< Mabasa 19 >

1 Zvino zvakaitika, Aporo achiri paKorinde, Pauro wakati agura nemativi ekumusoro akasvika paEfeso; akawana vamwe vadzidzi,
Nibha ati Apollo aliga Ali Korinto, Paulo nalbha ingulu no kukinga mumusi gwa Efeso, nasanga abeigisibwa bhafuo eyo.
2 akati kwavari: Makagamuchira Mweya Mutsvene here pamakatenda? Zvino vakati kwaari: Asi hatina kutongonzwa kana kune Mweya Mutsvene.
Paulo nabhabwila “Angu, mwamulamie Mwoyo Mwelu mwejile mukekilisha?” Mbhamubwila, uli”. Chitatulile kumungwa ati alio Mwoyo mwelu.”
3 Zvino akati kwavari: Ko makabhabhatidzwa mune zvipi? Zvino vakati: Murubhabhatidzo rwaJohwani.
Paulo aikile,” oli emwe mwabhatijibhe kutiki?” Mbhaika, “mubhubhatijo obhwa Yohana
4 Zvino Pauro wakati: Johwani zvirokwazvo wakabhabhatidza nerubhabhatidzo rwekutendeuka, achiudza vanhu kuti vatende kuna iye anouya shure kwake, ndiko kuti, kuna Kristu Jesu.
Mbe Paulo nasubhya,”Yohana abatijishe kwo obhubhatijo bho kuta. Nabhabhwila abhanu bhalya ati kubheile okumwikilisha uliya unu endaga okuja inyuma yae, unu Ali Yesu.”
5 Zvino vakati vanzwa, vakabhabhatidzwa muzita raIshe Jesu.
Abhanu Bhejile bhwongwa emisango jinu, nibhabhatijibhwa mwisina lya Latabugenyi Yesu.
6 Zvino Pauro wakati aisa maoko pamusoro pavo, Mweya Mutsvene akauya pamusoro pavo; vakataura nendimi, ndokuporofita.
Anu paulo ejile abhatelako amabhoko gae, Mwoyo Mwelu nabhwejila igulu yebhwe no kwambha okwaika kwa jindimi no kubhalikisha.
7 Zvino varume vese vainge gumi nevaviri.
Obhujumula bhwebhwe bhaliga bhalume bheile ekumi na bhabhili.
8 Zvino wakapinda musinagoge akataura akashinga, kwemwedzi mitatu achiparidza achipwisa pazvinhu zveushe hwaMwari.
Paulo agendele mulikofyanyisho naika kwo bhubhasi kwo mwanya gwa mesi gasatu. Aliga nabhushanya nabho no kubhamenyesha emisango jinu jilengelee obhukama bha Nyamuanga.
9 Asi vamwe vakati vachiomesa moyo uye vasingatendi, vachitaura zvakaipa pamusoro penzira iyo pamberi pechaunga, akabva kwavari akatsaura vadzidzi, akaparidza zuva rimwe nerimwe muchikoro cheumwe Tiranosi.
Mbe nawe Abhayaudi abhandi bhaliga bhanyantongwa, bhabha okwaika amabhibhi ago kulubhana na injila ya Kristo imbhele ya liijo. Mbe Paulo asigene nabho no kwaukana nabhekilisha kula nabho. Mwenene nambha okwaika bhuli lunaku mu mwigalagalilo elya Tirano.
10 Zvino izvi zvakaitika kwemakore maviri, zvekuti vese vakange vagere paAsia vakanzwa shoko raIshe Jesu, vese VaJudha neVaGiriki.
Linu lyagendelee kwa miaka ebhili, kulwejo bhona bhaliga bhekae mu Asia bhonguywe omusango gwa Latabugenyi, bhona abhayaudi na bhayunani.
11 Mwari ndokuita mabasa esimba asina kujairika nemaoko aPauro,
Nyamuanga aliga nakola bhikolwa bhikulu mu mabhoko ga Paulo,
12 zvekuti kunyange kuvarwere kwaiiswa micheka yekumeso kana mafasikoti zvaibva pamuviri wake, hosha dzikabva kwavari, nemweya yakaipa ikabuda kwavari.
nolwo abhalwae, beulisibhe na bhemiyaga mibhibhi (amasambwa) nigasosibhwako, omwanya gunu bhagegele ebhitambhala ne myenda jinu jaliga jisokole ku mubhili gwa Paulo.
13 Zvino vamwe VaJudha vambeyi vadzingi vemweya yakaipa, vakaidza kudana zita raIshe Jesu pamusoro pevaiva nemweya yakaipa, vachiti: Ndinokupikirai naJesu Pauro waanoparidza.
Mbe nawe bhaliga bhalio abhayaudi bhanu bhenamyaga amasabhwa. bhagendele okulabha olubhala olwo, bhaika lisina lya Yesu kulwa ingulu ye milimu jebhe abhene. Mbhabhabhwila bhanu bhaliga bhana amasabhwa mabhibhi; Mbhaika,” Enibhabhwila musokeko kwa lisina lya Yesu unu Paulo kamulasha.”
14 Zvino paiva nevamwe vanakomana vanomwe vaSikevha muJudha mupristi mukuru vaiita izvi.
Bhanu bhakolele ganu bhaliga bhalio bhana musanju bho mugabhisi mukulu we chiyaudi, Skewa.
15 Mweya wakaipa ndokupindura ukati: Jesu ndinomuziva, naPauro ndinoziva nezvake; asi imwi ndimwi vana ani?
Amasambhwa amabhibhi, Ngabhasubhya, “Yesu enimumenya, na Paulo enimumenya; Nawe emwe mulibhaga?”
16 Zvino munhu mweya wakaipa wawaiva paari akavakwakukira, akavakurira, akavakunda, zvekuti vakatiza mumba umo vasina nguvo vakuvadzwa.
Lisabhwa libhibhi lilya linu lyaliga lili munda yo munu nilibhachumila abhenamya bhalya nilibhaiga kwa mananga no kubhabhuma. Niwo nibhabhilima okusoka mu nyumbha ilya bhali tuyu no kuutasibhwa.
17 Zvino izvi zvikazikanwa kune vese VaJudha neVaGirikiwo vakange vagere paEfeso; kutya ndokuvawira vese; zita raIshe Jesu ndokukudzwa.
Omusango gunu ngumenyekana ku bhona, ku bhayaudi na abhayunani, bhanu bhaliga bhekae eyo Efeso. Mbhabha no bhubha bhafu, na lisina lya Latabugenyi niliyongesha echibhalo.
18 Zvino vazhinji vevakange vatenda vakauya, vakareurura, nekurondedzera mabasa avo.
Nawe abhafu bha bekilisha Bhejile nibhegambha no kwielesha ebhikolwa ebhibhibhi bhinu bhakolele.
19 Zvino vazhinji vevaiita zveun'anga vakaunganidza mabhuku pamwe vakaapisa pamberi pevese; ndokuverenga mutengo wawo, zvino vakawana masirivheri zvuru makumi mashanu.
Abhafu bhanu bhaliga nibhakola obhufumu bhakumanya ebhitabho bhyebhwe, mbhabhyocha imbele ya bhuli munu. Omwanya gunu bhabhalile ku bhinu ebhyo, nibhikiga bhiumbi makumi gatanu ga jimpirya.
20 Naizvozvo shoko raIshe rakakura nesimba rikakunda.
Kulwejo omusango gwa Latabugenyi niguswila kwo bhafu na managa.
21 Zvino izvi zvakati zvapera, Pauro wakazvipira mumweya, ambogura nepaMakedhonia neAkaya, kuenda kuJerusarema, achiti: Shure kwekuva kwangu ikoko, ndinofanirawo kunoona Roma.
Paulo nakumisha obhusakisi bhae eyo Efeso, Mwoyo namutangasha okuja Yerusalemu okulabha Makedonia na Akaya; naika, “Ejile akabhayo eyo kunyiileno okuilola Rumi ona.”
22 Zvino akatumira kuMakedhonia vaviri vevaimushandira, Timotio naErasto, iye akagara muAsia kwenguva.
Paulo nabhatuma Makedonia abheigisibhwa bhae bhabhili, Timotheo na Erasto, abho bhaliga nibhamusakila. Nawe omwene enyele nasigala Asia kwo mwanya.
23 Zvino nenguva iyoyo nyonga-nyonga isati iri diki ikavapo pamusoro penzira iyo.
Omwanya ogwo nibhonekana ijogele Nene eyo Efeso okulubhana na abha injila ilya.
24 Nokuti umwe, wainzi Dhemetrio, mupfuri wesirivheri, waiita zvitembere zvaDhiana zvesirivheri, waiuisa mubairo usati uri mudiki kumhizha;
Masika umwi lisina lyae Demetrio, unu akonjele ebhisusano bhya jimpirya bya Diana mungu, aletele ebhona enene kubhabhuya.
25 wakadziunganidza pamwe nevamwe vebasa rakadaro, akati: Varume, munoziva kuti nebasa iri tine upfumi hwedu.
Kwibhyo nabhakumanya abhabhuya bhwe milimu ejo no kwaika, “Bhakulu, mumenyele ati mu mabhona ganu eswe echingisha mpilya nyafu.
26 Zvino munoona nekunzwa kuti pasati pari paEfeso chete, asi panenge paAsia yese, Pauro uyu wakagombedzera nekutsausa chaunga chikuru, achiti vakaitwa nemaoko havasi vamwari.
Omulola no kungwa ati atalyanwila Efeso, jiswilile Asia yona, Paulo unu kabhakogya no kubhaindula bhanu bhafu. kaikati bhitaliyo bhimungu bhinu ebhikolwa na mabhoko.
27 Zvino hazvisi izvi chete kuti chikamu chedu chisvike panjodzi yekuzvidzwa, asi netembere yamwarikadzi mukuru Dhiana ichaitwa chinhu pasina neukuru-kuru hwake huchaderedzwa, iye Asia nenyika yese wavanonamata.
Atali ati ilio itambala amabhona geswe gatakuja kwendibhwa lindi. Nawe ona mu yekalu ya mungu mugasi unu Ali mkulu Diana unu katula okugegwa atali na nsonga. Akatulile nolwo okubhusha obhukulu bhae, omwene oyo Asia ne Chalo echimlamya.”
28 Zvino vakati vachizvinzwa vakazara nekutsamwa, vakadanidzira vachiti: Mukuru Dhiana weVaEfeso!
bhejile bongwa ganu mbejusibhwa ne bhinyiga bhabhuma injogele, mbhaika, “Diana wa Bhaefeso Ni mkulu.”
29 Zvino guta rese rakazadzwa nenyonga-nyonga; vakamhanyira nemoyo umwe panhandare, vakakweva Gayo naArisitako VaMakedhonia, vaperekedzi vaPauro.
Omusi gwona nguyobhegana, abhanu bhabhilima amwi mwigalagalilo lyo bwenywa. Mbhabhagwata abhalibhasi bhejabho na Paulo, Gayo na Aristariko, bhanu bhasokele Makedonia.
30 Zvino Pauro akada kupinda muchaunga, vadzidzi havana kumutendera.
Paulo aliga nenda okwingila mwiijo lya bhanu, nawe abheigisibhwa bhamuganyishe.
31 Uye nevamwe vevakuru veAsia, vaiva shamwari dzake, vakatuma shoko kwaari, vachikumbira zvikuru kwaari kuti arege kuzvipinza panhandare.
Abhakulu abhandi one abha limimbho lya Asia bhanu bhaliga bhali bhasani bhae mbhamusilila emisango ja managa ago kumusabhwa ataja kwingila mwigalagalilo lyo obhwenywa.
32 Zvino vamwe vakadanidzira chimwe vamwe chimwe; nokuti ungano yakange yanyonganiswa, uye vazhinji vasingazivi zvavakaunganira.
Abhanu abhandi bhaliga nibhaika echinu chinu na abhandi omusango gulya, kunsonga liijo lya bhanu lyaliga lyasalile. KU bhafu bhwebhwe bhatatulile kumenya kulwaki bhejie amwi.
33 Zvino vakabudisira Arekisandiro kunze kubva muchaunga, VaJudha vachimusundira mberi. Zvino Arekisandiro akaninira neruoko, achida kuzvidavirira kuvanhu.
Abhayaudi nibhamuleta Iskanda anja ya liijo lyabhanu no kumuta imbhele ya bhanu. Iskanda nasosha echibhalikisho kwo kubhoko kwo kusosha amelesho ku bhanu.
34 Asi pavakaziva kuti muJudha, inzwi rimwe rakamuka kune vese, vakadanidzira maawa anenge maviri vachiti: Mukuru Dhiana weVaEfeso!
Mbe nawe bhejile bhamenya ati mwenene Ni Muyaudi, bhona nibhayogana kwo bhulaka bhumwi kuti mwanya gwa saa ebhili, Diana Ni mukulu wa Bhaefeso.”
35 Zvino munyori wakati anyaradza vanhu akati: Varume veEfeso, nokuti munhu ndeupi aripo asingazivi kuti guta reVaEfeso ndiro muchengetedzi wetembere yamwarikadzi mukuru Dhiana newechakawa kubva kudenga.
Omwandiki wo musi ejile alijibhisha liijo, naika, “Emwe abhalume abha Efeso, niga unu atakumenya ati Omusi gunu ogwa Efeso gubhikile liyekalu elya Diana mukulu ne chisusano chinu chaguye okusoka mu lwile?
36 Naizvozvo zvinhu izvi zvazvisingagoni kurambwa, munofanira kunyarara musingaiti chinhu nekumhanyirira.
Okulola ati emisango jinu jitakutulikana, kuchiile okucholela mtaja kukola Chona chona kwo bhwangu.
37 Nokuti mauisa varume ava, vasiri makororo edzitembere kana vamhuri vamwarikadzi wenyu.
Kulwo kubha mubhabhilikie abhanu bhanu Anu mwilamulilo kenu bhatali bhefi bha iyekalu nolwo bhatali bho kumufuma mungu weswe omgasi.
38 Naizvozvo kana Dhemetrio nemhizha dzinaye vane mhosva neumwe, matare emhosva akazarurwa, nevatongi varipo; ngavakwirirane.
Kulwejo, Alabha Demetrio na bhabhuya bhanu bhali amwi nage bhano musango gunu gutasikene na munu wona wona, lilamulilo lili abhwelu na abhatwale bhalio. Mbe mbhasilwe imbhele bhajo temelwa echina.
39 Asi kana muchitsvaka chimwe chinhu maererano nezvimwe zvinhu, zvingatemwa paungano iri pamutemo.
Mbe nawe Alabha awe ouiga Chona chona okulubhana ne misngo jindi ejija okufulubhendelwa ne chinyanjo che chimali.
40 Nokuti tiri munjodziwo yekupiwa mhosva yebongozozo ranhasi zvapasina chikonzero chatingapa nacho rondedzero yenyongano iyi.
Nchimali chili mu ntambhala yo kwinganilisibhwa kubhibhi okulubhana na injogele yo lunaku lunu. Italio nsonga yona yona yo bhunyamusi bhunu, na chitakutula kubha no bhutulo bho kugelesha. 41
41 Zvino wakati ataura izvozvi, akaparadza ungano.
Ejile amala okwaika ganu, nanyalambhula elikofyanya.

< Mabasa 19 >