< 2 VaKorinde 11 >

1 Dai muchindiitira moyo murefu zvishoma paupenzi hwangu; asiwo munondiitira moyo murefu.
yuuya. m mamaaj naanataa. m k. sa. na. m yaavat so. dhum arhatha, ata. h saa yu. smaabhi. h sahyataa. m|
2 Nokuti ndine godo nemwi negodo raMwari; nokuti ndakakuwanisai kumurume umwe, kuti ndikukumikidzeimuri mhandara yakachena kuna Kristu.
ii"svare mamaasaktatvaad aha. m yu. smaanadhi tape yasmaat satii. m kanyaamiva yu. smaan ekasmin vare. arthata. h khrii. s.te samarpayitum aha. m vaagdaanam akaar. sa. m|
3 Asi ndinotya kuti zvimwe nyoka sezvayakanyengera Evha nemano ayo, saizvozvo ndangariro dzenyu dzingatsauswa pauchokwadi huri muna Kristu.
kintu sarpe. na svakhalatayaa yadvad havaa va ncayaa ncake tadvat khrii. s.ta. m prati satiitvaad yu. smaaka. m bhra. m"sa. h sambhavi. syatiiti bibhemi|
4 Nokuti kana anosvika achiparidza umwe Jesu watisina kuparidza, kana zvimwe muchigamuchira umwe mweya wamusina kugamuchira, kana imwe evhangeri yamusina kugamuchira, zvakanaka kuti muzviitire moyo murefu.
asmaabhiranaakhyaapito. apara. h ka"scid yii"su ryadi kenacid aagantukenaakhyaapyate yu. smaabhi. h praagalabdha aatmaa vaa yadi labhyate praagag. rhiita. h susa. mvaado vaa yadi g. rhyate tarhi manye yuuya. m samyak sahi. syadhve|
5 Nokuti ndinoona ndisingasariri nepadiki kuvaapositori vakurusa.
kintu mukhyebhya. h preritebhyo. aha. m kenacit prakaare. na nyuuno naasmiiti budhye|
6 Kanawo kunyange ndisina kudzidza pashoko, asi kwete paruzivo; asi pachinhu chese takaratidzwa kwamuri muzvinhu zvese.
mama vaakpa. tutaayaa nyuunatve satyapi j naanasya nyuunatva. m naasti kintu sarvvavi. saye vaya. m yu. smadgocare prakaa"saamahe|
7 Kana ndakaita chivi here pakuzvininipisa kuti imwi mukudzwe, nokuti ndakaparidza kwamuri evhangeri yaMwari pasina muripo?
yu. smaakam unnatyai mayaa namrataa. m sviik. rtye"svarasya susa. mvaado vinaa vetana. m yu. smaaka. m madhye yad agho. syata tena mayaa ki. m paapam akaari?
8 Ndakapamba amwe makereke, ndichitora muripo kuti ndikushandirei.
yu. smaaka. m sevanaayaaham anyasamitibhyo bh. rti g. rhlan dhanamapah. rtavaan,
9 Uye pandakange ndiripo kwamuri ndichishaiwa handina kuremedza munhu; nokuti zvandaishaiwa, hama dzaibva Makedhonia dzakapa; uye pazvese ndakazvichengeta kuti ndirege kuva mutoro kwamuri, uye ndichazvichengeta.
yadaa ca yu. smanmadhye. ava. artte tadaa mamaarthaabhaave jaate yu. smaaka. m ko. api mayaa na pii. dita. h; yato mama so. arthaabhaavo maakidaniyaade"saad aagatai bhraat. rbhi nyavaaryyata, itthamaha. m kkaapi vi. saye yathaa yu. smaasu bhaaro na bhavaami tathaa mayaatmarak. saa k. rtaa karttavyaa ca|
10 Chokwadi chaKristu chiri mandiri, kuti kuzvikudza uku hakungamiswi mandiri kumatunhu eAkaya.
khrii. s.tasya satyataa yadi mayi ti. s.thati tarhi mamai. saa "slaaghaa nikhilaakhaayaade"se kenaapi na rotsyate|
11 Nemhaka yei? Nokuti handikudii here? Mwari anoziva.
etasya kaara. na. m ki. m? yu. smaasu mama prema naastyetat ki. m tatkaara. na. m? tad ii"svaro vetti|
12 Asi chandinoita, ndichaitawo, kuti ndigure mukana kune vanoshuva mukana; kuti pane zvavanozvikudza nazvo vawanikwe vakaita sesuwo.
ye chidramanvi. syanti te yat kimapi chidra. m na labhante tadarthameva tat karmma mayaa kriyate kaari. syate ca tasmaat te yena "slaaghante tenaasmaaka. m samaanaa bhavi. syanti|
13 Nokuti vakadaro vaapositori venhema, vabati vanonyengera, vanozvishandura kuva vaapositori vaKristu.
taad. r"saa bhaaktapreritaa. h prava ncakaa. h kaaravo bhuutvaa khrii. s.tasya preritaanaa. m ve"sa. m dhaarayanti|
14 Hazvishamisiwo; nokuti Satani amene anozvishandura kuva mutumwa wechiedza.
taccaa"scaryya. m nahi; yata. h svaya. m "sayataanapi tejasviduutasya ve"sa. m dhaarayati,
15 Naizvozvo hachisi chinhu chikuru kana nevashumiri vake vachizvishandura kuita sevashumiri vekururama; kuguma kwavo kuchava semabasa avo.
tatastasya paricaarakaa api dharmmaparicaarakaa. naa. m ve"sa. m dhaarayantiityadbhuta. m nahi; kintu te. saa. m karmmaa. ni yaad. r"saani phalaanyapi taad. r"saani bhavi. syanti|
16 Ndinotizve: Ngakurege kuva nemunhu anofunga kuti ndiri benzi; asi kana zvisakadaro, sebenziwo ndigamuchirei, kuti neni ndizvikudze zvishoma.
aha. m puna rvadaami ko. api maa. m nirbbodha. m na manyataa. m ki nca yadyapi nirbbodho bhaveya. m tathaapi yuuya. m nirbbodhamiva maamanug. rhya k. sa. naika. m yaavat mamaatma"slaaghaam anujaaniita|
17 Zvandinotaura, handitauri sekuna Ishe, asi sepaupenzi, pachivimbo ichi chekuzvikudza.
etasyaa. h "slaaghaayaa nimitta. m mayaa yat kathitavya. m tat prabhunaadi. s.teneva kathyate tannahi kintu nirbbodheneva|
18 Sezvo vazhinji vachizvikudza panyama, iniwo ndichazvikudza.
apare bahava. h "saariirika"slaaghaa. m kurvvate tasmaad ahamapi "slaaghi. sye|
19 Nokuti munoitira mapenzi moyo murefu nemufaro muri vakachenjera.
buddhimanto yuuya. m sukhena nirbbodhaanaam aacaara. m sahadhve|
20 Nokuti munoita moyo murefu, kana munhu achikuisai muuranda, kana munhu achikudyai kupedza, kana munhu achikutapai, kana munhu achizvikudza, kana munhu achikurovai kumeso.
ko. api yadi yu. smaan daasaan karoti yadi vaa yu. smaaka. m sarvvasva. m grasati yadi vaa yu. smaan harati yadi vaatmaabhimaanii bhavati yadi vaa yu. smaaka. m kapolam aahanti tarhi tadapi yuuya. m sahadhve|
21 Ndinoreva sechinyadzo, senge kuti isu takange tine utera. Asi pane chipi nechipi umwe paane ushingi (ndinotaura paupenzi), ini ndine ushingiwo.
daurbbalyaad yu. smaabhiravamaanitaa iva vaya. m bhaa. saamahe, kintvaparasya kasyacid yena pragalbhataa jaayate tena mamaapi pragalbhataa jaayata iti nirbbodheneva mayaa vaktavya. m|
22 VaHebheru here? Neniwo. VaIsraeri here? Neniwo. Imbeu yaAbhurahama here? Neniwo.
te kim ibrilokaa. h? ahamapiibrii| te kim israayeliiyaa. h? ahamapiisraayeliiya. h| te kim ibraahiimo va. m"saa. h? ahamapiibraahiimo va. m"sa. h|
23 Vashumiri vaKristu here? (Ndinotaura semupengo), ndinovapfuura, zvikurusa pamabasa anorema, pamavanga kupfuura chipimo, mumajere zvikurusa, pandufu kazhinji.
te ki. m khrii. s.tasya paricaarakaa. h? aha. m tebhyo. api tasya mahaaparicaaraka. h; kintu nirbbodha iva bhaa. se, tebhyo. apyaha. m bahupari"srame bahuprahaare bahuvaara. m kaaraayaa. m bahuvaara. m praa. nanaa"sasa. m"saye ca patitavaan|
24 KuVaJudha ndakagamuchira kashanu shamhu dzine makumi mana kusiya imwe.
yihuudiiyairaha. m pa ncak. rtva uunacatvaari. m"satprahaarairaahatastrirvetraaghaatam ekak. rtva. h prastaraaghaata nca praptavaan|
25 Katatu ndakarohwa netsvimbo, kamwe ndakatakwa nemabwe, katatu ndakaputsikirwa nechikepe, usiku humwe nemasikati ndakange ndiri muudziku hwegungwa;
vaaratraya. m potabha njanena kli. s.to. aham agaadhasalile dinameka. m raatrimekaa nca yaapitavaan|
26 panzendo kazhinji, panjodzi dzenzizi, panjodzi dzemakororo, panjodzi nevekwangu, panjodzi nevahedheni, panjodzi muguta, panjodzi murenje, panjodzi mugungwa, panjodzi pakati pehama dzenhema;
bahuvaara. m yaatraabhi rnadiinaa. m sa"nka. tai rdasyuunaa. m sa"nka. tai. h svajaatiiyaanaa. m sa"nka. tai rbhinnajaatiiyaanaa. m sa"nka. tai rnagarasya sa"nka. tai rmarubhuume. h sa"nka. tai saagarasya sa"nka. tai rbhaaktabhraat. r.naa. m sa"nka. tai"sca
27 pakutambudzika nepakuremerwa, pakusarara kazhinji, panzara nenyota, pakutsanya kazhinji, pachando nepakushama.
pari"sramakle"saabhyaa. m vaara. m vaara. m jaagara. nena k. sudhaat. r.s. naabhyaa. m bahuvaara. m niraahaare. na "siitanagnataabhyaa ncaaha. m kaala. m yaapitavaan|
28 Kunze kwezvinhu izvi zviri panze, kurangarira makereke ese kunondimanikidza zuva rimwe nerimwe.
taad. r"sa. m naimittika. m du. hkha. m vinaaha. m pratidinam aakulo bhavaami sarvvaasaa. m samitiinaa. m cintaa ca mayi varttate|
29 Ndiani anoshaiwa simba, neni ndikasashaiwa simba? Ndiani anogumburwa, neni ndikasatsva?
yenaaha. m na durbbaliibhavaami taad. r"sa. m daurbbalya. m ka. h paapnoti?
30 Kana zvakafanira kuzvikudza, ndichazvikudza nezvinhu zveutera hwangu.
yadi mayaa "slaaghitavya. m tarhi svadurbbalataamadhi "slaaghi. sye|
31 Mwari naBaba vaIshe wedu Jesu Kristu, anorumbidzwa kusvikira rinhi narinhi, anoziva kuti handirevi nhema. (aiōn g165)
mayaa m. r.saavaakya. m na kathyata iti nitya. m pra"sa. msaniiyo. asmaaka. m prabho ryii"sukhrii. s.tasya taata ii"svaro jaanaati| (aiōn g165)
32 PaDhamasiko mutungamiriri wamambo Areta wakarinda guta reveDhamasiko achida kundibata;
damme. sakanagare. aritaaraajasya kaaryyaadhyak. so maa. m dharttum icchan yadaa sainyaistad damme. sakanagaram arak. sayat
33 uye ndakaburuswa nepawindo ndiri mudengu nepamudhuri, ndikapukunyuka pamaoko ake.
tadaaha. m lokai. h pi. takamadhye praaciiragavaak. se. naavarohitastasya karaat traa. na. m praapa. m|

< 2 VaKorinde 11 >