< 1 Timoti 6 >

1 Vese vari varanda pasi pejoko, ngavaverenge vatenzi vavo sevanofanirwa nerukudzo rwese, kuti zita raMwari nedzidziso zvirege kunyombwa.
Vala voni awalipasi pavukhygwa vavatolele avatwa vavo nalavayarukhara rwoni, vinogiwa vavombage vuvlevule ukuta elitawa lya Nguluve nulumanyisyo lulaghe uuhuduchiwa.
2 Nevane vatenzi vanotenda ngavarege kuvazvidza, zvadziri hama, asi zvikuru ngavavashandire, nokuti vakatendeka uye vanodikanwa vagovani vemubairo. Dzidzisa zvinhu izvi ukurudzire.
Avasuhiwa avanyavatwa avikhwe dekhiwa valeghe ukhuvabeda ulwakhuva avene vanyalukolo. Vavavombelage ukhuleutelila. Ulwakhuva avakungwa vikhuvatanga imbombo nchavo khukhisa nulugano. Manyisya ululagilo lwa imbombo ncho.
3 Kana munhu achidzidzisa zvakasiyana nezvizvi, uye asingabvumiri mashoko awa mapenyu, aIshe wedu Jesu Kristu, nekudzidziso inoenderana nekunamata Mwari,
Engave umunu uyuge emayisya uvuyangi sikwambilila ulumanyisyo lwetu umwene ikhiyemikha, ulwakuva ango mamenyu ga ukulodeva vetu UYesu Krisite, igave ulumanyisyo ulukhuvalogoncha khuvuvalanche.
4 anongozvikudza, asingazivi chinhu, asi anongokarira mibvunzo nenharo dzemashoko, panobva godo, gakava, kutuka, kufungidzira kwakaipa,
Umunu uywa ekhaginya sakhimalile khinu. Alinulukhana na amayengo khulimenyu. Amamemyu aga khikhola uwolo, embancha, ukhudukana nukhudukana,
5 kukakavadzana kwevanhu vane murangariro wakaodzwa, vakarasikirwa nechokwadi, vachiti kunamata Mwari ndizvo zvinofumisa. Zviparadzanise nevakadaro.
embancha nchasike gwoni khuvanu awanyalukhela ulunugagikhe vavolekhile uwayelweli. Visaga ukhuta uvugolofu yunjila eya vukavi.
6 Asi kunamata Mwari nekugutsikana ndizvo zvinofumisa kwazvo;
Lino uvugolofu nukwedela vutageli uvavakha.
7 nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, zviri pachena kuti hatigoni kubuda nechinhu;
Ulwakuva satwanche nikhinu pakhilunga. Satuwesya ukhutola eghevenchoga ukhuma pakhilunga.
8 asi kana tine kudya nezvekupfeka tichagutsikana neizvozvi.
Lino tukwelanile nekyakula nemienda.
9 Asi vanoshuva kufuma vanowira mumuedzo nemumusungo, nemukuchiva kweupenzi kuzhinji kunokuvadza, zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nekuputswa;
Aviva nekyuma avovigwa mumbotulanogwa mumi sunguru, vigawa mmboperwa uvuvaha nuvunugwe uvuvivi, lwu vitola engelo inchi khuvanikha vigele mmbotulanogwa nuvuvivi.
10 nokuti kuda mari ndiwo mudzi wezvakaipa zvese; uyo vamwe vakati vachishuva vakatsauswa parutendo, vakazvibaya neshungu zhinji.
Ulwakhuva ukhukhigana ekhuma wuwadilo wa mbivi nchoni. Avanu avinogwa enewo vanyaghile khuvutali nulwidiko vibudile vavo nulususuvalo uluvawa.
11 Asi iwe, haiwa munhu waMwari, tiza zvinhu izvi; utevere kururama, kunamata Mwari, rutendo, rudo, moyo murefu, neunyoro.
Uve vimunu va Nguluve, uyile imbombo encho. Ukhugage uwayelweli, uvugolofu, uvuvalanche, ekhisa, uvudekhedekha.
12 Irwa kurwa kwakanaka kwerutendo, batisisa upenyu husingaperi, hwawakadanirwawo kwahuri, ukabvumawo kubvuma kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji. (aiōnios g166)
Lwinelwaga embancha enonu eylwidiko iihatelila uwuni uwa sikhu nchoni uwuwilagiwe. Pivu akhalumbilila khuvanu awingi khuulinu ekhinonu. (aiōnios g166)
13 Ndinokuraira pamberi paMwari, anoraramisa zvinhu zvese, naKristu Jesu, wakapupura kupupura kwakanaka pamberi paPondiyo Pirato,
Nikukupa ululagilo ulu khuvulogolo khwa Nguluve, uveipela ifinu fyoni, khuvulogolo kwa Yesu Krisite, uvianchovile khwa Pontio Pilato:
14 kuti uchengete murairo usina gwapa, usina chaungapomerwa, kusvikira pakuonekwa kwaIshe wedu Jesu Kristu,
tunza ululagilo kuvugolofu, khwomela ukhudwada, upwalincha UYesu Krisite.
15 kwaacharatidza panguva dzake, iye Wakaropafadzwa neWemasimbaose ega, Mambo wemadzimambo naIshe wemadzishe,
Nguluve alivonesya wuekhwincha khusikhi unonu-Nguluve usayiwa vyamokha, alimwene, Umtwa uvielogancha.
16 iye ega ane kusafa, agere pachiedza chisingasvikiki, hakuna umwe wevanhu wakambomuona, kana kugona kuona; kukudzwa nesimba risingaperi zviri kwaari. Ameni. (aiōnios g166)
Umwene itama amanchuva gani, itama mulumuli ulusalwinchima. Asikhuli umunu uveisya ukhumbona uviewesye ukhundola. Khumwene khive khisa emakha isikhu nchoni. Amina. (aiōnios g166)
17 Raira vakafuma panyika ino, kuti varege kuzvikudza, kana kuvimba nefuma isingavimbiki, asi muna Mwari mupenyu, anotipa zvinhu zvese achiwanza kuti tifare; (aiōn g165)
Mvavule avakhani avakhiluga ekhi valenke ukwiginia, valeghke ukhuvila u Nguluve. Uvekhutupa uvukavi woni uwa wayelweli tuvuhovokhele. (aiōn g165)
18 vaite zvakanaka, kuti vave vafumi pamabasa akanaka, vagadzirire kupa, nekugovana;
Vavule avivombo inonu, vahuvilage imbombo inonu, vave avayakhisa, nuwuta yeh uwa khunya.
19 vazvirongedzere nheyo yakanaka yenguva inouya, kuti vabatisise upenyu husingaperi.
Khunjila eyo vikhevikhela ulwutu ulunonu khumbombo inchikwincha, pwuvinche vatame khuwumi wa suhu nchoni.
20 Haiwa, Timotio, chengetedza icho chawakabatiswa, ufuratire kutaura kusina maturo nekupikisa kwezvinonzi ruzivo zviri zvenhema;
Timotheo, lolela khila ekhyuwupile uvekutali nukwinchofancha agakhiko yofu nulukani ulwa kipelwa lwikhencha ulukwala.
21 irwo vamwe vakati vachibvuma vakarasika maererano nerutendo. Nyasha ngadzive newe. Ameni.
Avage awanu vipanga inogwa iencho, valemilwe ulwidiko, uluhengu luve paninie navene.

< 1 Timoti 6 >