< 1 Petro 5 >
1 Vatariri vari pakati penyu ndinovakurudzira, vandiri mutariri pamwe navo nechapupu chematambudziko aKristu, nemugovani wekubwinya kuchazoratidzwa.
Ame ndemukulene munabo, nkute maswi akwamba kubamakulene bamubungano bali pakati penu. Njame kamboni wa mapensho a Klistu, kayi ndapembelelenga kutambula bulemu pamo nendibo ubo bweti bukaboneke.
2 Fudzai boka raMwari riri pakati penyu, muchitaridzira, kwete nekurovererwa asi nekuda, kwete nekuda kwekukarira fuma yakaipa, asi nechido,
Maswi akame nakwambeti, kamwembelani cena mbelele sha Lesa nshabikisha mumakasa enu. Shembeleni mwakuyandishisha, nteko kwinsa kumukakatisha sobwe nambi kuyandapo kantu nakambi, nsombi mwakuyanda mobene, mbuli Lesa ncalayandanga.
3 kana kuva semadzishe pane vamakagoverwa, asi muri mifananidzo yeboka.
Kamutabeti bami palyendibo sobwe, kamubani cilesho caina ku mbelele.
4 Zvino Mufudzi mukuru paachaonekwa muchagamuchira korona yekubwinya isingabvuruvari.
Kayi mwembeshi mukulene akaboneka nimukatambule cilambo ca munshini wabulemu butapu.
5 Saizvozvo, vadiki, zviisei pasi pevakuru, uye mese muzviise pasi umwe kune mumwe, mupfekedzwe nekuzvininipisa, nokuti Mwari anopikisa vanozvikudza, asi anopa nyasha vanozvininipisa.
Nenjamwe misepela, kamunyumfwilani bamakulene. Kayi mwense bani balibambila kunyamfwana umo ne munendi mwakulicepesha. Ntepasa maswi a Lesa alambangeti, “Lesa ukute kubakana beshikulitunta, neye ukute kwinshila nkumbo balicepesha.”
6 Naizvozvo zvininipisei pasi peruoko rwune simba rwaMwari, kuti akukudzei panguva yakafanira,
Ecebo cakendi kamulicepeshani pamenso a Lesa wangofu, kwambeti pacindi cakendi akamusumpule.
7 muchikandira pamusoro pake kufunganya kwenyu kwese, nokuti iye ane hanya nemwi.
Mutwikeni byonse bilamushupunga, pakwinga neye nakamusamalile cena.
8 Svinurai, rindai, nokuti mupikisi wenyu dhiabhorosi, seshumba inoomba anofamba-famba achitsvaka waangapedza;
Kamucetukani, bangamanani. Mupelani wenu Satana lendananga uku ne uku eti nkalamu ilabulumunga, kulangaula ngweshalye.
9 mumupikise makasimba parutendo, muchiziva kuti matambudziko iwawo anozadziswa kuhama dzenyu dziri panyika.
Kamutingana nendi kamulimwashimpa cena mulushomo, pakwishibeti baklistu banenu pacishi conse capanshi naboyo balanyumfunga byeshikubaba byamushobo umoumo.
10 Asi Mwari wenyasha dzese, iye wakatidanira mukubwinya kwake kusingaperi muna Kristu Jesu, kana tatambudzika chinguvana, iye anokupedzeredzai nekukutsigisai, nekukupai simba, nekukuteyai. (aiōnios )
Panyuma pa kunyumfwa byeshikubaba kwakacindi kang'ana, Lesa wankumbo shonse, lamukunga kwisakuyabana nendi mubulemu butapu pamo ne Klistu nakamubambe nekumuyuminisha, nekumwikalika mwakutatenkana. (aiōnios )
11 Kwaari ngakuve kubwinya nesimba kusvikira rinhi narinhi. Ameni. (aiōn )
Neye eukute ngofu kwacindi conse. Amen. (aiōn )
12 NaSirivhano hama yakatendeka kwamuri, pakufunga kwangu, ndanyora nepadiki, ndichikurudzira nekupupura kuti idzi ndidzo nyasha dzechokwadi dzaMwari, dzamumire madziri.
Lanyamfwilishi kulemba kalata ifupi iyi, ni Sailasi, mwanse washomeka. Ndayandanga kumulimbikisha nekumupa bukamboni bwakwambeti, uku ekwina moyo kwa Lesa. Cebo ca kwina moyoku, limbikilani.
13 Kereke iri muBhabhironi yakasarudzwa pamwe nemwi inokukwazisai, naMariko mwanakomana wangu.
Banse benu ku mubungangano wabantu basalwa baku Babulo balamupanga mitende. Neye mwaname Maliko lamupanga mitende.
14 Kwazisanai nekutsvoda kwerudo. Rugare kwamuri mese muri muna Kristu Jesu. Ameni.
Panani mitende yalusuno lwaciklistu. Lumuno lube nenjamwe mwense, mobakendi Klistu.