< 1 Johani 1 >
1 Icho chakange chiripo kubva pakutanga, icho chatakanzwa, icho chatakaona nemeso edu, icho chatakatarira, uye maoko edu akachibata, cheShoko reupenyu,
Hala hali awande ewandewila shila shata, shatahuvya hata hahalola na maso gituu, hala hatwa heenya, nakhonogitieu gakhata hujee izyo lyaomi.
2 (uye upenyu hwakaratidzwa, tikahuonawo, uye tinopupura nekukuparidzirai upenyu husingaperi, hwakange huna Baba, hukaratidzwawo kwatiri); (aiōnios )
Na ula wuomba nakhono gituu atusimisizye pazelu natwauulola, nauyanje, nalumbilile uwomi wawilawila, owo wali hwa Dada uombesheabhonehane hulitii. (aiōnios )
3 icho chatakaona nekunzwa, tinokuparidzirai, kuti nemwi mudyidzane nesu; uyewo kudyidzana kwedu kuripo naBaba, uye neMwanakomana wavo Jesu Kristu;
Hala hata halola na huunvye tuhalumbilela hulimwi antene, iishiianthele mwezye uuwngane pandwimo natii natulihanduhamohulitii nudada nu mwana wakwe uYesu uKristi.
4 uye zvinhu izvi tinonyora kwamuri, kuti mufaro wenyu uzadziswe.
Tubhasimbila iga amwee ishihuje ulumojelolwitu lumalihanee.
5 Zvino iri ishoko ratakanzwa kwaari uye ratinoparidza kwamuri, kuti Mwari chiedza, uye maari hamuna rima zvachose.
Iizi nongwa zyatahuvua efume wamwene nawalumbilele: Unguluvhe lunkhozyo muhati yakwe inkgisii nemo.
6 Kana tichiti tine kudyidzana naye, asi tichifamba murima, tinoreva nhema, uye hatiiti chokwadi;
Nkashele tuyanje huje tulipashimo numwene tujenda mwankiisi ntwaikhonpela hata bhomba lwioli
7 asi kana tichifamba muchiedza, saiye ari muchiedza, tine kudyidzana umwe neumwe, neropa raJesu Kristu Mwanakomana wake rinotinatsa pachivi chese.
Nghatujenda muulukhozwo, tuhwavwanwa ntetente idanda lwa Yesu uKristi, umwana wakwe, itwozya afume humbivi zyonntii.
8 Kana tichiti hatina chivi, tinozvinyengera, nechokwadi hachisi matiri.
Khaje satuli nimbivi, tuwikhopela tuvene uwanalyolii nauumo mhati yetuu.
9 Kana tichibvuma zvivi zvedu, iye wakatendeka uye wakarurama kuti atikanganwire zvivi, nekutinatsa pakusarurama kwese.
Khatulambe imbivi zitwu, umwene akamilishe lwoli ohu ohuwoshela imbivi ziitu natozye uwiwi wontii.
10 Kana tichiti hatina kutadza, tinomuita murevi wenhema, neshoko rake harisi matiri.
Khatuyangasatuwombile imbivii twaweha anilengaa umwene izyo lwa kwe naalimo mhati mlitii.