< 1 Johani 3 >

1 Tarirai kuti rudo rwakadini Baba rwavakatipa, kuti tinzi vana vaMwari. Nekuda kwaizvozvi nyika haitizivi, nokuti haina kumuziva iye.
Ira nin usu me sa aco aru me ma bezin duru, bati atitin duru ahana Asere, y a cukuno ane ani atisan duru, ine ini ya wuna une uda rusan duru ba, barki uda rusa me ba.
2 Vadikanwi, ikozvino tiri vana vaMwari, uye zvichigere kuratidzwa kuti tichazovei. Asi tinoziva kuti kana achizoratidzwa, tichafanana naye; nokuti tichamuona sezvaakaita.
Shi ahana iriba im, ana me daki amu poko imum me sa tizi ba. Ti rusa ingi Ugomo Asere ma aye tidi cukuno gusi meme, tidi iri me uzina umeme.
3 Uye umwe neumwe ane tariro iyi maari anozvichenesa, sezvaakachena iye.
Vat desa mazin ini iriba ini kara barki imum me i'eze in naje ma cukuno lau gusi meme.
4 Umwe neumwe anoita chivi anoitawo kusava nemurairo; uye chivi ndiko kusava nemurairo.
Vat desa mare aje uni wuza imum iburi, ma game tize ta Asere tini, barki uwuza imum iburi unyarime Asere uni.
5 Uye munoziva kuti iye wakaratidzwa kuti abvise zvivi zvedu; uye zvivi hazvimo maari.
I rusa Yesu ma'e barki ma kari imum iburi ini, ahira ameme imum iburi izome ni.
6 Ani nani anogara maari haatadzi; ani nani anotadza haana kumuona, kana kumuziva.
Vat desa ma ciki anyimo ameme, mada wuza me imum iburi ba, da mamu ira me ba, mada taame me ba.
7 Vana vadiki, kusava neanokunyengerai; uyo anoita kururama wakarurama, saiye akarurama;
Shi ahana iriba im, kati i hem uye ma rangi shi, desa ma wuza imum ihuma, unu uhuma mani usanzi Uyesu.
8 uyo anoita chivi anobva kuna dhiabhorosi, nokuti dhiabhorosi anotadza kubva pakutanga. Nechikonzero ichi Mwanakomana waMwari wakaratidzwa kuti aparadze mabasa adhiabhorosi.
Vat desa ma wuza imum iburi me vana ubibe bizen-zen mani, barki datti utuba unu uburi mamu unu wuza imum iburi mani. Ane ani vana Asere Yesu ma'e barki ma cari katuma ka unu uburi.
9 Ani nani wakaberekwa naMwari haaiti chivi, nokuti mbeu yake inogara maari; zvino haagoni kutadza, nokuti wakaberekwa naMwari.
Desa mazi vana Asere mani, mada wuza me imum iburi ba, barki bisana bi meme bi ciki anyimo ame mada wuza me imum iburi barki me vana Asere mani.
10 Mune izvozvi vana vaMwari nevana vadhiabhorosi vanoratidzwa; ani nani asingaiti zvakarurama haabvi kuna Mwari, neasingadi hama yake.
Bisana bi Ugomo Asere nan bi unu buri bida zo me unu hunne me ba. Desa mada wuza me imum iriri ba, mada zoo me wa Asere ba, nani desa ma nyari me uhenu ume me. Anyimo
11 Nokuti iri ndiro shoko ramakanzwa kubva pakutanga, kuti tidanane;
Kadura ka zigine me sa ya kunna datti unu tuba, i canti nihenu memeru.
12 kwete saKaini wakabva kune wakaipa, ndokuuraya munin'ina wake. Zvino wakamuurayirei? Nokuti mabasa ake akange akaipa, asi emunin'ina wake akange akarurama.
Kati i cukuno kasi Kayinu sa mazi vana uburi, d esa ma huu uhenu umeme, nyanini ya wuu ma huu me? Barki katuma ka maree, ku uhenu umeme karizi.
13 Musashamisika, hama dzangu, kana nyika ichikuvengai.
Kati i gamari mu riba, nihenu ingi une wa gaa shi.
14 Isu tinoziva kuti takapfuura murufu tikapinda muupenyu, nokuti tinoda hama. Asingadi hama anogara murufu.
Na ti rusi tamu aka iwono, uhana uvengize barki unyara uni henu, desa mada nyara me nihenu ba ma ciki ticukum ti wono tini.
15 Ani nani anovenga hama yake imhondi; uye munoziva kuti hakutongorina mhondi ine upenyu husingaperi hunogara mairi. (aiōnios g166)
Desa ma game uhenu umeme, unu huza anu mani, u vengize urunta uzo me ume ba. (aiōnios g166)
16 Neizvi tinoziva rudo rwaMwari, nokuti iye wakatiradzikira pasi upenyu hwake; nesu tinofanira kuradzikira pasi hama upenyu.
Ane ani ti rusa nihenu, kasi ahira iriba isheu Yeso ma nya nice nime ma wi barki haru. Ca haru cangi ti nya ace arunbarki anu henu aru.
17 Asi ani nani ane nhumbi dzenyika, uye achiona hama yake ichishaiwa, ndokumupfigira tsitsi dzake, rudo rwaMwari rwunogara sei maari?
Vat desa ma zin ini mum itari ma hira uhenu unu zati imum ma impo aje barkinkatti ma benki uhenume. Adi wu aneni agu ma rusa Asere?
18 Vana vangu vadiki, ngatirege kuda pashoko kana parurimi, asi pazviito nepachokwadi.
Shi ahana iriba im, kati ibezi i nyara nihenu in na nyo cas, bezi ni we anyimo atuma nan kadure.
19 Uye neizvi tinoziva kuti tiri vechokwadi, uye tichavimbisa moyo yedu pamberi pake.
A'ana me ani tidi bezi kadure karu, ti kuri ti hem in acce aru ahira Asere.
20 Nokuti kana moyo wedu uchitipa mhosva, Mwari mukuru kumoyo wedu, uye anoziva zvinhu zvese.
Barki ingi muriba muru ma reki duru, Asere atekin duru ma kuri marusan inko nyani.
21 Vadikanwi, kana moyo wedu usingatipi mhosva, tine chivimbo pamberi paMwari;
Shi anu tarsa um, ingi daki muriba muru ma rekin duru ba tidi ha ahira Asere unu hem uru.
22 uye chipi nechipi chatinokumbira, tinogamuchira kubva kwaari, nokuti tinochengeta mirairo yake, uye tinoita zvinhu zvinofadza pamberi pake.
Tidi kem vat imum me sa ta iko ahira ameme, barki ti tarsa tize ti meme, ta kuri ti ti wuza imum me sa ma nyara.
23 Uye uyu ndiwo murairo wake, kuti titende kuzita reMwanakomana wake Jesu Kristu, uye tidanane, sezvaakatipa murairo.
U'inko utize Ugomo Asere wazigenne me vat unu tarsa ume ma hem invana umeme Yeso, ti kuri ti hem ina ce aru kasi ubuka Asere.
24 Uye uyo anochengeta mirairo yake anogara maari, naiye maari. Neizviwo tinoziva kuti anogara matiri, kubva paMweya waakatipa.
Vat unu tarsa utize ta Asere ma ciki anyimo ameme ani. Ana ani ta tinka ma raa anyimo aru, barki bibe biriri sa ma nya duru.

< 1 Johani 3 >