< Zvakazarurwa 18 >
1 Shure kwaizvozvi ndakaona mumwe mutumwa achiburuka kubva kudenga. Akanga ane simba guru, uye nyika yakavhenekerwa nokubwinya kwake.
Sa timumu ti gino me ta aka, madusa ma iri bibe bi kadura ka Asere bazi inu tuzo ahira Asere, ma zi injkara nidan, a unee wadusauwuza uni nonzo ni meme.
2 Akadanidzira nenzwi guru achiti: “Rawa! Rawa Bhabhironi Guta Guru! Rava musha wamadhimoni nougaro hwemweya yose yakaipa, ugaro hweshiri dzose dzine tsvina nedzinonyangadza.
Matiti ini gmirang ni gwardang inu guna, '' Ubabila wa rizo unu dang ma rizo! wa cukuno a hira a ti cukum ta gbergene nan a hira a ticukum ti ti mumum ti bee iburu nan ti hira ti cukum u ti mum ti madini a nyimo.
3 Nokuti ndudzi dzose dzakanwa waini inopengesa youpombwe hwaro. Madzimambo enyika akaita upombwe naro, uye vashambadziri venyika vakapfuma kubva pazvinofadza zvaro zvizhinji.”
Ine ini anu tame utize ta Asere wa sii gmei mu wongu agomo Une wa dusa utarsa a hana a eh wan andesa wazi imumitari tunee wa cukuno wakem nikara nukunna urunta uwe”.
4 Ipapo ndakanzwa rimwe inzwi kudenga richiti: “Budai mariri, vanhu vangu, kuti murege kugovana naro muzvivi zvaro, kuti murege kugamuchira matambudziko aro api zvawo;
Idusa ikunna nigmirang a hira Asere ini guna” Suro ni a nyimo anu ani, barki kati kati wa wuzi timumum timadini kasi tuweme. Barki kati imum iburi imeme ihuzi shi”.
5 nokuti zvivi zvaro zvaita murwi unosvika kudenga, uye Mwari arangarira mhosva dzaro.
Madini ma meme ma orno ma wuzi ma biki azeser, ugomo Asere maribe itimumum ti zenzeng tumeme.
6 Ritsivei semabasa arakaita; ritsivei kaviri pane zvarakaita. Murivhenganisire migove miviri mumukombe waro.
Wuza ni me kasi uwuza umesa ma wuzi we ni, kurzi meni kasi kani kare ini mum besa ma wuzi anyimo nyara me sa ma wotirko, nan ni'e wazi wa ree.
7 Rirwadzisei zvikuru uye murichemedze sokuzvipa mbiri nomufaro kwarakaita. Rinozvikudza mumwoyo maro richiti, ‘Ndigere samambokadzi; handisi chirikadzi, uye handingatongochemi.’
kasi me sa ma wuzi ninonzo nini ce nume ma wuzi anice nimeme ti mumum turonta yomkoni me ma kunna pazaza nan na puru abitanime, barki ma gu iriba ime me, maciki unee wa gomo, me be unu dara uroma mani ba, idaki iwuzi ne unu ba.
8 Naizvozvo, nezuva rimwe chete matambudziko ake achamukunda anoti: rufu, kuchema, nenzara. Achaparadzwa nomoto, nokuti Ishe Mwari anomutonga mukuru.
Barki anime ani uwuye uidin nirere numeme nidi kuri ani ce nimeme, iwuni ticukum tini unu nan ikomo, ura udi punzi me vat, meh mani madi nya me nirer.
9 “Madzimambo enyika, akaita upombwe naro uye akagovana naro pamufaro waro achati achiona utsi hwokutsva kwaro, achachema uye achaungudza pamusoro paro.
Agomo unee sa wa tarsi anee wa duss wa corno me, ni goh me nan me wadi wuzi ti hunu barki ure una uroni ume.
10 Vachitya kurwadziwa kwaro, vachamira kure vagochema vachiti: “‘Nhamo! Nhamo, iwe guta guru, Iwe Bhabhironi, guta resimba! Kuparara kwako kwasvika muawa imwe chete!’
Wadi tonno piit barki wa kunna biyau, barki uzito umeme wa zi innu gusa “huu wuno a huwuno nipin nidang dang Ubabila, nipin nini kara! barki a nyimo uganiya uinde uweki utize wa, e.
11 “Vashambadziri venyika vachachema uye vachaungudza pamusoro paro nokuti hakuna munhu achatenga nhumbi dzavozve,
Anu wa inde- inde ukasuwa unee wadi wuzi a so nan ti boro tibiti barki me, madiri ana tijamani tu cira umeme.
12 nhumbi dzegoridhe, sirivha, mabwe anokosha namaparera; micheka yakanaka, yepepuru, sirika nemicheka mitsvuku; mhando dzose dzemiti inonhuhwira nezvinhu zvemhando dzose zvakagadzirwa nenyanga dzenzou, namatanda ano mutengo unokosha, ndarira, simbi namabwe akaurungana;
Tirunga ta zumo a wal wal nan a zumo a bit apo, ani nonzo arere, nan nu malti ulub lubu ti runga ti vu udibi ujooko ani tira niriri nan nu titi uriri, atirunga ta shiba utiti ukifi nan a zumo a bit awa zumo a bit, apo ariri.
13 nhumbi dzesinamoni nezvinonhuhwira, mura nezvizoro zvinonhuhwira, waini namafuta omuorivhi, upfu hwakatsetseka negorosi; mombe namakwai; mabhiza nengoro; nemiviri nemweya yavanhu.
Ti mumum sa ya inko iriba tirunga titi tuni ukii, ubuguro, ukitiri, ucita, uture, ura atimum sa adisi a kunna gbanggbang, Ina, itam, ibarka makekey nani timumum ta pum aru.
14 “Vachati, ‘Muchero wawaipanga wabviswa kwauri. Upfumi hwako hwose nezvinobwinya zvako zvose zvapera, hazvichazowanikwizve.’
Imum sa wa inko iriba inni kara niwe me ya aki ahira awe m, vat ukunna urunta uweme wadusa u aki, adaki akem ba.
15 Vashambadziri vakatengesa zvinhu izvi uye vakawana pfuma yavo kwariri vachamira kure, vachityiswa nokurwadziwa kwaro. Vachachema uye vachaungudza
Ana dangdang ukasuwa ana tirunga ti gino me, wa wu me ukem uwatu umeme, wadi tonno piit aburko wakunna biyau barki timumum ti puru aso nannu hunu apuru abit.
16 uye vachadanidzira vachiti: “‘Nhamo! Nhamo, iwe guta guru, wakapfeka mucheka wakanaka, nowepepuru, nomutsvuku, uye unotaima negoridhe, namatombo anokosha namaparera!
wadi gu Ija-Ija nipin ni dangdang sa ni ziza tirunga ti lubu-lubu me nan tirunga tivu, udibi ujooko, sa ma soki uni mawo na ure, wa zumo a wal wal, apo ani nonzo uree uhira!
17 Muawa imwe chete upfumi hwakakura kudai hwaparara!’ “Vafambisi vose vezvikepe mugungwa, navose vanofamba nezvikepe, vashandi vomuzvikepe navose vanorarama nezvinobva mugungwa, vachamira kure.
A nyimo uganiya u inde vat utamani ugino wa corno me, timumum tu hungo ujirgi ugmei me nannu me sa wa raani a nyimo, anu hungo nan na nu sa wa kinsi ti mum ti cukum mqng a hira agmei me ta dusa ti tonno a ma piit.
18 Pavachaona utsi hwokutsva kwaro, vachati, ‘Pakambova neguta rakaita seguta guru iri here?’
Waasi uganiya sa wa iri nucungo mu runa umeme, wadusa wa gu, niya nipin nini na wuna rep nan nipin ni gino me.
19 Vachakanda guruva pamisoro yavo, uye nokuchema nokuungudza vachadanidzira vachiti: “‘Nhamo! Nhamo, iro guta guru, vose vaiva nezvikepe pagungwa vakapfuma noupfumi hwaro! Muawa imwe chete, raparara!
Wa dusa wa inti ususuru wa titti a ce a we me, wa dusa wa tun guno aso innikara, nannu hunu atipuru ti bit, “hu wono a hu wono nipin nidangdang sa anu zirgi ugmei sa wa hu ukem a hira utamani ume me, a nyimo uganiya u inde a hu uni vat.
20 Farai pamusoro paro, imi denga! Farai, vatsvene navapostori navaprofita! Mwari aritonga nokuda kwamabatiro arakakuitai.’”
Anu urusa Asere wa zinni ti buru tirem si adibi sa ya eh ace a shi me, anu kurzizo ukadura nan ana kadura barki Asere a garza si imum sa a wuzi si”
21 Ipapo mutumwa ane simba akasimudza dombo rakaenzana neguyo guru akarikanda mugungwa, akati: “Nechisimba chakadai guta guru reBhabhironi richakandwa pasi, risingazombowanikwazve.
Ure unu ugbokum ukadura kasere ma ziki nipo na zii kaniya unonzo, ma vigi a nyimo aniwin me ma gu,” u watu una Ubabila ani pin ni dangdang, adi vingi me ini kara adi zii adaki a ira me ba
22 Kuimba kwavaridzi vorudimbwa navaimbi, navaridzi venyere navaridzi vehwamanda, hakuchazonzwikwazve mauri. Hakuna munhu webasa ripi zvaro achazowanikwazve mauri. Inzwi reguyo harichazonzwikwizve mauri.
. A nyara anu tira iroma anu u hurse ishruwa anu hurse algaitaa ada kuria kunna a nyimo a me ba, uye mara ni ba nani ure uzina nanni tire timum a nyimo, a daki a kunna ti nanzo a hira me ba.
23 Chiedza chomwenje hachichazovhenekerizve mauri. Inzwi rechikomba neromwenga hazvichazonzwikwazve mauri. Vashambadziri vako vakanga vari vakuru venyika. Nouroyi hwako ndudzi dzose dzakatsauswa.
Ma saa mu fitila ada a ira mani ba a nyimo a me ba, a gmirang una anya a so nanni unee uso a nyimo ba barki anu kem we wani a hana ati gomo unee, a hira u wuza u tirunga ti ma kiri ti we me wa ranga anabu.
24 Mariri makawanikwa ropa ravaprofita neravatsvene, neravose vakaurayiwa panyika.”
“A nyimo a me ani akem maye ma na kadura ka Asere ande sa wa nya mu ruba mu w, a maye ma naa ge sa a huzi Unee”