< 1 Johani 5 >
1 Ani nani anotenda kuti Jesu ndiye Kristu, wakaberekwa kubva kuna Mwari; uye ani nani anoda uyo wakabereka anodawo wakaberekwa kubva kwaari.
Akua mapo in Jesus sia Christ hi, ci a um peuma Pathian i ta a hihi: a pa a it peuma in a ta zong it hi.
2 Pane izvi tinoziva kuti tinoda vana vaMwari, kana tichida Mwari, uye tichichengeta mirairo yake.
Eite Pathian i it a a thupiak te i zui ciang in, Pathian tate i hihi, ci i he hi.
3 Nokuti urwu rudo rwaMwari, kuti tichengete mirairo yake; uye mirairo yake hairemi.
Banghangziam cile thupiakna te i zui na sia Pathian i it hang a hihi: taciang Ama thupiak te sia a haksa a hi bua hi.
4 Nokuti chipi nechipi chakaberekwa kubva kuna Mwari chinokunda nyika; uye uku ndiko kukunda kunokunda nyika, irwo rutendo rwedu.
Banghangziam cile Pathian ta peuma in leitung zo hi: taciang leitung i zaw thei na sia i upna a hihi.
5 Ndiani anokunda nyika, kana asiri iye anotenda kuti Jesu Mwanakomana waMwari?
Jesus sia Pathian tapa a hihi, ci a um te simngawl kua in leitung zo ziam?
6 Uyu ndiye wakauya nemvura neropa, iye Jesu Kristu; kwete nemvura yega, asi nemvura neropa. Zvino Mweya ndiye anopupura, nokuti Mweya ichokwadi.
Hisia pa sia tui le thisan taw hongpai Jesus Christ a hihi; tui taw bek hi ngawl hi, tui le thisan taw a hihi. Taciang hi thu Thaa in tettipang hi, banghangziam cile Thaa sia thuman a hihi.
7 Nokuti kune vatatu vanopupura kudenga, Baba, Shoko, naMweya Mutsvene; uye ava vatatu ndimumwe.
Banghangziam cile vantung ah tetti thum om a, Pa, Thu, le Tha Thiangtho: hi te thum sia pumkhat a hihi.
8 Uye kune vatatu vanopupura panyika, Mweya, nemvura, neropa, uye ava vatatu vanonova chimwe.
Taciang leitung ah zong tetti thum om a, Thaa, tui le thisan te a hihi: taciang hi te thum sia khat in ki thukimkhawm uh hi.
9 Kana tichigamuchira uchapupu hwevanhu, uchapupu hwaMwari hwakapfuura kukura; nokuti uhu uchapupu hwaMwari, hwaakapupura pamusoro peMwanakomana wake.
Mihing te i tetti i sang a hile, Pathian i tetti lianzaw hi: banghangziam cile Pathian i tetti sia a Tapa huvau tettipang hi.
10 Uyo anotenda kuMwanakomana waMwari ane uchapupu maari pachake; asingatendi Mwari wakamuita murevi wenhema, nokuti haana kutenda uchapupu Mwari hwaakapupura maererano neMwanakomana wake.
Pathian Tapa a um peuma in ama sung ah tetti nei hi: a um ngawl peuma in Pathian sia leilot thuson suaksak hi; banghangziam cile Pathian in a Tapa hongpiakna tetti a up ngawl hang a hihi.
11 Uye uhu ndihwo uchapupu, kuti Mwari wakatipa upenyu husingaperi; zvino upenyu uhu huri muMwanakomana wake. (aiōnios )
Taciang tetti sia hisia a hihi, Pathian in tawntung nuntakna hong pia a, hi nuntakna sia a Tapa sung ah om hi. (aiōnios )
12 Uyo ane Mwanakomana ane upenyu; uyo asina Mwanakomana waMwari haana upenyu.
Tapa a nei peuma nuntakna a nei hi; taciang Pathian Tapa a nei ngawl peuma in nuntakna a nei bua hi.
13 Zvinhu izvi ndazvinyora kwamuri imwi munotenda kuzita reMwanakomana waMwari, kuti muzive kuti mune upenyu husingaperi, uye kuti mutende kuzita reMwanakomana waMwari. (aiōnios )
Pathian Tapa i min a um note tawntung nuntakna ka nei uh hi, ci na heak thei natu uh in, hi thu te note tung ah kong at hi. (aiōnios )
14 Uye uhu ndihwo ushingi hwatinahwo maari, kuti kana tichikumbira chinhu zvinoenderana nekuda kwake, anotinzwa;
Eite in Ama sung ah i nei thinmuanna sia, Ama deibang in i nget ciang in Ama in hong za hi:
15 zvino kana tichiziva kuti anotinzwa, zvese zvatinokumbira, tinoziva kuti tine zvichemo zvatakakumbira kwaari.
I thungetna hong za hi, ci i he le, bangpo i ngen zong in, i nget te i nga tu hi, ci i he hi.
16 Kana umwe achiona hama yake ichitadza chivi chisiri cherufu, achakumbira, uye achamupa upenyu kune vasingatadzi chivi cherufu. Chiripo chivi cherufu; handisi kuti akumbire pamusoro pechichi.
Khatpo in a suapui khat sia thi tak ngawl mawna khat a vawt a mu le, thungetsak tahen, taciang thi tak ngawl mawna a vawt peuma sia Ama in nuntakna pia tu hi. Thitak mawna om a: tua atu in thungetsak tahen, hong ci ngawl khi hi.
17 Kusarurama kwese chivi; uye chivi chiripo chisiri cherufu.
Thuman ngawl na theampo sia mawna a hihi: taciang thitak ngawl mawna om hi.
18 Tinoziva kuti ani nani wakaberekwa kubva kuna Mwari haatadzi; asi uyo wakaberekwa kubva kuna Mwari anozvichengeta, uye wakaipa haamubati.
Pathian ta peuma in mawna vawt tawntung ngawl hi, ci i he hi; ahihang Pathian ta in ama le ama ki keamcing a, mi ngilopa in ama thutha ngawl hi.
19 Tinoziva kuti tiri vanobva kuna Mwari, nenyika yese irere muzvakaipa.
Eite Pathian neisa i hihi, ci le leitungbup sia ngitlona sung ah sial hi, ci i he hi.
20 Uye tinoziva kuti Mwanakomana waMwari wakauya, akatipa kunzwisisa kuti tizive iye wechokwadi; nesu tiri mune wechokwadi, muMwanakomana wake Jesu Kristu. Uyu ndiye Mwari wechokwadi, neupenyu husingaperi. (aiōnios )
Pathian Tapa hongpai a, a thutang Pathian heakna ciimna hongpia hi, ci i he hi. A thutang Pathian le a Tapa Jesus Christ sung ah i om hi. Hi thu sia a thutang Pathian le tawntung nuntakna a hihi. (aiōnios )
21 Vana vadiki, zvichengetedzei pazvifananidzo. Ameni.
Tano te awng, milim te kung pan in noma le noma ki keam tavun. Amen.