< Mabasa 7 >
1 Zvino mupristi mukuru akati: Ko zvinhu izvi zvakadai here?
Bhai, bhakulungwa bha bhaabhishila gubhaabhushiye a Shitepano, “Genega ga kweli?”
2 Zvino akati: Varume, hama nemadzibaba, teererai. Mwari wekubwinya wakaonekwa kuna baba vedu Abhurahama vari muMesopotamia, vasati vagara Harani,
Na bhalabho a Shitepano gubhajangwile, “Ashaapwanga na ashaatati, ngunajuga mmbilikanishiyanje! Bhakulungwa a Nnungu bhashinkwaakoposhela atati a Bhulaimu pubhaaliji ku Meshopotamia bhakanabhe kwenda tama ku Alani.
3 akati kwaari: Buda munyika yako nekuhama dzako, uuye kunyika yandichakuratidza.
A Nnungu gubhaabhanjile a Bhulaimu, ‘Nnjabhule pa shilambo shenu, mwaalekanje ashaalongo ajenunji, nnjende mmbali jishininnanguye.’
4 Zvino vakabuda munyika yeVaKaradhia, vakagara muHarani; zvino kubva ipapo shure kwekufa kwababa vavo, wakavabvisira kunyika iyi yamunogara imwi ikozvino;
Kwa nneyo, a Bhulaimu gubhaamile shilambo sha Kalidayo, gubhapite tama ku Alani. Ainabhabho bhakamaleje a Nnungu gubhaashoshiye kabhili gubhaishe tama mmbali jinkutamangana jino.”
5 asi haana kuvapa nhaka mairi, kwete kunyange chitsiko chetsoka, asi wakavimbisa kuvapa iyo ive yavo, neyembeu yavo shure kwavo, vasati vava nemwana.
“A Nnungu wala bhangaapa a Bhulaimu nkali shilambo shimo kubha ulishi gwabho, ikabheje bhashinkwaalajila kuti, shibhaape shene shilambo shino shibhe shabho na ashibhana bhabho, ikabhe gene mobhago a Bhulaimu bhakakweteje mwana.
6 Mwari ndokutaura seizvi, kuti mbeu yavo ichava mutorwa kunyika yeumweni, uye vachaiita nhapwa nekuibata zvakaipa makore mazana mana;
A Nnungu gubhaabhalanjile nnei, ‘Ashibhana bhenu shibhapelekwanje kushilambo shangali shabhonji bhakabhanganje bhatumwa na bhonelwa kwa yaka mia pa sheshe.
7 asi rudzi urwo rwavachava varanda kwarwuri ndicharwutonga ini, wakadaro Mwari; uye shure kweizvozvo vachabuda vagondishumira panzvimbo ino.
Ikabheje nne shinishiukumule shene shilambo shishaatolanje ubhandasho. Kungai shinaashoyanje shene shilambosho bhajiyangane apano kubhandindibhalilanje.’
8 Zvino akavapa sungano yedzingiso, naizvozvowo vakabereka Isaka, vakamudzingisa zuva rerusere; naIsaka wakabereka Jakobho; naJakobho mateteguru gumi nemaviri.
Kungai gubhaapele malagano ga jaluka kubha shilangulo shabho. Kwa nneyo a Bhulaimu gubhantajile unyago mwanagwabho Ishaka lyubha lya nane lya bhelekwa kwakwe. Na a Ishaka nneila peila gubhantajile mwanagwabho Yakobho. Na a Yakobho nabhalabho gubhaatendilenje nneyo peyo ashinakulubhetu likumi limo na bhabhili bhala.”
9 Mateteguru akagodoka, vakatengesa Josefa kuEgipita; asi Mwari waiva naye.
“Bhanyikala bhetu gubhammonelenje lupimililo mpwabhonji Yoshepu, kwa nneyo gubhang'ushiyenje kuubhanda ku Mishili. Ikabheje a Nnungu pubhaliji pamo naka Yoshepu,
10 Akamusunungura pamatambudziko ake ese, akamupa nyasha nenjere pamberi paFarao mambo weEgipita; ndokumuita mutungamiriri pamusoro peEgipita neimba yake yese.
a Nnungu gubhantapwile mmboteko yakwe yowe, gubhampele kubha mundu jwa mituka na lunda kwa a Palao bhakulungwa bha ku Mishili, mpaka a Palao gubhammishile kubha nkulungwa jwa Mishili na nyumba jabho.”
11 Zvino kwakauya nzara panyika yese yeEgipita neKenani, nedambudziko guru; madzibaba edu akasawana kudya.
“Kungai gushikoposhele shibhanga shilambo showe sha Mishili na ku Kanani nibha shilaje shikulungwa. Ashinakulubhetu bhakakwetenjeje shalya.
12 Asi Jakobho wakati anzwa kuti kwaiva nezviyo kuEgipita, wakatuma madzibaba edu kwekutanga.
Bhai, a Yakobho bhakapilikaneje kuti ku Mishili shishipagwa shalya, gubhaatumilenje ashinakulubhetu ku Mishili
13 Zvino kwechipiri Josefa wakaziviswa kuvanakomana vababa vake; uye rudzi rwaJosefa rwukaziviswa kuna Farao.
Mwanja gwa bhili, a Yoshepu bhakwitagulilaga kwa ashaakulu bhabho na a Palao gubhaamanyinji ashaakulu bhabho a Yoshepu.
14 Zvino Josefa akatumira akadana baba vake Jakobho nehama dzake dzese, iri mweya makumi manomwe nemishanu.
A Yoshepu gubhatumile ntenga kwa ainabhabho a Yakobho na ashalongo ajabho bhowe, bhajiyangane ku Mishili, pubhalinginji bhandu makumi shabha na nng'ano.
15 Zvino Jakobho akaburukira Egipita, ndokufa iye nemadzibaba edu;
Kwa nneyo, a Yakobho gubhapite ku Mishili na ashinakulubhetu bhananji gubhawililenje kweneko.
16 uye vakatakurirwa Shekemi, vakaradzikwa paguva Abhurahama raakange atenga nemutengo wesirivheri kuvanakomana vaEmori weShekemi.
Bhai, iilu yabhonji ikujigalwaga mpaka ku Shekemu, gwiishishilwe nnikabhuli libhaumile a Bhulaimu kubhandunji bha likabhila lya Bhaamoli.
17 Zvino nguva yechivimbiso yakati yaswedera Mwari chaakange apikira kuna Abhurahama, vanhu vakakura, vakawanda muEgipita,
“Jikaishileje miongwe ja malila malagano ga a Nnungu gubhalegene na a Bhulaimu, bhandunji bhetu ku Mishili kula gubhapundilenje kujenjesheka nibha likundi likulungwa.
18 kusvikira umwe mambo amuka wakange asingazivi Josefa.
Kungai, bhakulungwa bhamo bhakaamanyiji a Yoshepu gubhatemi muupalume ku Mishili.
19 Ndiye wakabata rudzi rwedu nemano-mano, akatambudza madzibaba edu, achivarasisa vacheche vavo kuti varege kurarama.
Bhene bhakulungwabho bhashinkwaatendelanga yangali ya mmbone na kwaapotekanga ashinakulubhetu, bhalikwaamulishanga bhaalekanje palanga ashinambombe nkupinga bhawanganje.
20 Munguva iyoyo Mozisi wakaberekwa, uye wakange akanaka kuna Mwari; ndokurerwa mumba mababa vake mwedzi mitatu.
A Musha pubhabhelekwe gene mobhago, Musha pabhelekwe ashinkukonja. Kwa myei jitatu gwalelilwe nnyumba ja ainagwe.
21 Zvino wakati araswa, mukunda waFarao akamunonga, akazvirerera iye kuti ave mwanakomana wake.
Bhakalepelanjeje kung'iya nnyumba gubhammishilenje palanga, abhiti Palao gubhannokwete, gubhannelile mbuti mwanagwabho.
22 Mozisi akadzidziswa muuchenjeri hwese hweVaEgipita; akava nesimba pamashoko nepamabasa.
A Musha gubhajigenywe indu yowe ya lunda lwa Bhamishili, nibha bhandu bha manyika nkubheleketa na mwitendi.
23 Zvino makore makumi mana akati asvika kwaari, zvakasvika mumoyo make kushanyira hama dzake, vana vaIsraeri.
“Bhakaishileje yaka makumi nsheshe gubhatumbilile kwenda kwaalolanga ashaalongo ajabhonji bha Ishilaeli shibhakuti tendelwanga.
24 Zvino achiona umwe achiitirwa zvisakarurama, akamurwira ndokutsivira wakange achitambudzwa, akarova muEgipita;
Kweneko gubhammweni Mwishilaeli jumo alibhonelwa naka Mmishili, gubhapite kunnjangutila Mwishilaeli jula nkumpindikulila yatendelwe ila, gubhammuleje Mmishili jula.
25 zvino waifunga kuti hama dzake dzichanzwisisa kuti Mwari anovapa ruponeso neruoko rwake; asi havana kunzwisisa.
Bhaliganishiya kuti Bhaishilaeli ajabhonji shibhamumanyanje kuti a Nnungu bhanakwaatuma kubhaagombolanje, ikabheje bhangamumanyanga.
26 Zvino zuva raitevera wakazvionesa kwavari vachirwa, akavayananisa nesimba achiti: Varume, imwi muri hama; munoitiranirei zvisakarurama?
Malabhi gakwe, gubhaabhweninji Bhaishilaeli bhabhili bhalikomananga, gubhalinjile kwaatapulanyanga bhalinkuti, ‘Mmanganya mmaulongo, kwa ndi nnabhonelana?’
27 Zvino iye wakange achiitira umwe wake zvakaipa wakamusundidzira achiti: Ndiani wakuita mutungamiriri nemutongi pamusoro pedu?
Ammonelaga mwine jula gwabhanokolele a Musha kunyenje alinkuti, ‘Gani ammishile mmwe kubha bhaukumula bhetu?
28 Iwe unoda kundiuraya, sezvo wakauraya muEgipita zuro here?
Bhuli, nkupinga mulaga malinga shimummuleje liyo Mmishili jula?’
29 Zvino neshoko iri Mozisi wakatiza, ndokuva mutorwa munyika yeMidhiani, kwaakabereka vanakomana vaviri.
“A Musha bhakapilikaneje gene malobhego gubhabhutwishe, gubhapite tama ujeni kushilambo sha Midiani, kweneko gubhakwete bhana bhabhili bhanabhalume.
30 Zvino makore makumi mana akati azadziswa, kwakaonekwa kwaari murenje regomo Sinai mutumwa waIshe mumurazvo wemoto wemugwenzi.
“Ikapiteje yaka makumi nsheshe, malaika jwa Bhakulungwa gwabhakoposhele a Musha pashitekete shakolelaga moto kuanga tome na Shitumbi sha Shinai.
31 Mozisi wakati aona, akashamisika nechionekwa ichi; zvino paaiswedera kunocherekedza, inzwi raIshe rikasvika kwaari richiti:
A Musha gubhakanganigwe kwa kaje bhakagabhoneje genego, bhakaegejeleje nkupinga bhalolesheye, gubhapilikene lilobhe lya Bhakulungwa.
32 Ndini Mwari wemadzibaba ako, Mwari waAbhurahama, naMwari waIsaka, naMwari waJakobho. Zvino Mozisi akadedera akasashinga kucherekedza.
‘Nne a Nnungu bha ashinakulubhenu, a Nnungu bha a Bhulaimu na a Ishaka na a Yakobho!’ A Musha gubhajogwepe niungumila na wala bhangalinga kulolesheya kabhili.
33 Zvino Ishe akati kwaari: Kurura shangu patsoka dzako, nokuti nzvimbo yaumire pairi ivhu dzvene.
Bhakulungwa gubhaabhalanjile. ‘Nng'ule ilatu yenu pabha punnjimi pano pa ukonjelo.
34 Ndaonesesa dambudziko revanhu vangu vari muEgipita, ndikanzwa kugomera kwavo, zvino ndaburuka kuzovasunungura; ikozvino uya, ndichakutuma kuEgipita.
Gubhaalugulile, nikubhweni kubhonelwa kwa bhandu bhangu ku Mishili kula. Mbilikene shililo shabhonji, njituluka kukwaatapulanga. Bhai lelo, ngunakuntuma nnjende ku Mishili.’
35 Uyu Mozisi wavakaramba vachiti: Ndiani wakakuita mutungamiri nemutongi? Ndiye Mwari waakatuma kuva mutungamiriri nemudzukunuri neruoko rwemutumwa, wakaonekwa kwaari mugwenzi.
“A Musha pebho bhakanilwe na Bhaishilaeli bhalinkutinji, ‘Gani ammishile mmwe kubha mmakulungwa bhetu bha kutuukumula?’ Ni bhobho abhakoposhele malaika jwa kunnungu pashitekete shakolelaga moto, a Nnungu gubhaatumile a Musha kubha akalongolele na bhaukumula.
36 Iye akavabudisa, aita zvishamiso nezviratidzo munyika yeEgipita nemuGungwa Dzvuku, nemurenje makore makumi mana.
“Bhenebho ni bhaashoshiyenje bhandunji ku Mishili kula kwa ilapo nshilambo sha Mishili na pa bhaali ja Shamu na nng'anga, kwa yaka makumi nsheshe.
37 Ndiye uyu Mozisi wakati kuvana vaIsraeri: Ishe Mwari wenyu achakumutsirai Muporofita pahama dzenyu, wakafanana neni; muchamunzwa iye.
A Musha ni bhaalugulilenje Bhaishilaeli. ‘Bhakulungwa a Nnungu bhenunji, shibhanng'agulilanje nkulondola jwabho jwa malinga nne kukopoka munkumbi gwa ashaalongo ajenunji, mumpilikanishiyanje jwenejo.’
38 Uyu ndiye wakange ari mukereke murenje, ane mutumwa wakataura naye mugomo Sinai ane madzibaba edu; wakagamuchira mashoko mapenyu kuti atipe.
A Musha pubhaaliji na bhandu bha a Nnungu kuanga naka malaika jwa kunnungu abhelekete nabho kushitumbi sha Shinai jula na ashainabhetu. Bhalabho ni bhapegwilwe malobhe ga taga gumi bhatulungushiye uwe.
39 Ndiye madzibaba edu wavakange vasingadi kuteerera; asi vakamusundidzira parutivi, vakadzokera kuEgipita mumoyo yavo.
“Ikabheje ashinakulubhetu gubhakanilenje kwaapilikanila, nikwanokolelanga kunyenje mmitima jabhonji bhalilokolilanga kubhuja ku Mishili.
40 Vachiti kuna Aroni: Tiitire vamwari vachatitungamirira; nokuti Mozisi uyu wakatibudisa munyika yeEgipita, hatizivi zvamuwira.
Gubhaabhalanjilenje a Aluni. ‘Ntualashiye ashinnungu bha yanamu bhatulongoleyanje mumpanda, pabha a Musha bhatulongolele kukopoka ku Mishili tukakwiimanya yaakoposhele!’
41 Zvino vakaita mhuru mumazuva ayo, vakauisa chibairo kuchifananidzo, vakafara nemabasa emaoko avo.
“Penepo gubhaialashiyenje shanamu sha litumbwe lya ng'ombe, gubhatandubhenje kushibhishila mbepei akuno bhalikushiangalilanga shindu shaalaya ashaayene kwa makono gabhonji.
42 Zvino Mwari akafuratira, akavakumikidza kuti vashumire hondo yekudenga, sezvakanyorwa mubhuku revaporofita, zvichinzi: Ko makauisa kwandiri here zvibairo nezvipo makore makumi mana murenje, imwi imba yaIsraeri?
Ikabheje a Nnungu gubhaaleshilenje, nkupinga bhaitindibhalilanje indu ya kunani kuliunnde, malinga shiyajandikwe nshitabhu sha ashinkulondola bha a Nnungu, ‘Mmanganya mmandu bha pa Ishilaeli! Mwambelenje indu na mbepei, kwa yaka makumi nsheshe kuanga kula?
43 Uye makatakura tabhenakeri yaMoroki, nenyeredzi yamwari wenyu Remifani, zvifananidzo zvamakaita kuti muzvinamate; uye ndichakutamisirai mberi kweBhabhironi.
Mmanganya gunnjigelenje liema lika nnungu Moleki, na shanamu sha lutondwa luka nnungu jwenunji Lepani. Igobhi imwaieleyenje nkupinga mwiitindibhalilanje. Kwa nneyo, shinimpelekanje kuubhanda kwaataliya kupunda ku Bhabhuloni!’
44 Madzibaba edu aiva netabhenakeri yeuchapupu murenje, sekuraira kwaiye wakataura naMozisi kuti aiite nemufananidzo waakange aona;
“Kuanga kula ashinakulubhetu bhakwetenje liema lya kong'ondela ndamo ja a Nnungu. Lyashinkualaywa na a Musha malinga shibhalugulilwe na languywa na a Nnungu.
45 yakatiwo madzibaba edu aitevera aigamuchira, akaipinza pamwe naJoshua munhumbi dzevahedheni, Mwari vaakadzinga pamberi pechiso chemadzibaba edu, kusvika kumazuva aDhavhidhi;
Kungai ashinakulubhetu bhatendaga poshelananga liema lila mpaka mobha ga a Yoshua, pubhatolilenje shilambo, ashaayene shilambo bhakabhingwanjeje na a Nnungu. Penepo gulitemi mpaka mobha ga a Daudi.
46 wakawana nyasha pamberi paMwari, akakumbira kuwanira Mwari waJakobho tabhenakeri.
A Daudi gubhatendelwe mituka na a Nnungu, gubhaajujile bhenebho bhaashenjele ndamo a Nnungu bha a Yakobho.
47 Asi Soromoni wakamuvakira imba.
Ikabheje a Shelemani ni bhaashenjele nyumba a Nnungu.
48 Asi Wekumusoro-soro haagari mutembere dzakaitwa nemaoko, sezvinoreva muporofita achiti:
“Nkali nneyo Bhakulungwa a Nnungu bhakaatama nnyumba ja shenga mundu, malinga shibhaabheleketa ankulondola bha a Nnungu,
49 Denga chigaro changu cheushe, nenyika chitsiko chetsoka dzangu; muchandivakira imba yakadini? ndizvo zvinoreva Ishe; kana nzvimbo yezororo rangu ndeipi?
Bhakulungwa bhakuti, ‘Kunnungu ni shitengu shangu sha upalume, na pa shilambolyo ni pa bhishila makongono gangu. Shinnjenjelanje nyumba ja shanabhuli? Kushindame pumulila kwei?
50 Ruoko rwangu haruna kuita zvinhu izvi zvese here?
Indu yowei ng'eleye nne.’
51 Imwi vemitsipa mikukutu uye vasina kudzingiswa pamoyo nenzeve, imwi munogara muchipikisa Mweya Mutsvene; semadzibaba enyu saizvozvo imwi.
“Mmanganya bha mbwinya! Mitima na makutu genunji gakakwakunda a Nnungu! Punninginji malinga ashinakulubhenunji. Mobha gowe nnakuntaukanga Mbumu jwa Ukonjelo.
52 Ndeupi wevaporofita madzibaba enyu wavasina kushusha? Vakauraya avo vaifanozivisa nezvekuuya kweWakarurama, iye ikozvino wamava vatengesi nevaurayi vake.
Bhuli, apali nkulondola jojowe jwa a Nnungu ashinakulubhenunji jubhanga mpotekenga? Bhashinkwaabhulaganga bhalondolenje kwiya kwa Bhakwete Unguja, mmanganya gumwaakanilenje nikwaabhulaga.
53 Imwi vakagamuchira murairo neurongwa hwevatumwa, asi mukasauchengeta.
Mmanganya mwaposhelenje shalia jimwapegwilwenje naka malaika jwa kunnungu, ikabheje mwangakundanga.”
54 Zvino vanzwa zvinhu izvi vakabaiwa pamoyo yavo, vakamugedera-gedera meno.
Bhanangulungwa bha lukumbi bhakapilikananjeje genega, gujaapotekenje mitima, bhalikwiilumanga meno kwa shimwa.
55 Asi azere neMweya Mutsvene wakatarisisa kudenga, akaona kubwinya kwaMwari, naJesu amire kuruoko rwerudyi rwaMwari,
Ikabheje a Shitepano akuno bhali bhagumbelwe naka Mbumu jwa Ukonjelo, gubhalolile kunani, gubhagubhweni Ukonjelo Gwa puya gwa a Nnungu na a Yeshu bhajimi kunkono nnilo gwa a Nnungu.
56 akati: Tarirai, ndinoona matenga akazaruka, neMwanakomana wemunhu amire kuruoko rwerudyi rwaMwari.
Gubhashite, “Nnolanje! Ngunakukubhona kunnungu kushiunukulwa na Mwana juka Mundu ashijima kunnilo kwa a Nnungu.”
57 Zvino vakadanidzira nenzwi guru, vakadzivira nzeve dzavo, vakamhanyira paari nemoyo umwe;
Penepo, bhandunji bhowe pa lukumbi pala gubhajobhelenje akuno bhaliibhanga makutu gabhonji na makono. Kungai gubhaaumbilenje kwapamo,
58 vakamubudisira kunze kweguta, ndokumutaka nemabwe; nezvapupu zvikaisa nguvo dzazvo patsoka dzejaya rainzi Sauro.
gubhaakopoyenje palanga shilambo, gubhaakomilenje maganga. Bhakong'ondelenje bhala gubhabhishilenje nngubho yabhonji muulinda guka nshanda jumo ashemwaga Shauli.
59 Zvino vakataka Sitefano nemabwe, achidana achiti: Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.
Gubhapundilenje kwaakoma maganga akuno a Shitepano bhalijuga Nnungu bhalinkuti, “Mmakulungwa a Yeshu mposhele mbumu yangu!”
60 Zvino wakafugama, akadanidzira nenzwi guru, achiti: Ishe, musavaverengera chivi ichi. Zvino wakati areva izvi, akarara.
Gubhatindibhele, nigubhagutile kwa lilobhe likulungwa bhalinkuti. “Mmakulungwa nnaalombolanje kwa shene shilebhoshi.” Bhakabheleketeje genego gubhamalile. Na bhalabho a Shauli gubhashibhweni shitendi sha kwabhulaga a Shitepanosho, kuti sha mmbone.