< 1 Petro 1 >

1 Petro, muapositori waJesu Kristu, kuvaeni vakasanangurwa vekupararira kwePonto, Garatia, Kapadhokiasi, Asia, neBhitiniasi,
Njame Petulo, musebenshi wa Yesu Klistu. Ndalembenga iyi kalata kuli njamwe mwasalwa ne Lesa mulekalangeti bensu mubimpansha byaku Ponto, ne ku Galatiya, neku Kapadokiya, neku Asiya kayi neku Bituniya.
2 maererano nekuziva zviri mberi kwaMwari Baba, mukuita vatsvene kweMweya, pakuteerera nekusasa kweropa raJesu Kristu: Nyasha nerugare ngazviwanzwe kwamuri.
Kwelana ne kuyanda kwa Lesa Bata kwesula kufuminowa kumatatikilo mwalasalwa kayi mwalaswepeshewa ne Mushimu Uswepa kwambeti mube beshikunyumfwila Yesu Klistu, mwalasukwa ne milopa yakendi. Lesa amunyumfwile nkumbo ne kumupa lumuno lwesula.
3 Wakaropafadzwa Mwari naBaba vaIshe wedu Jesu Kristu, iye zvichienderana nekuwanda kwetsitsi dzake wakatiberekazve patariro inorarama kubudikidza nekumuka kwaJesu Kristu kubva kuvakafa,
Tulumbe Lesa Baishi Mwami wetu Yesu Klistu. Pakwinga mukufula kwa nkumbo shakendi, walatupa buyumi bwa linolino pakumupundusha Yesu Klistu kubafu. Neco tukute lushomo lwayuma nta,
4 panhaka isingaori neisina kusvibiswa uye isingabvuruvari, yakachengeterwa imwi kumatenga,
lwakwambeti nitukatambule colwe cabintu byaina Lesa mbyabambila bantu bakendi kwilu, uko nkweshi bikabule kubola, nambi kwipishiwa, nambi kushimangana.
5 imwi munochengetwa nesimba raMwari kubudikidza nerutendo kuruponeso rwakagadzirirwa kuzarurwa panguva yekupedzisira.
Ibi bintu nibyenu, kupitila mulushomo, byabambwa cena mungofu sha Lesa kwambeti mukatambule lupulusho ulo lulipepi kuboneka pacindi camapwililisho.
6 Yamunofara mairi zvikuru, kunyange ikozvino kwechinguvana, kana zvichifanira, muri pakushungurudzwa mumiedzo yakasiyana-siyana,
Ibi kabimukondweleshani nambi pacino cindi mucane mapensho ne kwelekeshewa kwapusanapusana.
7 kuti kuedzwa kwerutendo rwenyu kunokosha zvikuru kupfuura kwegoridhe rinoparara, kunyange ichiidzwa nemoto, kuwanikwe mukurumbidzwa nerukudzo nekubwinya pakuonekwa kwaJesu Kristu;
Ibi ni bishikubonesheti lushomo lwenu ni lwancinencine. Nambi golide ukute konongeka ukute kwengeka nemulilo, nalo lushomo lwenu ulo lwapita golide, lwela kwelekeshewa kwambeti lucanike kuba lwancinencine. Mwenseco nimukatambule kulumbwa, ne bulemu pabusuba mbweshakayubuluke Yesu Klistu.
8 iye musina kumuona munomuda; iye ikozvino musingamuoni asi munotenda kwaari, munofara nemufaro usingatauriki uye unorumbidzwa,
Nambi ntamuna mumubonapo, nsombi mumusuni. Nambi pacindi cino nkamulamubononga mwamushoma, kayi mwakondwa citambiki.
9 muchigamuchira mugumo werutendo rwenyu, ruponeso rwemweya yenyu.
Pakwinseco mulatambulunga cilambo ca lushomo, uku ekwambeti lupulusho lwenu.
10 Nezveruponeso urwu vaporofita vakabvunzisisa nekunzvera, ivo vakaporofita zvenyasha dzinouya kwamuri;
Bashinshimi balambapo sha cilambo calupulusho ndweshimukatambule, balo balalangaula mwabuya lupulusho ulu, Lesa ndwetamupe.
11 vachinzvera kuti panguva ipi kana yakadini Mweya waKristu akange ari mavari yaakaratidza, paakagara apupura matambudziko maererano naKristu, nekubwinya shure kweizvi.
Mushimu wa Klistu walikuba mulyendibo walikwambila limo sha byeshikubaba Klistu mbyeshakanyumfwe, kayi ne bulemu mbweshakabe nabo panyuma pakendi. Bashinshimi balikuyanda kwishiba cindi kayi ne moti bikenshikilenga.
12 Kwavari kwakaratidzwa kuti kwete kwavari ivo, asi kwatiri vaishandira zvinhu izvi, zvamunoparidzirwa ikozvino nevakakuparidzirai evhangeri neMweya Mutsvene wakatumwa kubva kudenga, zvinhu izvo vatumwa zvavanoshuva kunyatsoongorora.
Lesa walabayubulwila kwambeti ncito njobalikwinsa nkayalikuba yakuyanda bene, nsombi balikwinshilamwe, mpobalikwamba bintu ibyo mbyemulanyumfunga kuli batumwa bakendi balakambaukunga Mulumbe Waina kupitila mu Mushimu Uswepa walafuma kwilu. Ibi ebintu nabo bangelo mbyebalikuyanda kwishiba.
13 Naizvozvo masunga zviuno zvemurangariro wenyu, zvidzorei, mutaririre zvakakwana kunyasha dzinouyiswa kwamuri pakuratidzwa kwaJesu Kristu;
Eco cakendi myoyo yenu ibe yalibambila. Kamubani babangamana. Bikani lushomo lwenu lonse pa colwe nceshi mukapewe Yesu Klistu akayubuluka.
14 sevana vanoteerera, musingazvifananidzi nekuchiva kwakare pakusaziva kwenyu.
Nyumfwilani Lesa, kamutaleka buyumi bwenu kubumbwa nelunkumbwa ndomwalikukute kamutana mwishiba Klistu.
15 Asi sezvo wakakudanai ari mutsvene, nemwiwo ivai vatsvene pamafambiro ese;
Mbuli Lesa ncali waswepa uyo walamukuwa, nenjamwe kamubani baswepa mumikalilo yenu yonse.
16 nokuti kwakanyorwa, kuchinzi: Ivai vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene.
Mabala alambangeti, “Kamubani baswepa myoyo mbuli Ame ncendaswepa moyo.”
17 Zvino kana muchimuidza Baba, iye pasina rusarura anotonga zvinoenderana nebasa reumwe neumwe, garai panguva yeutorwa hwenyu mukutya;
Lesa liya lusalululo. Ukute kombolosha uliyense kwelana ne micito yakendi. Mwambangeti, Ta pakupaila, mupeni bulemu cindi conse ncomulicili panshi pano.
18 muchiziva kuti hamuna kudzikunurwa nezvinoora, sirivheri kana goridhe, pamafambiro enyu asina maturo amakagamuchira kumadzibaba enyu;
Mucishi cena ncalasebenshesha pakumulubula ku mikalilo yaipa njemwalatambula kufumina ku bamashali benu. Liya kumulubula ne mali asa akute konongeka, silifa nambi golide sobwe.
19 asi neropa rinokosha raKristu seregwayana risina charinopomerwa uye risina gwapa.
Walamulubula ne milopa ya Klistu yamulo wadula, uyo walalibengeti M wanambelele wabula cibala nambi bulema.
20 Iye zvirokwazvo wakagara azikanwa nyika isati yavambwa, asi wakaratidzwa panguva dzekupedzisira nekuda kwenyu,
Lesa walamusalilalimo cishi capanshi citana cilengwa, nomba lamuyubululu mumasuba ano akupwililisha cebo canjamwe.
21 iye wamunotenda naye kuna Mwari, wakamumutsa kubva kuvakafa, akamupa kubwinya; kuti rutendo rwenyu netariro zvive kuna Mwari.
Kupitila mulyendiye, mulashomonga Lesa walamupundusha kubafu, nekumupa bulemu. Neco lushomo ne kupembelela kwenu bili pali Lesa.
22 Manatsa mweya yenyu pakuteerera chokwadi kubudikidza neMweya mukuda hama nekusanyengera, dananai zvikuru nemoyo wakachena;
Mulaswepeshe myoyo yenu pakunyumfwa cancinencine, kwambeti munyumfwanenga ne baklistu banenu. Ecebo cakendi mwela kusunana nemoyo wonse.
23 maberekwa kutsva kwete zvichibva pambeu inoora, asi isingaori, neshoko raMwari rinorarama nekugara nekusingaperi. (aiōn g165)
Pakwinga mulenshi kusemwa tubili, buyumi bwakendi nkabulafumunga mu mbuto ya mushali ukute kufwa sobwe, nsombi mu mbuto itafu, iyo mbuto ni maswi a Lesa, maswi abuyumi eshakabule kupwa. (aiōn g165)
24 Nokuti nyama yese yakaita seuswa, nekubwinya kwese kwemunhu seruva reuswa. Uswa hwunosvava, neruva rahwo rinodonha;
Mbuli Mabala a Lesa, alambangeti, “Bantu bonse balyeti mila, bulemu bwabo bulyeti maluba amucisuwa. Mila ikute kuyuma, nawo maluba akute kunyana.
25 asi shoko raIshe rinogara nekusingaperi. Uye iri ishoko rakaparidzirwa kwamuri neevhangeri. (aiōn g165)
Nsombi maswi a Lesa nakabeko cindi conse.” Uwu e Mulumbe Waina walakambaukwa kulinjamwe. (aiōn g165)

< 1 Petro 1 >