase mambokadzi weVaEtiopia, waiona nezvefuma yake yese, uye wakange auya kuJerusarema kuzonamata,
Filipi peamali kujitendelekela, akatumbula lugendu lwa kuhamba Yelusalemu. Lukumbi lwenulo kwavili na mkolonjinji mmonga wa ku Ethiopia. Avi mvika mashonga wa Kandake, nkosi wa Chidala wa ku Ethiopia.
28 wakange achidzokera uye agere mungoro yake, achiverenga muporofita Isaya.
Mweavili munjila kuwuya kunyumba kuhuma ku Yelusalemu kweahambili kumlumba Chapanga, atamili mumkokoteni wa kubiluswa kuni ajisomelayi kwa lwami chitabu cha mlota wa Chapanga Isaya.
29 Mweya ndokuti kuna Firipi: Swedera unamatire pangoro iyi.
Mpungu Msopi akamjovela Filipi, “Hamba papipi na mkokoteni wenuwo ulongosana nayu.”
30 Firipi ndokumhanyirako, akamunzwa achiverenga muporofita Isaya, ndokuti: Zvino unonzwisisa zvaunoverenga here?
Filipi akajumbalila papipi na mkokoteni wula, akamyuwana mundu yula isoma muchitabu cha mlota wa Chapanga Isaya. Penapo Filipi akamkota, “Wu, ukuchimanya chewisoma?”
31 Iye ndokuti: Zvino ndingagona sei, kunze kwekuti umwe munhu andirairira? Zvino akakumbira Firipi kuti akwire agare naye.
Mundu yula akamyangula, “Nihotola wuli kumanya changali mundu kunidandaulila?” Ndi akamgongolela Filipi akwela mumkokoteni wula na kutama pamonga na mwene.
32 Zvino ndima yerugwaro yaaiverenga yaiva iyi: Wakatungamirirwa segwai rinoenda kunobaiwa; uye segwayana rinyerere pamberi pemuvevuri waro, saizvozvo haana kushamisa muromo wake.
Pandu pa Mayandiku Gamsopi peasomayi vayandiki aga, “Avi ngati limbelele lelihamba kuhinjwa, chinunu ngati mwana limbelele cheidumuliwa mangoma, nakuyahamula mlomo.
33 Mukuninipiswa kwake mutongo wake wakabviswa, zvino ndiani acharondedzera zera rake? Nokuti upenyu hwake hunobviswa panyika.
Akoliwi soni na kunotewa chechikumvala. Avi lepi wa kuhotola kulongela ndava ya mundu yoyoha chaki, muni wumi waki uwusiwi pamulima.”
34 Mutenwa ndokupindura Firipi akati: Ndinokukumbirisa, muporofita anoreva izvi maererano nani? Nezvake amene kana nezveumwewo?
Muyimila hindu yula akamkota Filipi, “Nijovela, mlota wa Chapanga uyu ijova mambu aga ndava yaki mwene, amala ndava ya mundu yungi?”
35 Firipi ndokuzarura muromo wake; akatanga parugwaro irworwo, ndokumuparidzira Jesu.
Hinu Filipi akatumbula pandu pa Mayandiku Gamsopi ago, akamjovela Lilovi la Bwina ndava ya Yesu.
36 Zvino pavaifamba munzira, vakasvika pane imwe mvura; mutenwa ndokuti: Heyi mvura; chii chinondidzivirira kubhabhatidzwa?
Pevavi vakona munjila, vakahika pandu pepavi na manji ndi mundu yula akajova, “Pandu apa pana manji, wu, chivii chindu kiki chechikunibesa nene kubatiziwa?”
37 Firipi ndokuti: Kana uchitenda nemoyo wese, zvinotenderwa. Akapindura ndokuti: Ndinotenda kuti Jesu Kristu Mwanakomana waMwari.
Filipi akajova, “Ngati wisadika kwa mutima waku woha wihotola kubatiziwa.” Namwene akajova, “Nisadika Yesu Kilisitu ndi Mwana wa Chapanga.”
38 Zvino akaraira ngoro kuti imire; ndokuburukira mumvura vari vaviri, Firipi nemutenwa; ndokumubhabhatidza.
Hinu myimila hindu yula akahamula mkokoteni wa kubiluswa wula uyima, Filipi na mwene vakahuluka mumanji ndi Filipi akambatiza.
39 Zvino vakati vakwira kubva mumvura, Mweya waIshe wakabvuta Firipi; mutenwa ndokusazomuonazve; nokuti wakafamba nenzira yake achifara.
Pavahumili mumanji Mpungu wa Bambu amkitili Filipi awuka, myimilila hindu akotoka kumlola kavili, nambu mwene akayendelela na lugendu lwaki kuni avi na luheku.
40 Asi Firipi wakawanikwa paAzota; uye achipfuura wakaparidza evhangeri kumaguta ese, kusvikira asvika paKesariya.
Nambu Filipi akahumila ku Azoto, na munjila avi mukukokosa Lilovi la Bwina mbaka peahikili ku Kaisalia.