< VaRoma 16 >
1 Ndinoreverera kwamuri hanzvadzi yedu Febhi, muranda wekereke iri paSeniseria.
Nikan'kabisi kwa muenga Fibi nd'omb'obhitu, ambajhe ndo mtumishi ghwa kanisa ambalyo lijhele kenkiera,
2 Ndinokukumbirai kuti mumugamuchire muna She sezvinofanira vatsvene uye mumubatsire pazvinhu zvose zvaangashayiwa, nokuti akabatsira zvikuru vanhu vazhinji, kusanganisira neniwo.
ili kwamba mwibhwesya kumpokela mu Bwana. Mubhombayi naha kwa e'khu kya thamani kya bhaumini, na mujhemayi pamonga ni muene mu lijambo lyolyoha lya ibetakujha ni uhitaji nalu. Ndabha muene ajhe mhudumu ghwa bhamehele, ni kwandabha jha nene ne muene.
3 Kwazisai Pirisira naAkwira, vanobata neni muna Kristu Jesu.
Mponesiajhi Priska ni Akila, bhabhibhomba mbombo pamonga ni nene mu Kristu Yesu,
4 Vakaisa upenyu hwavo panjodzi nokuda kwangu. Kwete ini ndoga asi kuti nekereke dzose dzavaHedheni dzinovatenda zvikuru.
ambabho kwa maisha gha nene bhaghahatarisi maisha gha bhene. Nibhombesya kwa bhene, na nenelepi tu, bali kabhele kwa makanisa ghoha gha mataifa.
5 Kwazisaiwo kereke inosangana mumba mavo. Kwazisai Epenetasi mudikani wangu, ndiye akava chibereko changu chokutanga muna Kristu munyika yeEzhia.
Liponesiajhi likanisa ambalyo lijhe kunyumba jha bhene. Mponesiajhi Epanieto mpendwa ghwangu, ambajhe ndo mzalibhwa ghwa kubhuandu bhwa Kristu ku Asia.
6 Kwazisai Maria, akakushandirai kwazvo.
Mponesiajhi Mariamu ambajhe abhombilli mbombo kwa bidii kwa ndabha jha muenga.
7 Kwazisai Adhironikasi naJuniasi, hama dzangu vakanga vari mutorongo pamwe chete neni. Vakakurumbira pakati pavapostori, uye vakanditangirawo kuva muna Kristu.
Muponesiajhi Androniko ni Yunia, jamaa bha nene ni bhafungwa pamonga ni nene. Ndo bha muhimu miongoni mwa bha mitume, ambabho kabhele bhalongolili kumanya Kristu kabla jha nene.
8 Kwazisai Amupiratasi, uyo wandinoda muna She.
Mponesiajhi Ampliato, mpendwa ghwa nene kwa Bwana.
9 Kwazisai Uribhanusi, anobata nesu muna Kristu, uye naSitakisi mudikani wangu.
Mponesiajhi Urbano, mbomba mahengu pamonga ni nene kwa Kristu, ni Stakisi mpendwa ghwangu.
10 Kwazisai Aperesi, akaedzwa uye akaonekwa akakwana muna Kristu. Kwazisai vemhuri yokwaAristobhurusi.
Mponesiajhi Apele, jhaajhedekelibhu kwa Kristu. Bhaponesiajhi bhoha ambabho bhajhele mu nyumba jha Aristobulo.
11 Kwazisai Herodhioni, hama yangu. Kwazisai vari mumhuri yokwaNakisasi vari muna She.
Niposiajhi Herodioni, ndongobhangu. Niposiajhi bhoha bhabhajhele mu nyumba jha Narkiso, ambabho bhajhele kwa Bwana.
12 Kwazisai Tirifena naTirifosa, vakadzi vanobata nesimba muna She. Kwazisai mudikani wangu wepamwoyo Perisisi, mumwe mukadzi anobata nesimba muna She.
Niponesiajhi Trifaina ni Trifosa, bhabhibhomba mbombo kwa bidii kwa Bwana.
13 Kwazisai Rufusi, akasanangurwa muna She uye namai vake, vakanga vari mai vanguwo.
Niponesiajhi Persisi mpendwa, ambajhe abhombili mahengu nesu kwa Bwana, Nikamponesya Rufo, jhaasalibhu kwa Bwana ni nyinamunu ni wanene.
14 Kwazisai Asingiritasi, naFeregoni, naHerimesi, naPatirobhasi, naHerimasi, uye nehama dzavanadzo.
Mponesiajhi Asinkrito, Flegon, Herme, Patroba, Herma, ni bhalongo bhangu bhoha bhabhajhele pamonga nabhu.
15 Kwazisai Firorogasi naJuria, naNerea nehanzvadzi yake naOrimbasi uye navatsvene vose vavanavo.
Niponesiajhi Filologo ni Yulia, Nerea ni ndongomunu, ni Olimpa, ni bhaumini bhoha pamonga nabhu.
16 Kwazisanai nokutsvodana kutsvene. Kereke dzose dzaKristu dzinokukwazisai.
Niponesiajhi khila mmonga kwa libusu takatifu. Makanisa ghoha mu Kristu ghakabhaponesya.
17 Ndinokukumbirai zvikuru, hama dzangu, kuti muchenjerere vaya vanopesanisa uye vanoisa zvigumbuso pamberi penyu vanopikisana nedzidziso yamakadzidza imi. Muve kure navo.
Henu nikabhasihi, bhalongobhangu, kutafakari panani pa abhu ambabho bhisababisya mgabhwanyiku ni fip'engamisi. Bhilota kinyume ni mafundisu ambagho nimalikwinanyisya. Musanukayi mubhokayi kwa bhene.
18 Nokuti vanhu vakadaro havasi kushumira Ishe wedu Kristu, asi dumbu ravo. Nokutaura kwakanaka uye nokubata kumeso, vanonyengera vanhu vane pfungwa dzisina uchenjeri.
Kwa ndabha bhanu kama abha bhakan'tumikila lepi Kristu Bwana, bali maleme gha bhene. Kwa malobhi gha bhene malaini ni pongezi sya udesi bhikofya mioyo gha bhadulili hatia.
19 Vanhu vakanzwa zvokuteerera kwenyu, naizvozvo ndine mufaro mukuru pamusoro penyu; asi ndinoda kuti muve vakachenjera pane zvakanaka, uye muve vasina chavanopomerwa pane zvakaipa.
Kwa mfano ghwa bhutii bhwa muenga mukamfikila khila mmonga. Henu nihobhuiki panani pa muenga, lakini nikabhalonda muenga mujhelayi ni busara mu hali jha bhwema, ni kubela kujha ni hatia palongolo pa ubhofu.
20 Mwari worugare achakurumidza kupwanya Satani pasi petsoka dzenyu. Nyasha dzaIshe wedu Jesu ngadzive nemi.
K'yara ghwa amani ibetalepi kukabhela kunjangamisya syetani pasi pa njanyu sya muenga. Neema jha Bwana Yesu Kristu ijhelayi pamonga ni muenga.
21 Timoti, anobata neni, anokukwazisai, sezvinoita Rusiasi naJasoni naSosipata, hama dzangu.
Timotheo, mbombambombo pamonga ni nene, ikabhaponesya, ni Lukio, Yasoni ni Sospeter, bhalongobhangu.
22 Ini Teritiasi, ndanyora tsamba iyi ndinokukwazisai muna She.
Nene, Tertio, jhanabhulembili bhwaraka obho, nikabhabhaponesya mu lihina lya Bwana.
23 Gayasi, uyo akandigamuchira ini nekereke yose iri kuno, anokukwazisai. Erastasi mubati wehomwe yemari yeguta nehama yedu Kwatosi vanokukwazisai.
Gayo jhaanitunzili ni kwa likanisa lyoha, likabhaponesya. Erasto, mtunza hazina ghwa mji, ikabhaponesya, pamonga ni Kwarto jhaajhe ndongo.
24 Nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu ngadzive nemi mose. Ameni.
(Zingatilayi: Mu nakala syabhukweli sya kubhuandu, n'sitari obho ujhelepi. Langayi Warumi 16: 20. “Neema jha Bwana Yesu Kristu itamayi namu mwebhoha, Amina”)
25 Zvino kuna iye anogona kukusimbisai nevhangeri rangu, uye nokuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakanga chakavanzika kwamakore namakore akapfuura, (aiōnios )
Henu kwa muene jhajhe ni bhuwesu kubhomba mujhemayi kul'engana ni injili ni mafundisu gha Yesu Kristu, kul'engana ni bhufunuo bhwa siri jhajhafighibhu kwa muda bhutali, (aiōnios )
26 asi zvino chakaratidzwa uye chikaziviswa kubudikidza nezvinyorwa zvavaprofita nokurayira kwaMwari anogara nokusingaperi, kuti ndudzi dzose dzigomuteerera uye dzimutende, (aiōnios )
lakini henu jhimali kufunulibhwa ni kubhombibhwa kumanyikana ni majhandiku gha bhunabii kul'engana ni amri jha K'yara ghwa milele, kwa bhutii bhwa imani miongoni mwa mataifa ghoha? (aiōnios )
27 kuna iye oga Mwari akachenjera ngakuve nokubwinya nokusingaperi kubudikidza naJesu Kristu. Ameni. (aiōn )
Kwa K'yara muene jhaajhe ni hekima kup'et'ela Yesu Kristu, kujhelayi ni bhutukufu milele jhioha. Amina (aiōn )