< Zvakazarurwa 19 >

1 Shure kwaizvozvi, ndakanzwa inzwi kudenga rakaita sokutinhira wavazhinji zhinji richiti: “Hareruya! Ruponeso nokubwinya nesimba ndezvaMwari wedu,
Gakapiteje genega, gumbilikene lilobhe lya mbuti lilobhe likulungwa lya lugwinjili lwa bhandu kunnungu lilinkuti, “Aleluya! Ntapulo na ukonjelo, na mashili ni ya a Nnungu bhetu!
2 nokuti kutonga kwake ndokwechokwadi uye kunoruramisira. Akatonga chifeve chikuru chakaodza nyika noupombwe hwacho. Akatsiva paari ropa ravaranda vake.”
Pabha ukumu yabho, ni ya kweli, na ya aki. Bhashikunng'ukumula lijajana nkulu, apuganyaga shilambolyo kwa labhalabha kwakwe. A Nnungu bhampanyangwile kwa ligongo lya kwaabhulaganga bhatumishi bhabho!”
3 Uyezve vakadanidzira vachiti: “Hareruya! Utsi hunobuda maari hunokwira nokusingaperi-peri.” (aiōn g165)
Kabhili nigubhashitenje, “Bhainiywe a Nnungu! Lyoi lya moto utiniya shene shilambosho, lilitutuma kwenda kunani piti piti!” (aiōn g165)
4 Vakuru makumi maviri navana nezvisikwa zvipenyu zvina vakawira pasi vakanamata Mwari, akanga agere pachigaro choushe. Uye vakadanidzira vachiti: “Ameni, Hareruya!”
Na bhanangulungwa makumi gabhili na nsheshe bhala, na iumbe nsheshe ikwete gumi ila, gubhaigwishiyenje pai, nikwaatindibhalila a Nnungu bhatemi pa shitengu sha ukulungwa bhalinkutinji, Amina! Aleluya!
5 Ipapo inzwi rakabva pachigaro choushe, richiti: “Rumbidzai Mwari wedu, imi varanda vake mose, imi munomutya, mose vaduku navakuru!”
Gulipilikanishe lilobhe kukopoka ku shitengu sha ukulungwa lilinkuti. “Mwainiyanje a Nnungu bhetu, mmanganya ashintumishi bhabho bhowe, mmowenji nkwaishimianga, mmashoko na mmakulungwanji.”
6 Ipapo ndakanzwa zvakanga zvichiita savazhinji zhinji, somumvumo wemvura zhinji uye senzwi guru rokutinhira kwemabhananʼana, richiti: “Hareruya! Nokuti Ishe Mwari wedu Wamasimba Ose anotonga.
Kabhili, gumbilikene njobhela ya mbuti njobhela ya lugwinjili lwa bhandunji, na mbuti ngungungu ja mashi ga magwinji, na mbuti nnindimilo gwa punda gwa nnjai, lilinkuti, “Aleluya! Pabha Bhakulungwa a Nnungu bhetu Bhakwete Mashili gowe bhanatagwala!
7 Ngatifarei uye tifarisise uye timurumbidze! Nokuti mutambo wokuwana weGwayana wasvika, uye mwenga waro azvigadzirira.
Tuangalale na angalila, twaakuye. Pabha lyubha lya ndoa jika Mwana Ngondolo liishe, na mwali nkulombwa ali tayali.
8 Akapiwa mucheka wakachena, wakanaka uye unopenya kuti aupfeke.” (Mucheka wakanaka ndiwo mabasa akarurama avatsvene.)
Ashipegwa nngubho ya kitani, ja takata janawe, imelemeta awalile!” Jene nngubho ja kitani ja takatajo, ni itendi ya mmbone ya bhandunji bha ukonjelo.
9 Ipapo mutumwa akati kwandiri, “Nyora uti: ‘Vakaropafadzwa avo vakakokwa kuchirariro chokuwana cheGwayana!’” Uye akatizve, “Aya mashoko echokwadi aMwari.”
Na malaika jula gwamalanjile, “Jandika gegano. Mbaya bhashemilwenje ku kalamu ja ndoa jika Mwana Ngondolo!” Kabhili nigwamalanjile, “Genego ni malobhe ga kweli ga a Nnungu.”
10 Pakarepo ndakawira patsoka dzake kuti ndimunamate. Asi iye akati kwandiri, “Rega kudaro! Ndiri muranda pamwe chete newe uye nehama dzako dzinobatirira pakupupura Jesu. Namata Mwari! Nokuti uchapupu hwaJesu ndiwo mweya wouprofita.”
Bhai, nne ngugwaga pa makongono gakwe, ngulipinga kuntindibhalila. Ikabheje jwalakwe gwamalanjile, “Unatende nneyo! Nne ntumishipe, malinga ugwe na bhaakulupalila ajako, tubhowe tunakong'ondela ga a Yeshu. Gwaatindibhalile a Nnungu. Pabha ukong'ondelo gwa a Yeshu, ni mbumu jwa ukulondola.”
11 Ndakaona denga razaruka uye ipapo pamberi pangu pakanga pane bhiza jena, mutasvi waro anonzi Akatendeka uye Chokwadi. Nokururamisira anotonga uye anorwa hondo.
Kungai, gunikubhwene kunnungu kuugwilwe, na kweneko ashinkupagwa palashi jumo jwanawe, na ankwelile jula lina lyakwe “Jwa Kulupalika” na “Jwa Kweli.” Jwenejo anaukumula na komana ngondo kwa aki.
12 Meso ake akaita somurazvo womoto, uye pamusoro wake pane korona zhinji. Ane zita rakanyorwa paari risingazivikanwi nomunhu asi naiye oga.
Na meyo gakwe mbuti lilamba lya moto, ashinkutabha ilemba yaigwinji muntwe. Ashinkujandikwa lina lyangalimanya mundu, ikabhe nnyenepe.
13 Akapfeka nguo dzakanyikwa muropa, uye zita rake ndiye Shoko raMwari.
Ashinkuwala lijoo lishubhikwe mminyai. Na jwenejo lina lyakwe, “Lilobhe lya a Nnungu.”
14 Hondo dzokudenga dzakanga dzichimutevera, akatasva bhiza jena uye akapfeka mucheka wakanaka, wakachena uye usina tsvina.
Makukute ga manjola ga kunnungu, gugankagwile bhali bhakwelilenje palashi bhanawe, na bhali bhawetenje nngubho ya kitani yanawe, ya takata.
15 Mumuromo make munobuda munondo unopinza waanouraya nawo ndudzi. “Achavatonga netsvimbo yesimbi.” Anotsika chisviniro chewaini yokutsamwa kwehasha dzaMwari Wamasimba Ose.
Upanga gwa tema ulikopoka nkang'wa jakwe, na kwa gwene upangago shaabhakombolanje bhandunji bha ilambo ina. Jwalakwe shatagwale kwa imbo ja shitale, na shaminye divai nshikelelo sha minyila shabhibhu ya nnjimwa jikulungwa ja Nnungu, Bhakwete Mashili gowe.
16 Panguo yake napachidya chake ane zita iri rakanyorwa: mambo wamadzimambo naishe wamadzishe
Nnijoo lyakwe, na nshiga shakwe, ashinkujandikwa lina, “A Mpalume bha Bhapalume, na Bhakulungwa bha Bhakulungwanji.”
17 Uye ndakaona mutumwa amire muzuva, akadanidzira nenzwi guru kushiri dzose dzinobhururuka muchadenga achiti, “Uyai, unganai pamwe chete pachirariro chaMwari,
Kungai, gunimmwene malaika jumo ajimi pa lyubha. Gwakweshiye lilobhe kwaabhalanjilanga ashiijuni bhowe bhaagulukanga kunani alinkuti, “Nnjiyangane! Nng'imane pamo ku kalamu jikulu ja a Nnungu,
18 kuti muzodya nyama yamadzimambo, yavakuru vehondo, yavarume vane simba, yamabhiza neyavatasvi vawo, nenyama yavanhu vose, vakasununguka nenhapwa, vaduku navakuru.”
nnjiyangane kunniyanganje nnyama ya bhapalume, na ya bhakulungwanji bha manjola, na ya bhandunji bhakwetenje mashili, na ya ashipalashi, na ya bhaakwelenga palashi bhabho, nnjiyangane kuniyanganje nnyama ya bhandunji bhowe, bhalinginji bhangwana na bhatumwa, bhashoko na bhakulungwanji.”
19 Ipapo ndakaona chikara namadzimambo enyika uye nehondo dzavo dzakaungana pamwe chete kuti dzindorwa nomutasvi akanga ari pabhiza uye nehondo yake.
Kabhili, gunimmweni nnyama jula, ali pamo na a mpalume bha shilambolyo, na ashimanjola bhabhonji bhaimenenje pamo, nkupinga bhakomane na jwene atemi pantundu palashi, na likukute lyakwe lya manjola.
20 Asi chikara chakabatwa, pamwe chete nomuprofita wenhema akanga aita zviratidzo pachinzvimbo chacho. Nezviratidzo izvi akanga atsausa avo vakanga vagamuchira mucherechedzo wechikara uye vanamata mufananidzo wacho. Vaviri ava vakakandwa mudziva romoto unopfuta nesafuri vari vapenyu. (Limnē Pyr g3041 g4442)
Ikabheje nnyama jula, gwatolilwe ubhanda pamo na nkulondola jwa unami, antendelaga ilapo. Kwa yene ilapoyo, ashikwaapuganyanga bhakwetenje lulembo luka nnyama bhala, na bhashitindibhalilenje shanamu shakwe. Jwene nnyamajo pamo nagwe nkulondola jwa unami jula, gubhaleshelwenje bhalinginji bhakotonji, nnitanda likolela moto gwa bhonga. (Limnē Pyr g3041 g4442)
21 Vakasara vavo vakaurayiwa nomunondo wakabuda mumuromo wouyo akanga akatasva bhiza, uye shiri dzose dzakagutswa nenyama yavo.
Makukute gaigele ga manjola, gugabhulegwenje na upanga gwakoposhelaga nkang'wa jika jwene akwelile palashi jula. Ashiijuni bhowe bhakujukutangaga nnyama yabhonji.

< Zvakazarurwa 19 >