< 2 Timoti 2 >

1 Naizvozvo iwe, mwana wangu, simba munyasha dziri muna Kristu Jesu.
Eshe t naayo! Iyesus Krstosoke daatseyiru s'aatatson kup'owe.
2 Nezvinhu zvawakanzwa kwandiri pakati pezvapupu zvizhinji, uzvikumikidze izvozvo kuvanhu vakatendeka vachagonawo kudzidzisa vamwe.
Ay gawwots shinatse tiyooke n dants dano, koshwotsi daniyosh falitwotsnat amanets ashuwotssh adaro ime.
3 Naizvozvo iwe utambudzike zvakaoma, semurwi wakanaka waJesu Kristu.
Neewere Iyesus Krstossh kes'ts sheengo wotarr taanton gond bek'o be'e.
4 Hakuna munhu anobata semurwi anozvipinganidza nezviitiko zveupenyu, kuti afadze uyo wakamupinza basa.
Kes' kes'iru asho bín kes'omants azaziruman gene'ushosh k'an dek'tso woto bín geyituwe bako kes' fin woteraw finats jinatse.
5 Uye kana munhuwo achikwikwidza, haashongedzwi korona kana asina kukwikwidza zviri pamurairo.
Mank'o wos'on bogosh wos'iru asho b́ nemok'on nohewo b́ k'azal da'er dek'et akliliyo daatsratse.
6 Murimi anobata zvakasimba anofanira kutanga kugamuchira zvibereko.
Finon maawiru goshtso b́finiruwotse daatset shuwatse shin daatsetso dek'o bísh geyife.
7 Fungisisa zvandinoreva; uye Ishe ngaakupe kunzwisisa pazvinhu zvese.
Doonzo jam keewatse t'iwintsdek'o neesh b́ ímetuwotse taa neesh tíetirwo n nibotse gawude'ee.
8 Rangarira Jesu Kristu wakamutswa kubva kuvakafa, wembeu yaDhavhidhi, zvichienderana neevhangeri yangu;
K'irotse tuuts Dawit naar wottso Iyesus Krstosi batk'aye, taawere t keewiru doo shishiyo maniye.
9 yandinotambudzika mairi zvakaipa, kusvikira pazvisungo, semuiti wezvakaipa; asi shoko raMwari harina kusungwa.
Doo shishiyan jangosh, gond fintsok'o muk'on tipeyat gondo t bek'iri, Ik' aap'onmó tiperatse.
10 Saka ndinotsungirira zvinhu zvese nekuda kwevakasanangurwa, kuti naivo vawane ruponeso rwuri muna Kristu Jesu, pamwe nekubwinya kusingaperi. (aiōnios g166)
Mansh boowere Iyesus Krstos weeron daatseyiru kashonat dúre dúri mangon bo daatsituwok'o, Ik'o boon marat'tswotssha er jam keewo taa k'amitwe. (aiōnios g166)
11 Shoko iri rakatendeka; nokuti kana takafa pamwe naye, tichararamawo pamwe naye.
Hank'o ett aap'man amaneke, «Bínton no k'iriyal, Bínton dab́ kashon nobetiye.
12 Kana tikatsungirira, tichatongawo pamwe naye; kana tikamuramba, naiye achatiramba.
K'amoon kup'ar nodatseyal Bínton naashituwone. Noo bín nohaaliyalmó bíwere noon haalitwe.
13 Kana tisingatendeki, iye anoramba akatendeka; iye haagoni kuzviramba.
Noo amanetsuwotsi wotonok'azal Bímo b́tooko b́ haalerawotse jam aawo amanetso wotar beetuwe.»
14 Uvarangaridze zvinhu izvi, uchirairisa pamberi paIshe kusapikisa pamashoko kusingabatsiri chinhu asi kutsausa vanonzwa.
Keewan boosh gawiwe, aap'wots jangatse moosherawok'o Ik' shinatse boosh keewwe, aap'wotsn moshanuwere shishiru ashuwotsi b́ t'afiti bako egoshor woteratse.
15 Shingaira kuti uzviratidze kuna Mwari uri wakatendeka, mushandi asingafaniri kunyadziswa, anonyatsoruramisa shoko rechokwadi.
Ari aap'man kááwon betsirwok'owonat b́ finon jitseraw fintso wotarr, Ik' shinatse n tooko n t'intsitwok'onat n keewre k'ebet asho nwotitwok'o k'aluwe.
16 Asi nzvenga kutaura kwetsvina kusina maturo; nokuti vacharamba vachingonyanya pakusatya Mwari,
Datsaatsikonat woteraw ooshiruwotsoke wokowe, man naari ooshiyo ashuwotsi iki bogshde'e Ik'atse bowokituwok'o b́woshiti,
17 neshoko ravo richanyenga segomarara; pakati pavo pana Himenayosi naFiretosi;
Bo noon keew keewonere kasheraw gawok'o boon b́ bodeti, boyitsnowere Hemenewosnat Filit'osn fa'ane.
18 ivo vakatsauka pachokwadi, vachiti kumuka kwatovapo, vachipidigura rutendo rwevamwe.
Ashaanotswere «K'irotse tuwo yoots shin shin wotere» ett mosht aratse wokwtserne, ik ik ashuwots imnetiyonowere giwshirune.
19 Kunyange zvakadaro nheyo yaMwari inomira yakasimba, ine mucherechedzo uyu: Ishe anoziva vari vake, uye kuti: Umwe neumwe anoreva zita raKristu ngaabve pakusarurama.
Ernmó «Doonzo bík wottsuwotsi danfee, » eshe «Doonzo shúts s'eegiru jamo gondatse wokowa» eteets mahatebiyo bíatse fa'o giwraw Ik'i ned'okoniye kup'arniye b́ beeti.
20 Asi muimba huru hamuna midziyo yegoridhe neyesirivheri chete, asiwo yematanda neyevhu, uye imwe ndeyekukudzwa asi imwe ndeyekusakudzwa.
Een mootse awntsonat ambaron finets k'ac' mec'ro b́ woterawo mitonat shalon wozets k'ac'uwotswere daatsefnee, boowere ik ikuwots mang finosh ik ikuwots mang deshaw finats bojineti.
21 Naizvozvo kana munhu achizvinatsa pazvinhu izvi, achava mudziyo wekukudzwa, wakaitwa mutsvene, wakakwanira basa raTenzi, wakagadzirirwa basa rese rakanaka.
Mangosh woteraw keewanotsatse galeyat s'ayinon beyiru asho, mang finats jinet k'ac'ok'o wotituwe, sheeng finosh k'ants jamonat b́ doonzsh s'ayintsonat sheeng finats jinetwo wotituwe.
22 Tizawo kuchiva kweudiki, asi uteverere kururama, rutendo, rudo, rugare, pamwe nevanodana kuna Ishe zvichibva pamoyo wakachena.
Jawetsori gond tewunatse wokowe, s'ayin nibon Ik' s'eegiru ashuwotsnton wotarr kááw finon, imnetiyon, shunon, jeeni jafrats sha'owe.
23 Asi mibvunzo yeupenzi neyekusadzidza urambe, uchiziva kuti zvinomutsa kurwa.
Fayeyo b́ dowetwok'o danr, daronot k'awnts desha mooshatse wokowe.
24 Zvino muranda waIshe haafaniri kurwa, asi ave munyoro kune vese, anoziva kudzidzisa, ane moyo murefu,
Doonzo Iyesussh guuts wottso, ash jamoke maac' nefo, daniyosh falituwonat k'amtso woto bín geyituwe bako fayeyo bín geyiratse.
25 anoraira neunyoro avo vanozvipikisa, kuti zvimwe Mwari avape kutendeukira kuruzivo rwechokwadi,
Bín k'efiru ashuwotsi maac' nefon izitk woto bín geyife, daneraka bo ari keewo bo danal Ik'o danr boanituwok'o woshituwe.
26 uye vapengenuke kubva pamusungo wadhiabhorosi, wavakange vakabatwa naye pakuda kwake.
Mank'owon bo nibo maantsan bo aaniyal Dablos shuno bok'alituwok'o boon b́ detsts kambotse keshutúnee.

< 2 Timoti 2 >