< 1 VaKorinde 10 >
1 Uye handidi kuti murege kuziva, hama, kuti madzibaba edu ese akange ari pasi pegore, uye ese akagura nemugungwa,
Valongo vangu, nigana mmanyai kuvya vagogo vitu vavili mulugendu kuni vilongoswa na lihundi, na voha vakupwiki bwina munyanja yidung'u.
2 uye ese akabhabhatidzwa muna Mozisi mugore nemugungwa,
Voha vabatiziwi mulihundi lila na munyanja yila muni vawungayi na Musa.
3 uye ese akadya kudya kumwe kwemweya,
Voha valili chakulya chilachila cha mpungu.
4 uye ese akanwa zvinwiwa zvimwe zvemweya; nokuti akanwa kubva padombo remweya rakavatevera; uye dombo iro rakange riri Kristu.
Voha vanywili unywelelu wulawula wa chimpungu, muni vanywili manji kuhuma muliganga la Chimpungu lelavi mulugendu pamonga nawu, litalau lelilo lavi Kilisitu mwene.
5 Asi muruzhinji rwawo Mwari haana kufadzwa; nokuti akaparadzwa murenje.
Nambu vamahele neju vamganisi lepi Chapanga ndi vafwili na higa zavi zadandasiki kulugangatu.
6 Zvino zvinhu izvi zvakava mifananidziro kwatiri, kuti tirege kushuva zvakaipa, sezvavakashuvawo.
Mambu genago ndi luhumu kwitu, lwelukutilangisa tikotoka kunogela mambu gahakau ngati chevanogili vene.
7 Uye musava vanamati vezvifananidzo, sevamwe vavo; sezvakwakanyorwa, kuchinzi: Vanhu vakagara pasi kudya nekunwa, ndokusimuka kutamba.
Mukoto kuyupa chimong'omong'o ngati chevakitili yavi, ngati Mayandiku Gamsopi chegijova, “Vandu vatamili kulya na kunywa, vakayima na kukita mambu ga ukemi.”
8 Uye ngatirege kupomba, sevamwe vavo vakaita upombwe, ndokuwa nezuva rimwe zvuru makumi maviri nezvitatu.
Mewa tikotoka kukita ugoni ngati vangi vavi, vakafwa ligono limonga vandu elufu ishilini na zidatu.
9 Uye ngatirege kuidza Kristu, sevamwe vavowo vakamuidza, vakaparadzwa nenyoka.
Tikotoka kumlinga Kilisitu ngati vene chevakitili vangi vavi, vakomiwi na liyoka.
10 Muregewo kun'un'una, sevamwe vavowo vakan'un'una, vakaparadzwa nemuparadzi.
Mkoto kuvembeneka ngati chavavembenike vangi vavi mtumu wa kunani kwa Chapanga mweileta lifwa.
11 Zvinhu izvi zvese zvakavawirawo kuti zvive mifananidziro; uye zvakanyorwa kuva yambiro yedu takasvikirwa nemagumo enyika. (aiōn )
Hinu, mambu genago gavakolili vene gavyai luhumu kwa vangi, na gayandikiwi muni kutihakalila tete vetitama lukumbi ulu lwa mwishu. (aiōn )
12 Naizvozvo anofunga kuti amire, ngaaone kuti haawi.
Mwakujiwona ayimili chakukangamala ajiyangalila akotoka kugwa.
13 Hakuna muedzo wakakubatai kunze kweuri muvanhu; asi Mwari wakatendeka, asingazotenderi kuti muidzwe kupfuura pamunogona napo, asi pamwe nemuedzo achaitawo nzira yekupukunyuka, kuti mugone kuutakura.
Kulingiwa kwekuvakolili ndi kudebe kwa vandu. Chapanga msadikika, nakutilinga kupita makakala ginu, pamonga na kulingiwa, mwene yati akuvapela makakala ga kukangamala na njila ya kuhuma mwenumo.
14 Naizvozvo, vadikanwi vangu, tizai kunamata zvifananidzo.
Hinu, vankozi vangu, muyepayi kuyupa chimong'omong'o.
15 Ndinotaura sekune vakachenjera; imwi tongai zvandinotaura.
Nilongela na nyenye, vandu mwemuvi na luhala, muamula mwavene genijova aga.
16 Mukombe weropafadzo watinoropafadza, hausi kugoverana kweropa raKristu here? Chingwa chatinomedura, hachisi kugoverana kwemuviri waKristu here?
Chikombi chetihengela pachakulya cha BAMBU. Ndi chetimsengusa Chapanga, petihenga kunywelela tiwungana na ngasi ya Kilisitu? Mewa petimetula libumunda tiwungana na higa ya Kilisitu?
17 Nokuti isu vazhinji tiri chingwa chimwe, muviri umwe; nokuti isu tese tinogovana pachingwa chimwe.
Ndava kuvi na libumunda limonga, pamonga tete tivii tavamahele, ndi higa yimonga, muni tavoha tilya libumunda lenilo.
18 Tarirai Israeri zvepanyama; vanodya zvibairo havasi ivo vanogoverana nearitari here?
Mlolayi luhumu lwa vandu va Isilaeli, vevilya luteta viwungana pamonga na lusanja lwa luteta lwenulo.
19 Ko ndoti kudii? Kuti chifananidzo chinhu here? Kana kuti chakabairwa chifananidzo chinhu here?
Hinu nijova kyani? Chakulya amala chimong'omong'o chechiwusiwi luteta kwa chivii na mana yoyoha?
20 Asi kuti vahedheni zvavanobaya, vanozvibaira madhimoni, uye kwete kuna Mwari; zvino handidi kuti mudyidzane nemadhimoni.
Lepi! Luteta lwa lweluwusiwa na vandu vangammanya Chapanga vakumuwusila mzuka, lepi Chapanga. Katu mbwitu nyenye muwunganayi na mzuka.
21 Hamugoni kunwa mukombe waIshe nemukombe wemadhimoni; hamugoni kugovana tafura yaIshe netafura yemadhimoni.
Mwihotola lepi kunywa chikombi cha BAMBU mewa chikombi cha mizuka, mwihotola lepi kulya pameza ya BAMBU mewa pameza ya mizuka.
22 Kana tinozvimutsira godo Ishe here? Ko takasimba kumupfuura here?
Wu, tigana kumkita BAMBU avyai na wihu? Tiholalela kuvya tivii na makakala kuliku mwene?
23 Zvinhu zvese zvinotenderwa kwandiri; asi hazvisi zvese zvinobatsira. Zvinhu zvese zvinotenderwa kwandiri; asi hazvisi zvese zvinovaka.
Vindu vyoha viyidakiliwa, nambu lepi vyoha vyabwina. Vindu vyoha viyidikilwa nambu lepi vyoha vijenga sadika.
24 Kusava neanozvitsvakira zvake, asi umwe neumwe zveumwe.
Mundu akotoka kulonda chiyonjokesu yaki mwene, nambu chiyonjokesu cha muyaki.
25 Zvese zvinotengeswa pamisika yenyama idyai, musingabvunzi chinhu nekuda kwehana;
Mlyai chindu chochoha chila chechiguliswa pandu paki changali kukota kota ndava ya mtima winu weukuvalangisa gabwina na gahakau.
26 nokuti nyika ndeya Ishe nekuzara kwayo.
Muni Mayandiku Gamsopi gijova, “Mulima na vyoha vyevivii mugati yaki ndi vya BAMBU.”
27 Uye kana umwe wevasingatendi akakukokai, uye muchida kuenda, chese chinoiswa pamberi penyu idyai musingabvunzi chinhu nekuda kwehana.
Ngati mundu nakuvya msadika akavagongolela kulya chakulya myidikilayi kuhamba, mlyayi vyoha vyeakuvatekela changali kukota ndava ya mtima waeukuvalangisa gabwina na gahakau.
28 Asi kana umwe akati kwamuri: Ichi chakabairwa chifananidzo; musadya nekuda kwaiye wakuratidzai, uye kwehana; nokuti nyika ndeya Ishe nekuzara kwayo.
Nambu mundu akavajovelayi, “Chakulya chenichi chiwusiwi kwa chimong'omong'o,” Ndi mkoto kulya ndava ya mwenuyo mwavajovili.
29 Asi hana ndinoti, isati iri yako, asi yeumwe; nokuti kusununguka kwangu kunotongerwei nehana yeumwe?
Nijova, “Ndava ya mtima weukuvalangisa gabwina na gahakau.” Lepi Ndava ya mtima weukuvalangisa gabwina na gahakau, ndava ya mtima weukuvalangisa gabwina na gahakau ga mwenuyo mwavajovili. “Yati mnikota ndava kyani uwaka wangu uhamuliwayi mtima weulangisa gabwina na gahakau?
30 Uye kana ini nenyasha ndichiwana mugove, ndingagotukirwei nekuda kwechinhu chandinovonga ini?
Yikavya nene nilya chakulya na kumsengusa Chapanga, ndava ya kyani nilaumiwayi kwa chakulya chenicho, kwa ndava nilya kwa kumsengusa Chapanga?”
31 Naizvozvo kana muchidya, kana kunwa, kana chipi nechipi chamunoita, zviitirei rukudzo rwaMwari.
Hinu, chochoha chemwikita kulya amala kunywa, mkita goha kwa Ukulu wa Chapanga.
32 Regai kugumbusa zvese kuVaJudha nekuVaGiriki nekukereke yaMwari;
Hinu mlolayi, mkoto kuvayomesa Vayawudi amala vandu vangali Vayawudi amala kwa msambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu.
33 seniwo ndinofadza vese pazvese, ndisingatsvaki rubatsiro rwangu, asi rwevazhinji, kuti vaponeswe.
Muvyai ngati nene, nilinga kuvaganisa voha kwa njila yoyoha, changali kulonda chiyonjokesu changu namwene nambu nikuvalondela chiyonjokesu vangi voha, muni vasanguliwayi.