< 1 VaTesaronika 5 >
1 Asi maererano nenguva nemwaka, hama, hamufaniri kuti munyorerwe,
형제들아 때와 시기에 관하여는 너희에게 쓸 것이 없음은
2 nokuti imwi mumene munoziva kwazvo kuti sembavha usiku, saizvozvo zuva raIshe rinosvika;
주의 날이 밤에 도적같이 이를 줄을 너희 자신이 자세히 앎이라
3 nokuti pavanoti: Rugare nekugarika, pakarepo kuparadzwa kunovawira, sekurwadzwa nemimba kwemukadzi ane mimba; uye havangatongopukunyuki.
저희가 평안하다, 안전하다 할 그 때에 잉태된 여자에게 해산 고통이 이름과 같이 멸망이 홀연히 저희에게 이르리니 결단코 피하지 못하리라
4 Asi imwi, hama, hamusi murima, kuti zuva iro rikubatei sembavha.
형제들아 너희는 어두움에 있지 아니하매 그 날이 도적같이 너희에게 임하지 못하리니
5 Imwi mese muri vana vechiedza nevana vemasikati; hatisi veusiku kana verima;
너희는 다 빛의 아들이요 낮의 아들이라 우리가 밤이나 어두움에 속하지 아니하나니
6 naizvozvo zvino ngatirege kurara sevamwewo, asi ngatirinde, tipengenuke.
그러므로 우리는 다른 이들과 같이 자지 말고 오직 깨어 근신할지라
7 Nokuti vanorara vanorara usiku; nevanoraradza vanoraradza usiku.
자는 자들은 밤에 자고 취하는 자들은 밤에 취하되
8 Asi isu tiri vemasikati, ngatipengenuke, tichipfeka chidzitiro chechifuva cherutendo nerudo; netariro yeruponeso ive ngowani.
우리는 낮에 속하였으니 근신하여 믿음과 사랑의 흉배를 붙이고 구원의 소망의 투구를 쓰자
9 Nokuti Mwari haana kutitemera hasha, asi kuwana ruponeso naIshe wedu Jesu Kristu,
하나님이 우리를 세우심은 노하심에 이르게 하심이 아니요 오직 우리 주 예수 그리스도로 말미암아 구원을 얻게 하신 것이라
10 wakatifira, kuti kana tikarinda kana kurara, tirarame pamwe naye.
예수께서 우리를 위하여 죽으사 우리로 하여금 깨든지 자든지 자기와 함께 살게 하려 하셨느니라
11 Saka kurudziranai, muvakane, sezvamunoitawo.
그러므로 피차 권면하고 피차 덕을 세우기를 너희가 하는 것같이 하라
12 Asi tinokukumbirai, hama, kuziva vanoshanda zvine simba pakati penyu, nevanokutungamirirai muna Ishe, nekukurairai,
형제들아 우리가 너희에게 구하노니 너희 가운데서 수고하고 주 안에서 너희를 다스리며 권하는 자들을 너희가 알고
13 uye muvakudze zvikurusa murudo, nekuda kwebasa ravo. Ivai nerugare pakati penyu.
저의 역사로 말미암아 사랑 안에서 가장 귀히 여기며 너희끼리 화목하라
14 Asi tinokukurudzirai, hama, yambirai vasina murairo, munyaradze vanopera moyo, tsigirai vasina simba, muve nemoyo murefu kune vese.
또 형제들아 너희를 권면하노니 규모없는 자들을 권계하며 마음이 약한 자들을 안위하고 힘이 없는 자들을 붙들어 주며 모든 사람을 대하여 오래 참으라
15 Chenjerai kuti umwe arege kutsiva umwe zvakaipa nezvakaipa; asi nguva dzese teverai zvakanaka, zvese pakati penyu nekune vese.
삼가 누가 누구에게든지 악으로 악을 갚지 말게 하고 오직 피차 대하든지 모든 사람을 대하든지 항상 선을 좇으라
17 nyengeterai musingamiri;
쉬지 말고 기도하라!
18 vongai pazvinhu zvese; nokuti ichi ndicho chido chaMwari muna Kristu Jesu maererano nemwi.
범사에 감사하라! 이는 그리스도 예수 안에서 너희를 향하신 하나님의 뜻이니라
20 musazvidza zviporofita;
예언을 멸시치 말고
21 idzai zvinhu zvese; mubatisise zvakanaka;
범사에 헤아려 좋은 것을 취하고
22 ibvai pakuonekwa kwese kwekuipa.
악은 모든 모양이라도 버리라!
23 NaMwari werugare amene ngaakuitei vatsvene zvakazara; nemweya wenyu wese, nemoyo, nemuviri, zvichengetwe zvisina zvazvingapomerwa pakuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu.
평강의 하나님이 친히 너희로 온전히 거룩하게 하시고 또 너희 온 영과 혼과 몸이 우리 주 예수 그리스도 강림하실 때에 흠 없게 보전되기를 원하노라
24 Wakatendeka iye anokudanai, achazviitawo.
너희를 부르시는 이는 미쁘시니 그가 또한 이루시리라
25 Hama, tinyengetererei.
형제들아 우리를 위하여 기도하라
26 Kwazisai hama dzese nekutsvoda kutsvene.
거룩하게 입맞춤으로 모든 형제에게 문안하라
27 Ndinokupikirai naIshe, kuti tsamba iyi iverengerwe hama tsvene dzese.
내가 주를 힘입어 너희를 명하노니 모든 형제에게 이 편지를 읽어 들리라
28 Nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu ngadzive nemwi. Ameni.
우리 주 예수 그리스도의 은혜가 너희에게 있을지어다!