< Zvakazarurwa 7 >

1 Shure kwaizvozvi, ndakaona vatumwa vana vamire pamakona mana enyika, vakabata mhepo ina dzenyika kuti vadzivise mhepo ipi zvayo kuvhuvhuta panyika kana pamusoro pegungwa kana pamuti upi zvawo.
Ejo jejile jawa nindola Bhamalaika bhana bhemeleguyu ku nsonde ena eje chalo, nibhaganya emiyaga ena eja insi kwa managa koleleki ati gwasiga kubhao muyaga gunu oguyemba ku nsi, ingulu ya inyanja amwi kwiti Lyona lyona.
2 Ipapo ndakaona mumwe mutumwa achibva kumabvazuva, ane chisimbiso chaMwari mupenyu. Akadanidzira nenzwi guru kuvatumwa vana vakanga vapiwa simba rokuti vatadzire nyika negungwa akati:
Nindola Malaika oundi naja okusoka ebhutuluka esubha, unu aliga ane echibhoyelo echa Nyamuanga unu alamile. Nalila kwo bhulaka bhwa ingulu ku Bhamalaika bhana bhanu bhekilisibhwe okunyamula Insi na Inyanja:
3 “Musatadzira nyika kana gungwa kana miti kusvikira taisa chisimbiso pahuma dzavaranda vaMwari.”
“Mwasiga kunyamula Insi, Inyanja, amwi amati Kukingila anu chakateleko olunyamo ku bhusu bhwe mites ja abhakosi bha Nyamuanga weswe.”
4 Ipapo ndakanzwa kuwanda kwaavo vakanga vaiswa chisimbiso: zviuru zana namakumi mana nezvina, kubva kumarudzi ose avaIsraeri.
Ninungwa obhukumi bhwa bhaliya bhanu bhaliga bhateyweko olunyamo 144,000, bhanu bhateleyweko olunyamo okusoka ku bhuli luganda lwa bhanu bha Israel:
5 Kubva kurudzi rwaJudha, zviuru gumi nezviviri vakaiswa chisimbiso, kubva kurudzi rwaRubheni, zviuru gumi nezviviri, kubva kurudzi rwaGadhi, zviuru gumi nezviviri,
12,000 okusoka mu luganda lwa Yuda bhateleyweko olunyamo, 12,000 okusoka mu luganda lwa Leubheni, 12,000 okusoka mu luganda lwa Gadi.
6 kubva kurudzi rwaAsheri, zviuru gumi nezviviri, kubva kurudzi rwaNafutari, zviuru gumi nezviviri, kubva kurudzi rwaManase, zviuru gumi nezviviri,
12,000 okusoka mu luganda lwa Asheri, 12,000 okusoka mu luganda lwa Naftali, 12,000 okusoka mu luganda lwa Manase.
7 kubva kurudzi rwaSimeoni, zviuru gumi nezviviri, kubva kurudzi rwaRevhi, zviuru gumi nezviviri, kubva kurudzi rwaIsakari, zviuru gumi nezviviri,
12,000 okusoka mu luganda lwa Simoni, 12,000 okusoka mu luganda lwa Lawi, 12,000 okusoka mu luganda lwa Isakari,
8 kubva kurudzi rwaZebhuruni, zviuru gumi nezviviri, kubva kurudzi rwaJosefa zviuru gumi nezviviri, kubva kurudzi rwaBhenjamini zviuru gumi nezviviri.
12,000 okusoka mu luganda lwa Jabhuloni, 12,000 okusoka mu luganda lwa Yusufu, na 12,000 okusoka muluganda lwa Bhejamini bhateleyweko olunyamo.
9 Shure kwaizvozvi ndakatarira uye ndikaona ipapo pamberi pangu vazhinji zhinji vakanga vasingagoni kuverengwa, vaibva kundudzi dzose, nokumarudzi ose, navanhu vemitauro yose, vamire pamberi pechigaro choushe napamberi peGwayana. Vakanga vakapfeka nguo chena uye vakabata matavi emichindwe mumaoko avo.
Emisango ejo jejile jawa mbe nindola ati, chaliga chilio chise chinene chinu atakabhonekene munu unu akatulile okuchibhala- okusoka ku bhuli Eyanga, ku luganda, ku bhanya -luganda, na ku ndimi bhemeleguyu imbele ye chitebhe Cha Ingoma na imbele ya omwana wa Inama. Bhaliga bhafwaye jinkanju jimwela kobho na bhana amatabhi ga amakinda mu mabhoko gebhwe,
10 Uye vakadanidzira nenzwi guru vachiti: “Ruponeso ndorwaMwari wedu, anogara pachigaro choushe, uye ndorweGwayana.”
bhaliga nibhamubhilikila kwo bhulaka bhwa ingulu: “Omwelulo ni gwa Nyamuanga unu enyanjile ku chitebhe cha ingoma, na kwo Mwana wa inama!”
11 Vatumwa vose vakanga vamire vakakomberedza chigaro choushe uye vakakomberedza vakuru nezvisikwa zvipenyu zvina. Vakawira pasi nezviso zvavo pamberi pechigaro choushe vakanamata Mwari,
Bhamalaika bhona bhaliga bhemeleguyu bhasingiye echitebhe cha Ingoma na bhabhasingiye abhakaluka bhalya amwi na abho abhobhuanga bhana, nibhenama Kukinga ansi ku mayalu na nibhatayo obhusu bhwebhwe ingulu ya mayalu imbele ye chitebhe cha Ingoma no kumulamya Nyamuanga,
12 vachiti: “Ameni! Kurumbidzwa nokubwinya nouchenjeri nokuvonga nokukudzwa noushe nesimba ngazvive kuna Mwari wedu nokusingaperi-peri. Ameni!” (aiōn g165)
nibhwaika ati, “Amina! unu kakuyibhwa, likusho, obhwengeso, isime, echibhalo obhutulo na amanaga bhibhe ku Nyamuanga weswe kajanende na kajanende! Amina!” (aiōn g165)
13 Ipapo mumwe wavakuru akandibvunza akati, “Ava vakapfeka nguo chena, ndivanaaniko, uye vakabvepi?”
Okumala oumwi wa bhaliya abhakaluka nambusha ati, “Kabhanu nibhaga bhanu bhafwaye jinkanju jimwela, na kabhasokele aki?
14 Ndakapindura ndikati, “Ishe, imi munoziva.” Uye iye akati, “Ava ndivo vaya vakabuda mukutambudzika kukuru; vakasuka nguo dzavo vakadzichenesa muropa reGwayana.
Mbe nimubhwila nti, “Latabhugenyi mkulu, awe umenyele,” Mbe nambwila ati, bhanu ni bhaliya bhanu bhasokele mu kunyasibhwa kunene. Bhajifulile jinkanju jebhwe no kujikola jibhe jimwela kwa insagama yo mwana wa Inama.
15 Naizvozvo, “vari pamberi pechigaro chaMwari uye vanomushumira masikati nousiku mutemberi yake; uye iye anogara pachigaro choushe achatambanudza tende rake pamusoro pavo.
Kunsonga inu, bhali ku chitebhe cha Ingoma echa Nyamuanga, na abhakola mwenene mugeta na mumwisi mu Yekalu yaye. Omwene unu aliga enyanjile ku chitebhe cha Ingoma kajokubhanyalaganyisha liyema lyaye ingulu yebhwe.
16 Havachazoziyi nenzara zvakare; havachazonzwi nyota zvakare. Havachazopiswi nezuva, kana nokupisa kupi zvako.
Bhatalisubha kulumwa njala lindi, nolwo kwitwa bhwilo. Lisubha litalibhocha, nolwo ebhila lwo kwocha.
17 Nokuti Gwayana riri pakati pechigaro choushe richava mufudzi wavo; richavatungamirira kumatsime emvura mhenyu. Uye Mwari achapukuta misodzi yose pameso avo.”
Kulwo kubha omwana wa Inama unu ali agati-gati ye chitebhe cha Ingoma Kabhanu mulefi webhwe, na alibhatangasha ku mifeleji me bhisima bhya Mami go bhuanga, na Nyamuanga alibheya bhuli esiga mu meso gebhwe.”

< Zvakazarurwa 7 >